ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Sly media mukubidisa nyaya dzakabuda kare chinyi kupererwa here 😂😂😂
Iyi Nyaya hatina kumboiona here iyi
Good judgement Mukadzi wemunhu haabatwi
Vakadz vevanhu vekadunhu aka ndasarrender zvang 🙌
Ndeyekudhara nyaya iyiii
MaRebroadcast,vakushaya zvekutipa zvitsva
It was a trap shot munhu akusvaga Mari nemukdzi watch out vanhu vanonyenga vakadzi vevanhu
Village iyi ndeye na bhishu chete chete
Uku kunohuriwa ndapa kutenda hangu
L think katove ka business kakutoitwa nevarume veko kk
Kumakorokoza ndoona ndo problem
Kana pane dare rine ruzha haa iri rinotora mukombe
Kkkk madzimai makanyanya chakanyanya ichi
Uyu akaseterwa trap ndobva akabira. Nanhasi haasi kunzwisisa kuti sei akakabira so easy. Vanhu vaita mari ne scam iyi apa vaakutonoronga kubata umwe. Mombe 3 isalary yematicha 3.
Inonzi mashonaland central iyoyo
aida kutonatira wena ipapo ipapo😅😅😅😅
Sly media madhakwa manje Minya munoidiiko zvakutobhowa Robert chibaba akasiya akushandira
Vakadzi varikuvhura hombe mumaraini ummmmm
KwaBushu chihure 😮😮😮🤦🤦🤦
Vakadzi vatora trophy 🏆 kuhura ta surrender zvakwana hoooo makasa kkk
Ndiwo wekuda kurova munyasa nana sisi wavo rasta kana marangarira
Chidarebchine ruzha mhani ichi fokoro
mambo Bushu dunhu renyu riri kuhuriwa zvekurevesa chere chedzai panomwiwa pamvura nevanhu avo kuti bhoo hr zvanyanya vanogona vakakandirwa something mutsime kkk
Ndakadanana navo 😂
Mfana Shiri ine muriro wayo hayirege wakatorera nyasa mkadzi manje wave kutorerwawo
Hana trouse
Nyaya haisi yakudhara but mkadzi uyo ndiye mkadzi wemunyasa uya achiti munyasa anondishusha kana mukarangarira uya wesuit nespeaker paya
Ahhhhhh nhaimi ko she moved so fast kudaro y ,I remember d nyasa intelligent madala vividly
Ndeyekaresa hameno kuti vari kushaya nyaya here
Ahasi kudakufanana chete😂😂😂😂😂
Sky media Muri Mboko these days. Ndini ndadaro
Sly media you recycling stories