Ko vanoramba muzukuru vawo, ko ivo baba wacho vane chokwadi here kt mwana ane mwana ari kurambwa nawo ndewake, dna ngaitangire kuna baba nemwana vozoitawo muzukuru nababa wacho, dhemeti mhani
Kana vabereki muchida kupindira pamariage yemwana be a silent partner, Dai manga muchitaura nemwanakomana wenyu kuseri iye wozotaura zveDNA kuitira mangwana
Murumapenzi mese namambo nekuti you're mixing traditional and western culture.This issue is a traditional issue needs to be solved in a traditional way.Midzimu yemisha iriko to protect and to make sure that when something is wrong it will review it.
Mambo uyu is so humble ❤. Hazviiti mutongi, but a leader. May God give him more years pakurarama.
Mwana arikurambiwa nasekuru nambuya is a great man,
DNA is the best
Ko vanoramba muzukuru vawo, ko ivo baba wacho vane chokwadi here kt mwana ane mwana ari kurambwa nawo ndewake, dna ngaitangire kuna baba nemwana vozoitawo muzukuru nababa wacho, dhemeti mhani
Hazvidi hasha kana kukonana endai kuma 🧬 DNA muchiwirirana mova nechokwadi kuti mwana ndewani coz vakasadaro even mwana akazokura hagamuchirwi zvakanaka mudzinza
Kana vabereki muchida kupindira pamariage yemwana be a silent partner, Dai manga muchitaura nemwanakomana wenyu kuseri iye wozotaura zveDNA kuitira mangwana
Haaa sly media munongonhonga macameraman muroad here haazive zvaanoita uyu
Bt baba dont be selfish ko mwana akazobuda ari wekwenyu? Ndakuvengai muri typ yemhunzamusha yevana asi makaromba nemwabakomana hre?
Smart table yooo z spike and span
Apa muzukuru akafanana nasekuru vake apa varikumuramba haaa Maonero anguwo
Vakaromba nemwana avo ngavaende u
Ku Dna
Tinashe Mugabe hero basa tione kuti zvinoperasei
Plz sicela ubase ku Tinashe mugabe DNA TEST
Koochiinhai DNAis the answer full stop!!!!
What do you expect Ketina family Musomera
I like dare Ra chief awo kwete zverikwedu uko aaaaa heyi
Ndekupi kwamarange hr😂😂😂
Baba musadaro ko kna mukazowana mzukuru ari wenyu munoita sei
Ko mazuvano zvichanetsei. NemaDNA aveko aya hapana nharo
Kokana aive mbinga maizodaro here🙄
Ingoitai ma DNA mubate chokwadi
Ingoitaika dna inga Tinashe Mugabe ariko wani
Baba avo vanopenga kana vasingade muroora ngavataure
Chokwadi chei chani,munhu aivata nemunhu haaneyi nazvo.
Dzidzai kusapindira Mumba mevana.
Ava vanonz Chief ani
Njelele
Soko matinyadzisa umm hakuna soko yakadai inoramba mwana wayo ummmmmmmmmm soko musadaro chokwadi
Maface evanhu varikutongwa haasi kunyatsobuda,mukadzi wacho nemwana handisikuvaona ndiratidzeiwo ndavashaya
Camera man ari kuita sekuti ari kufundira
So Gokwe kwakachipa zvimoko $300 damage and thats it
Pakuda. Tinashe Mugabe
Murumapenzi mese namambo nekuti you're mixing traditional and western culture.This issue is a traditional issue needs to be solved in a traditional way.Midzimu yemisha iriko to protect and to make sure that when something is wrong it will review it.
Baba avo vane zvavanoita. Pane wavanoda kuti aroorwe nemupfanha uyu
Matuzvi enyu imi baba imi shit moramba mwana ndimi makavata nemukadzi iyeye satani
baba imi rufu rwacho runokonzerwa nekuti vana ava vagara vese hre kna kuti makaromba mukwane imi
Camera men ko camera yako hayigoni kutora munh arikutaura here??? Haaaaaa dofo