statement rekuti kachafa nechirwere harichanyatso applier well mazuvano. Tese tichangozofa hapana anogara nekusingapere. chirwere HIV haichauraye nowadays kungopinda pachirongwa and you can live even longer. However i salute the guy for resisting the tempting lady.
I'm proud of you son dna show inobatsira zvakanyanya Va Mugabe muri kubatsira nyika dai musipo mukomana uyu aitipomerwa.kt mwana nde wako hatozivi munakiro we bota racho well done ramba wakadaro unonyeberwa nadzo nzenza idzi
As a mom of boys am so proud of you sonny if we have 100 boys of your caliber tunowacha tunzenza utwu hanzi hazvisisina basa 😢zvine basa sisi vataure vese i love the way Tunashe asks for tbe alleged father anoita kunyengerera
Mwana akatokwana mazuva ake uyu haasi we 7 mths. She admired ka lyf kukumba kwemukomana asi akange adyiwa bota kare. I dofo remsndiriri musikana uyu. Kkkk hanzi nemukomana ndingatomupa zita rekuti Miracle 😂😂😂
How are you Mr Mugabe murikubata Basa Mwari vakuitirei zvakana I'm so proud nebasa ramurikuita, be blessed Mr Mugabe kuda chibhishu chingapere zvanyanya yoo
This boy child uuuum he is a star and hilarious I enjoyed the show today and glad he's not the father. Tiza ne life yako son health matters aaah unogona meaning hope mum will buy you lunch so proud of you. Sis vaida ku sizer aaah zvaramna shame 😅
At first ndanga ndichizviudza kuti mukomana ari kuramba asi akadya boda but he was honest. I think musikana uyu akaona kuti kumba kwemukomana uyu kune ka life kari better . Mukadzi muchafa riniko tizorore 😂😂😂 but anyway I learn something ,cond.m rinoitisa cancer manzwa ere musari shandisaaaaa!! 😅😅😂
Kakufemereka kanga kachiita sisi ava kanga kachirakidza kutya. Am sure that's why airamba protection aida the guy achiziva kuti anga ato nenhumbu kare. Chero zvaari kuti mwana was pre-term l doubt
Weldone my Lil brother, your confidence is super natural urambe wakadaro unochengetedza hupenyu hwako, to you vaMugabe indeed you are a life saver pakadai hapabudiki pasina imi vanhu varikushinga kunyepera vanhu ....zvajeka hapachina achachengeta mwana asiri wake kuzochengeta mazvokuda hawo asi we thank you kasingagumi DNA closure
Yes cancer ranga tiri statement chete. she knew she was pregnant already. However the guy akadya bota raw uyo. Zvekuti akajamuka kunyepa He was emboldened ne timing kuti mimba haisi yake.
@farayimutangadura6454 I think young man haana kudya bota zveshuwa... u remember the case yaBP forogonya.... these girls kana vakuda vanongotaura zvekurota 😅😅
Big up to this young man who prioritizes health over temporary pleasure. If we could have many young men like these the rate of HIV/AIDS would be far much lower.
She knew it hake from the onset you could tell with her voice and her feeling uneasy and soo zvakaoma idi. zvodzimba moyo panobuda ma0% but tongoti VaMugabe mukugadzirisa nyika.
this lady was already 2 months preg and she knew it, ndosaka akati kune mufesi condom rinoitisa cancer. i doubt if its true kuti the baby was a preterm. welldone Denzel so proud of you lil brother❤
Yoh dutya remwana sisi 💔 avo woda unprotected sex na every bdy condom rakakonzera cancer kupi kuda kupa vanhu vana vasiri vavo...rongedza ma bag ubaye kkk ngaende ngaende munhu uyu I dho....... *2!!!!
I live the guy's temperament and ability to articulate himself. He will go far given good opportunities! Another episode that has shown kuti dressing handiyo ine hunhu!
dai asiri ma dna varume vaichengeteswa vana vasiri vavo pafair ……. this girl looks so innocent and the guy talks too much its easy to be biased zvakaoma😢
Joki iri nxaaa. Kuramba protection kwaiva kuda kupomera mujaya uyu. Zvabuda here kuti mwana wana premature for sure or mimba yanga yane2 months pakazamwa bota?
Mskana ari kuziva muridzi but this days nyaya dzemakunakuna dzkati wandei kuda ane hama yake yaakarqra naye akazoda kumhanyira mkomana kuti agonzi ndiye muridzi...well done son urambe wakadaro
Both parties seem guilty of something. The mother's demeanour is thoroughly unconvincing. The father saying when protection was refused he stopped is....errr....suspicious at best. The DNA result will tell us who is the bigger liar. Ok then...so we know the mother is the mother of all liars. The father could have been telling the truth about everything. Once again, my question for women: why do you come on TV to embarrass yourself, when you know the truth?? Fathers always have a reason for doubt, but women.....why oh why??
😂😂mukomana uyu is very smart🎉🎉and this episode showed kuti he lives an honest life . 😂hanzi muridzi wemwana tofamba netsoka 2minutes 😂ndogona kutokuperedzai😭😂🎉
This young man is amazing ....ma NGO work with young man for sexual awareness campaigns. Mwana anodadisa uyu
He's very clever this young man!
First tym to be proud of a boy child
Well done son you stood to your ground kahure kamwana ako manje kachafa nechirwere kusanyara😢
Seems like akamitiswa nehama or munyarikani
Vana vedu vanotinyadzisa ndanyara munoenderei kudzimba dzevakomana muchinoitei musatinyadzise vana vedu
statement rekuti kachafa nechirwere harichanyatso applier well mazuvano. Tese tichangozofa hapana anogara nekusingapere. chirwere HIV haichauraye nowadays kungopinda pachirongwa and you can live even longer. However i salute the guy for resisting the tempting lady.
Points noted...
1. Geographical location
2. Handitozive kuti ronaka seyi bota racho
3. Mr Tinashe Mugabe,romance haiwunze mwana.
Mujaya anga aine confidence 😂😂😂
spiritually
Mapotsa "denature"
Relationship yakabva yangoita denature 😅
😂😂😂😂❤
Uchenjeri kutozvarwa naho
I thought he was weird but this young man is brilliant 🔥🔥🔥🔥🔥
me too lol
You’re very clever my son weldone mwanangu❤
I'm proud of you son dna show inobatsira zvakanyanya Va Mugabe muri kubatsira nyika dai musipo mukomana uyu aitipomerwa.kt mwana nde wako hatozivi munakiro we bota racho well done ramba wakadaro unonyeberwa nadzo nzenza idzi
Vana mai boys nhasi tiri kufara, tiri grateful to DNA man.
As a mom of boys am so proud of you sonny if we have 100 boys of your caliber tunowacha tunzenza utwu hanzi hazvisisina basa 😢zvine basa sisi vataure vese i love the way Tunashe asks for tbe alleged father anoita kunyengerera
Ndini mumwe wake mufunge 😂
Doves
Zvinotyisa zvinoshamisa condom rondipa cancer iiiii ka
@@ikigaiwithcoachlincoln it's good sonny kana makura we can't check on you saka mukazvidzivirira murikutogona
Mukomana uyu ari smart , mskna uyu inzenza hake. Kuda kupomera mnhu asiri iye. Kachupeti kemnhu. Thanx DNA man muri kusunungura nyika. Speed ine mskna uyu achaita Gamepark pamba
most women want to play with bad guys n then settle for a peaceful life with a good guy ...becareful boys out there
Gamepatk remitupo
She didn't want to use protection because she knew she was already pregnant. She is also lying that the child was born prematurely
Mwana akatokwana mazuva ake uyu haasi we 7 mths. She admired ka lyf kukumba kwemukomana asi akange adyiwa bota kare. I dofo remsndiriri musikana uyu. Kkkk hanzi nemukomana ndingatomupa zita rekuti Miracle 😂😂😂
Ichokwadi ichocho
Very true mwana akasvika uyo kuramba protection mukore uno kusatya zvirwere here munhu wemusikana kungopakura bota kumunhu wese wese
As a mum with a boy child ,l am very proud of this young man .
Chairman we SADC well done ❤❤❤❤❤❤❤❤mwana sikana wanyadzisa
Kuchine vana komana vakadai, at 21 asati adya bota? I’m surprised. Well done boy. Your parents should be proud of you.
As a mom.of a growing boy child I salute you young man
Wanyadzisa mwanasikana well-done boy nekumira pachokwadi😊
Amainini muri fuza vanodaro hawo doctor Choga😂😂😂
😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣✔️✔️✔️✔️
How are you Mr Mugabe murikubata Basa Mwari vakuitirei zvakana I'm so proud nebasa ramurikuita, be blessed Mr Mugabe kuda chibhishu chingapere zvanyanya yoo
Mukomana uyu akangwaririra ramba wakadzvanya wagona tumahure utu zvimirire mwana wangu isu tinevanakoma I'm proud of you ❤❤❤❤
Inzenza musikana uyo ndamunyarira well done mwanakona
Never have I seen someone lie with so calmness and composure😮
😂😂ndatya nazvo ndatoti mukomana ndiye arikunyepa iiiii😅😅
Ah vakadzi ahuvazive Iwe lol
Imagine vakadzi vanonyepa zvekuti unoendeswa kujail fr rape 💔
@@priscamazoe694 Ehe 😂😂😂😂
This boy child uuuum he is a star and hilarious I enjoyed the show today and glad he's not the father. Tiza ne life yako son health matters aaah unogona meaning hope mum will buy you lunch so proud of you. Sis vaida ku sizer aaah zvaramna shame 😅
Imagine 😅😅
❤❤ l am happy for my son
Unoramba protection uriani iwe sure sure
😢 mwanasikana unobhowa
pangonz tinogara musame geographical area ndabva ndaziva kuti chibaba chiri kutaura chokwadi😂😂😂
😂😂😂😂😂
Vafanha vakabva ku Xul Geography ne Science zvichiri mumusoro bigtime kkk
😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
At first ndanga ndichizviudza kuti mukomana ari kuramba asi akadya boda but he was honest. I think musikana uyu akaona kuti kumba kwemukomana uyu kune ka life kari better . Mukadzi muchafa riniko tizorore 😂😂😂 but anyway I learn something ,cond.m rinoitisa cancer manzwa ere musari shandisaaaaa!! 😅😅😂
😅😅Kana asina kudya bota, then why was he so sure kuti he isn't the father
Vakadzi hatife because tikafa varume vanosara vasina drama 😂😂😂 + munozonetswa neniko kana isu tisipo😜😜🤪🤪🤪
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@@ROGUE406Verenga zvawanyora futi wondiudza if you're making sense😂
@@Candy-g7l 🤣🤣
The guy is so handsome and intelligent keep protect your self mukomana inodyiwa nemahure uchiti musikana
As a mother of a boy child um proud of you my little brother you are a star ramba wakavhurika
Kakufemereka kanga kachiita sisi ava kanga kachirakidza kutya. Am sure that's why airamba protection aida the guy achiziva kuti anga ato nenhumbu kare. Chero zvaari kuti mwana was pre-term l doubt
Kkkkk ndozvinoita munhu anonyepa kkkkkk unotopafema especially usati wachimaster chigame xhekunyepa ichiii haaa unotura befu chete
Weldone my Lil brother, your confidence is super natural urambe wakadaro unochengetedza hupenyu hwako, to you vaMugabe indeed you are a life saver pakadai hapabudiki pasina imi vanhu varikushinga kunyepera vanhu ....zvajeka hapachina achachengeta mwana asiri wake kuzochengeta mazvokuda hawo asi we thank you kasingagumi DNA closure
😢😮😂
Nxaaa mskana imboko yemunhu aah ini ndatoti mfana achadyiwa nenyaya nechivheti chake izvo ari correct thanks young
,😂😂😂😂kana neni ndatoti ne fast yaarikuita pakutaura itsotsi 😅😅😅😅😅
I really like Mr Miracle, he is intelligent and articulate.
Samai veboys well done sonny wadadisa hutano pamberi
This young lady was already pregnant and the protection causes me cancer was a fairy tale. Aitoda have kupa chikomana mimba isiri yake. A planned move
Very embarrassing indeed
Yes cancer ranga tiri statement chete. she knew she was pregnant already. However the guy akadya bota raw uyo. Zvekuti akajamuka kunyepa He was emboldened ne timing kuti mimba haisi yake.
@@farayimutangadura6454i was thinking along the same lines, and musikana anogona kunge akamitiswa nehama
Ndanzwa kumunyarira 🫣
@farayimutangadura6454 I think young man haana kudya bota zveshuwa... u remember the case yaBP forogonya.... these girls kana vakuda vanongotaura zvekurota 😅😅
Tinashe is so amazing kutopedza hake nguva achibvunza munhu nyaya achitoziva hake kuti dziri kunyepa idzi
Agh akashinga Tinashe
Denature
Anenge asina kumavhurawo uyo
wkwHoo ky 😅III 😅III 5II😅 😅I 😅 56wIIIIIIIIIIIIIIIIIIIIII I😅I 6
Kkkkkkk imi musiyei vanombohurirei kkkkk
It's the "naAmai tinogara musame geographical area" for me😂😂😂😂😂...this show😂😂😂....l die here❤
😂😂😂😂
@@TraceyMadanyika-r2h😂😂😂😂😂😂😂
Mukoma ari clever
Nyadzi dzinokunda rufu 😢😢😢😢😢😢ndatopedza sooo
Mukomana was very confident and hebtakes care of his health sekutaura kwake. Thanks munin'ina wedu.
Weldone boy wakaramba kurova yekedero 😂😂😂 mwanasikana wanyadzisa November uyu uuuuummm
Well-done mwanakomana unokoshesa utano hwako.wakapunyuka mukanzenza kemusikana.She knew she was pregnant aitoda kukuomera
Tomurovera kambo ,Pukunyu😂😂
Asi zvakaoma hazvo unopomera munhu asina kudya bota kuti zvidii
Chidofo chacho chakanyanya
@@ThelmaNyanguwoMushamba nhai zvako I wonder Kuti munhu anenge achiti zvinoziguma nekudii
I am proud of th boy child today anogona kuzvichengetedza
21 year same age nemwana wangu iiiii weldone my boy am proud of you
Futhi kuzima lokhu ziyakhala strong
Its my first time kuona mukomana akangwara kudai hatohakire zvechighetto yuti anopfeka zvine hunhu kusvika musikana amuchiva mum muridzi wemwana mukomana uyu vari blessed shuwa ❤im happy kuvabereki vemwana mukomana uyu 🙏🙏
Exchange of sexual garments or diffusion mainzwa here haa mukomana uyu so andinakidza 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉Brain dziri sharp
Gametes not garments...lol
Hanga unonyatsoona kuti mhuno fetu fetu dzikana iro richit hazvichina hazvo basa
Ita tizive baba vemwana mhaniweee
Gamete
❤❤
What a brilliant guy! I thought he was lying the way he was narrating... well done young man! Chisikana chinzenza icho 😮
The young man was not convincing but exhibited flashes of truth in his expressions well done DNA crew he dodged a bullet
Big up to this young man who prioritizes health over temporary pleasure. If we could have many young men like these the rate of HIV/AIDS would be far much lower.
Well done my brother chengeta upenyu hwako, iwe musikana iwe chinja pfungwa dzako uchafa urichimwana chitoko nekuda nyoro
Well done mwana komana ndiwe wega wandanzwa akaramba nehutano wake
Hanzi "if I can remember very carefully. Mafeelings akaita denature" 😂😂
😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂
😅😅😅😅
😂
She knew it hake from the onset you could tell with her voice and her feeling uneasy and soo zvakaoma idi. zvodzimba moyo panobuda ma0% but tongoti VaMugabe mukugadzirisa nyika.
Mavhara henyu but Kelvin tamunzwa 😂😂
November November November how many times dzandakudeedza November?
this lady was already 2 months preg and she knew it, ndosaka akati kune mufesi condom rinoitisa cancer. i doubt if its true kuti the baby was a preterm. welldone Denzel so proud of you lil brother❤
Hapana Tinashe pamunzvenga angadai abvunza kuti kaiva kagavamwedzi here kamwana kacho but hazvichina basa gonzo rabatwa pachikirimbani
my thought as well
Hanzi protector inondiitisa cancer..... aida kupomera munhu asiriye mwana asiri wake uyu... ko paakaita nhumbu hanti akatirara na some1 asina protector zviripachena kt musikana aida kuhwandira mukomana katsotsi kemwana aka. She admired lyf yekumba kwemukomana chete apa. Akanyangira yaona
My little sister akadzungaira she wanted to take advantage of my brother. Big up brother 🙏 💪
Yoh dutya remwana sisi 💔 avo woda unprotected sex na every bdy condom rakakonzera cancer kupi kuda kupa vanhu vana vasiri vavo...rongedza ma bag ubaye kkk ngaende ngaende munhu uyu I dho....... *2!!!!
well done mukomana you are so confident and intelligent
One murume pasi pezuva anoda kuziva baba vemwana Tinashe Mugabe ❤
He is one of us.A "Top Tier" man with a clear visual mindset.
Musikana ndi Chidhumo Tsotsi last number Chidhumokadzi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂nhaiwe
"Saka nanhasi hamutoride?"😂😂😂😂😂Mibvunzo yaTinashe soka
😂😂Tinashe bodo
Ndaisa hat yangu pachair, musabvisendabatira nzvimbo😂
Baba avo vakugarira chipo, content creator manyama
Musikana anoziva muridzi wemwana pamwe ndi saimba Ane mukadzi uye mupfana anenge agere mushe nevabereki vake anga atochiva kuuya pamunhu asina kumudya bota , but mupfana Ane munyama kutiziwa nemunhu aasina kudya bota achiuya nemwana asiri wake wanyadzisa sisi chiitai mwana awane Baba pane kuramba Kuti muridzi wemwana apinde pa DNA pamwe vakawanda hamuchizi
Murume wemunhu thats true
I live the guy's temperament and ability to articulate himself. He will go far given good opportunities!
Another episode that has shown kuti dressing handiyo ine hunhu!
dai asiri ma dna varume vaichengeteswa vana vasiri vavo pafair ……. this girl looks so innocent and the guy talks too much its easy to be biased zvakaoma😢
Taurai henyu.ende zvakaipa
You made us proud son
Very calm but uchipa ma valid points
Mainini pepukai muendese mwana kumuridzi kusanyara kuda kubatira mkomana
Well done mukomana wanga uchiziva zvauri asi chiiko vakadzi kungwara nhema
Ndamunyarira chematama
@@matosi-n5t ko tsvangirai mamuonepizve
Boy child understood the assignment..never engage in unprotected sex you are a star young man kusawira dzosedzose
Baba "Miracle " vazviramba kare kuti mwana hasi wavo :]
Mirako
musikana unonyadza weldone my boy waramba kuitiswa❤
Mai awa wakutofunga hawo kuti lyf majokes wachiuya kunomonya monya tumaLips twawo paShow apa
Bro was cooking 🔥🔥🔥🤣🤣🤣
😂😂😂😂 rinondiitisa cancer mbuya inoda kurohwa iyi
😂😂😂Ameno kuti akazvidzidza kuchikoro chipi
Hanzi cancer inotyisa pane hiv kkkkkkk
Musikana anga achida mukomana thats why anga achida kumunyepera kuti mwana ndewako...unganyepera munhu iwe usina kurara naye... well done boy dai anga anzi ndewako shuwa taimuti MIRACLE😂😂😂
No still birth the baby could have been left in the hospital incubator bt was taken to the guys home after 2 weeks...
Almost 8 weeks premature and out of the hospital in 2 weeks after being born 🙆🏾♀️
Well done my boy you brave wazvimiririra pakutaura chokwadi chabuda aaaah ende zvakaoma in a background voice
Ummm nhasi chirungu tomama nacho 😂😂😂 apa bmnn mukuita kunge makabairirwa pa Generator muri pa fast forward mur pakumhanyaa 😒😒😒
😂😂😂😂
𝑲𝒌𝒌𝒌𝒌𝒌𝒌
vulgar haifite pa babe zvenyu nhai
😂😂😂😂😂
😂😂😂
Most Intelligent man. So proud of him for having standards
hanzi "Bhora rakaponja" 😂😂. Mukomana uyo akanyora composition, inenge ichinakidza nezvidavado. Kkkķk. Ndamufaraira mwanakomana, mwari wakamuchengetedza. Kukunda muyedzo kwaakaita ndamutya. Dai ari umwe akatotevedza ma feelings akativa mumakarwe imomo. Good job young man. You are a star. Musikana uyo, idutye remwanasikana chairo. Anonyadzisa. Zera rake iroro mmmm, kana vabereki vake vanonyarirepi kunzwa kuti mwana anoti handidi condom. Like how? It's a sign yemunhu agara achiita ma game acho pasina fear hake. Benzi remwana😮
Taura hako I fell in love for him he is a comedian zvake
I'm addicted to this show 🤞🥣
You not the only one
ini yaakutondirambisa kumba uko...
Same here😂😂😂
Mee too
This show yakapedza relationship yangu ye 9 months 😅😅😅
Mupfana uyo ini ndanga ndichiti anonyepa. Vese vanga vachiona sekuti mupfana anonyepa isai ma like
Joki iri nxaaa. Kuramba protection kwaiva kuda kupomera mujaya uyu. Zvabuda here kuti mwana wana premature for sure or mimba yanga yane2 months pakazamwa bota?
Hope my son turns out like this boy very intelligent.. Health is a priority shuwa yekedero maya 😊
Murume uyu akangwara Aida kugezerwa nhumbu 😂
Mskana ari kuziva muridzi but this days nyaya dzemakunakuna dzkati wandei kuda ane hama yake yaakarqra naye akazoda kumhanyira mkomana kuti agonzi ndiye muridzi...well done son urambe wakadaro
Nhasi musadeedze ana mai please..tinofenderwa kkkk haaa Achihera makatikoniwa isu ana mhofu
😂
😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Vakadyisa team ka vatete venyu🤣🤣🤣
To us here for the learned father 🔥🔥🔥🔥
Kunyebera zvecancer kuti agozomuti mwana ndwako.Imi sisi tauranga muridzi wemwana.
😂😂😂😂 haana kubvira ada protected sex its very clear kt aibaiwa Yekedero kwese kwese...u are Right Boy and u won😂😂❤
Both parties seem guilty of something. The mother's demeanour is thoroughly unconvincing. The father saying when protection was refused he stopped is....errr....suspicious at best. The DNA result will tell us who is the bigger liar. Ok then...so we know the mother is the mother of all liars. The father could have been telling the truth about everything. Once again, my question for women: why do you come on TV to embarrass yourself, when you know the truth?? Fathers always have a reason for doubt, but women.....why oh why??
The girl is a liar she knows baba venwana but akachiva mwana Uyo Kuti anochena
Weldone boy Dai wakangodya bota wapihwa Mwana asiri wako ,asi vasikana chiiko
The moment i set my eyes on amai, kupfava pfava kwavo, nerokwe ravo refu I had concluded kuti the probability of paternity is 150%
😮
😂😂😂
But kufemereka kwaiita shows she was lying
Kkkkk
Imba nyoro ....its so sad
😂😂😂😂
Wadadisa mfana wangu.. well done
But tinashe usadaro hanzi pane mumwe here 😂😂😂😂😂haaa nyadzi dzinokunda rufu amana😂
Tsvangirai dzanga dzichinyebera kudya easy nekupfeka rokwe refu idzo dzichinyeba
😂😂 ndi Tsvangirai here?
Yekedero, yekeyeke maya😂😂 clever boy thumbs ups
Nda dzidza kt ma feelings anoita de-nature pluz we can live in the same geographical area topomerana kt takadya bota
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Sa mai ve boys im happy for you son ,i really enjoyed the show well done
Zvimba show and mukono wetsambarafuta vavharisa 😂🎉
Not forgetting forogonya
Boys must start to claim damages in such cases
I'm proud of the boy child....angaari pachokwadi
😂😂mukomana uyu is very smart🎉🎉and this episode showed kuti he lives an honest life . 😂hanzi muridzi wemwana tofamba netsoka 2minutes 😂ndogona kutokuperedzai😭😂🎉
Mwanakomana i applaud you , nyaya yako was straightforward. Mwanasikana usadzokorora maths dzakadhakwa kudai.😮
😂😂😂😂😂