Munhu akandiudza Kuti if you want to get married &:stay married bvuma kupusa aisa nyepa . Varume ndivo vanobvumidzwa Ku hura asi best believe vakadzi pa PGS satan anocopa ma Notes unohurirwa kudarika zvaunofunga and ugomuchengeta Mwana Asiri wako.....😂😂😂 Anyway handina Kuti chi kana Kuti chii asi Gona ana Gona wake.... 16:59
Tindo.. Even asina mari anofunga Dan... Asi brain dzinotengwa here 😂😂😂 Kaconvo akandipedza Vanoda kumboita fast and prayer for Nancy apindewo musvitsa tsvene ngatiunganei pano. Zvaramba zvomutsoma, mhepo dziri kuda kusimuka
Pgs yaBaSj hwahwandirwa mai Sj kkkkk.Dhani usaputsa marriage ya Nancy plz.Iwe Tindo ukasiya Nancy mari hakuchina zvadhakwa.Nancy mukadzi bhoo pa real.Kelly well done ne advice yawaipa Nancy bcz pakutoda minamato zvingadhakwe.Thanks to you all guys munotigonera
Ndipeiwo malikes ndaitawo number 221 kuisa like much appreciate Director ❤️❤️ Baba SJ vamwe huyai tione mutakunanzva uchangoburwa musawana chave chimunya
Zva Mwari chaizvo Slimmie ndaa chibatwa. Nyaya yazo nyanya iyi. When I first started watching from episode 1 of first season, nyaya yanga isinga gare this long isati ya buda pachena. Nyaya after nyaya was the thing. Aiwaa izvi zva nyanya izvi.
@magtommedia Eeee muridzi wenyaya ndiye anonyora zvaanoda hake asi ikoko kuva predictable kuti all the other children are gonna experience the same problem ndokuuraya nyaya yacho kuva obvious ndokupedza appetite. Bella stories for the next ten episodes guaranteed
Haaà iwe Dan vakuda kufurira Tindo chii chakadaroo ichocho aaaaah mhani usandibhowa kasoro kako kkkkk Tindo ukasiyana na Nancy chete zve magtom zvinenge zvakutoshaya value pa complicated pano aaaah 😅
Vese vanoti Nancy tindo vari murudo isai malikes
Gona Samanyanga
Vangu ngaanamate
Achamitiswa uyu
.. hpn like yndoisa pmnhu anobvum kufurirwa tindo ndatomumak
Mhamhitoooo pleaseeeee tavasuwa,❤❤❤❤❤veduweeeee who is with me
me too
I said it twenty times ndaneta. Maybe shes here nema COS now.
Ndokumbirawo imboregaiwo Nancy aroorwe zvanyanya izvi
Sure zvenyu imi aaah KO Dan abvanepi futi 😮
Umm sure can't afford to see Nancy heartbroken once more 😢
I can smell imwe hatibhureki visiting Nancy. Munyori we bhaisikopo iri pliz dzorai moyo. Zvoitika kuna Nancy futi here 🤣🙈
Haa tukunakirwa bt plz Magtom media chimboburitsaiwo Mhamhito chero ka1 timbovaonawo
Varovaaaa veduweeee
NaTaimondi
Park
Nancy ngaachiroorwa na tindo kuti zvinakidze 😢😢😢😢😢 please
Slimie ma horror ya kkkk
Very smart and intelligent and gifted too.
Munhu akandiudza Kuti if you want to get married &:stay married bvuma kupusa aisa nyepa .
Varume ndivo vanobvumidzwa Ku hura asi best believe vakadzi pa PGS satan anocopa ma Notes unohurirwa kudarika zvaunofunga and ugomuchengeta Mwana Asiri wako.....😂😂😂 Anyway handina Kuti chi kana Kuti chii asi Gona ana Gona wake....
16:59
Taura zvako
Tindo.. Even asina mari anofunga
Dan... Asi brain dzinotengwa here
😂😂😂 Kaconvo akandipedza
Vanoda kumboita fast and prayer for Nancy apindewo musvitsa tsvene ngatiunganei pano. Zvaramba zvomutsoma, mhepo dziri kuda kusimuka
Apa they are a sweet couple sei
Shuwa kaniniiih zvanyanya
😂😂😂😂 Havana kuenda kwa Gogo chihoro hr
@@Mambotakuetk74 l think vakaenda chete🤣🤣
@@Mambotakuetk74😂😂😂
Baba va SJ , EJ musadaro chokwadi mai SJ vari kuti zvinhu zviri bhooo imi muri kuita zvimwe apa 😂😂😂😂😂😂😂
1 munhu akaremera Slim ndiKim haaaaa kune mabhanditi echikadzi ndati
'Wakambondiona ndichinamata' in Izzy's voice
😂😂😂😂
kkkk hanzi ukaona munhu iyeye akandibhaiza ndikadzoka muchiround #muyedzo wakamirira Ezy,,, vakamirira kuona Ezy achidzoka muchiround ngatiise malikes
I wish dai asiya recorder mumba maKim coz zvakakosha manje
Vese vanoti magtom media huchi huyai tine meeting pano
.. hhh tindo akubowa
Nhasi ndatangawo ndipeiwo ma like ❤
Hoyooooooo mahuchi ayo chero ndisati ndavona
Haaaaa slimie waipa tymond agara Pana slimie 😂😂😂😂
Haaa maakutibhowa hamuchafambi maakungistika pa1 place
Kkkkk ayas ko kungosiyana nazvo kna mukuboekana
Ibvapano
Taura zvako ndachiti ndini ndega ndirikuzviona
Watumwa nani ibva pano
Kkkk ndekupiko kwamoda kuti tifambe tichienda isu kwatofanira kuenda tiri kutowona tichitofamba
Nancy naTindo zvinonakidza pamunenge muchiwirirana
Pgs yaBaSj hwahwandirwa mai Sj kkkkk.Dhani usaputsa marriage ya Nancy plz.Iwe Tindo ukasiya Nancy mari hakuchina zvadhakwa.Nancy mukadzi bhoo pa real.Kelly well done ne advice yawaipa Nancy bcz pakutoda minamato zvingadhakwe.Thanks to you all guys munotigonera
❤❤❤vanhu vepano mogwara here imi matozara amanaka bt anyway Slim unondigonera
Best series in Africa keep doing good job
Danie watoita nyoka iwe,ummmm siyanaivo nevanodanana veduwe.Nancy hausi kuchanamata hona hondo dzatosimuka
Cheers to us who first,like and share then watch later hands up to Slimmie he knows his job very well
Cheers
🍻
Magtom media's fans lets gather here🎉matukananzva waibva❤
Ndandakaimirira pese apa ndipeyi malike angu ndini ndatanga❤❤😂
Slimmy pliz handisi kuku themba ini. Ka line kawatora aka unenge urikuda kuti Nancy arambiwe haaa sadarooo. Nancy ngambo roorwawo pliz
Nancy wakaudzwa na Kelly chiona manje tanga tati zvaita manje eh mhepo dzekwako dzinenharowo
Eazie Eazie haa choopedza hanzi ndiyo point yangu iyoyo pane zimunhu rakandipfurira nemuseve😂😂😂😂
Siyai Nancy amboroorwa veduwe ❤❤
Sj 😂muchamuona ane 24 years
Ndipeiwo malikes ndaitawo number 221 kuisa like much appreciate Director ❤️❤️ Baba SJ vamwe huyai tione mutakunanzva uchangoburwa musawana chave chimunya
EAZY WILL NEVER DISAPPOINT-----CAN ACT-----ALWAYS ON SPOT----
Siyai tindo Nancy vambogare wese plz😂😂😂
Nice job guys
But uyo anonzi Africa mubvisei pakupera kwema episodes , akusvota
😂😂😂😂😂😂😂😂 Ayayah
Uyo ndiye the End yedu
😂😂😂😂😂😂 he rubs it in kani! 😂 but still episode inenge yapera tingadii
🎉🎉🎉🎉Ndasvikawo mu top 10 nasi🎉🎉🎉 happy
Gagaga Slimmie becoming father of nations. Baby factory mode open for business 😅
Soon anenge ava father of 4 😂 newa Kim
Eazy ngaachiroorawo amana. Eeh iwewe kelly muchato keee, where is your spoiled guy
Nancy ngaaroorwe pliz tindo ndewechi 5zvichingoramba chete
Anoroorwa seiko ane nungo dzekunamata
Tokumbirawo Nancy asarasiswe please please...
Nancy please zvake ngazvichiitawo please !
Easy won't disappoint. Easy chinja Wena I am like you in real life plz inspired me to change.
Hawuzi wega takawanda 😂😂
Confession time 😂😂😂😂😂😂
Nancy hamusi mamunyanyirawo here Director 😂, siyai aroorwe zvozorambawo hazvo amuden
Ndati nonokei but I’m here now 😊
Haaaa Magtom media mukaka imagine Nency ava ne3 guys muComplicated dzaaenda nadzo kwaTete kunoti Heavy, koti kekuonda aka ,then oda kuendwa naye uyu aaaa
Veduwee chimbosiyayiwo Nancy aroorwe pliz aaah ko iye Tindo haana zvipomerwa here hayiwawo
Nyaya hadzisi kumover we need more twists and turns kunge kudhara nyaya yonyatsooita complicated
Ndikuzvionao ini ndakutoita fast forward mazuvano😊
I miss mainini Thandy.she is a real actor at her age. Please imboitavo kuti ashanyire sister mai SJ
Huya ndikurore zvako Kim nemwana wako kkkk ndina basa nazvo
I'm the first nhas isai malikes tiende nemagtom yedu
Saka moti slim ahazokisi tete here
😂😂😂😂Slimy anondiitira hangu ini mangwariro acho hai,,,hanzi upati hwangu hurinani panenge hwako❤❤😂😂
Tindo doesn't have a loyal friend. The friend is pure snake in the grass. Tindo run with your life.
Haaa mukaita kuti Nancy asaroorwe aaah ndombomira kuona ini 😅
Nhasi ndawana food ichiri kudziya magtom media real food for real people
Haaaa kule mahuchi keep the fire burning
Nancy pawaipihwa ma warning shots na Kelly, in ndakagara ndanyumwa kuti zvakunodhakwa. Ganda rako Nancy harisi remvura chete ndere prayer namatai vesikana murogwe. Coz zvikadhakwa kuna Tindo kwasara Nail Technician kkkkkkkkkkkkkkkk
Magtom Complicated ikuita diki veduwee. Shuwa week rese takamirira. Mukugonesa henyu kkkk Baba SJ, kuvhara henyu
Huchi baba
Haa Nancy ngaadzokere kwamai mufundisi asimbiswe futi ummm l cant bear the pain yekuti azorwadziswe futi 😢😢
Imagine atambura veduwe ,
One vedio for me during the weekend family
I was waiting kusvika mauploader
Like guys
Kwaks tete kkkk
Heavy, koti wekuonda wo uyu 😂😂😂😂😂
Asi vanhu imimisooo ka madii mapawo Tindo chigubhu chemvura chiri kana mu half hahahhaha
Haaa Nancy beware 😂😂 zvogona kungoendwa apaa ko chawakasiira kunamata
Ko team Gaza,Rachael, mhamito chihera ,mai Parky and Stagger varikupiko? And team Magtom media we love you and support you so much
Haa zvakubhowa kutenderera manyanya.repetion hobho.
Ma love nemalaker angu ndatangawo nhasi
Ndati nonoke nhasi mangamatozara mongondi like wo nange zakadaro
Pazxinhu zxese SJ takapedzisira kumuona arinhumbu😢😢😢
Nancy Hanzi ramba uchinamata. Even if ukakurirwa re: kutsanangura, at least pray. Zvino aaaa uyu kutoramba .
Kana Nancy akarasiswa fut na Tindo consider me not a fan ye complicated again kkk
Nancy zvaramba apa😂😂😂 ko slimy kuzopinda mai sj nepgs😂😂😂😂p
Ndafara kuona tete vamai Sj ini well done magtom media ❤
Zva Mwari chaizvo Slimmie ndaa chibatwa. Nyaya yazo nyanya iyi. When I first started watching from episode 1 of first season, nyaya yanga isinga gare this long isati ya buda pachena. Nyaya after nyaya was the thing. Aiwaa izvi zva nyanya izvi.
Taura hako I told producer the same thing last week zvikanzi heee it's just your view the majority are happy
@edsonmatose6470 aiwaa zva nyanya izvi. Yakuita senge ndo yega nyaya yabata series. Ndavaite something.
Season one nyaya ya Bella yakazobuda episode 100 this is a series not a movie nyaya hadzibudi zvekumhanya as you expect
@magtommedia Eeee muridzi wenyaya ndiye anonyora zvaanoda hake asi ikoko kuva predictable kuti all the other children are gonna experience the same problem ndokuuraya nyaya yacho kuva obvious ndokupedza appetite. Bella stories for the next ten episodes guaranteed
@edsonmatose6470 pamapedzera ndepekuti muridzi wenyaya ndiye anonyora zvaanoda nekuti ndiye anoziva kwaanoda kuyenda nenyaya yake zvino imwi magozoda kumumhanyisa sei ?kana atobvuma kumhanyiswa nemwi zvotoreva kuti otozodzoka obvunza kuti patakamhanya paya todii boss kuti tipfuurire mberi coz anenge aita zvisiri mu plan make ayita zviri mu plan memunhu audzira
Hupati wako usapinda mumwana 😂😂😂😂😂 Slimmie ka
Haaà iwe Dan vakuda kufurira Tindo chii chakadaroo ichocho aaaaah mhani usandibhowa kasoro kako kkkkk Tindo ukasiyana na Nancy chete zve magtom zvinenge zvakutoshaya value pa complicated pano aaaah 😅
MaSJ ndaziveyi hangu kuti foni kufambiwa nayo zvine chinangwa, zvekutengerwa foni dzitori statement, there is a secret behind
Kkkkk😂, mabhutsu here? Izzie usadaro 🎉
Haaa ndini ndatanga kusvika pano gyz maruva angu🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
First today thanx magtom media
Easy naKelly i like their natural actin so❤
I love you team magtom media munogona
Nancy chiroorwa tipemberere tidye makkeke titambe muchatoooooo singing hangu
Zibhudhi rako risina order rikuda kuti ndiriroore, Sis Kim!!!!!
Kkkk haaa eazy hanzi pamwe akandipfurira nemuseve 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 ndakahenger mabhutsu in Eazy's voice.... baba Sj vaipa ... much love❤❤
Magtom media huchi varumeee ndabvuma zvankue
Veduwe munhu 1 ngaamboroorwawo especially Nancy has been through a lot. Aaah script writer I beg oooo. Purizi we want to see her happy
More episodes rikunaka tikuda kuona kwazvoperera Nancy kusiya kunamata honayi mhepo dzakusumuka😂
Nancy chiroorwawo iwee wanyanya😂😂
Ko Slim junior haambobudi wani handimbozive kuti akura zvakadini ofamba hr kana kuti ari kukambaira
vanhu ve magtom media ,chiregaiwo kunyadzisa tete va nancy this time kkkkk chatova chikumbiro
Veduwe Nancy ngaamboroorwa zvihokana hazvo merit asi ambopindawo musvitsa
Nancy zvaramba apa😂😂😂 ko slimy kuzopinda mai sj nepgs😂😂😂😂
Ko tibhobhoni chimbo acter zvee wongoita basa rekugurira vanhu movie rava kunakidza chimboacter tione kuti uchr kudanana naOpah here.
😅😅😅😅😅😅
Tindo so you don't really love Nancy. Ukudira the blessings that follow Nancy...Dan zvidzime hako aaah chii ichocho
Shamwari ya TiNDO is practicing witchcraft, the reality of life dziriko shamwari dzakadai, educational and entertaining.
I feel like ndiphonere Bela ndimuudze Kuti usaisa masg now phone Iya Ina baba vacho
Uum nency imbonobikirwa doro wancu hona tindo atonyengereka 😢😢
Ndatoliker, plz do so for our magtom team, thanx
Iweee Dhibhobhoni unobhowa iwe unouya zvavakunakidza sei, enda kunotsvaka mamito uuye navo varova kani ,
Vanhu munomukirawo imi ndatoti ndini first
Dan asi urikuda nancy here iwewe wandibhowa nancy mhepo dzasimuka wangu