ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Uyo ndi sisi wa DNA man chete.... With DJ Ollah we will enjoy anogona basa hake mukomana ngaapinde mukomana 🎉🎉
Ollah nyangwe mukasamupa maresults anayo DNA yekudenga...mupei gemenzy muone
DJ olla vachanya nyatsoigona here mibvunzo yese like DNA man
Na Olla mibvunzo yacho anenge ari ma 1.ngaiuye ka yione
Wekutanga akafanana na tinashe mugabe
Yes ndazvionawo
Yes this time zviri diffirent hokoyo na Ollah 7
Ollah ndomudira kt anobatikira kwese kwese kunge mweya wetsvina
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Wakudaro
Bota ranhasi ratihwadza😢
NdiOllah Kaa uyu
Kkk ehe
1st uyo she looks like Tinashe Mugabe 🧬🤞😊
I call her twinnie 🤞🧬
@theclosurednashow The Probability is 99.9%🤞🧬 😊
99.9%
Yess I wanted to say the same thing
@@theclosurednashow Twinnie manyama 🤞🧬
Umm mudzimba mune basa umu, va Mugabe muri kubata basa, chokwadi rambai makadaro
Let's like our page guys
True😂
Irikubuda when iyi
Is ollah a successor ??
Bota re Saturday rinenge risina sugar ndatoriona
😂 iri muvidzwa kikiki harina dovi nesugar. But tongorigarira zvedu for variety uye sevanhu vajaira kudya botanic Saturday yoga yoga
Waiting 😊😊
Ollah ikubuda riniko
Saturday
Since yaka advertised nanhasii aaahhhj dzimwe dzese dzakabuda iyo nanhasi aaaaah
Panzi this Saturday, kureva mangwana
Irikubuda rinhi
Heede tinenge tiripano😅
Waiting 😢😢😢😢😢
Munhu wacho akafanana ma Olla
Bota risina sugar
🎉🎉🎉 hichooo
Hokoyo negamazhura
Haana kufanana nevamwe wani mwana wacho
haaa na ollar vachabvunzwa zvese zvese ndaona misodzii chete
Taneta nekumira nhau iyi
Aikaka
Rakafitaku shatabotairi hatina sugar 😂😂😂😂
Pamberi neZipi