Gogo seni handina kutorwa nenjuzu asi ndakanwa mvura yepane njuzu so from there ndaingorota ndichitorwa almost every time kurota ndichingowira mumvura ndatova nemakore asi kwese kwandoenda ndongonzi une njuzu iri pauri zvakabatana nemweya mutsvene so mubvunzo wangu zvinofambidzana here njuzu nemweya kutsvene
Who said Jesus was poor. He was an artisans. So was his father. Being a carpenter those days was even paying more than today . Also he used go around with money. Remember Judas was a treasurer . Of what? Money. It means his money was too much he needed a secretary
She is beautiful this sangoma 💯
Ndipapo Gogo..ngochani kushandiswa remember kuti vanhu vatokushandisa chero uri mudumbu chaimo unotozozvarwa uringochani zvoita sekunge akazvarwa akadaro..mweya yakaipa yakangwarisa..BIGUP team for this informative episode..
Love you guys good job😍😍😍😍😍😍
Drewmas taking us to another level keep it up guys
Drewmas media take us to another level thank you
Black is beauty sangoma vakanaka
Gogo awo vanotsvaga mariii awa
Drewmas media thank you keep it up
Thank you chihera naShumba ,vanoziva zvavanoita gogo ava
Maziso avo chete 👀so sharp.
Ehe vakachenjera havo 😂
Ndeenjuzu kkk. Handiti vane jira renjuzu reblue iro
@@tova4700 😁😁😜
Chihera mafunga kusunga Shumba 😆 I like all your questions are just our burning questions everytime. Thank you...
Mukadzi anogona kutsanangura uyu
Beautiful 😍 gogo
Tinotenda drewmas media good job, asi isai number dzevanobatsira kuti zvitirerukire nokuti kuzokufonerai futi chain yacho inengeyarebesa
Kkkk chihera shona yaramba kubuda hr vari kungoti ehe zvava zvechikuru but ndakarwadziwa neshamba uchiti chihera vari kuda kuenda cz neshamba ukanga uyina chihera munorova basa zvinondinakidza kubva pama Voice enyu zvinenge zvichienderana
You are on another level
Ndafarira zvirikutaurwa nagogo varikujekesa nyaya yavo
Shumba na chihera gd combination program inonakidza zvechokwadi.
Ndasvuwa oppah # chihera
Thanks Gogo 🥰
This woman is very true and honesty..... She knows beta than everyone else a see hr so far
I like your shirt mkoma Andrew. Hello Chihelele ❤
its kusunga kuti sungi for me aaaa Chihera futika
Gogo seni handina kutorwa nenjuzu asi ndakanwa mvura yepane njuzu so from there ndaingorota ndichitorwa almost every time kurota ndichingowira mumvura ndatova nemakore asi kwese kwandoenda ndongonzi une njuzu iri pauri zvakabatana nemweya mutsvene so mubvunzo wangu zvinofambidzana here njuzu nemweya kutsvene
Thank you so much Drewmas media..gogo vanoziva zvavanoita ava
Nhasi first pano
Gogo vakanaka ava...uuummm
Munodzifambira hnyu .Nhasi rarimwe zuva
Drewmas media 👌
Mbuya vanonzi Mai waddy veku dzivaresekwa ext😂😂😂😂😂😂
Ndiowwo # dzavo
Uhmmmm hameno... Ini zii zvangu🤐🤐🤐😎
This is onother level
gogo vakanaka ava
Chihera,unobvunza wena,ngazviende mberi
mari yenyu vaneShamba yekutisanganisa nevanhu ava yakawandisa mani yeh tinotovada vnhu ivava asi mari dzamunoticharger dzakawandisa
Vanocharger marii ???
Yaa ndinowirirana nagogo pakuti chinotanga idzinza kozouya mweya mutsvene nekuti chero Bible chairo chakatanga kutaurwa idzinza raJeso maberekerwo ake Baba vake namai vake uye nevabereki vavowo
Hanzi naChihera ko kusunga munosunga here
Ndiani akatendera svikiro kutaura pachivhitivhiti iiiiiii hakuna zvakadaro
Neshamba kumberi drewmas media yakumberi
Mbuya ava is philosopher big time
Koo cy uchiti ukaenda kunopiwa kamuti kozoshanduka kuita nyoka zvine conection nenyoka hr
Njuzu hadzirambwe asi manjuzu unoramba
Amai vanogona kurondedzera. Ava plz vanogarepi plz anovaziva
Munhu achida kukubatai munowanikepi plz reply
Who said Jesus was poor. He was an artisans. So was his father. Being a carpenter those days was even paying more than today . Also he used go around with money. Remember Judas was a treasurer . Of what? Money. It means his money was too much he needed a secretary
Ko hembe yeRed nejira redare bhoo here
Taurai henyu
Are you from mhondoro. Vaera moyo
Vane murume here gogo
Tese pano tinofarira Chihera, asi Andrew uripamberi. Haudi hako kudeclare interest yako asi smile yako inosvika kunzeve kana uinachihera. Usazochema mangwana vamushaya.
Taura hko pano panonakidza chihera bhoo kuxul siyana nazvo
Taura hakoo ndaitii maybe ndini ndegaaa ndosvionaa
munounza vanorombesa, pedzezvo mounzazve vanobvisa zvikwambo, saka muri kumboti kudiii chaizvo nhai Drewmas crew, kana mati tirombe regai tirombe modireizve kuti tizive vanobvisa??
Ayizve 🙄
Kwaziwai Chihera nabro Andrew
Thank you Drewmas
Sadaka hachisi chi shona chenyu
Thank you Drewmas media munotigonera
Chihera uhambanini kanti sifuna umuntu okwazi isindebele hayi le mix yakho iyasikhipha ohlelweni
Ufuna ayengaphi ngoba usemsebenzini so nxa engahamba uzodlani 🤷♂️🤷♂️
Sisuthisekile ngoChihera ma ebuza uNeshamba ngeShona kungakukhathazi uNesshamba kasazisisi isindebele laye uChihera uyadobhadobha nje. Ungamphazamisi emsebenzini wakhe ingalingi umhlukumeze. Ini ndinomfarira arikugona basa rake
Hamba wena coz nguwe olenkinga laye ufuna ayephi ma ubona ekukhiphapha ehlelweni usahlaleleni hamb
Ane shavi renjuzu haashaye hake ,,,,pa fair zvisiri zvekutendwa izvo
Muri couple here nhy guys
Ehe couple
@@memorymuleya7218 zvinokudzwa
Hie guys love you
Tinotenda kune svikiro nekutaura chokwadi kuti vanobatsira matambudziko ari spiritually related,anokonzerwa nemhepo dzakasiyana siyana.
Kusunga KT sungi kkk
Pamberi naChihera muri nyenyedzi inopenya
Chihera special nhasi ndazocommenterwo,hanzi kusunga kuti sungi😂😂
Vaera Moyo kuhun'anga havako
Manje Chihera na Andrew selikhuluma kakhulu pliz
Asi munombotembei kusiya moyo akakubatirai upenyu hazvinei hazvo i hope everyone is good tinotenda negambukambu ramatipa
Mukoma ma adv opedza data nemotozve akarebesa
Apo parikutaurwa chokwadi apo nagogo kuti vamwe vanhu varikugamuchidzwa meya yetsvina vachiti manjuzu
Hello
Hello drewmas
VaNeshamba vano ita marii kuti vakupe number dzagogo
Ukuthwala yini erombese
Yes
Ko zvema spiritual wife and husband
Team re Drewmas Media munondigonera musanete
Masiya isu vana madyira pazhe,vezhowe-zhowe,chitova.Makadini vaNeshamba naChihera
Third maswera sei
Mmm apo dei mambopasiyanisa njuzu nemweya mutsvene wamwari zvinhu zviviri zvakasiyana izvozvo
Thina abesindebele sisalela emuva lo chihera uzikhulumela isishona ayi kahambe
Kkkkk my bad I am here to stay.Just be prepared to listen to my Shona😊
Thina abanye isishona asizwa lutho
Kahambe aye ngaphi,don’t follow the program nxa ungafuni ukuzwa isishona
@@miriamguzha6876 taura hako kkkk
Tipeiwo number dzavo tinotenda
Chihera vanenge vava nepamuwiri
Tino zviziva kuti Manasa aani.
# dzagogo plz
Munosunga varume mbira dzakondo here kkkk
🤣🤣🤣🤣
Sangoma vavo vanhu vanorohwa keshi pasina zvabuda apo
Gogo vari free, like-able avo
Andrew vaskana ava ngava upgrade journalism yavo
Nhasi raverimwe zuva tiripo pano
7 minutes muchingoita intro chete...less talking from you and more from vabatsiri please...zvakawoma shuwa
They talk too much, 🙆♀️🙆♀️🙆♀️
@Chris V. Noire. Did you consider data that we are using
@Chris V. Noire. hahahaha I know it's jus that we want to get straight to the point no intros lol
Hi
Hamuna kubvunza... Zuva randisingakanganwi
Nhay gogo veku Mandara vanonzi gogo ani?
Gogo chihoro
Vakurasei sangoma avo kkk
Hie Rumbi
Yangova asina irombe munhu wese angova neruzivo nezvenjuzu
Kkkk. True
Drewmas njuzu ndiyo agenda yenyu
Ndai chihera asiri mwana mudiki veneshamba maitorora makafitana
Handiti murume nemukadzi here nhai
@@maimushore6011 chokwadi here?
@@maimushore6011 havasi murume nemukadzi bt mukadzi waNeshamba anoera mutupo umwe chete naChihera
@@winniegudo5276 hoo kaa vanhu vanonyepa kuti ma couples kkk
Chinombonzi chikwanbo chiiko amna
Who said Chihera is gone musadero
Chenjerai n'anga dzamunopembedza idzi.Dzisingazivi zvadzotaura.Being gay or lesbian it's under njuzu.Ndozvinonzi kune zvisingataurwe zvekumvura.Not zvaari kutaura uyu kuti kupandukirwa nemushonga ndozvinoita kuti munhu aite ngochani.Ngochani dzose mweya wenjuzu.Hanzi njuzu haidi tsvina kkk regai ndiseke hangu.Mukadzi or murume akanaka anobva kuna Mwari chete.Unogokumbirirwa kumarine world kuti uite murume or mukadzi shuwa?Imi pray to God for wisdom,nemeso munoona asi hamuonesesi.
Tisvikeo pano
Koo zvekuchekwa nyora zvineproblem hr
But there could be some truth about what she z saying tht njuzu take someone virgin
No inhema pane akatorwa arimkadzi wemunhu atori nevana
Why musina kutikwazisao isu ana Masibanda
Thank you Drewmas
Hamuna kuti kwazisawo ana masibanda
Musanyeperwe panyaya dze njuzu ichi chokwadi chakazara th-cam.com/video/eOLuYaTpN_k/w-d-xo.html