ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mbuya imi musataurise munoremera ani imi kikikkkimikkkkikkk .....vanhu musatisetse imi tsvaga Jesu nguva ichawanikwa
Yaaa tisu vacho ana manjenjenje taka basa mkunda wangu,Dube,Mhlanga mapamba pashi ngeshondo gonde dako dairisiri dako yaiphotka potko manjenjenje vaera mbizi,rova basa mkunda ......
Andrew thanks for the advice on your introduction.
Gogo ,ndokubatai sei ndirimu Jo'burg . your contact
Mu Zim n'anga dzawanda ummmmmmmmm
@@gingerwingerful kkkk hoo
Kkkkkk varume vakaneta neya
Kkkkkkkkk musazoenda kwa Tilda makuda rubatsiro kubva ku mhuri ye Zimbabwe zvikwambo zvonetsa
Jira iro ndere munhu anorema
Ko kuhwina UK lottery!!!! Jackpot is £34 million pounds next week Tuesday
hanzvadzi shanda basa madhuve
mbuya manjenjenje sekuru varipo here ndivape sando dzawo vakazvibatira mudzimai kkkkkkkkkkk
Havagone ava ndovaziva
Ndakambonzwa vanhu zvichidaro kuSpiritual highway
Andrew pliz number yenyu iyo inoita kufona hre tifone mutipewo number dzava manjenje
Pamberi nebasa gogo
Drewmas media munotigonera.... Andrew Neshamba usaterere vanhu vanotsvinya avo
unonyepa benzi remunhu awuna chaunoziva unobira vanhu Mari iwe
Vanonyepa here Emmanuel kana kuti kungotaurawo,tibatsireiwo
Manjenjenje rova basa muzukuru wangu
Number yaGogo please
Ndafara vanotaura chokwadi kuti izvi handizvigone
Batai Andrew for gogo's number.
$11 yuwesi kuwana phone number
Wakaenda here kuna gogo ava vanogona here
Gogo number yenyu ndoiwana sei ?
Iwe wanga wapano kare
@@kzykzy9116 kare kare
Inhamo vaskana
@@gingerwingerful kasi vakambonirwa kni
@@matildazirema1557 friend yangu vaida $600yedare kubva kwaari aenda kwavari kunoshandirwa life yake yakaita worst wanzwa vamubira chipo nekumusungira chiraramo kuti arambe achidzoka akazoenda kunasekuru vekuzaka ndovakazomushandira vakapinga zvikwambo zvake manjenjenje vakazvirova zvakamupandukira akarwara botsa kufa im surprised kuti atanga futi kuda kubira vanhu mari kunyepa kuti in'anga
Chivanhu pamberi
Gogo n mukoma Neshamba munotigonera
You can’t equate nyanga naJesu. Manjenjenje ganda revasikana hama yangu
Vakageza ka ava kk. Musazoti nekuti ndi ganda revasikana.
Any1 ane no dza gogo
Ko mafanana na sisi va piketi na dilan indava
Haaaa Manjenjenje, munhu ane ngundu ye white asingagoni kusvitsa mudzimu???? Zviri kufamba sei?
Havana mudzimu unobudiswa nechikwambo
VaMasibanda ngundu yeWhite inoshongwa nemhepo ipi ??
@@randomly_yours25 vandinoziva vanenge vaine mhondoro dzehushe hwemabvakure kunaana Tanganyika uko. Shasha dzekurapa nemakwenzi. Havava kuwanda vanopfeka ngundu chena idzi. Vamwe kungo bhaiza havo.
@@PaloSant 👏👏👏 maiita basa nekundijekesera
@@PaloSant ndipo sahwira nekuti pane pandakaimboonawo ngundu yeWhite iyi asi munhu wacho chaizikanwa apana baaaa
Gogo vakachena