ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Iye muroora ngaaende.nevanapamusha panevabereki vamurume
Good journalism well done Rasta
Mukadzi uyu haana munyai here.Akamboenda nevana kumusha kwavo here.Chamuunza kudare inhau yekunetsa kwevana zvekuti dai pasina chanetsa haaimbovatsvaga.Ungati kana mune zvamunoda munondifonera ndokutengerai,kubva zvakafa murume wakadii kungotenga zvinhu uchishanya kumusha.
Kuudzwa kuti kana pane zvamunoda fonai haisi problem I think muroora akangotaura nereason yekuti zvimwe amwene vangazeze kuudza muroora zvavanoda since mwanakomana wavo akafa
Tomboti kudero,ko aireganei kuenda nevana kumusha kubva zvakafa baba vavo asi achitarisira kushanyirwa iye.
Muridzi vevana ndianiko nhai ive? Muroora kana afirwa ndiye anofanirwa kushanyirwa achinyaradzwa, anozopota achienda kunevabereki kana ivo vamuratidza rudo uye nekusununguka kwavo kwaari. Nehunhu hwatezvara vemuroora kudai akavatengera chikafu chaitoraswa mu toilet. Usape muroora mhosva yaasina.
@@ZisengweChimutsa baba avo havasirivo muridzi wemurume wemuroora,vakatochengeteswawo mwana vachiti ndevawo,zvakabuda muprevious dare kuti amwene vanoziva kuna baba wemwana wawo akafa.Saka vatezvara vatorinewo zvavo zvekuchengeteswa mwana asiri wavo akasvika pakufa vachiti ndewavo
Sekuona kwangu murora akafamba akanzi wese arikuroya vana akasvika pagedhi anofa pagate pakaiswa mhiko iyoyo
Baba ava vane zvavanoziva pafair chaipo ko kunyepera kuzungaira
chiKule icho chakaitwa back to sender saka chakuona kuti pashata, chinotandadza zveshuwa chikasvika paGate
Regerai vanhu vataure matambudziko avo kwete kuwawata
Vanoziva zvavakaita baba avo chief njelele ngavavadaidzire n'anga
Tezvara makachena hr😅
mudhara uyu ma1
Haaa sekuru vane nyaya hope dzikurotwa nemuzukuru uyo hadzina kuchipa zvakuda kuchangamuka amai musaite henyu zvehusalad,,i think mwana arikuvhikirirwa nevashakabvu kuti asafe sekuru vanechekuita pamwe ndivo vakauraya mwanakomana wavo anova baba vemwana,muporofita iyeye ngaasheedzwe ataure nhema dzake cz vanopesanisa vanhu but mambo potai muchishevedza n'anga dziya dzinoona vambovheneka sekuru avo or kuvaudza kuti vambofamba vachenurwe vatorerwe makona ekuuraya
I'm here already ❤hi good people
How are you Patience
Madhara akaromba anounza confusion mudare
Gud afternoon
Mudhara uyu anemushonga uyo
Baba avo havana kuwuraya mwana wavo here uye chii chinovaradzisa kusvika pamba pemwana wavo
Baba wakauraya awo
Fambayi vachigodora varipiko
Volume pl
Ummmmmm sekuru vari kuvhima vazukuru kuhope 😢
Muroora uyu suspect
Notification yako slymedia ine noise bvisa sound
Too much so annoying
Ko sei changamire vachingoti sekuru vashanyire muroora?? Ko sei muroora asingaende nevana vake kuhama dzake? Igaroziva kuti hama dzavo dzinofanira kuona hama dzavo...zvikasadaro pane kunetsa mangwana hapana anokuona shuwa....muroora anenge asingaonane nehama dzemurume
U’re very ryt maiyeu dare is taking side remroora n vanhu vechikuru haungat ivo vauye iwe uri mwana. Mroora ????
Muroora ndiye anofanira kushanyirwa first ndiye akasiiwa nemufi nevana atori nemutoro Asi akaratidzwa rudo nana tezvara iye anokwanisa kuzonovaonawo akaratidzwa rudo
varikuziva zvavarikuita baba avo
Chokwadii kana pane zvavasina kubata vanotyeiko
Hanzi kana zvonetsa uchazozvigona hre? Statement irori rega ratotaura kuti tezvara vanenge ndivo vakatodya mwana wavo vega.
Chief you are not giving that sekuru time to speak
It's not sekuru usually muroyi anoratidza face yemunhu wepedyo but arimumwe munhu
Plus subconscious can be dangerous. What does the mother talk to the kids about grandparents?
Second pano