For a long time, varume vainzi vane vana vemusango ... but nyaya yevanhukadzi yava kumberi manje. For more than 30 years, uchichengeteswa mwana asiri wako .... apa mwana arikukura achingoti ava ndivo baba vangu ....
@@tmaktmak1464 but kune language isingadi pamhepo nenyaya yechivanhu chedu kuti unzi uri munhu iya yehunhu saka vachiti iyi nyaya inoda kumatare echivanhu
Chief should have called witnesses in private with the panel asking kuti nyaya iyi vakaibata or kuiona sei.mistake is people are afraid to be identified as snitches in the community.vakoniwa kuhandler nyaya iyi
The witnesses did not put xs as signatures. It was just an example by the jinda ramambo to illustrate the point that whether its an x or not that signature is valid
You missed the main point, which is not about X. A signature can be anything including the X. Main point is "Lack of Names" - That's why i said "....chine maX PASINA MAZITA".
I think I have seen this overwhelming woman in another chiefs court before unless they are two of them who are equally talkative
Bussy hangu ku waker maths pa board ndomboda zvekupedzerwa data rangu nematuzvi iwaya
KwaaaaaKis ndawekawo metsi kukj😂😂😂😂
Nyaya yacho soka😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 unotozvishaya mushrooms wacho
Ma teacher ane good handwriting veduwe,❤
I maths dze grade Ani idzo
@@KudakwasheJacob-no9ci inenge 6 or 7
Chief please taurai nema witnesses private bcz chokwadi paukama vanotya kuzvitaura zve Chimina izvi
Amai avo ngavadzokere kwavaive hataivaina mazuva ese Aya vanekakuzhandukira kavainako
The court should have stated the case against him before asking him to mitigate
For a long time, varume vainzi vane vana vemusango ... but nyaya yevanhukadzi yava kumberi manje. For more than 30 years, uchichengeteswa mwana asiri wako .... apa mwana arikukura achingoti ava ndivo baba vangu ....
True say that again
Igadzirisai floor iyo pliz
I respect this dare for not preaching manzwi akareruka sezvoitwa kune madzimambo ukupenga aya
Kungopiwa umambo asi hunhu pasina chakakosha paupenyu hunhu kwete kutaura zvinyadzi straight zvinoda kuvanzurudza
Akasvira amai uyu
@@tmaktmak1464 but kune language isingadi pamhepo nenyaya yechivanhu chedu kuti unzi uri munhu iya yehunhu saka vachiti iyi nyaya inoda kumatare echivanhu
Chief should have called witnesses in private with the panel asking kuti nyaya iyi vakaibata or kuiona sei.mistake is people are afraid to be identified as snitches in the community.vakoniwa kuhandler nyaya iyi
Jingamvura kumusha kwangu kwaipa uko😢😢😢😢
Avo baba vane ndebvu
Pakaipa vamwene nemuroora ma1
Mazindebvu kutaurisa too much
Avo baba varikunberi ngavataure nevanhu zvine hunyoro munhu anobva atya kuwitnessa nyaya nekuda kwezwi ravo rinobvunza richinge rinotyisa vanhu
Uuum pkaip
Mushonga akaromba
You cant bring chipepa chine maX pasina mazita; rave Ballot paper here? kkkkk
The witnesses did not put xs as signatures. It was just an example by the jinda ramambo to illustrate the point that whether its an x or not that signature is valid
You missed the main point, which is not about X. A signature can be anything including the X. Main point is "Lack of Names" - That's why i said "....chine maX PASINA MAZITA".
Kkkkkkkk ndazoseka
Pamusoroyi wedare mazindebvu imbwa
KKK iwe...
😅😅😅😅😅😅
Haaa ende futi
The poor guy is being forced to have muti.
Mkadziwababa here wakatora ibenzi if thets thecase