Big up our beloved Chief. You've proved to the whole Nation that the Wise Men are from the east. Let me tell you Igwee, you will be the next chairperson of the chiefs in Zim. Quote my words. Keep it up
Chief u have wisdom and you don't abuse your position. You rule with love and harmony. If u open Mutasa school of ideology I don't think twice to attend it🎉
Mambo Mutasa munogona uye you have soo much wisdom, patience and peace maker, iyo mhuri is greedy , selfish, vano zvitutumadza uye havasi remorseful. They need heavy fine.
I don't know what happened between Karanganda and Chigodora,but l can see some selfishness. Karanganda did put Chigodora on the map but now karanganda is kicked out . Im not happy about this.🤗
This Chief is good...my only issue chirungu anochiwanza......nekuti not everyone will understand kuruzevha uku...saka unotonga munhu asirikunzwa zvaurikutaura here?
Bed idea chokwadi bcz nyaya dzinotongwa dzakawanda pazuva bt vanoburitsa 1or 2 pazvaiitwa na baba taps hapana nyaya yekwa chigodora yawaisa Kanda pano zvainakidza bt wakabikambodza vana Gucci wenyu
BaTaps zvebasa hamuchada, muri kureva here kuti paChief Mutasa panotongwa nyaya shoma than kwaChigodora, why are you giving us zvishoma 😅😅, tipei daily tigare pano😅😅😅
My daily dose of court room drama. Ruled by a very competent Mambo Mutasa and his court. Thank you Karanganda❤. Taisa ka LIKE👌🌹
Big up our beloved Chief. You've proved to the whole Nation that the Wise Men are from the east. Let me tell you Igwee, you will be the next chairperson of the chiefs in Zim. Quote my words. Keep it up
Chief u have wisdom and you don't abuse your position. You rule with love and harmony. If u open Mutasa school of ideology I don't think twice to attend it🎉
Baba taps .plz nyaya dza chief mutasa isai dzakawanda.zvekwachigodora makataura kuty masiya zvino chitipayi zvakawanda
Nhai vanhu hamuna kuona here kuti kwaChigodora vane TV yavo,suppotai ba Taps full stop,he I doing a good job
Yaa chokwadi ❤
True
Tinosupporter vese, nyaya tinodzida 😂😂😂
Chirungu
Kkkkkk, Mambo Mutasa ndimi mune yese, apo pa definition of muscle and power mandidzidzisawo something new, 🙋🙋🙋👏👏👏👏❤❤❤
Thank u mambo Mutasa, kutonga nehunyoro after kutukwa kwedare Renault.Hamuna kuitira munhu hasha, u a great chief
Tayiyepo kwa Mambo Mutasa kuti chuuuuu thnx baba taps & karanganda
Kamasuro kadoko asi kakakura ❤❤❤ Igweeeeee tongai nyika generating power Igweeeeeeee
Chief Mutasa sungirirai imbwa dzenyu mambo vangu.Ndinovimba nekugutsikana nematongero enyu.Asi mukasiya vakomana venyu vachirova munhu padare rimwe zuva mumhu anofira padare.Zvakaitika kuBindura munhu akafira padare.Panorova veruzhinji mumwe anorova panouraya or mumhu anenge anengozi yake
Zanupf has messed up our traditions.Mambo harisi Ziso ra President.President haana power kupfuura Mambo.Mambo ndivo varidzi venyika.
But i like the tone of that Sorojena ari paside paMambo whenever he interjects😂..'taura zvingonzwika'...
Hausati wamunzwa achiti taurai nyaya yenyu obva ati maakutaura manje rambai muchitaura. Kuita kunge mupurisa arikuda kunzwa nyaya hake.
Mutasa anodzidzisa hake wena.
Never Dave shoma pamusharukwa wedu!
Nzeve dzave shoma
This chief is very humble,dai vadzidzisa vamwe matongero munyika
Mambo Mutasa munogona uye you have soo much wisdom, patience and peace maker, iyo mhuri is greedy , selfish, vano zvitutumadza uye havasi remorseful. They need heavy fine.
Chief Mutasa thank u munotaura muchidzidzisa zvimwe hataitoziva kuti zvinofamba sei❤
Kkkk mwana mudiki ava nevakwasha nevaroora ende zvakaoma asi ndi mommy’s boy 😂😂😂😂
Ndoo chokwadi ishe, bhuku harigurwi richipiwa mutorwa. That is traditional fact up to now
Avo vecensus ndanzwa kunge vati "ini ndiri mwana mudiki"😂😂😂😂😂
Sekuru iwawo apa humbavha
He did too!...he came with an attitude even last time...but the Chiefs behaviou- he didnt get angry etc...abva apererwa now akuzviona se youth
This Chief is the best... Dznotonga pachi modern
,😂😂😂 mwana mudiki dhara iroro imika kwanai
I don't know what happened between Karanganda and Chigodora,but l can see some selfishness. Karanganda did put Chigodora on the map but now karanganda is kicked out . Im not happy about this.🤗
Chigodora anokara mari
Chigodora anokara mari plus nyaya dzacho anobudisa nyaya mbiri ndrikuona sekuti vamwe vakutonyora Kuna headman kuti nyaya asaburitse pamhepo
I second u
Kutonga kwaro gamba. Sekuru mutasa we love you mambo vekumusha Kwangu.
Secretary awo vanofarira afrohair team rana John Chibadura 😂
Mukoma John😂 Mr Chitungwiza
Apa he minds his business dzakatsikitsira chete dzichinyora, handisati ndambonzwa voice radzo
Chigodora and team huyai mudziidze kutonga
Wise King..mdhara uyo haana hunhu at all
Kkk kukambira kambira manyanya vachimsoro motosiya kunafundi mambo😂😂😂
Chief mutasa.. Isimbi pakutonga
Ndaiyepo kti chuuuuu haradada kti dhesheeee🎉🎉 hoyooooo
This Chief is good...my only issue chirungu anochiwanza......nekuti not everyone will understand kuruzevha uku...saka unotonga munhu asirikunzwa zvaurikutaura here?
Akakuudza kut kuruzevha hakunzwikwe chirungu ndiani?
Even in towns and cities, not everyone understands english mind u!!
Haaaaa uku kunemadhara akadya maB uku kwakadzidzwa
Ndovanotochizivisa manje chirungu chacho
Dai Chief Madziva vachidziidza from this chief he is very calm and educated
Gucci hanzi ndiye akagadzirira headman chigodora tv😂
Vakaita bad decision ever
Ngavaone ikoko wega
Ngavaone ikoko wega
But akatadzei ariryt vane content tisavaitire godo
Bed idea chokwadi bcz nyaya dzinotongwa dzakawanda pazuva bt vanoburitsa 1or 2 pazvaiitwa na baba taps hapana nyaya yekwa chigodora yawaisa Kanda pano zvainakidza bt wakabikambodza vana Gucci wenyu
Mambo munogoa chirungu😂😂
BaTaps zvebasa hamuchada, muri kureva here kuti paChief Mutasa panotongwa nyaya shoma than kwaChigodora, why are you giving us zvishoma 😅😅, tipei daily tigare pano😅😅😅
Taura neni Dealer neni... Kuti Dheshe kuharadada waiyepo here murisei Baba Taps
Mukomana anopikisa vanhu mhiko uyo ndomuda zvokuti dhuuuiuu ndonyanyo farira panokonewa vanhu kutevedzera zvaunenge ataura paya plus anemoyo wakanakisa mwana akabva kuvanhu
Munhu abvuma mhosva chimusiyai abvuma 1 na 1 imimi maakuramba muchitsvara tsvara
Kubvuna kuti waka raper munhu hakuite utadze kuripa or kuenda ku jeri😅
My king with great wisdom
Camera man kuseri mnje kuita clear kwachigodora makatisiya takatemba shem 😢
Nhai dare iri rinotongerwa panzvimbo ipi
After manica bridge uchienda kwaD.C pafiwa
Pachikoro chiri after Manica Bridge here. Thank you for enlightening
Chief Mutasa mataura chokwadi humambo newedzinza kwete zvinotaura mu JRJ atozivi tsika dzechivanhu ungangopiva Dunhu here
Kuda kupinza mambo busy ukuvane kaki ye guta ra mwari pakaipa mdara ane nharo😂😂😂😂
Secretary wamambo very humble
Hie vana Samanyika ngevadi ere manyika yoo,
Nhai makhakhi aya anopfekwa kupi
Guta raMwari
Timburwa une udyire dzosa bhuku ra mutangamira
And mambo mutasa varikutaura chaizvo zvinoitwa ushe mafambiro acho. Vanhuwee ndoitawo cei handichatogoni kufocuser nezvimwe zvinhu nyaya after nyaya. Dzandipinda zvekuti kupfugama chaiko KUNAMATA kwavekutonetsa
Sekuru avo siyai mambo mutasa vataure mambo vanogona kuyananisa
Ndaepo ngepangu kuti chuuuu 🎉🎉🎉🎉🎉❤
Kuti haradada waiyepo ere
Hanzi ndiri mwana mudiki😅
That's my chief
chief awa kutoenda kudare ne dictionary chirungu chacho chakanyanya
Ba taps ndiripo ndakaterera dare ra Chief Mutasa
Pamberi na mambo Mutasa
Chief is well educated
Uyu is a learned chief i like his advice
Mambo mutasa munotawura chokwadi sezvachiri ...ukaona bhuku ropiwa mutorwa hmmmm panechiwoko muhomwe chakaitwa ipapo bhuku ndere dzinza
Taamo mambo mudare, tironzerei hedu Shumba
Ba Taps tipeiwo nyaya dzekuDora
Ndavepo mambo mudare renyu
Nhaimi mwana mudiki anoperera ma age ipi 😂
Pa age yekugona kungwavha😅
Apo mataura chibata dzidza hatidi kutongwa negoya Shumba
Paukama wenyu mambo
Family will kill...watch out 😂😂
Sekuru munofambirei makapfeka uniform ye church
Cream yedu pa Zim
Mambo mutasa ndokusalutai shumba
asi kwa Chigodora vave kuramba kuti mutore dare ravo...I have been noticed they have their own channel now
Could you tell me the name of the channel?
Dzave ngano idzo
Search Chigodora unoiwana channel yacho
Taiwepo 😂
He has too much wisdom
Ndaiyepo ndaiyepo...usazoshoraba
Kuti chuuuuuuuuuuuuuu ❤
Dzora bhuku redu iwe Timburwa
Murume uyo matauriro ake Ummmmm anotoratidza kuti ane hasha zvokuti. Kutoita mananda pamhanza achitaura.Kusvika atozotsiurwa nemananda ske pahuma.Zvakaoma.😮😮😮😮😂😂😂😂😮😮
🎉🎉🎉🎉🎉🎉 kuti chuuuuuuu am first one and adhikitedhi
Karangandawoooo
Mambo vakadzidza ava
Mambo wevanhu shumba wedu basa pamberi
Wakanyenga mukadzi wemunhu
Maspaka ba Taps ❤
Ipapo changamire
Haaa hakuna sabhuku akadai, mutorerei bhuku anotori netunharo
Taurai henyu mambo mutasa
Why mamwe madzimambo vasinga notorewo manotes kumukuru uyu
Baba Taps sekuru booster havasati vavhura hombe here??
Mudzani werenje chinakisa matondo munotonga nehungwaru pasina hudzvanyiriri
Mambo Sando yenyu munogona basa renyu
Thats rubbish!!! Dzinza rogove varidzi ve yika pakudii. Can we do the same kuti nyika ngaingotomgwa naED and his family??? Mukawana nguva mukwane
Mambo muudzei
Thank you MATASA
Chief manyama
Kuti chuuuuu sandinyole ❤❤❤
Mambo munogona kutonga
Madhara aya kuchemera husabhuku 😅😅😅😅
😂😂 hunodyisa
Chii chinonzi Timbura
Enda KwaChigodora mwana wamai
Kutii chuuu ❤❤❤❤❤
Kut chuu pachief Mutasa
Madxishe
Bataps chimboti payiwo dzekwaChigodora uko
Chigodora ane channel yake
Kt chuuuuuuuuuuuuuuuuuuuuuu
Kanyai zvidhinha muvake dare zvinoita