ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
The best king of journalism Mukoma Ribooos best core questions I ever heard I salute you Both with Sekuru Bvunzamukombe wonderful work
Robert you are a real journalist you hit the most sensitive issues
Well, I ghate it. He aslks like he knows better than the person speaking, and even beter than n'anga irikunyeba.
Amai taurai ,mukanyarara moit BP .....thank you mukoma sly ...... baba avo sure vanoda mbama ,kushandis vana here veduwe,,sure nyika yakatakura kurema
Varoi pa Zimbabwe 😂😂😂😂😂 gore rino muno mama kkkkkkkkkkkklkk 😊
Kkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkkkk
Kusvika vati eke game ravo rinobhohwa zvekuti rekuuraya vamwe. Dai vatomboita kuti ndege dzese dzevaroyi dzidonhe futi
😂😂😂😂
Kikiko kumama ma ice cubes chaiwo vanga vajaira
I love the way Sly asks his questions.
Uko kunonzi ku griller manje kkkkk
Ndiye arikubvunza or muturikiri wasekuru?
Top notch
Baba avo varikutadza kunyatsogarisika zvakanaka kkkkk murikuvaonawo here
Mkoma Sly i salute you, Sekuru Bunzamukombe rambai makadaro vachapera chete varoyi 😢😢😢😢
Hanzii vana vangu ndorara navo ndoga hakuna anobata ndo lucky rangu iroro ,, lucky ripi munhu akawunduka nenhamo iyeye nxaaaaaa dai vari baba vangu ndaicheka cheka chinorara neni ichocho imbwa yemunhu 😢😢😢
Unotozvishaya.
Lnfeel.for this women
Zvirikuitika muzimbabwe zvinotyisa😢😢😢
Singaite🙌
inyaya yenhamo
Mkoma Roby u are the best for this job God bless you en your family
Sly ita kuti mukadzi wacho adzikame speed yake yawandis
Aewa ishungu regai vataure
Kane Dzungu sterek but
mai varikurwadziwa nevana vavo
Couldn't hold my tears ,the girls are so beautiful.vamwe vanhu havana moyo shuwa pangadai pakabuda michato apa.
rambayi makadaro vanhu tatambura mukurarama zvakavoma hazvo asina baba atorinani pane kudaidza kuti ndina baba vachikusenzesa💔💔💔💔
𝐓𝐫𝐮𝐞
I second u on that
Zviri kuitika pa mhuri iyi ndizvo zvikuitika kwandiri,mari handina zvangu ndikaiwana ndichauyawo sekuru 😢
Kana Ini henyu
Imbosvikai shuwa nguva ichiripo
𝐒𝐨𝐫𝐫𝐲 𝐑𝐮𝐦𝐛𝐢𝐞
This Sekuru does like Sekuru Tasvu ...am so proud of these Sekurus vane mari ngava ngadzirirwe
Say no more. These are are daylight robbers
Pamberi nebasa vana sekuru nyika yedu yakatakura kurema vabereki vedu vatishungurudza veduwe😭😭😭
I really wish to meet sekuru ava lm from zim but live at South Africa
Bro Sly haaa u are one in a million munonatsa kumubvunzuridza munhu kuti tinzwisise kut zvikufamba sey we like it
Haaa ndosaka tiri mubondage senyika 😢sure huroyi hwanyanya munyika.
Well done slym
Mai avo varikunakirwa ne camera and she can't waste any second
Uyo muturikuri hasikunyatsogon BSA ngataure zvezvichitaurwa nasekuru
Mukoma Robert tibatsireiwo mundibate nditaure neni ndiendewo kwasekuru awa ndibatsirwewo dambudziko remwana wangu
Mr Sly you are the best
Mkoma Robert kumberi mibvunzo mukugona mkoma, sekuru pamberi nebasa varoyi muchaona moto
Part 2 mai vacho avo ngavanyarare vanotaurisa hatizonyatsonzwa zviri kutaurwa
Kwahwi ndotoziva kuti chachaya moda mboma baba imi
Kkkkk ini handinyarare shamwari ndotoda kubva ndakunyatsoziwa kuti unozvifambisa sei murume wangu kundisiya ndega ndiwete hezvo uchipedza vana vangu . Ndokuitira weti mudare kkk
Kana usina vana hauzvinzwisise Mai varikurwadziwa avo
Regai vataure vakasadaro vanoda nebp
kkk vanenge varimowo munyaya dzacho dzehuroyi
Sando dzenyu mkoma Rob 😂😂mubvunzo chete ndatenda hangu🙏🙏
Pandisinganzwisisi masvikiro mazhinji emuzim originally ndeeku Malawi here
Ndodawo number dzasly pliz ndokumbirawo
Zvinorwadza shuwa kushandiswa nanyakutumbura
Big up bro Sly .
Makadii henyu ndinokumbirawo number dze sly medea
😂😂Baba ava chimhanza izvo zviziso zvekupererwa semunhu abatwa akatemba😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa ma1 Veduvee
Uyu murume uyu murwere wepfungwa uyu, arikungobvumirira zvese in confusion ozodzokorodza zvataurwa na Nyabezi. This man is full of confusion and it seems he is not mentally stable
Mai avo talks too much ende vanoudzira chiremba
Sly mibvunzo yako yakarebesa, siyayi Mdhara uyu ataure ega tinzwe kuti zvirikumeka sense here
Sekuru magona basa renyu mabata muroyi. Slymedia wakapenga iweeee
Tokumbirawoo # dzamukoma Robbie
Mkoma sly arisei mkoma Enock mazuvano
Zvakaoma why vabereke vachidaro soo its so painful baba ava vari heartless shame
Mukoma Robert rambai makadaro, muri kubatsira vazhinji
Sly pliz ndikudawo kuona sekuru
Baba ava vabvuma huroi hwavo fambainavo zvakakanaka muzwekuti zvanota izvi havavazvida here coz vanema bosss akewe ikoko vachamupinza bhizi
Mukoma Robie you are a star
I don’t know why but ndanzwira baba ava tsitsi 😢zvinonzwisa tsitsi
Wangu muroi haanzwirwe tsitsi image vanhu more than 30 vaakauraya handiti vaidawo kurarama
Ava avanzwirwe tsitsi coz vatotaura kut ndaichiva zvaiita baba kureva vanotozvida, vanofanirwa kurohwa sterek
ini wandinobata anoita munyama neni ndorova kubvisa frontline iroro nemaziziso iwayo
Sly sekuru ava havana 9order zvinongoda kwaTasvu
Tasvu anogona ASI haangagoneri Zimbabwe Ari oga ndosaka n'anga dzakawanda uye maporofita arikowo kubatsira nyika
Vabereki vanehutsinye iye baba vake vakatomuitirawo hutsinye
siyai vataure mbuya avo vapedze,shungu😂
Baba ava varikutya. Vanotya kubvunziwa kuti vanorara navana vavo vasikana.
ummmm zvakaoma ndiyo problem yangu chaiyo iyoyo unotonawo kuti ndozvandirokutwao
Dai avapa mbama inoonekwa kwete kudzipa ngaavarove chaiko 🤣
Zvinorwadza mufunge mubereki kana achikudai ko kuzoti mutorwa anokusvitsa papi😢
Ini gore rino ndoda kurova mnhu 😊
Icho chitema chaka naka wena,kana chabviswa mushonga nduku chida😂😂😂😂
Kkkkkkk unopenga
Lol kkk
Serious guys nduku tsvaga chimunhu🤣🤣🤣🤣
@@joycepanganai4866 Ko iwewe uri sei?
Chuvhindikiti😅
Tange tichitenderera tenderera 😅😅😅munhu asweta kunge achibwanya zvidina😅😅😅😅
Mukoma Sly ndoda kuti muzouyawo kwedu tatambura isu nekuda kwevabereki ivava sure mubereki unoroya mwana akakubereka dai marega vamborohwa vainyatsotaura havadzoki baba avo
Hesi Nyembezi urisei ... ...iiii iweeee uripi
@@tanyamubaiwa1530 Hesi kani ndirikBotswana
Thats a lie, tarisai pakanzi Obert ndiyani zvakatanga kunzi ndibaba then someone wispers kuti nditsano haaaa vakatoita kuudzirwa zvekutaura vanhu ava
Kaku actor karipo hasha dzemusikana uyo dzitete kana kudzipa kwacho aiwa hakuna zvakadaro
Mai ava varikunyanya kutaurira Murume ngaataure ega
😢😢😢zvinorwadza kana baba vangu vaidaro vakafumura but hazvipere zvekudaro
zvanzi vana wangu ndinorova ndega, ndikakiya, ndarwadziwa
Amai ipai baba mukana wekutsanangura musavavhiringidze
Varoyi Muchaona moto
Aah aaaaah chibaba ichii chinorwara chinoshaya anochirova sure
Hanzi nemumwe munhu sei kuchingo batwa vakadzi chete kuti varoyi,ko varume Uyoka uyo asvuuka mhanza nekuroya.Manje vana mazuvano vari kuzvifambira kwete mbichana.Vanochiona chete varoyi gore rino.
Tsitsi wakanyanya hanzi mhanza yasvuka nekuroya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@@plaxedeschidzungurwa3152 Ndozvandiri kutoona ini,haisi mhanza yaMwari iyo kkk
😂😂😂😂😂😂😂 Nhai zvako mhanza yaneta nemuroya
@@kudziamanda2899 kkkk,aiwa hwababa ava hwakatonyanya huroyi hwacho uu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣kusvuuka kwazvo
vholoso naRobby🥂
Mudhara chenura vana avo ahunyari here ndosaka tichirambiwa nevasikana ukurwara nevana unoda kurowha mudhara une luck awhuna kuzvara mwana anenke ini waisabva kwasekuru ikoko watove mapisi chaiko awhunyari so
why interupt him,when you ask a question let him answer
Saka vavatoenda here apa
Aaaah sekuru makaoma surrend
this mdara is not acting , he is troubled, he has been put in a corner
Mai iyo inenge Chihera 😅😅😅
😂😂
Kkk usatidaro
Ndichauyawo ko sekuru
Regai baba avo vamborohwa sekuru 😂😂😂😂
Zvinochemedza izvi
Dai ana sekuru vambobatsirawo mazimba asapandukirwe mu SA nekuti simba ravo rakanyanya
Sekuru....Bvunzamukombe magonera mhuri iyi mayita basa pamwe chete nekubatsira Africa
Ndorwadziwa hangu nematambudziko .....but Handizosviki pakurova mubereki
Aaaah lovie unozongoerekana watsamwa zvekutadza kuzvidzora kuzvariswa chinhu shuwa nemubereki wotambudzika apa munhu achitoganza kunge arikuita zvakanaka plus baba havana ngozi ihama iyi zvasiyana naamai
Hongu baba Havana Ngozi dear .....ko vakanzi ndimai varikukuroya nehasha dzaunenge unadzo unozongoerekana wavagaraka madunduru ....so kungogara wazvidzora dambudziko ropera ndoona sezvirinani dear
Yaaah pakusazogona kuzvidzora apo pari tricky cz pakuzorova mai ma1 asi baba ini ndingatorova ndichitonyasoziva kuti pano munhu ngaaridzwe mbama 😂
@@paulinemercy7262 🤣🤣🤣🤣No dear chero mubereki akutadzira sei usafa wakarova zvako tsvaka solution chete ..... Mashavi agere pavaberek ava
Pedzai varoyi VanaSekuru
Hmnmn! Mu Zimbabwe here ?This century?Vanhu ngavatye Mwari
Ngabe ngubaba wami lo lekhaya ngeke afike sengimhambile ngehloka ekhanda😢
Induku pansi
Ngavasungwe varikuto shaina
Yoo vaManyengavana mmmm hanzi handidi mukwasha ndorova ndega
Kkkkk zvakaoma
Varoi pa zimbabwe ma1 .vafumurei mukoma tapfumaneyi
Regai Nyamhanza amborohwa kani
Zvinhu izvii zvirikuitika mudzimba umu tikuzviona
Madhara edu anoroya uuuuummmm😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Mwana sikana karove kamudhara ako kanezvinhu kushungurudza vana apa chamuinacho apana iwe kamudhara iwe
Amai farai hamuna kubatiswa zvinhu zvacho
Mudhara kwanai imi hanzi tinongoita kaplan
Kusaziva Mwari kufa chokwadi
Bt vakusirisa bba ava imii
Sekuru ndirikuyawo ikoko mangwana
Uhmmm guyz pasi nekuroya ngatidzidzei kunhadzira mbeu muenzaniso tine tsoko kumbeu yo chibahwe,ana dumwa awa hawaiteba Ngatikopei dhoiri dhoiri rakanaka
Thandi huya ndikupe mwana ginger yako ndaida iyi😂🤌🏿
Mukoma Robert vaseka zvavo
Ihloka liyafuneka stright kulobaba
APA vana vacho vakanaka sei
The black one 🎉🎉🎉❤
Murume uyu akudzokorodza futhi takambomuona kwa tasvi u guys u not fair this is acting sly unofanirwa kusungiswa iwe
Hey bba avo ndovaziva nhaimi musadaro inga mune vana vakanka wani hey
Dumwa chiiko nhai veduwe?
Vanhu vanoromba vanotya kudura coz vanofa saka vanopiwa chimanikidzo kty vataure
Varoyi muchazvirega gore rino
Varikushesha haaa zvirikurwadza
Sekuru awa wanowanikwepi ndatamburawo nezvemumusha mandakaroorwa ndine mwana anodonha zuva raMwari rese anodonha ka4 kana ka5 pazuva
The best king of journalism Mukoma Ribooos best core questions I ever heard I salute you Both with Sekuru Bvunzamukombe wonderful work
Robert you are a real journalist you hit the most sensitive issues
Well, I ghate it. He aslks like he knows better than the person speaking, and even beter than n'anga irikunyeba.
Amai taurai ,mukanyarara moit BP .....thank you mukoma sly ...... baba avo sure vanoda mbama ,kushandis vana here veduwe,,sure nyika yakatakura kurema
Varoi pa Zimbabwe 😂😂😂😂😂 gore rino muno mama kkkkkkkkkkkklkk 😊
Kkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkkkk
Kusvika vati eke game ravo rinobhohwa zvekuti rekuuraya vamwe. Dai vatomboita kuti ndege dzese dzevaroyi dzidonhe futi
😂😂😂😂
Kikiko kumama ma ice cubes chaiwo vanga vajaira
I love the way Sly asks his questions.
Uko kunonzi ku griller manje kkkkk
Well, I ghate it. He aslks like he knows better than the person speaking, and even beter than n'anga irikunyeba.
Ndiye arikubvunza or muturikiri wasekuru?
Top notch
Baba avo varikutadza kunyatsogarisika zvakanaka kkkkk murikuvaonawo here
Mkoma Sly i salute you, Sekuru Bunzamukombe rambai makadaro vachapera chete varoyi 😢😢😢😢
Hanzii vana vangu ndorara navo ndoga hakuna anobata ndo lucky rangu iroro ,, lucky ripi munhu akawunduka nenhamo iyeye nxaaaaaa dai vari baba vangu ndaicheka cheka chinorara neni ichocho imbwa yemunhu 😢😢😢
Unotozvishaya.
Lnfeel.for this women
Zvirikuitika muzimbabwe zvinotyisa😢😢😢
Singaite🙌
inyaya yenhamo
Mkoma Roby u are the best for this job God bless you en your family
Sly ita kuti mukadzi wacho adzikame speed yake yawandis
Aewa ishungu regai vataure
Kane Dzungu sterek but
mai varikurwadziwa nevana vavo
Couldn't hold my tears ,the girls are so beautiful.vamwe vanhu havana moyo shuwa pangadai pakabuda michato apa.
rambayi makadaro vanhu tatambura mukurarama zvakavoma hazvo asina baba atorinani pane kudaidza kuti ndina baba vachikusenzesa💔💔💔💔
𝐓𝐫𝐮𝐞
I second u on that
Zviri kuitika pa mhuri iyi ndizvo zvikuitika kwandiri,mari handina zvangu ndikaiwana ndichauyawo sekuru 😢
Kana Ini henyu
Imbosvikai shuwa nguva ichiripo
𝐒𝐨𝐫𝐫𝐲 𝐑𝐮𝐦𝐛𝐢𝐞
This Sekuru does like Sekuru Tasvu ...am so proud of these Sekurus vane mari ngava ngadzirirwe
Say no more. These are are daylight robbers
Pamberi nebasa vana sekuru nyika yedu yakatakura kurema vabereki vedu vatishungurudza veduwe😭😭😭
I really wish to meet sekuru ava lm from zim but live at South Africa
Bro Sly haaa u are one in a million munonatsa kumubvunzuridza munhu kuti tinzwisise kut zvikufamba sey we like it
Haaa ndosaka tiri mubondage senyika 😢sure huroyi hwanyanya munyika.
Well done slym
Mai avo varikunakirwa ne camera and she can't waste any second
Uyo muturikuri hasikunyatsogon BSA ngataure zvezvichitaurwa nasekuru
Mukoma Robert tibatsireiwo mundibate nditaure neni ndiendewo kwasekuru awa ndibatsirwewo dambudziko remwana wangu
Mr Sly you are the best
Mkoma Robert kumberi mibvunzo mukugona mkoma, sekuru pamberi nebasa varoyi muchaona moto
Part 2 mai vacho avo ngavanyarare vanotaurisa hatizonyatsonzwa zviri kutaurwa
Kwahwi ndotoziva kuti chachaya moda mboma baba imi
Kkkkk ini handinyarare shamwari ndotoda kubva ndakunyatsoziwa kuti unozvifambisa sei murume wangu kundisiya ndega ndiwete hezvo uchipedza vana vangu . Ndokuitira weti mudare kkk
Kana usina vana hauzvinzwisise Mai varikurwadziwa avo
Regai vataure vakasadaro vanoda nebp
kkk vanenge varimowo munyaya dzacho dzehuroyi
Sando dzenyu mkoma Rob 😂😂mubvunzo chete ndatenda hangu🙏🙏
Pandisinganzwisisi masvikiro mazhinji emuzim originally ndeeku Malawi here
Ndodawo number dzasly pliz ndokumbirawo
Zvinorwadza shuwa kushandiswa nanyakutumbura
Big up bro Sly .
Makadii henyu ndinokumbirawo number dze sly medea
😂😂Baba ava chimhanza izvo zviziso zvekupererwa semunhu abatwa akatemba😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa ma1 Veduvee
Uyu murume uyu murwere wepfungwa uyu, arikungobvumirira zvese in confusion ozodzokorodza zvataurwa na Nyabezi. This man is full of confusion and it seems he is not mentally stable
Mai avo talks too much ende vanoudzira chiremba
Sly mibvunzo yako yakarebesa, siyayi Mdhara uyu ataure ega tinzwe kuti zvirikumeka sense here
Sekuru magona basa renyu mabata muroyi.
Slymedia wakapenga iweeee
Tokumbirawoo # dzamukoma Robbie
Mkoma sly arisei mkoma Enock mazuvano
Zvakaoma why vabereke vachidaro soo its so painful baba ava vari heartless shame
Mukoma Robert rambai makadaro, muri kubatsira vazhinji
Sly pliz ndikudawo kuona sekuru
Baba ava vabvuma huroi hwavo fambainavo zvakakanaka muzwekuti zvanota izvi havavazvida here coz vanema bosss akewe ikoko vachamupinza bhizi
Mukoma Robie you are a star
I don’t know why but ndanzwira baba ava tsitsi 😢zvinonzwisa tsitsi
Wangu muroi haanzwirwe tsitsi image vanhu more than 30 vaakauraya handiti vaidawo kurarama
Ava avanzwirwe tsitsi coz vatotaura kut ndaichiva zvaiita baba kureva vanotozvida, vanofanirwa kurohwa sterek
ini wandinobata anoita munyama neni ndorova kubvisa frontline iroro nemaziziso iwayo
Sly sekuru ava havana 9order zvinongoda kwaTasvu
Tasvu anogona ASI haangagoneri Zimbabwe Ari oga ndosaka n'anga dzakawanda uye maporofita arikowo kubatsira nyika
Vabereki vanehutsinye iye baba vake vakatomuitirawo hutsinye
siyai vataure mbuya avo vapedze,shungu😂
Baba ava varikutya. Vanotya kubvunziwa kuti vanorara navana vavo vasikana.
ummmm zvakaoma ndiyo problem yangu chaiyo iyoyo unotonawo kuti ndozvandirokutwao
Dai avapa mbama inoonekwa kwete kudzipa ngaavarove chaiko 🤣
Zvinorwadza mufunge mubereki kana achikudai ko kuzoti mutorwa anokusvitsa papi😢
Ini gore rino ndoda kurova mnhu 😊
Icho chitema chaka naka wena,kana chabviswa mushonga nduku chida😂😂😂😂
Kkkkkkk unopenga
Lol kkk
Serious guys nduku tsvaga chimunhu🤣🤣🤣🤣
@@joycepanganai4866 Ko iwewe uri sei?
Chuvhindikiti😅
Tange tichitenderera tenderera 😅😅😅munhu asweta kunge achibwanya zvidina😅😅😅😅
Mukoma Sly ndoda kuti muzouyawo kwedu tatambura isu nekuda kwevabereki ivava sure mubereki unoroya mwana akakubereka dai marega vamborohwa vainyatsotaura havadzoki baba avo
Hesi Nyembezi urisei ... ...iiii iweeee uripi
@@tanyamubaiwa1530 Hesi kani ndirikBotswana
Thats a lie, tarisai pakanzi Obert ndiyani zvakatanga kunzi ndibaba then someone wispers kuti nditsano haaaa vakatoita kuudzirwa zvekutaura vanhu ava
Kaku actor karipo hasha dzemusikana uyo dzitete kana kudzipa kwacho aiwa hakuna zvakadaro
Mai ava varikunyanya kutaurira Murume ngaataure ega
😢😢😢zvinorwadza kana baba vangu vaidaro vakafumura but hazvipere zvekudaro
zvanzi vana wangu ndinorova ndega, ndikakiya, ndarwadziwa
Amai ipai baba mukana wekutsanangura musavavhiringidze
Varoyi Muchaona moto
Aah aaaaah chibaba ichii chinorwara chinoshaya anochirova sure
Hanzi nemumwe munhu sei kuchingo batwa vakadzi chete kuti varoyi,ko varume
Uyoka uyo asvuuka mhanza nekuroya.Manje vana mazuvano vari kuzvifambira kwete mbichana.Vanochiona chete varoyi gore rino.
Tsitsi wakanyanya hanzi mhanza yasvuka nekuroya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@@plaxedeschidzungurwa3152 Ndozvandiri kutoona ini,haisi mhanza yaMwari iyo kkk
😂😂😂😂😂😂😂 Nhai zvako mhanza yaneta nemuroya
@@kudziamanda2899 kkkk,aiwa hwababa ava hwakatonyanya huroyi hwacho uu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣kusvuuka kwazvo
vholoso naRobby🥂
Mudhara chenura vana avo ahunyari here ndosaka tichirambiwa nevasikana ukurwara nevana unoda kurowha mudhara une luck awhuna kuzvara mwana anenke ini waisabva kwasekuru ikoko watove mapisi chaiko awhunyari so
why interupt him,when you ask a question let him answer
Saka vavatoenda here apa
Aaaah sekuru makaoma surrend
this mdara is not acting , he is troubled, he has been put in a corner
Mai iyo inenge Chihera 😅😅😅
😂😂
Kkk usatidaro
Ndichauyawo ko sekuru
Regai baba avo vamborohwa sekuru 😂😂😂😂
Zvinochemedza izvi
Dai ana sekuru vambobatsirawo mazimba asapandukirwe mu SA nekuti simba ravo rakanyanya
Sekuru....Bvunzamukombe magonera mhuri iyi mayita basa pamwe chete nekubatsira Africa
Ndorwadziwa hangu nematambudziko .....but Handizosviki pakurova mubereki
Aaaah lovie unozongoerekana watsamwa zvekutadza kuzvidzora kuzvariswa chinhu shuwa nemubereki wotambudzika apa munhu achitoganza kunge arikuita zvakanaka plus baba havana ngozi ihama iyi zvasiyana naamai
Hongu baba Havana Ngozi dear .....ko vakanzi ndimai varikukuroya nehasha dzaunenge unadzo unozongoerekana wavagaraka madunduru ....so kungogara wazvidzora dambudziko ropera ndoona sezvirinani dear
Yaaah pakusazogona kuzvidzora apo pari tricky cz pakuzorova mai ma1 asi baba ini ndingatorova ndichitonyasoziva kuti pano munhu ngaaridzwe mbama 😂
@@paulinemercy7262 🤣🤣🤣🤣No dear chero mubereki akutadzira sei usafa wakarova zvako tsvaka solution chete ..... Mashavi agere pavaberek ava
Pedzai varoyi VanaSekuru
Hmnmn! Mu Zimbabwe here ?
This century?
Vanhu ngavatye Mwari
Ngabe ngubaba wami lo lekhaya ngeke afike sengimhambile ngehloka ekhanda😢
Induku pansi
Ngavasungwe varikuto shaina
Yoo vaManyengavana mmmm hanzi handidi mukwasha ndorova ndega
Kkkkk zvakaoma
Varoi pa zimbabwe ma1 .vafumurei mukoma tapfumaneyi
Regai Nyamhanza amborohwa kani
Zvinhu izvii zvirikuitika mudzimba umu tikuzviona
Madhara edu anoroya uuuuummmm😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Mwana sikana karove kamudhara ako kanezvinhu kushungurudza vana apa chamuinacho apana iwe kamudhara iwe
Amai farai hamuna kubatiswa zvinhu zvacho
Mudhara kwanai imi hanzi tinongoita kaplan
Kusaziva Mwari kufa chokwadi
Bt vakusirisa bba ava imii
Sekuru ndirikuyawo ikoko mangwana
Uhmmm guyz pasi nekuroya ngatidzidzei kunhadzira mbeu muenzaniso tine tsoko kumbeu yo chibahwe,ana dumwa awa hawaiteba
Ngatikopei dhoiri dhoiri rakanaka