ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Zimai iro ndiro problem mumusha .Kuputsa family
Ndosaka vanhu vachitukwa kuti Rema rekwaBushu
Tinavo tete vakadaro iproblem musha vanonyonganisa zvinhu achisevenzesa Pawan rekuti nditete.Kana tete vakaroorwa havatongi musha semwanakoma vanotopirwa nyaya voyananisa kwete kuva part to the problem
Mere looking ko iwo mabangle anomada eyi paita lawyer apo
Nyaya dzemusha dzine maprotocols n procedures , family ngainofamba ibatsirwe nevanonyatsonzvera matare,
Madzimambo mukurasika Doro rabikwa kumba kweumwe rokanganisa chiii hazvishande izvi mukuratidza kutora side Nyaya ndeye kunanga uroyi kwete doro
Mune ngozi. Makaponda vanhu kudhara vanhu vekuMash Central hamuna kuchena. Muchakaura nengozi mese zvenyu. Ngozi yerombe igandanzara. Muchamama
Njuzu dzekuma suweji
Amai vahunza nyaya mudare vakatsveruka makanwa musingayeri manzwi chinangwa kudakuroverera mukomana uyo. Zvinhu zvavozvose hazvina kujeka imhunzamusha amai avo ndinotenda Mambo maratidza huchenjeri.
Chief ,tete zimuroyi ndapedza
Zvimatete zvakadai zvinobhowa
Kuita zvemaporofita kusafunda muchazvirega
magona mambo, iro zimai iro nderenhema
Munozvitsanangura sei sedare kuti munhu anosvipirwa mate kumeso 3times akangotarisa kuri kubva mate?
Iii9oo0o
Zimai iro zimuroyi nxaaaa ,
Tete zimuroyi ivo
People they perish because of lack of knowledge tichadzidza rinhiko maZimbabwe
Njuzu, yapinda mudare by ramambo . Hokoyo Bushu, uno parara, njuzu yauya
Kkkkkk musanyepere vanhu mai avo havana chavanacho ndezve kutenga
Hanzi kudiiko na Datyagadzi vachemachema
Nhaiwe kkkkkkkkkk
Magona mambo vana tete vakuroya maningi vana vehanzvadzi ngavafambe
Musatidero weee😂😂😂😂
Kuita zikumai renhema
Zimai iro ndiro problem mumusha .Kuputsa family
Ndosaka vanhu vachitukwa kuti Rema rekwaBushu
Tinavo tete vakadaro iproblem musha vanonyonganisa zvinhu achisevenzesa Pawan rekuti nditete.
Kana tete vakaroorwa havatongi musha semwanakoma vanotopirwa nyaya voyananisa kwete kuva part to the problem