Mkoma Sly mutibvunzirewo mbuya avo kuti vanozvigona sey pakuchengeta vana kutenga hembe mari vanoiwanepi vanezvinotora mari futi here kana vakasiiwa nehufumi nemurume wavo kkkk
Pa first ep parikunzi vanonzi mbuya va Gorge asi havana muzukuri anonzi Gorge then days later pakunzi muzukuru komana ndiye anonzi Gorge zvafambasei apo
Hey so painful makore ese aya vanhu vari muhusungwa hwasatai kutadzisa kuri vaitewo mhuri dzavo vezera ravo vatove nevaroora nevazukuru mbuya havana tsitsi ava
Aaaa unomboti kutamba veduwe ndatya nazvo....asiwo imi nhai vakoma vangu pese apa pamaiitira mukarongo manga musingavhundukewo kana kutya here coz umm hazvina kujairika😢😢
Sekuru Tasvu vanokuudza zvawafambira nedambudziko rako,❤❤ anogona hake murume uyu
Tasvu anokuudza dambudziko rako kwete kanengo anotokubvunziridza bt wauya kuzobatsirwa
Robert has become the master in questioning.
God is great for you Rudo and Rumbie, idii mwari anokudayi, kuitwa zvekurotswa. Mwari nevadzimu venyu vakakutungamirirai.
Ndarwadziwa chokwadi kuzoroteswa after 40 yrs here veduwee asi mwari vakanaka chokwadi
Zvakaoma misodzi yangu irikuramba ichingobuda
U can say that again
Mukoma sly ndunotenda basa ramurikubata komborerwayi (SEKURU TASVU IS A LIVING GOD) ndabvuma hangu
May GOD BLESS OUR SEKURU AND HIS WORK
I wish to have a company I can employ them this is a shame. Keep their contact as soon i get a job I can contact y mukoma sly it's sad 😢
Thanks help them sure
am happy to see u Sekuru Tasvu ......chokwadi makasiyana nedzimwe Nyanga
Sekuru Tasvu ndimi 1 wandoda na Sekuru budzamukombe wamwe wese ma drama I Love u sekuru❤
NaChapola
Haaaa this breaks my heart ndazongoona mdakuchema ,Ivo vanototya mbuya vavo imioa nyika yakatakura kurema💔
Nhyi hako iwe vanorohwa nekachembere kakadai ikako boys Kunze kwakatakura uku APA Havana kana Mari
This is pathetic ndarwadziwa nhasi. Mbuya avatar
Shame imika hupenyu uhwu zvakaoma suwa
😢very sad wanhu warikutambura shem
Waiting ndanga ndasuwa kuona sekuru tasvu vachibata bsa
Zvavo avo vanorotswa zambuko ravo, God is great
Tateguru Tasvu I trust you ndanzwa tsitsi 😢vabatsirei vasikana Ava tinovimba nemi sekuru
Aww how I wish to befriend with them, after all this they need to enjoy life shame😢
True hey zvohwisa tsitsi😢
Uropafadzwe nerudo rwako mudikani
Ummm basa ririkubatwa zvemashuwa..Sly media thank you very much for your edutainment, Salute chivanhu chiriko zveshuwa l salute you SlyMedia .
Robbie inini pachezvangu ndakazvimirira Robie ita sekuru vabate team raAmbuya rese ravaishandisa naro vana awo sezvavakaita PanaEnock ndarwadziwa Soko😭😭😭nehupenyu hwairaranwa nevana awa zera racho para we haaziwi kurara pamunhedha anoziva kurara padehwe ambuya sekuru ngavabatsire vana varorwewo
Can't wait to visit Sekuru tasvu
Long live sekuru Tasvu and Sly
Munonyamura mega zvinhu zvenyu moda kuremedza ani ☹ziroyi nxa.40yrs here asikana,Mwari maita henyu nedzikinuro kuvana avo.
Dai Tasvu achibuda everyday hake pathis channel haaaa data rayisamborwadza kutenga😊
Sorry my sister may god bless you.Gogo vandivhowa pavati mzukuru murume wangu ndarwadziwa mhani.😭😭😭
My favourite N'anga❤
Sekuru Tasvu ndibatsirewo Ed achabva pachigaro riniko Zimbabwe yatambura kani
Sekuruu musarova kuderoo taneta nekuona ana kanengo 😂😂😂😂
Stop hate
Kungo shaya Mari but sekuru vanoda kuonekwa
Ukangovapa marii hava bate phone ndakaenda ndikadiya marii Na nhasi handisati ndabatsirwa
Enda direct ini ndakabvako haaa anoshanda murume uyu
@@davisonzamani5197asi unogarira for how long kuti ubatsirwe plus havadhuri here nhai
@@tadiwanashejanganowakaendako here ukabhadhara vakasazokubatsira nhy dear
@@muchenashumirai6984 .ndakabhadhara 300 us nanhasi havachabate phone yank vanobata phone usati wavapa marii
😢😢😢😢😢Ummmm pane nyaya APA guys Kunze kunezvikukutu uku
Kunorema kunze uko
Sekuru Tasvu to the fullest 💯
I wish if I could like this video a thousand times really
Waiting ❤❤ for our lovely sekuru Tasvu
Sekuru sly munogona rambai makadaro❤
Sekuru Tasvu vakatumwa namwari thanks mukoma Robert
Uuuuuuum zvakaoma hazvo ndanzwa tsitsi vakadzi ava vatochembera 😢😢😢😢
True
Uuum zvakaoma veduwe
Sly vangu ava vanenge vakatogadzirwa brain wise saka zvonetsa kubuda muuhuranda Kana Mwari vazoda ndopavanoita break through zvoririsa izvi
Tasvu hapana zvavangaite panaEd apo senyika tokuitirai plan
Zimbuya repakona zimuroyi 😢😢
Kkkk you know her?
Ndarwadziwa hangu
Waiting for part3 mbuya Gorge 😢
sekuru tasvu kumberi thank you sekuru murikugadzirisa nyika
Hope yese yevana irikwamuri sekuru,ndinozviziva kuti vazukuru venyu vatosununguka.
Mkoma Sly mutibvunzirewo mbuya avo kuti vanozvigona sey pakuchengeta vana kutenga hembe mari vanoiwanepi vanezvinotora mari futi here kana vakasiiwa nehufumi nemurume wavo kkkk
Ne age yambuya ava kuchengeta mhandara dzakura kurai
Pa first ep parikunzi vanonzi mbuya va Gorge asi havana muzukuri anonzi Gorge then days later pakunzi muzukuru komana ndiye anonzi Gorge zvafambasei apo
Pane aonawo mota dzakapakwa here panze apo. Mbinga zvadziri kufamba nhai 🙌🏾
One Tasvu,,, Godobori anoremera ma street
My favorite sekuru Tasvu
Tasvu to the people chikara chevaroyi
Ini ndakavawona sekuru Tasvu in person, ndakagara apo akagara vakadzi avo, sekuru Tasvu makandigonera, ndinonzwa kufara ndchikuonai pa Sly Media ❤
shuwa here wangu
Mbuya vakapusisa vazukuru nemushonga
Im also watchingwooo, i love sekuru tasvu.
Mwari vanoshanda nematateguru zveshuwa. Vabatsiri ve fake havararame pakadai. Thanks sekuru Tasvi na sly. Manunura mhuri iyo
Eish ndarwadziwa, kubatirirwa wavemunhu mukuru zvorwadza
Hey so painful makore ese aya vanhu vari muhusungwa hwasatai kutadzisa kuri vaitewo mhuri dzavo vezera ravo vatove nevaroora nevazukuru mbuya havana tsitsi ava
Sly i love what zvaurikita pandzoka ndofamba newe
Tanga takusuwai teteguru Tasvu 💓💓
Sekuru Tasvu moshanda zvandoda kwete kubvunza vanhu
gogo iyi yoda kurobwa musoro naSachangwani😂😂😂
Mbuya iyi muroyi mukuru Dai ndaive ini vazukuru ava ndavakwapaidza mumatare imomo mbuya iyi ishiti yemunhu 41 years shuwa zvakaoma
Shame 😢😢😢unotozoona kut yako nhamo irinani
Taurazvako iwe
Taurayi henyu Mmmmm zvakaoma eish ndapererwa zvangu
Taura hako
Sekuru tasvu to the world ❤
This is heartbroken asi mayambuka vasikana
I'm sorry guys! Sekuru Tasvu to the world 🌎
Thank you bro Mrobisto
Apa vana ngavanake imikaa vanhu vakaoma chokwadi 😢
Well come TETEGURU TASVU I miss you a lot
This is cruel. Their lives were stolen from them
Imagine 45 yrs to live without life
Zvakaoma hazvo kana uri nherera unoitwa yese yese nevaunoti varikukuchengeta zvinorwadza izvi tamirira part 2
haaa i wish dai vakaroorwa zvakanaka vakagara nemhurindzavi nemufaro
Ma Virgin here aya mukoma sly
😂😂😂 was expecting this comment
My man is back, Sekuru Tasvu
Aaaa unomboti kutamba veduwe ndatya nazvo....asiwo imi nhai vakoma vangu pese apa pamaiitira mukarongo manga musingavhundukewo kana kutya here coz umm hazvina kujairika😢😢
Well come back tateguru simbi inodya simbi dzese long live tateguru
can't wait to visit u
Mbuya ava muroi ndarwadziwa sekuru sunungurai vazukuru
First grade yeUroyi yooo
This broke my heart
Mbuya vane hutsinye ava
Sekuru Tasvu endai kuLily Farm please
Aaah Toda ambuya ava vauye pachivhiti vhiti
Haaa mukoma sly mune basa imi rekutora varoyi
Sekuru Tasvu vanokutasvura ukaita dzungu hatidi navo❤
Shem kutambudza vana kutakudza vana shuwa tofa nekunamata mufunge izvo kune vapenyu vanenge vachiita hawo zvese izvi
Ndarwadziwa
cant wait for the nxt episode
Mmmm Mwari wangu, huroyi rudzii veduweeee
Part 3😢 pilz
Pamberi nebsa sekuru Tasvu ❤
Iwe Sly zvimwe unavhunduka, waona here ziso rawanga uchipihwa panga uchibvunza 😂
Tasvu is all the way, prblm kuwandirwa ne basa zvokuti kuti uvaone mmmm panorema
Ndapererwa shuwa .😭ndarwadziwa nemazera evasikana avo
Part 3 ♥️
Sekuru Tasvuu munoshanda zvechokwadiii mwari vakuwedzerei makore mubatsire Vana varikutambudzwa nevaroyi
Ndokumbirawo address yekwa Sekuru Tasvu. Ndava paphone havasi ku respond.
😢😢😢😢😢😢 zimbuya iro ka rine hutsinye wena 😢😢😢😢😢
Volume pliz
Ndokumbirawo address ya Sekuru ndongonzwa kuti ku Fidelity Boka, number ichiii?
Sekuru tasvu i want to come to see you but I don't have money please help me from Bulawayo
They look so terrified shame...
Hupenyu so ka ma1 😢😢ngavasunungugwe veduwee
Mukoma Robert Na Sekuru Tasvu
Handidi nemii
Zvonzwisa tsitsi kuchembera vacharoorwa here
Eeh vanoroorwa swty afta this breakthru...vachiri vadiki ava
@@madamdelicious3183 zvakaoma dear upenyu hwese vakasungirwa raramo
I missed Sekuru Tasvu
hello Sekuru longtime
My fàvourite sekuru❤❤
Sekuru keep it up