I love the fact that he has no pride,,,he puts God first thol I don't know much hangu...and yes He answered the questions so well dai vaita zvataurwa naOlla taiti varasika coz mubible Moses anonz arove dombo mvura yobuda but nekushaya patience kwevana veIsrael anonz arove futi iyo isiri instruction yaMwari zvakadhakwa...he is not moved hey!
Prophet you are very right. The receiver is the one who understands. Prophet Mwari vamunonamata vapenyu Prophet T Freddy. Vana doubting Thomas siyanayi navo.
zvakaitika hazvo a year ago but l thank prophet Freddy nemhinduro dzavo not on radio until mwari variivo vati enda paradio ubatsire nyika not ne command yedu vanhu thank God for fearing God
As for me l think it's stage ,becoz he want people to come kuchurch kwake anoda kubva nemunhu kuchurch kwake like that 1 he says alabva naye kuchurch when he was introducing spectacles why not the 1 in studio
True doing great work DJ Ollah , but i was touched by his interview with Oscar....capitalise on opportunities in the industry. It's sad to see the life of these great guys going in doldrums years later.
Inga wambotaura wani kuti handitadze kudzokorora zvandakamboita wakunzi turn this water wakuramba futi aah Fred usadaro iwe,iwe naMadungwe same whatsapp group
Chandoziva Jesu chaiye waimufza zvirema,mapofu achiona asi chinhu chinonzi munhu chakaoma. Havatendi Vanozobva kana vazosvikirwa nedambudziko vobatsirwa na Fredy ndooavanozobvuma. Pamwe pacho havazobudi havo pachena. Kuti vakaenda Kwa freddy
I love the fact that he has no pride,,,he puts God first thol I don't know much hangu...and yes He answered the questions so well dai vaita zvataurwa naOlla taiti varasika coz mubible Moses anonz arove dombo mvura yobuda but nekushaya patience kwevana veIsrael anonz arove futi iyo isiri instruction yaMwari zvakadhakwa...he is not moved hey!
Thanks Ollah, You make Fred's life so difficult. Wamubata pambabvu.
Ollah ndimi muneyese chimuti ndechenyu shuwa 🔥🔥🔥🔥
l like prophet Freddie's composure, this man is actually my neighbour, He is a good man!
Kkkkkkkkkkk ko zveminana izvoo Edhika
@@AlmakJoe izvo iSkillful dzake ega idzo baba Togarasei kkkkkk
Tinenge taneta kumabasa kwatinenge taswera uku, munoziva babaka
kupi ikoko
Ini hangu ndoonq kt Prophet munhu akasununguka
Well done prophet, you are not a media puppet
This man is actually humble which i just noticed now
apa Ollah wawachiswa ane wisdom T Freddy
Freddy ndongokuda shaaa handisati ndauya ku Church kwako asi Handi commenter zve shoko ramwari, mwari vanoziva woga I luv yu freddy from Mozambique
Prophet you are very right. The receiver is the one who understands.
Prophet Mwari vamunonamata vapenyu Prophet T Freddy.
Vana doubting Thomas siyanayi navo.
I like this man, he doesn't mind all the negativity. Long live bro and may God bless you.
He doesn't mind yes but he's playing with God
Kkkkkk
So you say let him continue playing with the name of God like this?
@@ziminiesta4225 I'll never fight for God, He must fight for himself.
@@juliethshiri8541 what did he do that angered you Holy Julieth?
Vanhu vasinga zivi mwari vanonetsa mnhu vamwari musatendere Satan akuedzei nenzira iyyo prophet
Mwari wakuitirei zvakanaka ndinoshuwiro yekusvika paground ndiitirwewo zvanaka namwari ndri kudrc I love Propheties
Kwaollah unobva vatsamwa
Haaaa Ollah igonzo anoruma achifuridzira🤣😂🤣😂🤣😂🤣big op Dj Ollah7
Kkkkkkkkk aaaaaa gonzo 😁
😂😂😂😂😂😂😂
Extremely well measured responses, I hadn't appreciated T Freddy's wisdom before.
I like the way Prophet is answering questions...WISDOM
Freddy ndomudisisa zvangu. L love you prophet freddy❤❤❤
Magumo achauya mukuru, zvese zvichabuda pachena, you may wisely hide it all to us, He who is Wise sees all.
Jesu aiita munhu wese achiona.. Hapana zviripo apo .kutamba nevanhu uko
I love you prophet and the way you answered questions was of great wisdom ❤
zvakaitika hazvo a year ago but l thank prophet Freddy nemhinduro dzavo not on radio until mwari variivo vati enda paradio ubatsire nyika not ne command yedu vanhu thank God for fearing God
Sadza remu bin rinogutisa remu poto rinogutisa zvekare asi pabva masadza aya ndipo pakakosha on point prophet Freddy
Respect!!!!!!. Answering with key wisdom
Wisdom???
Invite me when you interview people like Fredy
I like the way prophet answered the questions ..makanyanya prophet
WISDOM. This is a real Man of God.
I love how he answered all questions pple musnt be pressured by olla anoda vanhu vaite zvaanoda iye
Titumireiwo Anointing iyo Prophet munobata basa tumwai muchitevedza zvamatumwa ndinotenda nebasa raMwari riripamuri
You are not a media puppet You are a man of God.
Ollah job well done wamupinza pakona mukomana wemunana uyu.
Panyaya yeshoko Ollah anga akuda ku softer Freddy kuti asamumake
I like his responses , you must serve God not people, you don't owe anyone an explanation
Ngaabatsire vanotambura
Arikutamba naMwari munhu uyu
T Freddy here is right Mweya waMwari hauudzirwe nemunhu .Just imagine vanhu vachienda kunaElijah kuti dzokorodza munana wemoto
Totenda Ollah mibvunzo yose watseketudza 💥💥💥💥💥
Musaitiswe prophet Nana Ola vana vadiki panezvekwa mwari miyedzo iyi
Ollah ndokudira kubvunza mibvunzo kwayo , Freddy anonyepera nyika uyo
I like the way Prophet was answering.
Prophet???? You call this occultic rapist a prophet???Wakamama pfugwa ukasara nematuzvi mumusoro
Fake prophet of all time
That's very true, I also like the way he's answering questions.
I like the way prophet Freddy answers . 👍👍
Tsotsi rakangwara rikapara mhosva hariende kujere nekugona kutaura
He already knows all your temptation Ollah he is a man of the living God
Chinjayi prophet ngano ngadziyite shoma, prove it.
Haa T Freddy is so soft spoken zvake.
As much as I don't like this prophet, I like the way he's responding
Oklahoma wazomunyanyira profet chimuregaaa🎉🎉🎉
😂🎉😂Prophet t freddy ndova nzwisisa kubudikidza neshoko ramwari Jesu akanzi chinja dombo chive chingwa jesu akati munhu haangararame nechingwa chete asi beshoko rinobva mumuromo wamwari
Ollah to the world 💥💥💥💥
Mafuta akabva kumba ayo Kkkk I feel sorry kuvanhu kuchurch kwa Freddy kkkk
Chinhu chakauraya nyika Politics & Religion...conmen & women par exellency
Indeed a man of God hava chinje nekuda kwako AOllah zva Mwari hazvinzwarwo zvine nguva
Ollar you are all right,ma prophet Aya hiii kudenga kure
As for me l think it's stage ,becoz he want people to come kuchurch kwake anoda kubva nemunhu kuchurch kwake like that 1 he says alabva naye kuchurch when he was introducing spectacles why not the 1 in studio
Musaedze munhu waMwari nenzira yakashatisisa iyi.....Olla nzwirwa ngoni
Jesus performed the miracle ipapo Pavanhu so that Mwari arumbidzwe hazviitirwe ku church zvoitirwa Pavanhu ipapo.
he is so calm he knows thats how to defend hufake prophet hwake .....anoziva kuti masascum ndoanomutevera ...
You are really man of God 🙏
Freddy munomuvengerei Haana pressure nemunhu uyo ndomuda hangu
Well answered Prophet u do it for the lord only for him
Vanhu havadi chokwadi chete. Prophet vanoona zvavo sure
Kubva nhasi Ollah wandipa muwoono wakajeka hakuna munana inoitwa na Fred senyika hapana kwatiri kuenda
Prophet Freddy vanoimba zvavo
I wish to come and worship at your place one day God true man of God
igava iri harina cha Mwari charinoziya. Arikumhura Mwari murume uyu.
Uyu munhu wa mwari
Vanhu hamutendi
this type of answering is real, ane wisdom freddy uyo
Watotsotwa ka
Chabatwa Freddy chiya saka muchadini imi vanotevera tsotsi
Andina mashoko and andijaje munhu, itirwai zvakanaka
@dj ollah ndimi mune chimuti mdara🔥🔥🔥🔥🤝❤️
True doing great work DJ Ollah , but i was touched by his interview with Oscar....capitalise on opportunities in the industry. It's sad to see the life of these great guys going in doldrums years later.
Inga wambotaura wani kuti handitadze kudzokorora zvandakamboita wakunzi turn this water wakuramba futi aah Fred usadaro iwe,iwe naMadungwe same whatsapp group
Good answer man of God handisi ini ndimwari vanozviita.
Haya
Plus prophet atiitiswe nevanhu munoita zvamunoda naMwari wenyu
😂😂😂😂😂😂Haaa Ollah ma1 apo pazvigubhu wapedza job🔥🤣🤣🤣🤣🤣
Ndafa kani kkkkkkkkk
Good answers freddy
Ollah for life thanks bro you are very good
Zimbabwe yakazara maporofita nen’yanga asi Kune drought 😢😢😢😢
Chandoziva Jesu chaiye waimufza zvirema,mapofu achiona asi chinhu chinonzi munhu chakaoma. Havatendi
Vanozobva kana vazosvikirwa nedambudziko vobatsirwa na Fredy ndooavanozobvuma. Pamwe pacho havazobudi havo pachena. Kuti vakaenda Kwa freddy
prophet vari correct...olla makuzvinyanya imi
I love Ollah voice a lot sound yacho👌 prophet munehunyoro zvenyu ❤
Kkkkkk haaa freddy very good response pamati even Bible rotengeswa
Hiiiiii 🔥🔥🔥🔥ollah iwe kaa usazodaro hanzi takubvisa mvura idzi hadzisi kuchinjwa kuitwa cooking oil nhasi🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkj
Pandinakidzawo🤣🤣🤣🤣
Prophet siyanai naolla anopenga Uyo urigudo iwe olla
Just stay in your homes and pray.
Prophet Freddy is really intelligent
bring madungwe on the issue yekuti tengerai prophet marange rlver,,,and vapewo muono about this
😄 🤣 😂 😆 😄 🤣 ende futi ka,,, aiwa kudenga tichanoonerera
Haaaaaaa wangu Ollahka apa ukuita unonzi muyedzo saka instead yekuti upone unogona kutorasika worse
Its all depends of your cslling with God . Yes mobile makanzi kana warwara enda kuna Pastor aku anoite ne oil wopora Ollia
Prophet is saying the truth
I love Freddy veduweeee
Hahahha after listening to this interview ka. Kubva nhasi uyu akunzi T Freddy wezim dancehall. Coz that tittle prophet yavaremera😂😂
Yes there is a different between seed and payment.
Anojairira vanhu mpfana uyu anoda kumamiawa,ihoro yemunhu.
Olla ndakutokuisa level ra pambuka., chasara kukwapaidza ma ministers say ruvheneko na pambuka
God is not A Magician ,I don't know this Prophet ,,but he has Right not to prove anyone,
Hie DJ thank you for the show please bring Peter Moyo one of the days
😂😂😂😂😂😂😂 haaa Peter moyo drama regarega
Kkkkk Olla Olla Fred anonyepa uyooo haangaichinji uyu kkkkk mbavha idzo kkkkkk olla that's y ndichikufarira mhani kkkkk
Mazimbavha
Inini munhu uyu handimufarire muchaberekeswa nyoka
Pa kuimba Freddie ishasha uyo
Uuummm prophet makanyanya tiitireiwo munana nyikayedu inake
Mmmm vanhu ityai Mwari
Ndazvitadza izvi zvemaprophet enhema
After the cooking oil miracle prophet fredy promised to do even more than that miracle end of the month in stadium am not sure if that was done?
Prophet Freddy you are a man of God even Jesus was rejected
Anoti Freddy anonyepa anenge achiroya😂😂😂😂😂
Haaa Freddie haana mwari waanoziva uyo
Asi ollah and crew mune musikanzwa kumupa zvigubhu zvemvura 🤣🤣🤣
Kkkk ibasa pa on spot apa
Ndanakidzwa hangu😅😅😅
Olla Olla Olla how many times dd i cal you 🤔 ❓ 🤔 ❓