Haurambire mukadzi muchurch-Prophet T Freddy
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 10 ก.พ. 2025
- Haurambire mukadzi muchurch
Munhu wese anokokwa kuBig Sunday musi we Sunday 28 April 2024 pacorner Highglen rd and Mushayabande Glen Norah B Harare
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270
Those who like prophecy time let's gather here..100 likes in 2 hours will make my day😊
Why most of the time I'm the first person to comment here 😅😊😊😊prophet ndioneiwo zvangu zvindiitire
Haaaa taurai hwenyu prophet vanodanana apa nekuti vauya vese kuchurch
Thank prophet, zvakavanzwa zvese mukati memba yandinorara or munorara nemhuri yekwedu, ngazvifumuke, ngazvishaye basa nezita raJeso
Ana amai nedenga tuchirionera pamupikicha chokwadi
Yes fambai baba .........ndonoshuvira kuzogadzirirwawo life yangu nemi ndinovimba kuti zvangu zvaita
i love the way u batanidza people prophet its a spiritual gift
Pa future APA ha profet kkk 😂komborerwai Nashe Amen watching from South Africa wish to be there one of the days🎉
Zvakaoma veduwee vana Mai vedu ava mwari ngatibatsire
Asi ndini ndatanga kukomender ko team rw kuchurch hamuzivi here kuti you should like share and comment
Mai ava muroyi anoroya masikati machena varikuda kushanďisa mwanasikana wavo😢😢😢😢
Ndodawo kuuya kuchch prophet
😂😂😂hanzi iye ane future here makamutarisa
😂😂😂😂 hanz kumba kwacho kunorarika sei
Ndinotenda zangu munhu waMwari munogonesa basa Mwari vakutungamirireI Marudzi ose Pasi Rose Aponeswe Nemuzita RaJesu
Amen
First comment my husband need a job papa
Muzodziwa wamwari ndibatireiwo nemunamato mbuya vangu varikurwara
One day i want to meet the prophet, vanoita minana
Prophet of our time more life to you man of God
I love you prophet T Freddy
I also need your healing papa my life is a mess😢😢
Prophet manyama
Murivahombe profet from Mozambique
Yes papa
# dzenyu Prophert tinoedza kunyorera hatipindurwe
Go deeper papa
Man of God munogona baba
Vana Amai chiiko nemiwoo, munopindireyii mumarelationships evana.
Prophet you are the best
Amen papa
Ndinamatireiw munhu wamwari
Finish and Clara
Hezvo
Powerful
Vaudzei profet life is too short❤
Nhy Mwari we eeee
Munobata basa munhu wamwari ❤❤❤
Type yemurume anoti usataura nehama dzako garayi masiya...
Amen mwari tibatsireivo tirara munyasha
Munondigonera
Hiii inga zvakaoma nhy
Zvakaoma
Ndibatsireiwo prophet soko renyu rinesimba
Go deeper prophet
Makanyanya prophet
Prophet ndokudiray kut munovaka hamuputse rambay makadaro
Mononopisa mapiro
Thank you man of God
Amen prophet tibatsire chikwadi
Makanyanya prophet handidi nemi
Wat a true Prophet
Thank you amen
Thank you Prophet👏
May God Almighty Continue To Use You 🙏
Zvakaoma hazvo
vhurai mafiles angu munhu wamwari
Vanhu vekwa T Freddy ndasarenda vanoda zvinhu shame
Vabereki ngatisadaro ummm
Yooooo vakadzi musadaro
Amen ngamurambire kumba true Prophert
Amen Prophet, hapana anoda chirwere
Prophet T Freddy munoenzanisa vanhu mudzimba umu pamagariro .Ngoni dzine basa rinooneka pa mutumbi wenyu.
Kkkk😂😂😂waimbovata nawo mapillow acho
Profet makanyanya
Prophet t freddy munosunungura pakasungwa
Kkk Va Ambuya vakangwarisa ivavo . I hate those types of Ambuyas aa😮
Help them Profet you are kind Amen
Munogona papa 🙏🙏munondi gonera ini ngazvinake hnasi muyimba yangu
Defination of prophesy
Powerful Man of God
Hawasi kutaura vese asi kuchurch vauya havo
Baba baba mune maziso
ngatisadaro vabereki makatambirirei pfuma yake kana musingamudi
Hanzi makamutarisa munoona ane future here? Iiii 😮😮😮
Ndikunzwei muchiti freddy anonyepa.
Prophet ndichauya chete ku church kwenyu
Yuwii asi vabereki munezvivi
Amen man Of God varoyi ngavafumurwe
Gospels
Pari tricky prophet ummmmm ndanzwa tsits
Powerful Prophet
Prophet vakaoma vanoiputwa imba yacho voivaka kuti 🤣🤣🤣🤣
Dzimba idzi ma1 ...
Vakaoma mai avo
Kkk Kkk mapedza masports
😂😂😂😂😂 future manyama
Iye Ane future here murume wako prophecy 😂😂 😂😂😂
🙏🙏🙏🙏🎉
🔥🔥🔥
Todawo video raprophert vachiparidza pliz
I wonder ndi ambuya rudzii vakadero Ivo vavo murume vakachozirwa nani
Haachada lol
Morari unoita macongregates during prophecy tym uuuuuuuu
👏👏👏👍
Kkkkkkkk mufesi wakakwata chirwere
Spritual kwashiorkor 😂
Unoita confusion ukazvirega
😂😂😂😂😂 😂ndafa
Bamunini is confused, I think ndomishonga yavanofema pa pillow.
Vanamai vemu Zimbabwe 🇿🇼 musiyana nekatsika Kema parents eku Nigeria, instead support what makes your child happy
You're too much papa
but why pple r laughing,its a crc matter there...ma1