ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Good mambo
Mai avo ummmm pane basa apo! The probability yekuroodza mwana wavo vega is 99.99%. Muchishona tiri kuti hapana kana chichawanikwa nana baba avo paroora remwana wavo😂. Chinorwadza ndechekuti havasi kutomboona kukuvadza kwavari kuita ramangwana remwanasikana wavo.🥲🥲🥲
Madzokorora this episode mukaiti part 2😮😮😮😮
Warasika
The problem with the proceedings here is the do not conform to the constitution of Zimbabwe because they did not ask the woman what she wants.
Hudyire hwamai madzokorora ka imi sly
Mrng
Mwari batsirai mash central pa chipfambi shuwa munhu ambogara neumwe murume oti ndomuda
vamwe vanaMai mibvuri chaiyo !!kuroorwa kwemwana haisi nyaya yekudya pfuma chete chikuru kusunganidza midzimu yemhuri mbiri kuitira kt imba yevaviri imire
This rule is not fair truely speaking kana first hub haasi murume chikomba
Anga akaroora murume wekutanga ane red uyoo akabvisa pfuma kwatezvara and havana kufanana gupuro
Vanamai musakanganisa vana scana veduweeee. Mwana uyo 22yrs atove nevarume vatatu
Anoti anoda mukadzi wake iye akambomutiza achienda pane mumwe murume, chipfambi chirikuitika apa, ambuya vakadhomoka havo asi hama dzinoda kubudikira pakuroorwa kwemwana dzakatodhomoka worse kana kumutengera sipo chaiyo havana. Imba haina kusimba iyi dai mukadzi wasarudza waarikuda,
Repeat here musatipedzere data
Ambuya vari very fast
wamwe vakwasha so ini zvangu handigamushire mumusha mangu kkkk hope dzakawandisa
Mambo wemadzimambo
amai imi mury imbwa chaiyo apo morodza mwana pasina weropa rake saka ano bless cy mai itai mushe ndimi mapa mwana nzenza
Avooo vakuru vekimashure katumbu zenene kufamba kunge undarteker
Pakaipa
Apa pagona kutongwa nyaya apa pachivanhu chaipo
Sando dzenyu mambo
Mbuya avo vakagarireyi pakati pevarikutongwa 🤣🤣🤣🤣 am as confused as her 🤣
Ndiye mupurisa wamambo
Stop repeating programs mhani nxsaaaaa
Zvakaoma shame
Uuuuu
Good mambo
Mai avo ummmm pane basa apo! The probability yekuroodza mwana wavo vega is 99.99%. Muchishona tiri kuti hapana kana chichawanikwa nana baba avo paroora remwana wavo😂. Chinorwadza ndechekuti havasi kutomboona kukuvadza kwavari kuita ramangwana remwanasikana wavo.🥲🥲🥲
Madzokorora this episode mukaiti part 2😮😮😮😮
Warasika
The problem with the proceedings here is the do not conform to the constitution of Zimbabwe because they did not ask the woman what she wants.
Hudyire hwamai madzokorora ka imi sly
Mrng
Mwari batsirai mash central pa chipfambi shuwa munhu ambogara neumwe murume oti ndomuda
vamwe vanaMai mibvuri chaiyo !!
kuroorwa kwemwana haisi nyaya yekudya pfuma chete chikuru kusunganidza midzimu yemhuri mbiri kuitira kt imba yevaviri imire