Unenge wamborambireiiko-Prophet T Freddy
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 8 ก.ค. 2024
- Unenge wamborambireiiko
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270 - บันเทิง
Vamwe tikutsvaga dzimba vamwe muchiita dzekutamba nadzo musazodaro imi
Gegege mkadzi wemunhu unodiwa uri pamurume kungorambwa zvavharana
Man of God ndikushaya hangu mukana chete Dai mamwari vandiitirawo nyasha ndasangqnq nemiwo upenyu wangu uvhurike
Mwari wekudenga ndinonamata mazuva akawanda Kuna prophet Freddy naMiracle Paul vaporofiti vedu vezimbabwe vambowedzerwa makore ekurarama nyika ipone
Prophet manyama💥
Go deeper prophet thank you
Hemeni
Mune Muporofita mukat menzvimbo iyo Hallelujah🎉🎉🎉
Wozodeiko zvese bvuuu uko
Thanku Prophet vhurisayi mafaira vanhu vadzikame 😂😂
Go deepest man of God
Varoverei maoko Amen and Amen prophet manyama vanomborara kubasa pungwee vachisona ndozvavanoita baba vangu 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Wakawana zviripo iwewakashata uchiuya wakashaya wako magone munhu wamwari tinotenda rambai muchivaka vanhu venyu mwari wakanaka
Aaah imi amai imi ityai Mwari
Mwqna wenyu mungada here kuti agare nemunhu ane hunhu sehwenyu soo nxaaa mukwane garai mega
Prophet makanyanya ndinokufollower every time makanyanya ingondiitirawo diliverence paphone ndibudirirewo pahupenyu hwangu ndinoshanda mumba asishuviroyangu ndeyekudkuenda kuchando zvirikuitawovamwe
Vakadzi kaaa aaaaa imika dzikamai chiii chakadaro
Apa matwasanura mukadzi uyu anoramba zvaanoziva , hure re mukadzi kushaya nýadzi .makazviputsira imba yenyu nevamaihura navo saka sunungurai murume wenyu atsvake anoda zve imba chiregai kufunga nezvake musiyeyi, imi itai yenyu yamaiita ne zvikomba zvenyu.
Kwandiri kure ndiri Botswana asi Dec ndokusvikawo chete ❤❤❤❤
Munogona prophet Freddy vanhu vakadai vanongoda izvozvo.
Ooooh l love it
Mweya wetsvina chaiwo uyu...makanyanya Prophet🙏🏻
Watching you from capetown munoona zvenyu
Vakadzi vevanhu vazohura ndapa kutenda ndikunzwei muchiti musatambe nemasingle nekuti haana zvaanokudzidzisai ko kuvanhu vari married tinodzidzei ivo vari mahure.
Amen thank you man of God
Go deeper prophet, watching you from South Africa. You are too much prophet
Amai vanoridza mhururu yandinoda zvavo avo
Amai ava vakanyanya ipfambi chaiyo mamwe madhimoni
Sure prophet vakatadza Mai ava
Hure remunhu prophet hazviiti Kuti adzike murume mai ava Imbwa yemunhu
Amen vanosona amai avo
Mai hove vayisona
Amen man of God
Mukadzi uyu akatadza but teacher vakaita utsinye husingaiti
Live long prophet 🎉❤
Yea prophet makanyanya Yoo mai Ava vanonyadzisa
Ameeen prophet
I like you prophet ❤
The thief comes to steal kill and destroy.. Rejected by all in the end
Kkkkkkk amen prophet vangu ndodada nemi
🙌🏻🙌🏻🙌🏻
Mhamha munechihure chinoshamisa😂😂💪
My gender my gender munonyadzisa
Makanyanya prophet ndokusvikawo chete mundibatsirewo
Haaa vanosona 😂😂
🙏🏾🙏🏾🙏🏾
Prophet vanoenda varume ava kana adiwa Kunze 🙈 but Ava iiiiii ndavasvodera
Very true prophet dzidzisayi vana venyu vesangano vanongoseka vayenzi, very bad
Mwari hamuzvivanzi
Eney Rwandan here?
Ndapera power😂😂
Haaaaaaaa Prophet mataura pachikuru chaipo
Asi vanhu zvivindi vanozviwanepi chaizvo chaizvo apa wakavhura hombe kudaro asi unoramba
Makanyanya prophet
Haaa pakaipa
Ndokusvikawo prophet makanyanya Dec chaiye
🙈🙈🙈🙈ndanyara baba
Hure ramai chairo prophet maita Basa
A
Mawife material manyama
Murume anongo inda kana awana mumwe prophet😢
Makanyanya prophet 😅
Haaa vapikirwa 😂😂kunzi haaa ZvaMwari mune chihure chinosemesa
My Prophet watching you from Botswana 🇧🇼 ❤❤
Chose mesa shuwa murume ndakatotora kunokkkkkkk
Kusona husiku hwese kkkkkk
Adzoke kupi prophet kna munhu ari stadium 🏟 muregei akadaro
Prophet l also need your help am in USA
Teacher akaitira mahune kuita on foni coz iyewo akarohwerwa poto yake namupostori. Haaa mai vanohura sembwa
Teacher akaputsa marriage yegirlfriend yake kkkk haaa pakaipa😅.mahure ngaaende kumba kwavo vanonyatsohura mushe.zvikomba zvinokuda uripamurume wako chete.
Nyaya dzanguwooo prohet
Variko varume vanoenda Kuma girl friends avo
What is the truth that the prophet said that a woman should learn to take care of her home
Ayaaa amai ava vanosemesa
Taurai property
Asi vakadzi vakuru vanodawo zvinhu kusvika pakuputsa imba so what more vedu vechidiki hmmmm
Ah dzoka for what
For such a bad behavior