ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
StarFM please upload mahotsotso on time aah
Zvinhu zviri kutika nekuda kwechihure zvakangooma shm😢😢😢
Ozonzwa kuti mwana wegirlfriend haasi wake 😭😭💔
Enda kwaMiracle Paul
munhu achimboitirei girlfriend, vanhu ngavamire kunyepera kudzungaira
Please update ma hot topic on time aah
Varume hatina zera navo chokwadi....
Kuurayisa mukadzi nekuda kwechihure
Murume ndiye akabatsira pakukuvadzwa kwemkadzi. He's the one who took the piece of clothes. Naiyewo muroyi.
Varume vanofarisa 😡
Ummmm ndarwadziwa shame
Haaa married women tiri mapa1 wena
Munonyanyawo kuzoti hanti makaita nezuro..nhasi ndakaneta then munhu aakubuda kunotsvaga kupedza shungu
Zvinombodawo break uchisano charger for another day
@@tsitsitsitsi7530 chokwadi 1 day is not a problem kwete kuzoitawo 3 days...unoti anoisepi huturu hwacho 💜
Saka better mukadzi afe coz mure urikushaya bonde???
Nhai hako...pfungwa dzachoso
Varume hatina zera navo dai Mwari atibatsira this is very sad
apa ane nyaya murume here or its a fellow woman fighting another lady,
@@roberthoromani3480ane nyaya murume because ndiye akanoita girlfriend he opened the door for that woman to fight the other woman
Saka dai murume asina kutsvaga girlfriend hanti mukadzi ngadai ari safe? Men trying to shift blame
@@roberthoromani3480serious? the girlfriend had no access to the staff and the man gave her zvinhu zvake and you still say he is right?
@@delightmhukayesango2093 you can say that again
But varume sooka
Mambara wemurume nxaa
zidofo remurume