MADZISHE APA MATADZE KUTONGA , 1 VAKADZI WANODZUNGA MRUME MUBROOM MAKE WARARE WESE FOR 3 DAYS 2 MAIGURU WAKATI HANDISI KUGEZA SAKA WAKAPUHWA MVURA YEKUGEZA USIKU HALF BODY , KUMUSHA KUSINA MA GETSI ANODONGORERWA SEI , UYE HAANA KUBVISA MBATYA DZESE , WE KNOW WHAT IT MEANS HALF BODY 3 mkadzi akati I know itsika yemrume wake kumira pahwindo , aiita tsika ii kunaani b4 this incident
Hapana kana nyaya apa. Varume vakuru kugara dare one hour chaiyo yokutonga makuhwa. There is no evidence to convict that guy. Mainlni vane problem Ko sei vaisiya murume wavo wega vachienda muimba maive nemukoma wavo. Maiguru imimi garai kumba kwenyu kwete kuinga pamba pake kuzomuitira makuhwa nekumushusha
Bamnini is right vanoita sevakapusa but he knows kuti vanhu ava vanohura. Maiguru avo imharadzi musha watoparara. Zvatichaona manjemanje ndi Bamkuru vachiuya kunomhangara kubata chihure chamaiguru.
The judgement is to harsh and this case needs a fairness between the complainant and the accused only not to pay a cattle but a goat was a fair judgement
Mambo apo pamati kana muchitaura nemuninina wenyu regai kutaura mashoko anokonzeresa....hapana zvakadaro ava vana vanyamunhu vakanga vasangana that was the chance yekukurukura zvavanosangana nazvo muupenyu...that guy is a pysco anotoda help.. ukaona munhu otadza kurara necuriosity yekuda kunzwa kuti vanenge vachitaura nezvei iii plus sei qchitya kureiwa kana achiita zvakanaka
The judgement is too harshy mombe nembudzi mbiri pamhosva yekudongorera mupurisa wamambo akarara nemukadzi wemunhu pa 4 years ndokunzi bvisa mombe imwechete aah very unfair. I think this chief's judgements must be rational and his council needs assistance in deliberating issues.
the two ladie knows more, pane nyaya iri kuvanziwa apa. bamukuru usarambira mukadzi kuti haadai pavanhu uuuu hazviitwe izvo. ko kungonyarara kana usingazive. bamunini vane nyaya avo, pakuvharwa nyaya apa
Window racho rarakaitasei nekuti panhu apa panenyaya mbiri yekuterera nekudongorera but panyaya idzi munhu hana kudongorerwa asi akaterera isu taidakuzivawo type yewindow nekuti kana rakavharwa unodongorera sei
Police yakaramba nyaya and mambo oona mhosva. Aneruzivo pama investigations enyaya ndiani chief nemapurisa. This case haina kuitwa mushe. Machief edu needs education pakutonga mhosva
1. Munotora sei testimony sei yemunhu asipo 2. Why is the chief testifying? 3. Why are they taking ma allegations as facts and trying to force/trick him into admitting zvavarikuda? Maonero angu these courts need oversight yeJury or some state rep from prosecutors office.
Hakuna mukadzi angaudza munhu auya pamba kuti murume wangu anodogorera ndichigeza imwi muchizorara mese mugumbezi, onayi nyaya iyi zvakanaka varume
svinurai Ishe namuridzi wemukadzi arikuti akadongorerwa, vakadzi ava varikuvhara nyaya yavo yavaitaura pavakasarudza kunorara vese inova yakatererwa nemupurisa uyu muridzi wemusha. Vane dzavo dzavanotamba saka vakati tikasati atidongorera tinonyura. Pepukai!
Wataura chokwadi nkt apa hapana kana nyaya nyaya itongoripo kuda kuvhara zvavanotaura chete vakadzi Ava mainini vaiziva kuti murume wavo anokwanisa kunge akaterera kwete kuti kudongorera
Maonero angu: Babamunini vakamira pa window vachiteerera vakanzwa zvaitaurwa 2. Madzimai akaita counter nekuti maiguru vaigeza 3. Saka nyaya yasarira kuna babamunini 4. Apa pakatambwa family politics, "ndirege ndikusvipe, ndisvipe ndikurege!"😂😂
Very true, zvinoita vakadzi nenyaya yekunyepera kuti ndarepwa
MADZISHE APA MATADZE KUTONGA , 1 VAKADZI WANODZUNGA MRUME MUBROOM MAKE WARARE WESE FOR 3 DAYS
2 MAIGURU WAKATI HANDISI KUGEZA SAKA WAKAPUHWA MVURA YEKUGEZA USIKU HALF BODY , KUMUSHA KUSINA MA GETSI ANODONGORERWA SEI , UYE HAANA KUBVISA MBATYA DZESE , WE KNOW WHAT IT MEANS HALF BODY
3 mkadzi akati I know itsika yemrume wake kumira pahwindo , aiita tsika ii kunaani b4 this incident
Hapana kana nyaya apa. Varume vakuru kugara dare one hour chaiyo yokutonga makuhwa. There is no evidence to convict that guy. Mainlni vane problem Ko sei vaisiya murume wavo wega vachienda muimba maive nemukoma wavo. Maiguru imimi garai kumba kwenyu kwete kuinga pamba pake kuzomuitira makuhwa nekumushusha
Apa maiguru havachadi bmnn Ava kuti varoorane or agare namainini uye maiguru vaizogeza half body vasvika vonobvisa hembe dzose why
Pakaipa
Munhu haatongeswe kufamba famba paruvanze rwake nekuda kokuti chinamira chapindira.Vakadzi vekuMvurwi kwashamwari Joe uko mahure shuwa.Vatongi nyatsotongai apo nekuti kana vakadzi vopomera mese munoziva imi.Mangwana sorry ndeyenyuwo varume.Dare rinotonga munhu wese.
Nyaya iyi bamukuru vanofunga kuti vakangwara maiguru vakakwana ungarire mu dare kuti ndakadongorerwa ko kuenda kumba kwavo vogara nemurume wake varume vose kupusiswa Nema hure maviri ayo pepukai varume
Ishe tererayi nyaya iyi zvanzi murume wangu anodongorera wazviwanepi ayi dongorera Ani paanoti murume wangu anodongorera vayitonyeya ava nanhu vava kudakuvhara nekuti ndai geza manzwa musavharwa ne vakadzi ava usapa murume uyu mhosva mhani imi
The chief has acted dull here
Bamukuru vachazomuka havo musi wava bata chokwadi. Vari kupusiswa nevakadzi a a vachivhara chihure chavo
Maiguru avo ipfambi, matauriro Acho ndeekugadzira mhosva, iyi type inoda Mambo aneuchenjeri hwepamusoro kwete izvi
Chief Bushu kana chief Nyamaropa
Maonero angu madzimai aya majoki varikuzama kuvharidzira chipfambi chavanofurirana
Bamnini is right vanoita sevakapusa but he knows kuti vanhu ava vanohura. Maiguru avo imharadzi musha watoparara. Zvatichaona manjemanje ndi Bamkuru vachiuya kunomhangara kubata chihure chamaiguru.
Mambo hamugoni kutonga vakadzi Ava mahure maiguru havangauye pamba kuzotaura mapfekero Ake ini ndovadzinga tongai kumba kwenyu zviripachena kuti maiguru varikudzidzisa mupfanha wavo chihure
Maiguru avo imharadzi vari kuda kutonga mushe wemunina
Mambo tongai zvakanaka mhosva
Vamwe vanaMambo havazi vanamambo , apa mudzimai vababa ava vanedaka rekuti havabvumidzwe kupfeka nhumbi dzakatsiga.
The judgement is to harsh and this case needs a fairness between the complainant and the accused only not to pay a cattle but a goat was a fair judgement
Vakadzi kana maroorwa yedzai kuvakiridza hukama nemurume wenyu. Kana mukadzi achiziva weakness yemurume wake yekudongorera sei achizoudza munhu wese.
Ukaona hapwa yosimudzwa ziva kuti mota rarwadza .
Maiguru ava vatoputsa imba yamainini plus mambo ava zvekutonga zvonetsa chaiko
Abolish the churches that are encouraging misbehaving.Zimbabwe belong to all citizens!We are all equal before law!
Mavharwa imi mai ava itsotsi ihure Iva Mai ava
Ndini ndamubata ane mweya wezanu uyo zvavakadzidziswa husvatu ndoozvaari kuita
Mambo sei musina kubvunza maiguru avo kuty akambodongorerwa nabamnini avo ndiani. Hamuoni here kuty paishaikwa munhu apo. Tongai nyaya muchiteerera sense kwete zviri kutaurwa. Nyaya iyi ngaindotongwa kwamambo Mutasa munzwe mabudiro ainoita. Maiguru vari kutotya kugadzirisa nyaya dzemunin'ina wavo nokutya kufumurwawo...
Uyu mambo anotorwara nepfungwa.. 😅
Mambo isai nyaya kunamamwe madzishe hamukwanisi kutonga hapana humbowo rasai nyaya
Bamunn dai vasina kuzoita guhwa vange vasina havo nyaya, amaiguru hamuna kuonererwa henyu muchigeza makuwedzerera kut nyaya iite punch
Karume ako kari kunzi babamunini kanonyepa kanoshusha uye hakana hunhu kanokonzeresa
You're failing to see kuti maiguru is spinning up a case against bamnini because she supports chihure chemunin'ina
Varume avo vari 2 varimu dambudziko uuuuuuuhm I feel sorry for them. Nekuti vakadzi avo indege idzo.
taura hako. Ndirini ndichipedza kuripa mukadzi kumba kwake
Vanhu vekumusha kwangu
😂 bamunini vatoonda neshanje chokwadi shame shanje rudo 😝
Amai ava indege chaiwo talking toomuch none stop
Maiguru vakaona kti vanzwikwa nyaya dzavo dzavaikurukura vakungochinja kti ndakaonererwa nabamunini.
Haaa mambo imimi hamugoni kunzwa nyaya imi Aaaah munhu otadza kufamba mamba pake here
Vana mambo ava havagoni kuongorora nyaya. Uyu murume avekutoripiswa nemuenzi pamba pake. Asi nekuda kwekuti murume uyu haana mapoints atoendesa mombe mahara. Ini mombe iyoyo haiende mahara tinoonana pamweya.
Tsoka dzakaonekwa dzanga dziri dzani? Kumusha sooo...ingoti hameno Mambo wangu!
Dai yaiva hanzwadzi yangu chokwadi, chokwadi, aisviko rongedza aende namaiguru vochinogara vese, this is maximum mhani
Babamudiki zivai kubva nhasi kuti mukadzi wako haisiri hama yako, anokuroverera chipikiri chisina tsitsi mukati
Bamunini varikuhirirwa but havazvizivi achazoona kuti haana kungwara zvirikuuya kwaari kudyiswa kuchafumuka zvako nenguwa irikuuya.
Thank you chief sando yenyu
Zvakaoma ,mutaure muchifema Amai ,madzimbo mine basa😂😂😂
Baba ava vanonyepesa zvisingaite
Kamupurisa ako kanoshusha there is no doubt.
Mambo apo pamati kana muchitaura nemuninina wenyu regai kutaura mashoko anokonzeresa....hapana zvakadaro ava vana vanyamunhu vakanga vasangana that was the chance yekukurukura zvavanosangana nazvo muupenyu...that guy is a pysco anotoda help.. ukaona munhu otadza kurara necuriosity yekuda kunzwa kuti vanenge vachitaura nezvei iii plus sei qchitya kureiwa kana achiita zvakanaka
Muchinda akanzwanyaya hombe ndokubva arovererwa nevakadzi 😅😅😅😅
Mambo apa hapana nyaya chenjerai kuti musha waparara nazvo izvi gadzirisai ngau iyi zvakanaka kwete kudzvanyirira munhu
Mambo tongai zvakanaka imi
Munogarirei nemboko, kuda marriage here😮😮😮
Bamukuru vakapedzerwa kudhara sherm
Iri dare iri nderemahumbwe..tingataura zvetsoka instead of kubata munhu akamira paWindow
Mambo vakadzi awo matsotsi mhani nxaaaaa mapedzerwa nguva apa
Babamuni vakadongorera havo maiguru vavo
Muzimbabwe mambo mumwe ane mumhu mudiki anoona nyaya mativi ose Ndimambo CHIGODORA chete
The judgement is too harshy mombe nembudzi mbiri pamhosva yekudongorera mupurisa wamambo akarara nemukadzi wemunhu pa 4 years ndokunzi bvisa mombe imwechete aah very unfair. I think this chief's judgements must be rational and his council needs assistance in deliberating issues.
KO kana munhu achigeza half body anobvisa hembe dzese ? Sei varikuti vakaonekwa miiri wese?
Usapote uchipindira nyaya dzekumba kwevamwe. Semurume ita zvekwako. Saskam. Ukuda kushandisa chi neighborhood chako mumisha yevamwe sei? Wakaura
Ma elements ekudyiswa muna bamkuru arimo.
Bamdiki vakadhakwa he deserve kuripa. Ma ndi ndamubata ane dzungu.
This policeman can't even answer a simple question bt kana tirisu vanotipinza busy
😂😂😂😂 nhema ndozvadzinoita
He isn't even a police officer kkk
Ndini ndamubata anga aakudzidzira basa pavanhu vaanogara navo apa akazungaira haatonzwisisi kuti chii chirikuitika.
Mambo tongai zvakanaka mhosva iyi bmni awa havana mhosva maiguru inhubu pane nyaya dzakawanda dzavarikuvharidzira iyi nyaya pachangu ndatopedza nayo maiguru suspect pane zvizhinji zvavari kuvharidzira musapedzerwa nguva dare imi munhu anga tadze here kufamba pachivanze chake
Mambo is one sided defeating his duties
Mupurisa uyu anopenga chete uyu,aah,ngaripire maiguru,ibenzi chairo
Tsoka dzakaonekwa pa window x2😂😂😂
Vakaronga nemuni'na wavo kuti vapiwe mombe ava murume wamaiguru akatodhakwa zvake uyo
Apo Mambo matadza kutongawo apo bamunini vanokodzero yekuita zvavanoda pamba ndepavo madzishe hatichina mumusoro mangozara chi Zanu Pf chete
mambo avo havagoni kutonga pluz murume aizorara cy mukitchen pamba pake
Ini sezvo ndanzwa kti bamunini vanoita basa rekudongorera nepawindow . am sure vakadongorera vakanzwa pasina chirikutaurwa b4 vasativatora pillow
Mambo avo sooo kwanzi wakafamba pawanga usina mvumo napo kureva muridzi wepamba manje kkkkkkk
Mambo idofo iri
Babamunini vano creator
Gegegeee pwakaaa dhiii negotsi...taurai muchifema
the two ladie knows more, pane nyaya iri kuvanziwa apa. bamukuru usarambira mukadzi kuti haadai pavanhu uuuu hazviitwe izvo. ko kungonyarara kana usingazive. bamunini vane nyaya avo, pakuvharwa nyaya apa
Dare iri riri biased
😂Hanzi itai muchizororera amai
Ka mambo kakadhakwa aka
Mahure manyama
Makagona kamkono ketsambarafuta ako, kamunhu kekupi kane shanje kudaro kanoteerera nyaya dzevakadzi. Dai makati mombe 2 nembudzi 2.
Unenge utori hure newewe
Murume uyo ndi gossip master mmmmm
Imba inotoparara
Vana vanyamunhu vafunga kuhura chinyararire
Kabmnini kanonyepa aka..kamkono ketsambarafuta chaiko
😂😂
Volume yenyu hanzwike pahasha tv improve 😊
Madzishe Ayo haagoni kutonga vatora side maiguru avo imharadzi
Window racho rarakaitasei nekuti panhu apa panenyaya mbiri yekuterera nekudongorera but panyaya idzi munhu hana kudongorerwa asi akaterera isu taidakuzivawo type yewindow nekuti kana rakavharwa unodongorera sei
USA bvisa enda Ku court wabatirirwa nemu ndeere uyo
Maiguru nemunin'ina wavo ipfambi vakanzwikwa vachitaura nyaya dzezvikomba zvavo thats why wave kucreater nyaya kuti murume uyu aripiswe
Aya mahure
murume anoshusha nekuchengera, maiguru vanotaurisa nekuda kukwana kwana nyaya dzisidzawo shungu kuda kuprotector munin'ina. zvakataurika chokwadi. babamukuru was simply protecting his wife. husband is guilty. anga ari pawindow. plus dzonyepera kuzvininipisa. mambo vagona kutonga. iye ngaachiunze maiguru kudare kana pane zvakataurika
😂😂😂kabamunini kamukono ketsambarafuta kanonyepa aka kkkkkkkkk too much tsananguration iwe ndini ndamubata iwe.
🤣🤣🤣🤣
Hakuna mambo akadai
Hapana Mambo akadai ngaaende kuna Headman Chigodora anodzidziswa kutonga
Zvima court zvakadhakwa izvi, kungonzwa divi rimwe ndokuita sei
Chief bushu habvimiri witness yemukadzi wako
Amai avo ihure mhani shame bmukuru ava vakuti mudzimai vangu haasi hure akadyiswa ichokwadi
Ko tsoka dzacho vaziva sei kuti akafamba vachigeza ummmmm apa panenyaya apa mambo havasi kugona kutonga nyaya
Katsambarafuta aka katsotsi kana mukanwa munotapira yowee
Kanoda chigodora nanyamaropa chete
So many kangaroo courts going on in Zim
They have been there since time immemorial, panga pasina vanonotora nhau vachikuratidzai chete
Kkkk mukadzi wangu haahure tine vana 5 dzakasara
Police yakaramba nyaya and mambo oona mhosva. Aneruzivo pama investigations enyaya ndiani chief nemapurisa. This case haina kuitwa mushe. Machief edu needs education pakutonga mhosva
Nhaimi harisi benzi here iri
But nyaya iyi haina umboo kana mambo maisafanira kuti pabiswe mombe nyaya yekudare inoda umboowo hunobatika
Mambo ongororai nyaya iyi hazvina evidence pamba pako haufanirwi kuisa matsimba
1. Munotora sei testimony sei yemunhu asipo
2. Why is the chief testifying?
3. Why are they taking ma allegations as facts and trying to force/trick him into admitting zvavarikuda?
Maonero angu these courts need oversight yeJury or some state rep from prosecutors office.
Ichi chimambo chinosvota
Kanoda kurohwa katsamnarafuta aka kana nyaya hakana
Ha mambo imwi endai mogara mustreet ndopiwa boundary padan pangu chakaipa kupinda mudan mavari
Baba Governor ngakarondwe tsoka katsambarafuta kumupurisa. Karikungo vhika vhika. Shanje dzichakaura apa dzatomupedza mafuta