Kana newe sahwira wadirei kudaro kurova engine yemuwe wako ko kana wachinwa mapiriritsi newe wonwavo here ummmmmmm mababbie akawanda wani ma single mother usadaro hama
Mambo monakidza kutonga kwenyu asi pa card well Toda rerun plus kkk ko blaz avo secretary manombonyorei waya waya every hamiri kkkkk ngavamboita vachizorora van onyora bhuku here
Mhombwe yazopererwa manje, ndatenda Mambo Mutasa nedare renyu mapedza nyaya iyi zviri smart. Keep it up
MAMBO ANOGONA KUTONGA..WELL DONE THaTS VERY NICE..WISE WORDS FROM THE KING ,,THANK YOU,,,,,,,,,,,
Makoni anogara akataura ‘Mboro yaparadza hupfumi’
Anobva awedzera kuti nemuromo futi
Chief Mufasa you are the best. I salute you
👏👏👏
Ingodzosai tsika yakare kwaMambo kwairohwa munhu
Kaka batana kamukadzi aka Rega kakwirwe
That was a real dress down to the young man, it's a good lesson to the younger generation zvinengozi izvi
So construction of the new court is finished: nice. But sound quality in a room with ceilings manje 😢
Nhubu yemunhu
Long live king solomon mune huchenjeri
CHIEF IF THE COUNTRY WAS RUN LIKE THIS ZIMBABWE WILL BE SWEET YOU ARE A VERY SPECIAL MAN
Saka zvakaipa kunyenga mukadzi wemunhu but ok kuti mukadzi wemunhu ahure nemurume wemunhu?
Chihure chinotapira uri pamurume kana wabatwa murume akakuramba chikomba chino kurambawo ngwarai mahure ekwa Mutasa
😂😂😂
Changamire mune wisdom zvechokwadi
😂😂😂😂😂baba Sakupwanya vanekavhurira nyaya kakangwarira so hanzi kuno tokusecha kkkk
Ko akakusiyako kuseri kwegomo15km
handina kumubvuma😅😅Taienda ku uptown kupi kupi,....musi watapedzisira kuonana aida kurara neni ...why meet munhu on countless occasions musingadanane ,muchitonodya chikafu kusango ay
Nhai veduwe kkkkk
Munotonga chokwadi keep it up
Wellcome Chief
Chengetwai mambo Mutasa shumba mai wangu chikara
Kana kurara akarara naye hakuna munhu anotora nguwa chidanana nemukadzi wemunhu asina kurara neye kutya kurambwa kurikupa kt mukadzi asaudze murume kt ndakarara naye
Nhimbe tv muri rudadiso keep it up 🎉
Thank you sooo mucj
Video bho zvokutii asi noise uuu ma sounds acho
Nhimbetv please help us hear audios in the future being played as evidence
Kkkk ndandatokusuwai mambo.... Kkk hanzi nakodza 15km uri mumota yemunhu wauda kupengera,,, wakazopenga hereeeee
Mambo vangu murisei henyu mamugona murume uyo
Chief 💯%
We now have a courtroom 💃
Asi mai ava, hanzi hatina kurambana 😂😂
Musoro wepfambi iyo hautore mushe chikomba kunyebera kungwara
Vabereki vemukadzi vanonyarirepi shuwa kana wakabereka sekera muchidende nyoka inobara zvakasiyana siyana. Mwanasikana kuda zvinhu veduwee chips and chicken zvapedza vanasikana dzimba kuparara nekuda kwembatata nehuku yakaiswa flour
Mukadzi anonyepa zvinobhohwa uyu nxaaa .Kahure aka.
Mahure anonyepaka, vanhu ava vakaita mjolo ava. Paibisva mamburugwa akaitwa zvimwe
Kana musina kumubvuma sei maidya chikafu chake, apa muri mukadzi wemunhu ,chimwe chihure musvodevo.
Kana newe sahwira wadirei kudaro kurova engine yemuwe wako ko kana wachinwa mapiriritsi newe wonwavo here ummmmmmm mababbie akawanda wani ma single mother usadaro hama
Ko kana zvikabatwa tozoita sei
Zvinonyadzisa wena 😂😂😂😂😂😂😂😂 aa hameeno
Yaaa mambo mutasa batsirayi nyika marriages avo shuwa.apa mambo tinavo vanogona
VAKARARA VESE
SO OBVIOUS DAI MAVATI MANOMWISWA KANA VAKARARA VESE VANOKWARA
Wamunzwa ati "PAYE tanga tisati tarara tese" kkk
Magonesa mambo suwa mukadzi weshamwari here. ASI ivowo mainini ibenzi benzi zvaro.
Batai vanhu changamire hatisikuda chihure munyika
Mambo monakidza kutonga kwenyu asi pa card well Toda rerun plus kkk ko blaz avo secretary manombonyorei waya waya every hamiri kkkkk ngavamboita vachizorora van onyora bhuku here
hubenzi wekutanga kutofambidzana naye, zvekurarwa naye yatovaimwe nyaya munhu ngaapetuke kumba kwaamai ake
First to comment
😳😳😳😳😳😳
Vaisirei mbudzi dzavo mbiri avo vakadzungaira
🤔🤔😂😂😂😂leave her
Next time usataura mazita evanhu wakutipira hama hazvizobuda
Mambo munogona fambisai basa pasi nechihure
Mambo mutasa makanyanya
Ummm wanhu wemuraini ere amana
Waiti anhu emumaraini haahure here, kkkkk
@SelinaLembani pakashata
😂😂😂😂 mhosva iwe ndouya 🤣🤣🤣
Muisireyi mombe dzake 4 mambo mutasa
7 ndidzo dzinokwana apedzera dare nguva
haaayas.mukadzi kutohura coz of promises
Satan akauya ari mungoro yemoto🤣
Zimbabwe is like a big farm.
Pfuti kufura musoro 😂
Sis garai pasi , you are contradicting yourself 😂😂😂