ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
😂 l love Character ya Achimwene, He pays Attention to every Detail
Ndovakazara kuChinhoyi ka ava 😂😂
@@zigo 🤣🤣🤣 Takati wandei hedu🙌 Mkoma Zigo ka
Bro Birioti❤ hie ZiGo
Achimwene to the world vakarongeka havadi zvisina Evidence vanoziva kuti mu dare unonyura kana usina ⚒️
Am proud of achimwene exactly mudhara wangu
Lets like guys musatamba naachimwene this is fantastic dare kunyora nemadate netime zvinobatsira zvisingabvire i learn from paChimwene dnt play nachimwene i like it he is clever that man
Achimwene excellent 👌
Watching from Australia 😂ndiri hama yachimwene
I love this guy chimwene
Chimwene to the 🌎
Vakadz wekuzim wakanjaira kuitisa ana chimwene zvino apo nyepe
Achimwene to the people 😂😂😂😂😂😂😂😂I luv this Chimwene😂😂😂😂anoita zvine proof chaiko. Mazita nema surname😂
Ndafarira achimwene Opex Akuswere vakati changamu changamu. Mukadzi uyo ne sister yacho ndeve ma game. Mukadzi uyu akada achinwene paakanzwa zve Australia.
Secretary uyo va Bushu kkkkkk achimwene kuseri
Kikikiki Achimweme bho here, regai mkadzi akatiza 😅😅😅
Basa kudzvanyirira vafazi. Annoying usaende kudare ukaenda kp queit wobuda woenda kumba
Watching from UK
Bba vekudyirwa mukdzi kunyepra kungwara dai vkangwra vaidyirwa mukdzi hree vnhu ipai vkadzi bonde baba avo vannge vanonetsao
Vachimwene vanofanirwa kuita refree webhora vari careful ne tym
Shiri yakabvuta rekeni
Achimwene vanofanirwa kuita journalist aaah
Kkkkkkkkk achimwene vakangwara ava
Kikiki kikiki aaah pakaipa ndaseka zvangu
Good mambo magona
I like voice ramai avo .rakafitwa nekuverenga nhau
Speaker for the evidence yaa achimwene is clever
Vachimwene varikunyora avasikumira
Vanodaka hma dzrikuAustralia dzione
Kutonhodzwa kwachauruka😂😂😂😂😂
Hatichanzwisisi nyaya dzacho kuti idrama here kana kuti ndezvechokwadi too much funnies 😂
Vakadzi ava mabhishu chaiwo. Sisi vane godo futi muninina hasikuzviona .Chimwene atonyora kuti ndatomukirwa ne time dzazvaitika😂😂😂😂dzazvaitika 😂😂😂😊
Mambo musasa dzvanyirire vakadzi
Achimwene for me 😂😂😂😂
The man writes and takes minutes for future references. Minute to minute 👏🏾
Kikkkk clever guy
😂😂😂😂😂 Achimweme vakunyoreiko
Zvakaoma baba ava chero magariro unenge uri mujere chaimo
Achimwene wane umbowo wese
Shame it's not right ana Chimwene vari right kana vada munhu havadi cheating game
True ,Ivo vacho vanoperera they don't cheat at all zvino mukadzi wohura
Achimwene ko kunorora kumusha kwenyu zvinei tirikutoshaya vakadzi muchititambisira kudai
Chimwene kkkkkk ndanakidzwa hangu ini
Better sound quality
Garai mushe it's actually abusing those ladies
ACHIMWENE:"Ndiwe SAVIOURNdiwe SAVIOURKASUKUWERE ..Kudanana ne mukazi wanga" 😂😂😂
Achimwene vanonyora ndati
Run from this man
Mukadzi ndada matauriro ake 🎉
Ane nice voice
Chief Bushu maseka kuti chiiko chiri kunyorwa naAchimwene
Vemhiri busses vachipo here pautube😂😂😂😂😂😂
First kkkkkkkk hi
Ini handina kunzwa pane nyaya dzerudo
Aaah kumatare kune mabasa shuwa
Mambo vagona kuripisa mai guru awo
Haaa ma1 kakadzi ketsambarafuta kanosaiza
Achimwene vakangwara ava
achimwenee
😂😂baba vane maV11 ava haaaa
Achim we ndabva ndafunga baba vaMoana
Kugara kwaamai ava hakuna hunhu kumunhu wechikadzi pamberi pedare
Inga mudare manakidza 😂😂😂a
I don't regret my data achimwene❤
Zvinhu zvachozvekakuseka sooooo😂😂
Achimwene is so clever
Mahure kujaidzwa 😂😂😂😂ku
Mukadzi anezvivindi ,kuhurira chimwene ,KO akanomugadzira anoitasei
Ende uyu anogona kumuuray chaiko
kkk achimwene. Bhilo dzenotamba nayo wena
😂😂😂😂 dziri kunyora maminutes kkkkk, kuitira kunoturira hama kuMalawi
Mukadzi uyoo neSister yake vane mhepo ngavabatsirwe . Hapana mukadzi anochinjanisa varume kunge bhutsu ihure iri
mombe ne mbudzi kkkkk
😂 achimwene want to take minutes, achimwene havadi kutorerwa mukadzi wawo.
Typ yaachimwene inoshusha😅
achimwene vane suit yaprophet madungwe
Why not ?you teach them to cheat😂
Achimwene nyaya vanogona kutsvaka havatambi
Maradona mambo good
Ve Australia vaona video here 😂😂
Hama dziyeka kkkkkk😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
Achimwene vakatobva padare vaine 2pages maminutes netym kkk
Achimwene vatonyora kuti vajungwa 🤣🤣🤣🤣
😅😅😅😅😅😅 vanyora netime
Ndine hama dziri UK 🇬🇧 ndinoda vamuone baba ava soo
Nhai hako iwe.kunge vakaroorana memari dzeveUK
@@PreciousMukoko kufarisa chaiko tine nhamo vanhu kadzi
Not married
Tumanyasa rushusho too much
kkkk
Rubatsiro rwei iwe mudhara iwe chimwene unoshusha
Vazikomo vakaita vabig one zvese zviri mufiira
Kkkkkkkkk musadaro hama yangu
Speaker yemakuhwa
😂😂😂😂😂
Vane hama dziri kuAustralia
Dzinofanira kuona dzega paHindaneti
Achimwene varikumbòkanganwa kuti vanotaura shona isina kutsauka
Kkkkkk yaa
Nharo dzemunhu ahura sooka dzakaoma kidakuzvivharisa
Comment section chizimbe 😂 👐🛌
Kkkkkk achimwene kungwara kutora maminutes kkkkkk pakaipa
Sexy voice bhishu iri, amai Seve
Malawi dont play the revenge is 😢 powerful
Vakadzi avo vanga vachifana kurohwa mombe 3 vanedzungu
Pakaipa.ipapo.zvakaoma marudzi vanonetsa
Achimwene hurirwai kuzungangaira 😅😅

ACHIMWENE:
"Ndiwe SAVIOUR
Ndiwe SAVIOUR
KASUKUWERE ..
Kudanana ne
mukazi wanga" 😂😂😂

Why not
?you teach them to cheat😂