These are kids, those who raised them shouldnt be involved in kutsiura becoz of attachment so one can be biased kunoda vamwe vari distance to seat them down vataura naye.
This young boy ane abuse.akakurira mumba mune abuse. Very stubborn boy.He should not assault wife period. He is very rude ! I think his parents were or are always fighting. Aya ndiwo anonzi marara ---very violent young man.
These are kids, those who raised them shouldnt be involved in kutsiura becoz of attachment so one can be biased kunoda vamwe vari distance to seat them down vataura naye.
Vanhu rooranai makura
Marriage is for grown ups not kids haasi mahumbwe emoto aya
In this age and time kumutsira mkadzi kuti akubikire like really
Aah why not ??
Zera iro makutoti Murewa mukai mudye aah😂😂😂 hazviko izvi mwanasikana muchiri pahoneymoon stage imi,mereji haasi mahumbwe apa murume wacho zvekuda kutonga azvikurumbidzirawo futy makutonetsana nenyaya yekuti muka undibikire,iwe mukomana ibva pamba pagogo nababa vako enda unotsvaga kwako wega kwekugara umbokura urikure &haungarambidze mukadzi kuenda kumba kwavo iwe urikumba kwenyu wani😅shanje dzevanhu vasina mari dzoshupa then iwewe mwanasikana kwana itawo pamuromo pashoma zvokonzerwa neku lacker maturity but zvinozopera hazvo nekukura.
Poverty isn't good, vana ngavaende kuchikoro
At 20 unenge wafara nguvai, stop getting married at a tender age
Both they're still young for commitment.
Kanotaurisa kamudkana aka. Better kusiyana nako
Zvakaoma kanenge kakachenama maonero angu kasisi ako
😂😂😂
It called marriage hapana kana ari wrong apa vachiri vadiki chete
Gogo vakungopinzwa busy but musikana ane attitude yaainayo inoita kuti asadike nehama dzemurume,and mukomana futi ane kakudherera atezvara vake saka vakasangana vese vane hunhu husina kuita zvakanaka
Hubaba wahunyanya.Uchiri mudiki chaizvo chimbovhurika pfungwa kwete kuita sekadhara!
Hanzi murehwa mukai mudye 😅😅😅😅😅
Musikna dambudziko chairo
Mkomana akurumbidzawo kuda kutonga ngavanogara kwavo vega
Havachembere vese ava
Bushu tongai Nyaya mushe mukomana uyo ari right uyo
Vana vese ava hapana nyaya apa marriage yakaoma vanhu vamwari 😅😅😅
Right papi ngaambotsvaga mari
@nomsanyika151 imba haitongwe naatezvara that's vakushairwa respect hakuna ana tete here
Kubudirwa pachena pechii imba inovakwa nedare here
Ama 2k😂😂😂 but pafair kasikana ako pane basa hmmm 😢
Ngava ka fevhere but akarooreke aka
Ko mkuwasha anobooker match naatezvara😂
KO zvaasina kana mazamu mwana wacho KO Mahindira irikupi tisunge vabereki vakaroodza pwere idzo
Imi sisi endai kuchikoro zvevarume izvo haasi majokes moitawo pamuromo pashoma hatidi rough kuvanhu vakuru.but yekuzochengetesa gogo mari hazvibude hazvo aah.basa raunoshanda udza mkadzi azive mafambiro ebasa rako not kuita zvemusoro wako bed yacho haubhadhare wega secret zvisingazivikanwe nemukadzi ka zvinomutsa mutauro mumba
Iwe mukomana zihembe reCity rawakapfeka ndorinokisvitsa pamuri ippo bvisa zinguvo iroo unoda zvinhu vana vadiki
Gogo is very controlling.
Makurukota amambo musatore side.Vana ava vadiki siyai vakure. Musikana ane pamuromo
Vanenge vachida kuti mkomana aite sababa but age iyoyo vatoenda kudare vachiri pahoneymoon stage😂
Bamunini hamusi mazvikurumidzira hre zvemitemo izvi?
Kanenge kane pa mouth aka kamsikana
Kamukadzi aka aaaah
Ko mukomana ane attitude futy
Dai mkomana asiyana nekàsikana aka
Vese dai vasiyana nekuti imba yemukomana inotongwa nagogo haana respect natezvara zvekutonga akurumbidza
@@nomsanyika151 Taura zvako mukomana anoshusha mashoko rudzii ekuudza tezvara haana respect
Mukomana ngaabve pamba pamai nagogo atange zvake... Mukadzi anotadza nei kuenda kumba kwavo iwe handiti urikumba kwenyu?
This young boy ane abuse.akakurira mumba mune abuse.
Very stubborn boy.He should not assault wife period.
He is very rude !
I think his parents were or are always fighting.
Aya ndiwo anonzi marara ---very violent young man.