ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Veduwee Musadaro..varume Musadaro munokanganwa kut mkazvarao Vasikama
Anonyepa kuti akaudzwa avamumarriage pa1st dare aitoziva kuti anevana vake but after agara naye akuti handidi vana vako.Zvakuremera kumusoro setsvimbo 😅papfuma pakapenga unobva wazviudza kuti better ndigare nemukadzi wacho kubvisa ma4k pfuma apa uchipa munhu gupuro😮amai endai muzvishandire mubhadhare rent muzvigarire zvenyu pamba since iri company house.
$4700 kumunhu ane vana vake kkkkkkk kufixer chaiko
Ini handiitirwe matakanyanya akadai will go to court
Akaura varume vanodherera
Kungodzvinyirira varume Japan's kutonga apa
Kana asingade haade please 🙏 akanyeperwa panyaya dzevana atogona ataura kti vana handidi vamwe vanouraya
KwaBushu kunorimwa nhyka
Chidare chakaora ichiEnergy yevarume vese yanga ichingori pakuda kufixer muchinda uyu So sadI feel sorry for the guy
Ari kuda kuramba munhu ruff manje zvamuwana
Varume vanonzwinyirirwa sure mumwe ozongodya pfuma asina kuchengeta vana
Varume vamunongoda pese pese ava. Madzimai musazodaro please
Ko bvana inodhura kudai
Wakazvionepi kuti munhu anobhadharwa nemhaka yekuti ukugara nevana vemukadzi wawakada unopenga iwe ma step father are u there zviriko here
ari right on this angle, on if the kids would be raised, grown and married in his care, paroora the real father would share roora with him. so pane ka double standard patsika dzedu
yaa madzimambo ane basa
Veduwee Musadaro..varume Musadaro munokanganwa kut mkazvarao Vasikama
Anonyepa kuti akaudzwa avamumarriage pa1st dare aitoziva kuti anevana vake but after agara naye akuti handidi vana vako.
Zvakuremera kumusoro setsvimbo 😅papfuma pakapenga unobva wazviudza kuti better ndigare nemukadzi wacho kubvisa ma4k pfuma apa uchipa munhu gupuro😮amai endai muzvishandire mubhadhare rent muzvigarire zvenyu pamba since iri company house.
$4700 kumunhu ane vana vake kkkkkkk kufixer chaiko
Ini handiitirwe matakanyanya akadai will go to court
Akaura varume vanodherera
Kungodzvinyirira varume Japan's kutonga apa
Kana asingade haade please 🙏 akanyeperwa panyaya dzevana atogona ataura kti vana handidi vamwe vanouraya
KwaBushu kunorimwa nhyka
Chidare chakaora ichi
Energy yevarume vese yanga ichingori pakuda kufixer muchinda uyu
So sad
I feel sorry for the guy