Musataurire vakadzi coz ndoma stereotypes iwayo. Not everyone is like u. Anogona kunge ari wrong. Ini I'll not judge coz ari kuzviti murume wake atori neumwe munhu. So chirwere kana chichiuya hazvina basa kuti chauya naani. So kuita multiple partners kwakaipa zvisinei kuti zvaitwa nani. Even munhu akaita murume one anogona kufa neAIDS achishaina kuti akaita murume one. Ini ndingangoti zvangu, dai vanhu varega chihure whether murume or mukadzi. That's my opinion.
@@Rhee31jo! Thx Irene, vanhu vakadai havasati vaona kuti life can change any minute. Even ukaziva murume one iye murume wacho achiziva vakadzi 200, it means newewo warara nevanhu ivavo coz u can get infected thru your husband. Vakawanda vaishaina kudai but zvakapera in the blink of an eye.
Mukanzwikwa nevasikana venevamwe vakadzi vemazuva ano munonzi makapusa kana kusarira. Asi ini ndinoti THUMPS UP AND GOD BLESS U! U R SUCH A BEACON AND YOUR MAN HAVE TO TREASURE U A GOOD DEAL. RAMBAI MAKADARO TETE VANGU!!
Zvakanyorwa kupi kuti Munhu anofanirwa kugara nguva yakadini for them to be considered kuti Vanhu ava vakarambana iye adzokera kumba kwavo ,hanzi 5 years hakuna zvakadaro.vanhu vakasiyana even 2 days chaidzo they're free to reMarry as they have already moved on with their life .Muchinda uyo akatora Munhu Ari kumba kwavo Saka haana kutora Mukadzi weMunhu apa
True. Amai vacho is the problem because she is encouraging mwana kuhura. She even lied kuti that guy haana kuroora and yet there is evidence that was produced in court to show that muchinda uyo akatoroora. I want to applaud the chief for reprimanding the mother and also to call every part concerned in this matter for the next court session
Kwete ka5 coz pagore kana achigona kugara nevarume 3 within a year ahh mai vemsikana uyu ndivo vari wrong i blame her ndivo vanoita kuti mwana wavo to change man kunge hambe dzemwana mucheche
Zvimwe zvivarume zvakaoma, explanation inongoratidza kudzungaira
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk Rega atorerwe kupusa hakude baba wemusha . Munhu ita changamu changamu kuzungaira kunge kambudzi kabuda mubutiro
kkkkkkkkk vanenge vese vakazungaira nasekuru vecho vakutokotsira mudare
Vakadzi vemuzimbabwe chihure chanyanya
Ooo yes
inzara
Vari pavarume ndivo vakunyanya kuhura than masingles
Vanohura nembwa here??
Amai havana kukwana ndiko kwakaenda mwanasikana wavo. Pride yechihure puu
Like mother like daughter
Mai vemkadzi vanonyeba avo. Hanzi mwana akamitiswa Aine 14 yrs, asi mwana wake ane 4yrs iye nyakuzvara ane 22yrs. Maths dzacho dzinobatana sei ipapa
I think Mwana uyu ane vana 2 bz murume wekutanga he is nomore . Vekupusa uyo ndiye ane Mwana naye ane 4 years ndofunga ndozviripo
Maths dzacho ndedze chizanu zanu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndizvozvo akaita 5yrs nemimba kkkkkkkkkkk
Our chief vanotonga zvakanaka than vamwe vaye vekwa Rusape.
😂😂😂vekwaRusape ndivo vanoti shut up hr vanotuka vaye
Jamurume Kane blue ako yoooo kakatipusei
kkkkkkkk sure
Manje unohurirwaka 😂😂
Kano fanira kurova vanhu 😂😂
Wakafumuka mwanangu mukore uno munhukadzi shanda uri mwana mudiki kwazvo 4marume pa22yrs shame i am sorry
Can't believe ndakatanga kuita mkomana @22 uyo atonzwa nadzo varume 4 vese🙆♀️ saka tatakapusaka kutanga kumhanyidzana nekugadzirisa zvelife😂😂😂😂ama Y2K 🙌
@@Lettymasibae6771 inonzi new curriculum kkkkkkk and new generation.
MaChief pliz ripisai vese chikomba nemukadzi wacho coz chihure hachipera mukaramba muchiripisa munhu 1 apa chihure chinoitwa nevanhu 2
Hunhu wamai ava unotoratidza kuti ndivo varikukurudzira chipfambi kumwana, and its true if she doesn't change unovigwa very soon
Mmm chihure chaicho kbva pane umwe murume uchienda ane umwe same village
Madofo vanhu ava
Kushoresa church yangu.wandibhowa mukadzi wew
Kkkkkkk
Mambo munovaka shame keep up the good work
Mabhishu awanda 🚩🚩can’t wait kuti vauye kudare
Mabishu awanda kudarika vanhu😂😂😂
Ndingataure sei neweblue uyo. Arikutorerwa mukadzi. Ngaati anoda mombe 3 ,mbudzi mbiri nehuku imwechete😅
Ummm zvemjolo zvanetsa izvi😊
Dzikama nhy mwanasikana uchirimudiki kwazvo ita proper chihure hachibhadhare shandirwa shavi riripauri ribviswe ugare mumba imwe
Hokoyo 22 years old here
Mwana we chikoro watoita ma drummer
23 years 3 marriages already mukufamba shuwa amugone kugara musina tsvimbo shuwa
Like mother like daughter
Isu edu ma22 years arikuchikoro uyo akutoti haagone kugara asina murume futi sooka🙌
Respect yeiko respect unopiwa kana uriwo munhu kwaye
Aaah tototi tiri mazezuru hr tsika dzedu dzinokosha,ukaona mukadz akushaya respect nemurume wake chipfambi chatanga.
Haaaa mkadzi uyo ihure haagoni kuzvibata isu tinoita 8month tirikuno Joni tachisiya vakadzi kumusha ikoko bt tinongodzika mukadzi aripo akazvibata
Mkdzi hade kushupika hanonoke kupinda mustreet
vekudhar sesu tisu totokwanisa kugar tisina kumboiona😊
Ehe chingwa unotenga kutuckshop or ma shop e kumusha asingape receipt musabvunze muvhunzo nhando
Nzvimbo iyi inechihure chinotyisa ,it seems ratova business rekutorerana vakadzi nekuripisana 😮
😂😂😂😂😂 sure ipapo 💯
Akafana mai
Mai vacho vakatorara nevarume 1000 kusvika vavari nhasi.
Mai nemwana wavo munotopengawo imi nxaaa
22 years varume hobho kudaro mmmmm
Amai nemwanasikana wavo dzaka tacha kuti pane chinobatika hameno
Amai ava inzvenzva chaiyo
Mukadzi uyuu ibhushuu rine dzungu
Mai Havana kukwana mwana anoenda kumurume ne 14 years varume anogoita vekuchinjanisa nekuti Havana kuroora munenge muchiti handivazive
Mukadzi ndihure iro plz mambo
Ihure romwanasikana uyu,ko kudzikama kunodiiiko nhaiwe
Haaa mai vemusikana mmm pakaipa
Mai nemwana mapenzi çhaiwo
Saka kana uchingowana varume vasina kuvimbika unoramba uchingoti nhasi imwe mangwana imwe mukadzi anogona kutogara asina murume chete pamwe zvinoenda nemakuriro ini ndoziva murume mumwe chete muupenyu hangu
i understand but dont expect munhu wese to be exactly like you if your marriage is sweet not everyone has the same man like yours i thank you
@@Rhee31 💯💯☑️☑️
Musataurire vakadzi coz ndoma stereotypes iwayo. Not everyone is like u. Anogona kunge ari wrong. Ini I'll not judge coz ari kuzviti murume wake atori neumwe munhu. So chirwere kana chichiuya hazvina basa kuti chauya naani. So kuita multiple partners kwakaipa zvisinei kuti zvaitwa nani. Even munhu akaita murume one anogona kufa neAIDS achishaina kuti akaita murume one. Ini ndingangoti zvangu, dai vanhu varega chihure whether murume or mukadzi. That's my opinion.
@@Rhee31jo! Thx Irene, vanhu vakadai havasati vaona kuti life can change any minute. Even ukaziva murume one iye murume wacho achiziva vakadzi 200, it means newewo warara nevanhu ivavo coz u can get infected thru your husband. Vakawanda vaishaina kudai but zvakapera in the blink of an eye.
Mukanzwikwa nevasikana venevamwe vakadzi vemazuva ano munonzi makapusa kana kusarira.
Asi ini ndinoti THUMPS UP AND GOD BLESS U!
U R SUCH A BEACON AND YOUR MAN HAVE TO TREASURE U A GOOD DEAL.
RAMBAI MAKADARO TETE VANGU!!
22yrs murimwana mudiki ahhhhh iwee
Mai nemwana majengetavhu vose
Chief avooo ndevedunhu ripi
Madziva
Mukadzi ndo hure remunhu akadi kunowanikwa kure
kure kwei munhu anowanikwa paanoda
Mai vanodzidzisa mwana chipfambi
This chief wants to force a marriage munhu asingade. Muface must ignore this kangaroo court
Zvakanyorwa kupi kuti Munhu anofanirwa kugara nguva yakadini for them to be considered kuti Vanhu ava vakarambana iye adzokera kumba kwavo ,hanzi 5 years hakuna zvakadaro.vanhu vakasiyana even 2 days chaidzo they're free to reMarry as they have already moved on with their life .Muchinda uyo akatora Munhu Ari kumba kwavo Saka haana kutora Mukadzi weMunhu apa
😂😂 kurambana kwevanhu igupuro pachivanhu kana pasina gupuro makore wamanzwa
Ava ishe avaite zvekuripisa vanhu sei kanti Pamwe tongonzwa kuchinzi isai mari dzedare 😹😹😹after anemhosva oripisiwa
😂
Vanhu itai serious veduwe iwe murume iwe siyana nehure iro
Zvakaoma chose
Ane Sare ...akatombouraya murume ...two Ava Dai vatiza nehupenyu hwavo ... poisonous and venomous Snake .mkadzi uyu
Very true
22 years uuum dai tisina kubva neko .taingogara wani varume vasipo
Bishu mukadzi uyo
Ane makuva 😢😢
mambo chinonzi kuroora kubvisa pfuma. kungotizisa munhu chibhishu
Nhai imi, pane anoziva kuti aDandby chii?
22yrs hr mmmm ndaunyarirwaa yoooo wamwe tichikutozvichengeta pa26 iye atowe ne varume watatu yooo ndakunyarirwa wenaa
22 years ane varume vatatu mumwe akatofa yhooo zvakaoma
Ane 4
😂😂😂😂😂😂😂😂
sisi awa wifi chaiyo zii hangu
Hokey 😅😅😅😅
mai nemwanasikana vese mahure !!
Zvinhu zviri kuitika munyika hedu so unotoshaya Kut Chii chaizvo
Haa madziva yanetsa
Ummmm mwana uyu ashaya anomuvaka zvachose nyangwe mai vacho ndivo vari kutokuchidzira. Paanopinda mu 30 years anenge atoroorwa ka 5 uyo. Iyewo mwana wacho uyo pane basa guru, umsebenzi omkhulu iiiiii!
True. Amai vacho is the problem because she is encouraging mwana kuhura. She even lied kuti that guy haana kuroora and yet there is evidence that was produced in court to show that muchinda uyo akatoroora. I want to applaud the chief for reprimanding the mother and also to call every part concerned in this matter for the next court session
Kwete ka5 coz pagore kana achigona kugara nevarume 3 within a year ahh mai vemsikana uyu ndivo vari wrong i blame her ndivo vanoita kuti mwana wavo to change man kunge hambe dzemwana mucheche
Amai avo ndiyo pfambi kudarika mwana wavo havanyari
True even at church she finished all man their
Ma Chief manyama
Yuwiii ihure muscana uyu
Zvakaoma askana
😂😂😂😂murume akapusawo wekutorerwa
Kkkkkkkk dzakashandirwa chemistry idzi kupusa
Ko vanhu avo varipadare iri vauya vega vachida here kana kuti vamanikidzwa? Ko zvari kukotsira?
😂😂😂😂veduweeka
😅😂😂🤣🤣
😂😂😂😅
Vakamirirawo dzawo and vamwe vabva kure vafamba netsoka nzendo refu.
😂😂😂😂😂😂
Ummm!!!!!!!! Kabhishu
Vanhu vekwamanuel chiko chihure chinonyadzisa
Apa ngaanake kuzvitambisa kapenzi
Nhasi ndatangawo
unoda makkuhwa
Ama 2000 never disappoint kkkkk
Ama 2000
Mwana uyo ihure chairo
Mai avoritorivo hure futi
Hombe Lucifer chaiye
Zvakaoma vasikana ava 22 years musadaro kuzvidzikisira unofa here ukagara usina murume veduwe
❤❤❤
Ukahurirwa siya ichinese product haigare
Mwana uyo ma1 kana murume akamuroora haagare naye iye ibhishu
Baba ava bho here
Mujolo Province
This is a kangaroo court. I would hate to live under a fcking chief
Ma bishu manyama hooyo😂😂😂😂
Amai nemwana vane attitude inosvota.
Ndazvionao
Havasi pakuyananisa
Apa wakasunga ma dook machena echipostori
Iyi ndino inonzi use by date manje iyi.
Anonaka sei iwo mai ritoriwo tsotsi
MWANASIKANA UYU IBHISHU YHOO ZERO RAKE IRI
Sm ukutikuvadza pasound,poor quality
Mwana sikana uyu imbishu chairo . wifi chaiyo .
Muvataurire chief ava kuti ngavaone kutonga kunoita chief veku shamva vaye vanopa munhu Time yekutaura not kukata munhu asati ataura
Aaaah mkadzi uyu ihure nxaaa
ihure chairo nxaaa
Kanjapisi kemukadzi nxaa
Mathura padunhu
Ibhishu iri
ndomanjuzu aya
Kkkkk ako kanzenza kkk
Hezvo nhaimi
Mkadzi ipfambi iyi yoooo
Mapositori avekuhura shame chii asi
😂😂😂MA chief anenge ane hasha aya
Say that again. They were interrogating the Youngman apa ndiye angaauya nenyaya.