ไม่สามารถเล่นวิดีโอนี้
ขออภัยในความไม่สะดวก
Kubirwa nemukadzi kana mwana wamai vako chii chiri nani- Prophet T Freddy
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 13 ก.ค. 2024
- Kubirwa nemukadzi kana mwana wamai vako chii chiri nani
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call landline +263 242 693424 cell+263712528094; +263778059270
I love the guy anoimba he is so good may God bless you all.
Prophet t Freddy murikumberi ndatenda hangu. I will visit you chete one day. May God richly bless you.
Go and apologise to your wife...ndafara nestatement iri❤❤❤prophet makanyanya
Ndouraiwa nehama mutorwa aripo 😢😢😢
God bless T Freddy and the guy anoshaura uyo ,he is good
My brother you can sing
Watching you from Botswana 🇧🇼 I love it ❤❤❤
Isu kwedu it's my elder brother anotsotsa big time. It's for the first time kuona munin'ina Ane hunhu hwehumbavha Se uyu
Tinotenda Prophet zvinonzi usavimbe nemunhu kana wamai vako chaiye haadi uite chakanaka mamupa maziso emweya
Kubarwa nemunhu hazvirevi kuti hasi muroyi yoooo
Tirikukuteverai baba tirikuno Joni.
Ndinovimba nemi prophet ndinoda kukuonaiwo
I love 💕 the song anoimba
Hatiguti kuporofitwa isu ndrikuuyawo ikoko Prophet
My brother you're are number one
Thank you prophet
God of restoration
Ndorwadziwa sure prophet mubetserei
T Fred ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ndouraiwa nehama
Thank you Papa dai a recover veduwee zvinorwadza kubirwa zvakadai
Watching from South Africa l will visit you at that corner, l love your God
Prophet ndivhureiwo maziso angu ndione a lot is happening in my life😢🙏🏾🙏🏾
I love it ukuru hwa Mwari ngahuonekwe
Jesus,tibatsireiwo Mwari ummm hai makanyanya Prophet
The guy can sing aaaaah.blessed
Amen 30 August Mwari chindipaiwo mari ndinoponeswa
Ndoda kukuonai munhu WA mwari
Mwana wamai vako zvorwadza
In love with the song
Kwasara hama shoma dzine rudo
Thnx for the song I lv it
Udzoke ne testimony
I love it ❤
The guy anoimba zvake ❤❤
Glory to Jesus
Unourayiwa nehama shuwa
In capetown l wish one of my family members can come on the 31t of August kuma ziso emweya
My Prophet ❤❤❤❤
Kunhonga tsono T Freddy
I luv it 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ini handiguti kuporofitwa dai zvaibvira ndaikufonerai every dae
Amn prophet
Amen Amen
I wish to see you prophet
Ndirj kuuya ikoko man of God l hope you will locate me!
Amen 🙏 🙏 🙏
Prophet itirwai zvakanaka NaMwari
Yes
Papa xta trabalhar, xtou aqui Moçambique.
Amen
Thank you papa
Yoh bamunini havaite uuum vanhu havadi kuyitirwa zvakanaka uuum
I love it 💕💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
Indaba zokuthumela
It happen
Prophert ini kuchurch dzemweya idzodzi asi hapana chirikuchinja kkkkk
Fambai naro
Papa u are too much
Chibaba Ichi
Ndiripo musi wa 30 Aug.
Good song but mushauri manje 😂😂akuita kunge akuda kuchema
Bmnn vane hutsinye shame sorry big bro
Makanyanya baba