Grade 2 eish thank you for this confession my son is addicted to mine craft ne roblux car racing chii chii I had to delete and block some games and now i have to delete zvimwe and pray for him ummmmm
Who really said don't comment on confessios tete? Zvakabvumiranwa naani because isu vamwe wedare we were never consulted. Pakavhotewa here? Tete chanel ndeyenyu, if you chose to close it today hapana anoti nyoo kutaura. So please comment as always because that makes you YOU and exciting and different from others.
Grade 2 eish thank you for this confession my son is addicted to mine craft ne roblux car racing chii chii I had to delete and block some games and now i have to delete zvimwe and pray for him ummmmm
Tete this is your channel ,musatyiswe ne munhu ..We fear the Almighty only .The most High is in Control ❤
Please dont listen to those who say musa commenter. I enjoyed your comments too. That is how you engage with your audiennce
@@georginahmunyarari8342 so true my sister
Ndotosvotwa mukaenda musina ku commenter. Handihwi mushe.
Please continue to COMMENT! Toda zvinhu isu 😅
@ Munoda kuhwa 😆😆😆😆I haven’t been ok something happened and am not ok
Thank yu 😂😂😂😂 mavideos enyu atosadza rangu am alwaz here kkkk
Last confession haaaa wazviona hutsinye wakaipa wakagonekwa wakanga wayadzirwei anyway Mwari vanoregerera namatai
Musa vhundutsirwa you must coment as well and give your opinion
How are you tete?Thank you so much.
Enda unoreurura chero ukasungwa azvina basa
Pakaipa
Mwana musatanist uyo endai ku PHD ministries, I've seen macases akadai zvichipera ,book munoona Prophet ku Guest house
Which prophet nhai,is magaya a prophet?
😂😂😂😂😂@@leahgushu
@@leahgushuwanted to ask the same...Magaya mbavha here iya with fake miracles anobhadhara vanhu kti vatestifiye nhema
@@berthelchinengundu7223all prophets inhema vazhinji vakatotakura zvinorema better normal churches
Ummm munyika umu makaoma
Mmmmmm this is scary
Apa this couple was only trying to help. These friends veduwee.
I wonder pamunoita these things kune munhu anokubatsira unenge uchiti zvichaguma nepi
These days hakuna shamwari , handina shamwari.
Magaya nhai imi ,, is God
Tete musaudzwe zvekuitapachannel yenyu block vanhu vanoda kukura musoro
@rufaromutiwekuziwa3345 🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️let m do so my sister
Who really said don't comment on confessios tete?
Zvakabvumiranwa naani because isu vamwe wedare we were never consulted. Pakavhotewa here?
Tete chanel ndeyenyu, if you chose to close it today hapana anoti nyoo kutaura. So please comment as always because that makes you YOU and exciting and different from others.
@@lizbertify hapana kuvhotewa Kungo bhuliwa hako😪
@@DarksecretsConfessionskkkkkk ngaatipewo number ndoda kuitira back to sender kunana sis vangu vatyookewo makumbo vandinetsa nevana vangu
Very bad