Slymedia do u give these chiefs feedback from the people who watch these court cases? If yes please advise chief madziva and chief makoni kuti me and 99 others are saying havagone kutonga. Being the complainant doesn't make u right always sometimes complainants could be wrong. They mustn't force people to admit to wrongdoings when they aren't wrong. They should give people a chance to explain themselves without intimidation. They should take a leaf from chief Bushu and chief Nyamaropa's book.This is so wrong on all levels.
forcing someone to admit is almost a method to fully explore there allegation, if one is innocent, he/she can never admit. at the end of it all is that will the chief deliver a fair ruling!!
I suggest the chief should penalize the complaint for reporting falsehoods on innocent people instead of protecting him. I believe madzibaba is unwanted mubhuku rasabhuku, so harassment is used as a weapon to get rid of him. Mambo tongai nyaya kwete munhu
Chief, ipai vanhu nguva yekutsanangura mhani imi, iyaaa!!! Ndosaka tiine vanhu vari mumajeri vasinahosva, let them speak!!!!!!!!! Kasi mudare mune hama yaamwene vemuskana uyu, or pane ane daka naatezvara vemuskana uyu?? That was wrong!! Kana mati munhu taura nyaya munozomuvhringidzireiko asati ataura, teererai nyaya mgozotonge based on facts, not on hearsay...maakutotyisidzira vanhu instead of kuteerera. Kana paine asisadi muroora nhaataure not kumanikidzira mhosva pasina mhosva.. Hapana kana kana nyaya apo, atezvara havatorina kana mhosva yacho.
Maonero angu vamwene nemwanasikana wavo havadi muroora nekuti vanoona searikudya mari yemwana/hanzvadzi yavo. Apa pave kutoda kuti murume wemusikana uyu ave akashinga. Semaonero angu nyaya iyi ngairashiwe nekushaikwa kweumbowo hwakakwana. Muroora looks very innocent, humble and very respectful. Family politics! Asi timbonzwa ivo mai vacho umbowo hwavo.
ummm this case is veiled with obscurity and redundance n this chief nemakurukota ake looks like they are forcing people to accept what they do not know basing on baseless accusations. the failed to handle this case wisely otherwise hapana nyaya apa amwene ava was just fabricating stories presuming without authentication .
I can feel the pain this young lady is going through trying to present her side of story. The same applies for madzibaba, I think he’s telling the truth. I strongly feel that the whole drama emanated from the fact that madzibaba was siding with his daughter-in-law. My next wish is to hear the wife’s strong “evidence”. So far, protecting a daughter-in-law is not evidence that there’s foul play. It may be a sign that he’s very objective and caring. Not being judgmental, remember some people are dramatic and usually play a “sympathy” game.
Akagomubata sei iye murume wacho aripo ......jinda ramambo ndonyanya hombe kuchipisa madzibaba ....muzvitendero baba avo anogona kuva mutungamiri Saka hazvimufadzi kuona muroora achishupwa pasina nhaka obvious he can fight for his inlaw ....mambo munhu mukuru haaone here zvikuitika ipapa
I concur. The chief is nit fair in his way of questioning. He doesnt want to hear the background of the story. I feel mother in law is a liar. She just hates daughter in law. Why didnt she attend chief's court. Liar liar.
This chief has an obvious bias against mapostori, he is also eager to convict, for obvious monetary & or material benefit (fines). The traditional court fines should be forwarded to treasury
We need Chiefs with wisdom…this is a joke!Idare rerudziii iri,makurukota acho they are far worse…this is an insult to our culture…how can we say this is a court
This case yatanga as if yanga isati yambotongwa, there is no explanation kuti vakabatwa sei uye vari payi nguvai. Vamwene vacho havapo, wasting time going in circles.
Ipapo ndozvinoratidza kuti mambo wacho havanawo zvavanoziva, vari kutonga nedemo chairo, kuti bvuma chete zvatiri kutaura. Handiti kana munhu apiwa mukana wekutsanangura nyaya yake anofanirwa kutsanangura kwakatangira nyaya here kuti ivo vatongi vagoona kuti nyaya yacho inotongwa sei uye ane mhosva ndeupi, zvino ukanzi tanga pakati penyaya saka inozotongeka sei
😢....mambo nemakurukota avo havana kuita justice apa. Unless if they are spiritual and they know beyond the facts. Otherwise from what has been laid down apa kaaa hapana nyaya kana kamwechete.
Ukatarisa mambo hawasi kuterera atezvara but nyaya hapana apo nekuti iye muridzi wemukadz anga aripo pakarara murora nababa one ko Mai hawana here kurara nemurume wavo mumba
I do hope feedback gets back to the Chief kuti this is not it! The person who made the allegations should be brought to court and face the 2 people she made accusations against. Mambo and his advisors want to force makoti kuti abvume something that didn’t happen. Makes a mockery of the entire traditional court.
The questioning of Madzishe is biased its not neutral they force the question in a way for whoever is being questioned to admit. Please refrain. Listen without bias. Who ever Muman'ari you are listening to him with all whatever he says is the truth
This mambo is useless and very shallow, varikumanikidzirira vanhu kuti itii takadanana. Kazhinji vana Vatezvara vanoda varoora vavo zvitori opposite kuna Vamwene.
Mambo imi ndinombokurumbidzai fani asi apa murikumanikidza murume uyu .why musirikuda kunzwawo divi rake, ko kana sabhuku wenyu ariiye aida muroora uyo imi musatonga nedemo
@slymedia you should really give these chiefs other videos from the other chiefs on how to preside over these civil matters, take for instance the *chabodo & matusa* trial. How well it's being handled with sound advise not intimidation
Mambo tererai zvinotaurwa how come to you so kumanikidza vanhu kuti bvumai zvavasinga zivi kutonga Chief Nyamaropa kutonga kuno kunetsai zvachose maseta kupiwa mombe yechimina handiti .kuda kuripwa pasingakodzeri munonyadzisa
But muroora zvese na Tezvara varikuzama kutaura nyaya yacho ..but madhara aya are already convinced kuti these people are guilty , but pasina kana evidence . Aah tongwayi henyu mega Kwa Mambo .. Madhara aya haana kana brain .
This case is on Katete akoooo kasina chikafu kumba kwako then Varikurwadziwa ne Muroora arikuchengetwa zvakanaka neMururme wake. After that Katete koenda kuna Amai vako kunoti Muroora ihure ngaadzingwe kuti iko namai vako vasare vachichengetwa neHanzvadzi. Ndozvirikurambwa na Baba....Saka Baba naivo vakupinzwa munyaya yetuvaroi utwu. in African culture this is the beginning of whichcraft and associates.
asi kuma 5 mai vaibvepi haisi nguva here inotomuka vanhu kana kuri kuti vari kuenda ku munda zvoreva here kuti muroora akatomuka achisiya murume mu bedroom make achienda kuna tezvara haaa vamwene ndoona sevasingade muroora ivo ne mwanasikana wavo saka tezvara kutora divi remuroora vakunzi unodanana ne muroora maonero angu
Sly medida tv try to avoid misleading topics. Ava vanhu havadanani uye Havana kubatwa. Mai avo vanovenga muroora. Ko muridzi wemukadzi aripi atiudze kuti aivepi mukadzi achibatwa Ana tezvara
This is my message to sly media the ones who are vediorising all this episode i dont have much to say but chief avo he doesnt even know how to solve such issues iri sensitive nyaya iyi someone would be punished for nothing the government must train their chiefs to do all this because vamwe vakupomerwa mhosva dzavasina kuita
Nyaya hapana Umwe anyepa kuti tezvara akaripa kupfimba muroora Apa imbudzi dzemasungiro Mukadzi aive akarara nemurume wake Headline yacho kunge vanhu vakabatwa vari pabonde Mambo kutaura seaivepo Dai ari mambo Bushu anogona kutonga Aya ndoo manyepo chaivo
Mambo musamanikidze munhu kubvuma zvaasina kuita. Ziso renyu rakareva nhema. Chief Nyamaropa ndimi maidiwa apa. Munhu anga akarara nemukadzi wake kuma5 otobuda kunorara nemuroora. Mambo is not fair at all
Nyaya dzekwa chief dzakasiyana nekwa magistrate. Dzinenge dzakatofambirwa kare zhinji dzacho nemakurukota vakatowana humboo kare before the court day. Munosara mopinda mudare mambo vakatowana mudzi wenyaya Kare.
The Chief and his council don't have any clue if this really happened. They must not rely on hearsays. Hapana chavakatonga apa. Nonsense!! Please SlyMedia, batsirai vanambwa ava vazive nyaya, not kumaka munhu
Nyaya iyi inoda critical analysis, it requires a lot of wisdom so far havana chinobatika chandanzwa cz zvinoratidza kuti nyaya iri kutariswa 1 side yet nyaya necoin remari zvimwechete haritariswe 1 side unototarisa the other side
Sly media please chief ava havagone basa kutadza basa chaiko nxaaaaaaaaa i feel sorry kuvanhu vedunhu iri vacharipiswa dzavasina kupara vandibhowa chief ava
I think both Madzibaba and Makhoti are not being given a fair trial. The Chief Council are so biased to the extend that they just want the accussed to admit the allegations. I also believe the Tete is behind all this because of her jealousy. i believe she lied to her Mom just to fix Makhoti. Its a good thing that the Gvt allowed traditional Courts to preside over such small cases but they should equip them with short legal cases so that the trials are fair.
Some of these Chiefs are very corrupt and greedy vanotonga nyaya in such a way yekuti chero munhu asina mhosva anowonekwa se anemhosva only kuti vazoripsa mombe, now sabhuku is saying evidence yakarasika that means kuti case is closed hapana nyaya. Chief havagone kutonga nyaya
Slymedia tiunzireiwo ana Chief Solomon vane wisdom kwete ana mambo ndyire ava. Kofomera muroora nyaya. Cant they see this ambuya hate the muroora to the core. King Bushu or Nyamaropa vangadai vatoona chokwadi kare kare.
How these guys from the front desk handle issues ka, its pathetic. naya iri apa ndeyekut Tezvara vari kuda kut musha wemwana wavo umire, on the other front, vatete naVamwene they want the downfall of it. its same as framed cases of rape. terrible the world we now live in. the witness doesnt have first hand information from what really transpired since he was not on the ground, therefore we cant rely with what he is saying. if l am to become a chief, l will penalize the accuser for wasting time yeDare nezvinyaya zvekugotsi kwatsuro
Mukoma Sly kana kutonga kwakadaro hatina kwatiri kuenda. Kumbunyikidza munhu kuti abvume zvavari kuda ivo.
Mambo avo vakadhakwa
These chiefs persecute innocent souls. They need training
They are so biased in questioning. Bvuma chete zvatabvunza that's nonsense. They must get aMwene to answer and bring evidence
@@mabasamushandi6536 Very biased indeed. I wish i was there to defend those who can`t speak for themselves.
I think they should be banned,they are not qualified and they abuse their powers also.
They just want drama...
Vanhu ngavadzidze kuendesa nyaya dzavo kupolice yezoenda kucourt
Slymedia do u give these chiefs feedback from the people who watch these court cases? If yes please advise chief madziva and chief makoni kuti me and 99 others are saying havagone kutonga. Being the complainant doesn't make u right always sometimes complainants could be wrong. They mustn't force people to admit to wrongdoings when they aren't wrong. They should give people a chance to explain themselves without intimidation. They should take a leaf from chief Bushu and chief Nyamaropa's book.This is so wrong on all levels.
Well spoken
Haa chief Bushu nachief Nyamaropa machief manyama zve
forcing someone to admit is almost a method to fully explore there allegation, if one is innocent, he/she can never admit. at the end of it all is that will the chief deliver a fair ruling!!
Very wrong havagone kutonga nyaya vanhu ava
You can say it again hats off to Chief Bushu madzishe mamwe vane hundyire
What do you expect from Zhanu pf minions in country with a broken justice system
The levels of bias in these trials is so sad. These chiefs are crooks
I suggest the chief should penalize the complaint for reporting falsehoods on innocent people instead of protecting him. I believe madzibaba is unwanted mubhuku rasabhuku, so harassment is used as a weapon to get rid of him. Mambo tongai nyaya kwete munhu
Chief, ipai vanhu nguva yekutsanangura mhani imi, iyaaa!!! Ndosaka tiine vanhu vari mumajeri vasinahosva, let them speak!!!!!!!!!
Kasi mudare mune hama yaamwene vemuskana uyu, or pane ane daka naatezvara vemuskana uyu?? That was wrong!!
Kana mati munhu taura nyaya munozomuvhringidzireiko asati ataura, teererai nyaya mgozotonge based on facts, not on hearsay...maakutotyisidzira vanhu instead of kuteerera.
Kana paine asisadi muroora nhaataure not kumanikidzira mhosva pasina mhosva..
Hapana kana kana nyaya apo, atezvara havatorina kana mhosva yacho.
Nyaya hapana,dnt force zvisipo mambo
Kuma 5 am madzibaba vanga vakarara nemukadzi wavo. Anga avaviwa zvekunorara nemuroora kuseni ikoko. Iridare hariite. Mambo Bushu murikudiwa apa
Maonero angu vamwene nemwanasikana wavo havadi muroora nekuti vanoona searikudya mari yemwana/hanzvadzi yavo. Apa pave kutoda kuti murume wemusikana uyu ave akashinga. Semaonero angu nyaya iyi ngairashiwe nekushaikwa kweumbowo hwakakwana. Muroora looks very innocent, humble and very respectful. Family politics! Asi timbonzwa ivo mai vacho umbowo hwavo.
Mambo ava vanyangadza dare nekutadza kutonga 💔💔💔
Dofo ramambo
they are biased vanoda kupa munhu mhosva kuti vawane kuripisa
Kudya zvevapfupi ne Kureba Haiwahooo kuforcer vanhu zvisipo
Kunyadzisa chaiko chii ichochi
amwene hvadi muroora chete
Nyaya iyi inoda mambo BUSHU vanotonga nehuchenjeri
Please musamanikidze vanhu. Ma mbo muri munhu mukuru
It's a framed case amwene avo ndisatan chaiyo good nemuroora Inga anotaura muroora haana kudanana natezvara musapesanisa tezvara nemuroora mambo Madziwa nemakurukota enyu tongai zvakanaka kwete kutongera chitororo 💔💔👎👎
Vamwene havade muroora period
Atezvara vaizama kuvakiridza musha wavo vachireverera muroora wavo,asi amwene natete havatodi muroora uyu,vane godo neshanje chete kkkkk
hakuna Justice System yakadai
Sk vanhu imi mukutadza kuona KT nyaya iyi ndeyekunyepa HR
ummm this case is veiled with obscurity and redundance n this chief nemakurukota ake looks like they are forcing people to accept what they do not know basing on baseless accusations. the failed to handle this case wisely otherwise hapana nyaya apa amwene ava was just fabricating stories presuming without authentication .
Eishhhh worse sabhuku uya ndiyo mboko manje.
Chizungu icho asi wakadzidza kuBMC?
True chineudzvanyiriri chidare ichi
Ipayi vanhu nguva yekupupura nyaya yavo
Im addicted to this platform
Why can't we listen or give the acused time to present his story
Nhai
Nhai nhai varikuvhara munhu kuti asatsanangure nyaya yake mmmm vanenge vagara vane daka nababa avo kuvanyepera kuti vapihwe mhosva
I can feel the pain this young lady is going through trying to present her side of story. The same applies for madzibaba, I think he’s telling the truth. I strongly feel that the whole drama emanated from the fact that madzibaba was siding with his daughter-in-law. My next wish is to hear the wife’s strong “evidence”. So far, protecting a daughter-in-law is not evidence that there’s foul play. It may be a sign that he’s very objective and caring. Not being judgmental, remember some people are dramatic and usually play a “sympathy” game.
Hapana nyaya
Amwene kurwadziwa kut murume wawo anomirira murora.but mambo anofana kuziwa.
Akagomubata sei iye murume wacho aripo ......jinda ramambo ndonyanya hombe kuchipisa madzibaba ....muzvitendero baba avo anogona kuva mutungamiri Saka hazvimufadzi kuona muroora achishupwa pasina nhaka obvious he can fight for his inlaw ....mambo munhu mukuru haaone here zvikuitika ipapa
Ndarwadziwa this court is biased kumanikidza munhu abvume nyaya yasingazivi ,nematongero akadai nyika yedu is going nowhere
I concur. The chief is nit fair in his way of questioning. He doesnt want to hear the background of the story. I feel mother in law is a liar. She just hates daughter in law. Why didnt she attend chief's court. Liar liar.
Thanks for your analysis of the whole issue.Hapana nyaya apa.Proof and witnesses!!!
This chief has an obvious bias against mapostori, he is also eager to convict, for obvious monetary & or material benefit (fines). The traditional court fines should be forwarded to treasury
Please bring part 2..but haa ndanzwa hasha netwumadhara utwu..useless..what kind of questioning is that.
Chifu murikumbunyikidza muroora kuti angobvuma nyaya dzidzai kutonga nyaya mushe chifu
Hapna nyaya apa vamwene havadi muroora ndonyaya chete
We need Chiefs with wisdom…this is a joke!Idare rerudziii iri,makurukota acho they are far worse…this is an insult to our culture…how can we say this is a court
Mambo Ava iduzvi chairo unomanikidza munhu Kuti zvigodini
😂😂😂😂😂 these Chiefs need training hapana zvozivikanwa
I agree with you 💯
Pakuzoti duzvi wakufarisa
Hamugoni kutonga imi
Sly you have managed to expose the incompetence of the so called chiefs, apa vakundikana varikusvina mhosva pasina hapn kana neumbowo hwese
Haaaa mambo saka murikupopotei musina kunzwa rimwe side
Nhy hako
Idununu kani
Uuuuuu sei vari kumanikidza mwana kuti akarara nava tezvara. Ivo havazive zvinoitika here vamwene nemuroora vanonetsana
Uri right ipapo vari kumanikidza
Mambo inzwai nyaya musamanikidze munhu
This case yatanga as if yanga isati yambotongwa, there is no explanation kuti vakabatwa sei uye vari payi nguvai. Vamwene vacho havapo, wasting time going in circles.
Ipapo ndozvinoratidza kuti mambo wacho havanawo zvavanoziva, vari kutonga nedemo chairo, kuti bvuma chete zvatiri kutaura. Handiti kana munhu apiwa mukana wekutsanangura nyaya yake anofanirwa kutsanangura kwakatangira nyaya here kuti ivo vatongi vagoona kuti nyaya yacho inotongwa sei uye ane mhosva ndeupi, zvino ukanzi tanga pakati penyaya saka inozotongeka sei
Jinda ramambo inyanya. rute rwekuripisa rwotoyerera sebere. ubgu ndibgo undyire wepazuruzuru. mmm kurashikigwa nenjere vavi.
😢....mambo nemakurukota avo havana kuita justice apa. Unless if they are spiritual and they know beyond the facts. Otherwise from what has been laid down apa kaaa hapana nyaya kana kamwechete.
Kungoti apa mambo havana kupa ruling ,but I think that is the way yavanoshandisa kutsvaga nyaya ......but apa yaramba kubuda hapana nyaya sure
Ukatarisa mambo hawasi kuterera atezvara but nyaya hapana apo nekuti iye muridzi wemukadz anga aripo pakarara murora nababa one ko Mai hawana here kurara nemurume wavo mumba
Chief vhiyayi nyaya nehingwaru kwete nekumanikidzira zvisipo. Amwene natete ndovanhu vakaipa vane mhosva panyaya iyi
Something wrong with these Kangaroo Courts! A bunch of clowns
Nyaya haisi pakudanana kwatezvara nemuroora asi kt ndeye ruvengo rwavamwene tete nemuroora asi dare ratadza kuzviona
One lesson is when you get married leave your parents home.
I do hope feedback gets back to the Chief kuti this is not it! The person who made the allegations should be brought to court and face the 2 people she made accusations against. Mambo and his advisors want to force makoti kuti abvume something that didn’t happen. Makes a mockery of the entire traditional court.
The questioning of Madzishe is biased its not neutral they force the question in a way for whoever is being questioned to admit. Please refrain. Listen without bias. Who ever Muman'ari you are listening to him with all whatever he says is the truth
Gold Mafia court kangaroo court crocodile court lion court unotongwa wakabatirwa demo.Muroora uyu chete mwana mudiki dai anga akaita seni aifanira kuudza chitare ichi kuti voetsek kana muchiziva nyaya saka muri kundibvunzirei bcz magara munoziva nyaya yacho.Ruvengo urwu hapana kana nyaya apa vamwene nemuroora ruvengo havade muroora that all.
Sly media mupe chief nevanhu vake vaverenge macomments nxiiii
Chief nemakurukota avo havasi kuziva basa ravo and vanoda kutonga nyayA vakatora side .....ndoma Chief anotora zvigaro zvisizvavo
Madzibaba nemuroora vari inocent
Chief Madziva musamanikidze vanhu nyaya isipo amai nemwanasikana havasi kuda muroora saka tezvara havana kuenda side ramai nemwanasikana wavo saka amai vakazoti sei usiri kuti kusupporter mwanasikana saka unodanana nemuroora .Please Madzibaba avo havana mhosva muroora haana mhosva
The government should look further into these traditional court cases. The chieves are failing and the highest degree.
This is so pathetic, what's this stupidity. These courts must be nullified. They don't know nothing
This mambo is useless and very shallow, varikumanikidzirira vanhu kuti itii takadanana. Kazhinji vana Vatezvara vanoda varoora vavo zvitori opposite kuna Vamwene.
Imbwa iwe fokoro wako
Mambo nedare ndavasamanikadza vanhu panya yavasina kuita,, kutonga kwenyu uku ka
Muroora haadiwe final
Pliz the government should take all these so called chiefs to school its not good to listen the forcemment of people.
Mambo imi ndinombokurumbidzai fani asi apa murikumanikidza murume uyu .why musirikuda kunzwawo divi rake, ko kana sabhuku wenyu ariiye aida muroora uyo imi musatonga nedemo
if im convicted na chief i will always appeal to the meg Court.... This is bullshit
@slymedia you should really give these chiefs other videos from the other chiefs on how to preside over these civil matters, take for instance the *chabodo & matusa* trial. How well it's being handled with sound advise not intimidation
Ndipeiwo# dzamambo avo ndivabate gavagone kutonga ichupeti
These Chiefs ar 75% correct, a thief caught stealing will still argue that he didn't still
Tete naamwene havadi muroora chete tezvara Havana mhosva vanofarira muroora wavo mambo musananikidza kubvuma zvaasina kuita it's unfair matongero enyu
Taura hako hama apa hapana nyaya uye murume wacho aripo vaisangana kupi
Mozotipawo part 2 yacho tinzwe mutongo wake please Sly ndakumbira
Muroora is completely innocent, vatongi vari kuda kusvina matumbu enhunzi, zvakona
😂😂😂😂😂😂ndizvozvo chaizvo taura hako, mbudzi dzevanhu
Hapana nyaya. Ndavakwane vanhu avo
Mambo tererai zvinotaurwa how come to you so kumanikidza vanhu kuti bvumai zvavasinga zivi kutonga Chief Nyamaropa kutonga kuno kunetsai zvachose maseta kupiwa mombe yechimina handiti .kuda kuripwa pasingakodzeri munonyadzisa
Zvimadhara zvikungoda Mari zvirikumanikidza munhu
Mambo Madziva hamugone kutonga ndosaka makanzi makauraya svikiro nekuda humambo husiri hwenyu takazvinzwa ku Drewmas media uko
Kana face yavo shows kuti vanekakutonga nedemo
Musataure zvamusingazivi imi, pakashaika svikiro the current chief Madziva vaiva teacher , humambo hwakange hwuchiri kune imwe imba
@@trevertshilamoyamaphumulo8532 tiri kutaura zvatakanzwa ku Drewmas kana nevamwe ana Madziva vacho vaivepo vachitozvibvuma,vanhu vamwe chete vakauraya svikiro zvisinei nekuti avepo iyezvino ayiva ani
Chiefs really and urgently need training to preside over civil matters of any gravity nomatter how trivial 😂😂
This line of questioning is not only poor but a disgrace to local traditional courts. Mahumbwe aya
so far tanzwa kubva kunababa varikupomerwa uyemuroora nababa vemuroora uye outcome yekwasabhuku vese varikutaura chinhu 1 chekuti pane ruvengo pana vamwene ,tete nemuroora uye vamwene havana respect kumurume wavo. Chandida kuziva ndechekuti mambo makapihwei navamwene ava
Mambo madziva,hapana zvino zivikanwa hakuna dare rakadaro ndezve chigandanga.nekuvhundutsira vabereki🙌
Thanks for that guy who's the witness
Wisdom is a flower that doesn't grow is every one s garden.....ndatopedza so
Ndazvisisa panenyaya madzibaba havana mhosva
But muroora zvese na Tezvara varikuzama kutaura nyaya yacho ..but madhara aya are already convinced kuti these people are guilty , but pasina kana evidence . Aah tongwayi henyu mega Kwa Mambo .. Madhara aya haana kana brain .
Taurai henyu
Humambo hwakapiwa dhongi risina brain
Kuitisa munhu nharo kuti abvume chete nxaaa
@@PB-dw7dc Shuwa varikuita ku fosa munhu kuti bvuma chete mhosva . Apa Amwene vacho havapo vanyatsotaura nyaya yavo , she probably over-reacted..vakazonyara kuuya kudare .
This case is on Katete akoooo kasina chikafu kumba kwako then Varikurwadziwa ne Muroora arikuchengetwa zvakanaka neMururme wake. After that Katete koenda kuna Amai vako kunoti Muroora ihure ngaadzingwe kuti iko namai vako vasare vachichengetwa neHanzvadzi. Ndozvirikurambwa na Baba....Saka Baba naivo vakupinzwa munyaya yetuvaroi utwu. in African culture this is the beginning of whichcraft and associates.
Why are they forcing him and not listening to him. They are wrong
asi kuma 5 mai vaibvepi haisi nguva here inotomuka vanhu kana kuri kuti vari kuenda ku munda zvoreva here kuti muroora akatomuka achisiya murume mu bedroom make achienda kuna tezvara haaa vamwene ndoona sevasingade muroora ivo ne mwanasikana wavo saka tezvara kutora divi remuroora vakunzi unodanana ne muroora maonero angu
Uyu mambo tinokumbira President waMunangagwa murine Mambo uyu nemakurukota awo I follow this chief haatonge zvachose
Ko varikumanikidzira vanhu ava sei ,aiwa this is so wrong shuwaa mazidhara ese aya kutobuda tsinga kuti bvuma chete😢
Kugadzwa humambo hazvireve kuti munogona kutonga asi kuti ndezve imba yenyu bedzi!amwene varikugadzira nyaya,ko mwana mkomana ane mkadzi akabatwa natezvara akanga asipo here zuva rakabatwa vanhu ava?
Akanga aripo, hameno kuti amwene ava nyaya yavo ndeipi
Mambo nemakurukota varikumanikidza Atezvara kubvuma zvavasingazivi ,zvingoripachena kty hapana nyaya asi varikuda kty ivepo .Murume unotukirwa chihure chausina kuita nemukadzi ndokuty mukudanana kuchengerawozve nhai ,hapana chitsva pane zvaipopotwa naVamwene kunyanya vatorine stress yekushaya mwanakomana .Mawitness ese nemuroora varikuty hapana nyaya but zvirikuita sekunge vadare vagara vaine mutongo kare coz vakarerekera divi rimwe .
Very poor cross examination, these people are innocent, with all due respect Mambo nedare ravo nemapurisa acho need training.
The accused people are very innocent, forcing both accused to agree to falsehoods
Kunyangwe tisati tanzwa jugement mambo ne dare rawo watotadza kare kutonga. Sly ndiudzirewo mambo uyo kuti panyaya iyi makundikana kutonga
Sly medida tv try to avoid misleading topics. Ava vanhu havadanani uye Havana kubatwa. Mai avo vanovenga muroora. Ko muridzi wemukadzi aripi atiudze kuti aivepi mukadzi achibatwa Ana tezvara
The worst injustice nekumbunyikidza mwana.
This is my message to sly media the ones who are vediorising all this episode i dont have much to say but chief avo he doesnt even know how to solve such issues iri sensitive nyaya iyi someone would be punished for nothing the government must train their chiefs to do all this because vamwe vakupomerwa mhosva dzavasina kuita
Nyaya hapana
Umwe anyepa kuti tezvara akaripa kupfimba muroora
Apa imbudzi dzemasungiro
Mukadzi aive akarara nemurume wake
Headline yacho kunge vanhu vakabatwa vari pabonde
Mambo kutaura seaivepo
Dai ari mambo Bushu anogona kutonga
Aya ndoo manyepo chaivo
Taura hako wangu.. Sabhuku, Sabhuku.. Aah Surrender 🙌.. Makuhwa..
Mambo musamanikidze munhu kubvuma zvaasina kuita. Ziso renyu rakareva nhema. Chief Nyamaropa ndimi maidiwa apa. Munhu anga akarara nemukadzi wake kuma5 otobuda kunorara nemuroora. Mambo is not fair at all
Dare iri rine katsika keku tyityidzira munhu first, you need to investigate in order to arrest not arrest in order to arrest.
they are scaring the poor lady those people,they can't resolve issues,sorojena what sis
Mambo muri mhata ,musa manikidze vanhu,makurukota musatanyoko
Inini handiende kuchi court chekumama ichi
Nyaya dzekwa chief dzakasiyana nekwa magistrate. Dzinenge dzakatofambirwa kare zhinji dzacho nemakurukota vakatowana humboo kare before the court day. Munosara mopinda mudare mambo vakatowana mudzi wenyaya Kare.
Disappointed by this court!!!!
The Chief and his council don't have any clue if this really happened. They must not rely on hearsays.
Hapana chavakatonga apa. Nonsense!!
Please SlyMedia, batsirai vanambwa ava vazive nyaya, not kumaka munhu
Nyaya iyi inoda critical analysis, it requires a lot of wisdom so far havana chinobatika chandanzwa cz zvinoratidza kuti nyaya iri kutariswa 1 side yet nyaya necoin remari zvimwechete haritariswe 1 side unototarisa the other side
Sly media please chief ava havagone basa kutadza basa chaiko nxaaaaaaaaa i feel sorry kuvanhu vedunhu iri vacharipiswa dzavasina kupara vandibhowa chief ava
I think both Madzibaba and Makhoti are not being given a fair trial. The Chief Council are so biased to the extend that they just want the accussed to admit the allegations. I also believe the Tete is behind all this because of her jealousy. i believe she lied to her Mom just to fix Makhoti. Its a good thing that the Gvt allowed traditional Courts to preside over such small cases but they should equip them with short legal cases so that the trials are fair.
Some of these Chiefs are very corrupt and greedy vanotonga nyaya in such a way yekuti chero munhu asina mhosva anowonekwa se anemhosva only kuti vazoripsa mombe, now sabhuku is saying evidence yakarasika that means kuti case is closed hapana nyaya. Chief havagone kutonga nyaya
Zanu has given these clowns too much power and authority. Vanhu vese look terrified nekuti madhara aya ndeZanu . It's so sad .Chinyika chakawora .
Slymedia tiunzireiwo ana Chief Solomon vane wisdom kwete ana mambo ndyire ava. Kofomera muroora nyaya. Cant they see this ambuya hate the muroora to the core. King Bushu or Nyamaropa vangadai vatoona chokwadi kare kare.
Mambo i benzi,varikumanidza munhu ngavadzokere kuchikoro
I have lost respect for our traditional courts. Very biased, corrupt and ignorant.