We love you baba sekuru Manyeruke mwari varambe vachikuchengetai baba vangu vaikudai zvakanyanyisa muzuwa avashaya we were just playing your music takachema chaizvo munotikomborera
Ndinofunga kuti vangangodaro vane hukama nekuti vese vanobva kwaChiundura. Handina chokwadi nazvo nekuti handina kumbobvunza even though ndakazivana nababa Manyeruke more than 30 years.
Exemplary wise icon. A true gift to the nation.
Legend interviewing Legend. Great interview Ollah
Living legend for real, many grace years to you sir. Insightful interview Ollah. Shalom.
Musicians should learn from this legend
Bothwell Nyamhonderaa be blessed were ever you are
I enjoyed this interview, love the wisdom
I don't have anything to add. The man is pure perfection
I have learnt lots , thank you so much Ollah
We love you Baba Manyeruke
Baba Manyeruke madhara munyaya dzemimanzi ye gospel
This was really great 🔥🤗❤️
Sometimes we should just learn to spend time with the elderly., Baba Manyeruke is full of wisdom, ndadzidza something from this interview
Active and humorous as ever. That's baba mechanic manyeruke.
This is a touching song Nzvimbo yekuDenga
Long live legend
Powerful Uncle Manyeruke amen
Weove our legends baba rambai makadaro ollar keep them coming
We love you baba sekuru Manyeruke mwari varambe vachikuchengetai baba vangu vaikudai zvakanyanyisa muzuwa avashaya we were just playing your music takachema chaizvo munotikomborera
Actually i need to search your music, it says alot in our minds .
Respect to our elder legendary
Legend for real ,God bless you father
Mwana wekumusha kwangu
Amen.Baba Manyeruke .Mashoko akanaka
Ropafadzwai henyu baba we love respect you
Amen nzvimbo yangu yekudenga
Mdara manyeruke makaipa makaipa🔥
Happy birthday Ollah7 my brother and Uncle
Baba vakarongeka zvavo ava,vane rurimi rwemutendi chairwo ndinovafarira chose
Congratulations Baba Manyeruke
God bless you Baba Manyeruke
So interested
D J Ollah you are a star....
One mudhara anorova live show kunge pakuridzwa CD ndoma legends aya.
Ola unogonesa zvako sando dzako shaa
Amen
Dj Dj murisei henyu
Makoroto.baba manyeruke
Va Manyeruke kuita 40 years
Gasp warrior was in the same class with my son
Jonathan Mgazi must come pano futi @Ollah
Zvaifadza sei vana Dembo, Chibadura, Chimbetu, Mutukudzi, Chinx etc machiripo.
Eheee hwazvionaka
Chichristu chababa ndachida ini
Baba vakanzi pakata gitare uri pukute dust ivo vaakuridza😂😂😂
Makorokoto mwari ngave nemi
Moses that my favourite song
Baba munondiropafadza
Chibaba ichi
Nyaya yekuchengeta mari mumba yakabvira kare kkkk
Nyika ino ino yakanaka inofadza vanotenda
snr guspy
aikaka
Guspy King
Vane hukama naJonah Moyo or Aaron Chiundura Moyo bcz vakada kufanana vanhu ava
Uri kubvunza here or kutaura??
@@mbizi4573 kubvunza
Ndinofunga kuti vangangodaro vane hukama nekuti vese vanobva kwaChiundura. Handina chokwadi nazvo nekuti handina kumbobvunza even though ndakazivana nababa Manyeruke more than 30 years.
Thanks G. Zamimba for the response kwandiri vakafanana