Totenda mbuya chivanhu chiripo.Mudzimu uripo that why we keep on using ma surname ne mutupo yedu inova mazita evashakabvu.Kana uchiti hauna mudzimu sei uine mutupo uyezve surname yako ndeyemunhu akafa kare.Gogo keep up good work.
Hello dreawmas media ini ndinemubvunzo kuti sei vanhu vanoita zvechivanhu vasina chavanocho asi ivo vachigona kugadzirira vamwe vachita mari vachivarombesa
Yoooo mbuya ava takagara navo ndichiri mwana mudiki vanonzi mai sekai vaiva madzimai aiporofita chaizvo...such life vazhinji vari kumasowe vasingazive calling yako kuti iri papi
any magic that forces someone against his will, its evil. kana murume abuda mumba nekuti haachada then kumudzosa watova mushonga wakaipa iwowo. asi kana murume akabuda mumba nekuti akaroiwa or kudyiswa, ukashandisa mushonga unomudzikinura, anogona hake kudzoka mumba make nekuti ndozvaada kwete kuti mushonga wamuitira sarudzo. inga wani Mwari chaivo vakatisika tine simba rekuzvisarudzira zvatoda whether good or bad, Mwari haatishandisire simba rake kutadzisa kusarudza.. be careful
I agree with you. Some pple are busy inventing science and technology. Whilst some are busy looking for love portions. "Let no one say when he is tempted, I am tempted from God; for God is incapable of being tempted by [what is] evil and He Himself tempts no one. But every person is tempted when he is drawn away, enticed and baited by his own evil desire (lust, passions). Then the evil desire, when it has conceived, gives birth to sin, and sin, when it is fully matured, brings forth death. Do not be misled, my beloved brethren. James 1:13-16". Imagine if someone chose a bad partner due to lust and and wrong choice. Then there is no need to trouble the poor soul with casting spells on them. The solution is to change your choice, renewing your mind, being born again. And finally retrieving stolen goods? For heavens sake, retrieve missing children 1st. And if the thief dies without returning your goods. Then how many pple are you willing to kill?
@@africa5722 Comprehension is a skill. The problem with misguided religious zealolism is committing to commentary on matters beyond their intellectual powress. Simply put ,figure it yourself what I meant mwana wa Jesu.
@@ronniemasamba4801 i think you mean well but i also think you need to learn civil discourse, and being precise with your speech, using deep language doesnt make the conversation any good, maybe speak in simpler terms and not leave people to guess and figure things out. its poor communication
well done Drewmas family. . . ko mukoma Andrew mungati sanganisawo here nechikwata che to Wrist brothers vokurova Getu. I believe they are still alive out there
varikuda number dza gogo mirai nditaure nawo she was munyayi at a previous family marriage ceremony she is a very pleasant person, she didnt even told us about zvekubatsira vakangobata basa sebasa se munyayi
Ana tinha ana mazivazvose plis regai vanoda zven'anga vaite havo imi moda zve church itaiwo izvezvo haikona kupikisa zvinodawo vamwe ndoreva imi makuita mabhaibheri verse plis
Taura hako wamwe wacho ndowasingabvi kun'anga nekuwaporofita, hanzi hupenyu hawugarirwe pasi.
Totenda mbuya chivanhu chiripo.Mudzimu uripo that why we keep on using ma surname ne mutupo yedu inova mazita evashakabvu.Kana uchiti hauna mudzimu sei uine mutupo uyezve surname yako ndeyemunhu akafa kare.Gogo keep up good work.
Gogo Huñgwe explains zvinonzwisisika thumbs up
Thanks Andrew and your team you are the best and gogo thanks so much we are learning.
Love you Chihera Oppah. Happy to hear your voice. Ndanga ndatoo connected zvekuti ndikakushaya handinzwi mushe. May the almighty God increase you
Andrew chii chirikuseri kwa gogo?
Ava ummmmm vakadyira vanhu mari gogo ava
Hello dreawmas media ini ndinemubvunzo kuti sei vanhu vanoita zvechivanhu vasina chavanocho asi ivo vachigona kugadzirira vamwe vachita mari vachivarombesa
Mudara Andrew Neshamba keep up good work sango dzako mudara!!!
😂 shumba ine mashades lol.. the new lady did a great job, yes let us all learn each other languages and dialects. Big up Drew
Yoooo mbuya ava takagara navo ndichiri mwana mudiki vanonzi mai sekai vaiva madzimai aiporofita chaizvo...such life vazhinji vari kumasowe vasingazive calling yako kuti iri papi
Keep up the Good work
Gogo Hungwe bvane bright smile; mwari abakomborere.
Gogo Hungwe ndomutupo wamumy vangu
inga Gogo ava vanobetsera zvakawanda fani. pambavha ndokutodzigona, kupomba netube lol.
Ava gogo ndavanzwisisa thank you sekuru Neshamba. Tichabatana pandinosvika kuHre tiende kwagogo ava
Gogo ndavafarira vari very clear.
Pamenepo chabwino , ndazamawo kutaura chewa asi mbavha muchapinda busy nema tubes ayo arimumba 🤠🤠🤠🤠🤠🤠👐
Rovai basa varidzi vebasa tinotenda nebasa ramunoita 🙏🙏🙏👌👌👌👌
For the 99th time ndokumbirawo kubvunza kuti song iyo yakaimbwa nani 😭😭😭😭
Drums munondigonera kunyanya pamibvundzo APA makanyanya munobvundzazvese kutimiririra keep it up
Taurai henyu vanobvunza zvese Kani uye vanozvipa nguva kwete zvekunz nguva hatina apa chatanzwa panenge pasina.Thank u
Drewmas Media muri kutipa news dzine mutsindo 👏👏👏
Kkkkkkkkkkk ndaseka hangu ini ndobva kumalawi hakuna chinyanja chakadero musâdaro gogo imi kkkkkkk
Haaa gogo vanobatsira zvokuti ava i can see it
Drewmas keep it up
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva❤
Hungwe 🦅🦅
Taking you to another level..
Hello team Drewmas, watching from Rusape
Gogo muno enlager futi 🙌
Gogo hungwe ndimbuya vangu ava
Tipeiwo number yacho
Ndokumbirawo number dear please ndokubhadhara hangu
Take u to another level
Gogo vane smile
Hesi mukoma Andrew, ndokumbirawo ku bvunza kuti ka song kaka imbwa nani
Levels and levels Drewmas Media number 1💞💞💞💞
Ini kana ndaenda musandidzose kana ndaenda kureva kuti handichada
😃😃😃😃😃
Hehehehe
🤣🤣🤣
Watching Gaborone
Ava vanosekerera
Ko Gogo vanobatsira hre vari kuSouth
Chakanaka Linda unofanirwa kuenda votanga vapinda mudare zve pafoni Kutanga hazvinyatsoita
Taking you to another level 💯
Kovarikunze kwenyika mobatsira sei
any magic that forces someone against his will, its evil. kana murume abuda mumba nekuti haachada then kumudzosa watova mushonga wakaipa iwowo. asi kana murume akabuda mumba nekuti akaroiwa or kudyiswa, ukashandisa mushonga unomudzikinura, anogona hake kudzoka mumba make nekuti ndozvaada kwete kuti mushonga wamuitira sarudzo. inga wani Mwari chaivo vakatisika tine simba rekuzvisarudzira zvatoda whether good or bad, Mwari haatishandisire simba rake kutadzisa kusarudza.. be careful
I agree with you. Some pple are busy inventing science and technology. Whilst some are busy looking for love portions.
"Let no one say when he is tempted, I am tempted from God; for God is incapable of being tempted by [what is] evil and He Himself tempts no one.
But every person is tempted when he is drawn away, enticed and baited by his own evil desire (lust, passions).
Then the evil desire, when it has conceived, gives birth to sin, and sin, when it is fully matured, brings forth death.
Do not be misled, my beloved brethren.
James 1:13-16".
Imagine if someone chose a bad partner due to lust and and wrong choice. Then there is no need to trouble the poor soul with casting spells on them. The solution is to change your choice, renewing your mind, being born again.
And finally retrieving stolen goods?
For heavens sake, retrieve missing children 1st.
And if the thief dies without returning your goods. Then how many pple are you willing to kill?
Does this applies to annoiting water ,bracelets and stickers imported from West Africa? I am just using your logic against you 🤣😂😂😂😂
@@ronniemasamba4801 i dont understand your point? what do annointing water, bracelets and stickers do? i have no clue because i dont use them
@@africa5722 Comprehension is a skill. The problem with misguided religious zealolism is committing to commentary on matters beyond their intellectual powress.
Simply put ,figure it yourself what I meant mwana wa Jesu.
@@ronniemasamba4801 i think you mean well but i also think you need to learn civil discourse, and being precise with your speech, using deep language doesnt make the conversation any good, maybe speak in simpler terms and not leave people to guess and figure things out. its poor communication
Saka ana hungwe ndeve Malawi nhy
Ndaifunga kuti n'anga dzese dzinorombesa kkkkkkkkkkkkkkk drewmas media taking us to another level
Team ya Zanu inema Tumbu. Just saying.. hezvo. Anywhere nditange hangu side Hustle yema tube!
Ko chihera muri kuvavigirei nhai mukoma Andrew
Vanowanikwa kuchitungwiza papi chaipo
Good byee
Drewmas tibvunzireiwo kuti zvemishonga izvi hasiripo hre panozobva kusva kwedzimba or kuromba pakuda kuzvidzivirira apa hapabve zvakawanda hre
well done Drewmas family. . . ko mukoma Andrew mungati sanganisawo here nechikwata che to Wrist brothers vokurova Getu. I believe they are still alive out there
Sanitizer us with another level.Drewmas munotionesa zvakakosha mulife
Saka some of these called prophets isangoma dzega dzega .
kkk zvichiriko here izvi
asi chihera ane zygote kani akumbonozorora kudai
Kkkk hot recharge
Chabwino matokoza kwambiri ambuye.koma tikufunzaso kuti tiyita bwanji mwamuna hosapasa akazi ndarama
Kana tazouya muripo muitewo mushoma pliz
Yes Neshamba
Mmmmm she is good speaking shona chichewa chavo izero chaiyo kkkkkkk
True she's more shona
Tinotenda Mukoma Neshamba pamberi nabasa tirikudzidza
What is gogo's name?
Zikomo,Makora Achimwene Neshamba
Hot recharge kkkkk
Chihera🤗
Andrew gogo ndoda kuvaona nenyaya yemasari.
Vanorapa jeko here
Thnx Andrew
Zvemagwenzi hazvizoiti moto here uuum
Drewmas media,,thanks mkoma Andrew Neshamba
Andrew bvunza gogo kuti manjuzu anotengwa here
Kkkkkkk urikumada here manjuzu hama
Kkkkk njuzu chipo chehushavi chinopihwa nemudzimu.. Dhabi chipo kana usina kupihwa nemudzimu havhichitengwi. Kana usina hauna. Kana usina chipo chekuimba haungaite muimbi kkkkk
Hello Andrew Neshamba
Ndeipi Tamary
ko kurapa vanopenga mustreet munobatsira here? mahara zvawo kudzosa life yavo?
Neshamba udza gogo vadzose varume chete vakadzi ngavasiyanenavo nekuti kana apanduka hazvipere mushe
Hie drewmas
hanzi Rozi ani?? pane ananatsonzwa
Thank you so much. Am kindly asking for Gogo Hungwe's number
Shumba vanobhadharisa number nekuti vanenge vachitirawo fuel yavo
Marii #
@@memoryncube8391 Tibatei 0714903747
masari ndochii anoonekwa sei
Hello drewmas
That dress
Kana musikarombesi saka bizness remunhu munorifayisasei
Abwino abwino 🤣
Hie drewmars media
👌🏽👌🏽Tinotenda chose mukoma Andrew tiri kudzidza ramba wakadaro necrew yese
th-cam.com/video/Pm01RnojKNQ/w-d-xo.html
Where is Chihera
Hi Team Drewmas
th-cam.com/video/Pm01RnojKNQ/w-d-xo.html
Broken chews🤣🤣🤣🤣
Zvekuzvimbisa mbabva matumbu kune vachirikuzvogona here
varikuda number dza gogo mirai nditaure nawo she was munyayi at a previous family marriage ceremony she is a very pleasant person, she didnt even told us about zvekubatsira vakangobata basa sebasa se munyayi
Hie makazowana here
hie makazowana number here
Gogo pamberi nemi
Yes
Gogo dzosai varume chete vakadzi siyayi takadaroo
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk hayas aei musingade
@Morelife Entertainment KKkKkkkkkk
,🤣🤣🤣🤣🤣taura hako kudzoserwa kumunhu anorova ipapo kwete
@Morelife Entertainment unenge wakada munhu but kwete kuitwa Ngoma paadira achikurova ipapo ndowandira kumba kwedu handidzoke.kkkk
Vanonzi gogo ani
Gogo vanosimbisa musana neku enlarge here
Kkkkk musana waneta hr
Yakulani Gogo
What can we call manjuzu in English
Mermaids
Guys apo makadiiko naro bsa avo vanotaura kwavasina kuswera tiri kuvaona mumapositiri ngavatiise tidzidziswe chivanhu takabva kuvanhu
Kwazuvai vapakuri venhawu dzirikupisa
Number dzagogo hungwe
Irwo rudo rwekumanikdza rwakonzeresa ndufu mudzimba umo vanhu bvumai kurambana or kurambwa...ko vadii vabatsira zvimwe zvinemusoro
Let me ask, do you understand about bad spirits, these things are there
Masare evarume anenge aripai
Ku backside 🤣🤣🤣nemudumbu
Asi Drewmas media makuita nepotism here nekuti company irikungotora vemhuri imwechete
Kkkk
Mukoma andrew ndipeiwo number dzambuya....
Kwamutare kumanika bhuriji kurikubvira moto wemashipiti svikaiko pliz Pliz pliz Pliz pliz Pliz pliz Pliz
Ko vanotamba mabhiza vaye vangaregera sei . Njugaa
Kkkkkkkk
Ndazosekwa
Ko bulawayo hakunawo here vanobatsira