Quite informative and educational. I enjoyed this programme. Dhongi rakatokoshera umwe munhu sekukosha kwakaita mombe, mbudzi, mombe or anything that a person would have invested their hard earned money on. It is another person's livelihood. Thank you Tinashe. ❤
The owner of the donkey is a really lovely man,he knows a lot about his donkeys and l think he genuinely takes care of them.Not just as working animals but as pets.
I think its not all about kunakidza kwenyaya but silving ma problems anenge achiitika whether imhuka or vanhu so long vanhu vakaziva poita runyararo People are killing each other bcoz of nyaya diki diki unotozonzwa kuti vakaurayirana dgongi kana mombe So its not about kunakirwa nenyaya but to solve problems
vamugabe mafambira madhongi here for such a long distance you are a man of the people well done for showing that DNA is everywhere. Ko Dhongi rakabuda risiri renyu muchazvitambira sei. Apa munenge muchiziva results.
Thank you dna for coming also so far. This issue almost separating society's formally peaceful members was solved so amicably. Global dna intervention simply proves the most effective way of solving tricky and difficult paternal issues.
Computer is excluded as the biological mother of Smart, based on the test analysis results, the probability of maternal paternity is 0%. Thank you so much for an informative program
Kubva nhasi ndadzidza kt akuna chinhu chisina basa sua,nemushorero watinoita dhongi zvokwadi kutori nevari kuarwira yuwii but well thank you very much Mr bota for bringing closure to the owner of the donkey❤❤❤❤❤
Great episode, kwedu pane vakatonyudzana nenyaya yezvipfuwo munharaunda. Almost same case. I like the way the other brother emphasised on peace instead of kurwisana.
Kurenga kuona zvinobvumidzwa futi. Madhongi iwayo akatokoshera vanhu ivavo. Saka through this show tatodzidza the importance neValue yemadhongi kuvanhu. Kudai yako mota yaiitwawo maDNA taitoidawo kutoiona pano sekuti pano ndepe maDNA saka madhongi tamaona because akatorwa maDNA testings
Its a matter of principal and resolving an issue for the sake of peace. Also this can happen again so this sets an example that one cannot get away with taking whats not yours. Free lesson to other at his expense kkkk
Zvekuti I know that guy mujoni joni uyo vanofarira fight 2016 brother yake yakanditi yaunayo iphone yangu ndakabirwa yakadai luckily ndanga ndichiri ne box ne zvese ikanetsa
@GraceMapfumo-ep9tx that's not the point he wa gonna end up in jail achinzi imbavha icho chipfuyo chiri chake so you prefare the other guy's bullying nekuda kudya zvevapfupi nekureba?
@@mildredmoyo9601 nhayi imi pandaresva ndepapi ane red handi ndiye aiti akabirwa donkey nevasina hat here off which donkey ndere vasina kubhadhara DNA. Saka ndati akaita loose iye akabhadhara DNA aizosungwa papi weather ayenda kupolice komhan,ara kana kusarepoter. Ndofunga ane red uyo police yakatombomudza kt ukutambisa mari yako better mari yedna kwawoda kuenda utenge rimwe donkey cz zvipfuyo zvofanana. Nyatsotererai kana nyaya dzichitaurwa
Hongu the original owner can be a witness in the court dispute. Haasi mumhangari kana mupomegwi wemhosva. So becomes a third opinion or witness. However he is not the witness when considering the initial sale transaction
Um caso resolvido, kkkkkkk mataurirwo azvinenge zvakuzoitwa kana tikabira mhiri. Asi nhayi muridzi waSmart, mungabva maita zvekudada ngeHutsinye here nhayi musharukwa? Chionayi manje Mbongooro hanti yenyu ba.
If only he had listened to that advise yekuti ashandise mari yacho kutenga mamwe madhongi dai asina kuruza zvese mari nemadhongi,anga atoona danga razara nacomputer nevana vake
I LOVE MY NDAU PEOPLE SOOOOO MUCH! 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mandidakadza mabuyire enyu ndaa iyi. It's so important to have DNA tests with domestic animals because stealing one is a huge felony with outstanding penalties that people underestimate.
Mr Mugabe ndine ka song kanoenderana ne pese pamunoita ma DNA emhuka all the way from Capetown, cheers to thoz who agree🎉🎉
Kkkkkkkk tsikisa
😂😂😂😂kanoti kudii
Tipee tinzwee takavhura nzewe....
Ko nziyo inochinjirwei nhai kufarisa here
Unless kana ukatanga chirongwa chako woridza kasong kako then it's fine
Kanonzi chii 😂😂😂
Mface ane gray akashungurudzwa uyo, he is so grateful with the outcome
hmmmmm haa waka shurungudzwa chose wena... at least dai vamukumbirawo an apology
😂😂😂😂😂😂kuambarina dhongj semombe
Ende ubehlukumezekile bakithi useka Computer syaybonga i dna imkhululile
😂useka Computer bakithi. Usa Smart kacume please
Hazvitauri chiroba kuti muridzi wedhongi angaita witnesss ❤❤❤
Thank you DNA show for solving this issue yanga ine makuva mberi varume vakagumbuka ava😂
Kkkkk
Kuurairana madhongi kkkk
@@lawnyon imagine 🤣
Kuda kushandsa chisimba nkuti wakbva joni hke zvino haanyare hre anogona akatorowa tumarands nandamubata achinzi donkey nderako thumbs up 👍 mr mugabe
Quite informative and educational. I enjoyed this programme. Dhongi rakatokoshera umwe munhu sekukosha kwakaita mombe, mbudzi, mombe or anything that a person would have invested their hard earned money on. It is another person's livelihood. Thank you Tinashe. ❤
True vamwe kutoseka kwahi ungatsamwira dhongi .mararamire anosiyana
That area madhongi are ‘importanter’. The area is too hot and dry. Madhongi do most of the work.
God Bless muridzi wedhongi uyu. He is an honest and hard working man who simply got caught up in very unfortunate circumstances
I'm so happy with the outcome. Baba ve south africa avo ndagara ndava doubter.
Kana neni zvangu
I was worried kuti maybe muface akatenga rakabiwa saka vana varakaita aanaro vaizopihwa ani?
Vakaita mukana wekuti ndine mari zvino vakanyara
ratsverudzwa zideku remunhu
Kkkkkk happy to see baba Tauro ndokanyi kwedu anhuwoyee ndadakara kuona kumhatso ndiri kuretu . Muzohambira kwedu mubaire humwombe hwangu 😊
This is great indeed, ama 2000 ne team retown havainzwisisi nyaya yacho. People may die nenhau yakadai. Thank you Tinashe. Peace has been restored.
The owner of the donkey is a really lovely man,he knows a lot about his donkeys and l think he genuinely takes care of them.Not just as working animals but as pets.
I think its not all about kunakidza kwenyaya but silving ma problems anenge achiitika whether imhuka or vanhu so long vanhu vakaziva poita runyararo
People are killing each other bcoz of nyaya diki diki unotozonzwa kuti vakaurayirana dgongi kana mombe
So its not about kunakirwa nenyaya but to solve problems
Chokwadi. Peace of mind is everything. Vanhu vanourayana zveshuwa
Chokwadi
Just waiting to hear dhongi-kadzi richibvunzwa, "Saka baba pavakadya bota nepakauya mwana, zvinoenderana here?"
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 vaputa type yembanjee
😂😂😂😂😂😂
Hahahaha
Mmtype yembanje yauri kuputa haa kuseri
Mundawu akanga ashungurudzwa.Tinashe basa rawanda madhongi ,huku mbudzi etc ahh Tinashe uchaita billionaire. Urikupa vanhu peace of mind
GOD BLESS YOU.😅😅😅
Pahuku ummm
Kkkkkkk
Was an intesting case indeed. It's other people's way of life that brings food on their table. Thank u Tinashe and crew.
Yeah kana usina kumboita maricho nemadonkey haungahwisisi bundu riripamoyo wemuridzi wemadhonki
@@mzee5533pog
vamugabe mafambira madhongi here for such a long distance you are a man of the people well done for showing that DNA is everywhere. Ko Dhongi rakabuda risiri renyu muchazvitambira sei. Apa munenge muchiziva results.
Vari kutotidzidzisa zvatanga tisingazivi, knowledge is power veduwe, kwete kungoona ma2k achingodyiwa bota.
Let us learn wooooo
😂😂😂😂😂
Kkkkk😂😂😂😂😂😂
Finish
Haa ndafarira result baba ve South avo vaida kudya zvemupfupi nekureba. Anoratidza kuti ibully asi azohwarara zvake nekuda kwe technology
Thank you dna for coming also so far. This issue almost separating society's formally peaceful members was solved so amicably. Global dna intervention simply proves the most effective way of solving tricky and difficult paternal issues.
Dhongi iri 100usd itori mari svinu .Musatarisire pasi chipfuyo imi . Thank you DNA man.MapaBaba muridzi we vedhongi peace of mind
I can see kuti Tinashe could not comprehend. Chindau when Computer's owner was talking 😂😂😂
Haaaa wanzvengwa ndicho wena
ehhh vachikorera lmao especially pakuzwi chidhuna, explanation yazvo did not enter. it was so funny to watch.
I am from Checheche ❤ happy ot see baba tauro miss home
Uyu weSasafrika aitoda zvemhanda ...thanks Global DNA
Computer is excluded as the biological mother of Smart, based on the test analysis results, the probability of maternal paternity is 0%. Thank you so much for an informative program
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Kubva nhasi ndadzidza kt akuna chinhu chisina basa sua,nemushorero watinoita dhongi zvokwadi kutori nevari kuarwira yuwii but well thank you very much Mr bota for bringing closure to the owner of the donkey❤❤❤❤❤
Kkkkk Saka ndatopedza 51mins ndichinzwa zvemadhongi 😅
Asi iwee vainzwa zvevanhu
Dai wangorega kuona zvema dhongi
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk.
Ndinombaatenda Tinashe Mugabe and DNA masunungura muNdau waimbaa shungurudzwa ngeanhu awo ndeiti God bless you 🙏
Very educative, I'm happy for baba Computer, baba Smart vane hubhinya husina basa
I had my fingers crossed for baba computer. I am happy with the results
Imwe shona yandadzidza pano handina zera nayo ndatiiii😂😂😂😂😂
Thank you Tinashe. You are solving complex problems. These issues are a daily occurrence mumamisha umu.
DNA is taking us to another level,thank yu tinashe for solving this issue u gave them peace of mind❤
Very educational, pfuma inemakuva
Haa zvemadhongi hazvina kathat😂😂 toda anhu chaiwo
People's tears, your entertainment.
Imagine @@simbarashekunedzimwe1372
Hapadiwe chimwe chinodiwa panodiwa munhu😂😂😂😂
Ema donkey anodawo ku zvi monday not our normal time
😂😂😂
Great episode, kwedu pane vakatonyudzana nenyaya yezvipfuwo munharaunda.
Almost same case.
I like the way the other brother emphasised on peace instead of kurwisana.
I'm sure this will help us to appreciate science and technology! Thank you to Mr Mugabe🙏🙏🙏
Munyama wacho wagezwa ne DNA nokuti shuwa madhongi ayitozotorwa by ginya .
Imagine he was sure nazvo kuti ndeake madongi kkkkk
Njere dzikava shoma mutumbi ndounosafiswa navatenzi mari ye DNA dei wakatenga rimwe 😂😂😂😂😂😂
😂
😂😂😂Lol waifunga kuti technology meso evanhu. Akati ndobva nacomputer nevana vake Vose. Asingazive kuti atamba loss
@@doreenmusarurwa8303 kkkkk ko zita redhongi hanzi smart nani zviya kkkk
Computer Mai na Smart mwana. Computer ndiye anga akateewaka nevebhachi dzvuku. Kwai akabereka fani kuchecheche. Lol DNA yemhuka yatondinakidza kudarika yevanhu kkkkkkkkk
@@doreenmusarurwa8303 webachi tsvuku anorwara njere uya akashungirudza umwe uya ndakarwadziwa
Nhasi madhongi mangwana ihuku dzemuraini 😅😅
Mari yamabhadhara kuDNA dai matowedzera matotenga rimwe dhuna renyu anywhere thank you Tinashe Mugabe
Haya .. zvema dhonki ngazviite program yazvo zvega... Shuwa shuwa kutevedzana nenyaya dzemadhongi
😂😂
Kurenga kuona zvinobvumidzwa futi. Madhongi iwayo akatokoshera vanhu ivavo. Saka through this show tatodzidza the importance neValue yemadhongi kuvanhu.
Kudai yako mota yaiitwawo maDNA taitoidawo kutoiona pano sekuti pano ndepe maDNA saka madhongi tamaona because akatorwa maDNA testings
Wow interesting Ndau langauge in Checheche....at one point in time, t thought the real owner was lying !
He's right witness neuyo kwakatenga dhongi zvakasiyana
kikkkkk haaaaa ndapera power !
Tirikudzidza thank u DNA man nekupedza makakatanwa pavaviri ava
Madhongi ane hupenyu anoraramisa mhuri
Team repajoni rinekamwe ka freedom kekumama
Kutobva Ku south Africa kufambira nyaya yedhongi here guys 😂😂😂😂😂😂
It's a joke donkey re less than 150usa
Nhai henyu n aitokwanisa kutenga mamwe madonkeys nemari yaakashandisa 😂
@@Beauty-bv3my taura hako hama ayitotenga mamwe matatu ko Kuri kuuraya munhu mourayira munhu mahara
Mheri dhiki mheri dhiki, dai makadotenga madhongi akawanda pakuendesa mari kwaMugabe uyo haaa varume imi makafa njere chaiko imi
Kkkk kkk taura hko
Ana mheri dhiki vanodiwa zvakanyanya nemuridzi wavo 😂
Its a matter of principal and resolving an issue for the sake of peace. Also this can happen again so this sets an example that one cannot get away with taking whats not yours. Free lesson to other at his expense kkkk
ko haasi mahara kwaVaMugabe
@@samsonkaziko544 Ehe, abhadharira nyika yose for a free lesson
Ndaimboshoora mapurisa you're ryt pa treatment yemunopa zvivanhu zvejoni
Almost 1 hr watching nyaya dzemadhongi. Guys I thought we are busy we are not. Kuwokera nyaya yemadhongi 51 minutes. Tiri zvidodo zvevanhu.
Yemadhongi yandinakidza iyi kkkk good outcome though
May God Bless the owner of the Donkey... it seems he suffered a lot coz if this issue
Such an interesting episode. Baba vaComputer could have lost his donkey nekuti ava veJoni vanga vauya neForce yechiMzansi yekudya zvevapfupi nekureba.
Thank you vamugabe manunura vamwe inyaya hombe
Tinashe Mugabe taking us to another level heyiiiiiiiiiiiiiii
😂😂😂 Tiri kudzidza VaMugabe
I'm so happy with the outcome
Chindau charasisa Mr Mugabe hanzi dhuna chii izita redhongi here . Dhuna ndokuti dhongi rume
Grey shirt akarova match anenge ndiye wejoni
Ndafarira maresults🎉🎉🎉 dhongi kumuridzi
Dhodha rrremuganga.Thank u Tinashe fo helping that guy.I cud see from the start kuti he's talking sense n truth.
Ndafara baba awo wanga wane chokwadi ......👏👏👏👏
Madhongi 😂yowee anotoitwawo ma DNA nhai😅😅
All animals can be tested for genetical relatedness
chero nhunzi wangu
@@tawandajapson2891 nhunzi here wangu 😅
Pfungwa shoma daimari yaakaendesa kuma DNA akatenga rimwe
You are undervaluing the pain of injustice
Unoty mari yeku tester ndongi neyeku tester munhu zvofanana hr
Fact
Unopengaaa asinuri ka2k kanii 😂😂😂😂 handifunge kt pane chavanzwq ba ini
Kana joni hakuna chinobuda basa kufunga madhogi 😂😂😂😂😂
Thanks global DNA. MAKAUYA ZVAKANAKA nebasa iri
Vamugabe makuzvifuwo futi haaaa MA kumberi baba, thank you so much
Iyi ikodzero yemwana here kana ikodzero yedhongi kumuridzi waro? Ndipeyi ndikuimbireyi NZiyo inoenderana nemadhongi
Kkkk nhai nhai zvako iwe
Computer na smart kkk ndafara hangu mudhara ahwuna Sasafurika une pamurimo iwe
Zvekuti I know that guy mujoni joni uyo vanofarira fight 2016 brother yake yakanditi yaunayo iphone yangu ndakabirwa yakadai luckily ndanga ndichiri ne box ne zvese ikanetsa
Sasaafrika kana kuti Mussiko😅😅😅
Yanga iri comedy asi so educative 😂
Thank you Mr Mugabe vanhu vave kugara murunyararo
Mr Mugabe ndinotenda nebasa guru remurikubata. Kumuridzi weDhongi, Mwari wenyasha akukomborereyi nekuvimbika kwako.
At the beginning I thought donkey 🫏 rikurehwa munhu😅😊
Neniwo nhai 😂😂😂😂😂😂
Me too😊
kana neni 😂😂😂
Finish kkkkk
Kana nheni 😂
Now I’m interested in knowing the cost of doing these DNA tests. Because I don’t think l donkey would cost over 200 bucks. 😅
Madhongi haana hukama 😂 interesting kudzidza hakuperi shuwa thank you Mr DNA Man
Yes this show has gone way out of the league. Epic 🎉
Chiyungu ndochakaningira 😂😂😂😂 famba musharukwa WITNESS
Baba avo vasina hat vanobva kuvanhu . Red anepamuromo wakatambisa mari dei wakatotenga rimwe. Njere shoma dzonetsa
😂😂😂😂
Aaaah waidotenga 3 kana 4 pakuendesa mari ku DNA kwaakaita akapusa strek chikoro chishoma
@GraceMapfumo-ep9tx that's not the point he wa gonna end up in jail achinzi imbavha icho chipfuyo chiri chake so you prefare the other guy's bullying nekuda kudya zvevapfupi nekureba?
@@mildredmoyo9601 nhayi imi pandaresva ndepapi ane red handi ndiye aiti akabirwa donkey nevasina hat here off which donkey ndere vasina kubhadhara DNA. Saka ndati akaita loose iye akabhadhara DNA aizosungwa papi weather ayenda kupolice komhan,ara kana kusarepoter. Ndofunga ane red uyo police yakatombomudza kt ukutambisa mari yako better mari yedna kwawoda kuenda utenge rimwe donkey cz zvipfuyo zvofanana. Nyatsotererai kana nyaya dzichitaurwa
I can't wait 🎉🎉🎉🎉, bvrrrrrrrrrrrrr I have already fastened my belts ❤❤❤
Kkkkkk😅😅😅😂😂😂😂
Chindau for me 😂😂😂😂chomanakidza diko mondoringira mashandise chikora ndaimabirwa madhongi angu eshe😂😂😂😂😂😂😂
Mr Mugabe kuti dhuna it means a male donkey
😂😂😂hanzi hazvireketi chiro baa zvirozvo
Eshe ndokuti ese🎉🎉🎉🎉
Ndau ma1 unogona kutadza kunzwa kuti arikutii
Smart haasi mwana wa computer😊😊😊
Bota family murikuita basa nomoyo waMwari chaiwo b blessed
But smart ndere muchinda ane red according to the results? Ndatadza kupabata!
I prayed for this outcome. The other fella wanted to take the whole flock since the mother gave birth to all the others
Ndau inemupanda here bcz iyi yasiyana neyaN'asingeni😂😂😂😂
Kkkk face yaMr Mugabe pa2nd segment neChindau chiri kutaurwa nababa avo😂😂😂 haya.Kunge vasiri kunyatsonzwisisa kkk.
Hapana chavanzwa PAYE vazobvunza wani kuti dhunda ndiani yanga ingori yaa yaa kkkkk
kkkkkkkk kkkkkkkk aaaaaaaaah Chindau chapandise soro ravaMugabe
Kkkkkk Tinashe nhasi wasangana nemandau...kwai "Dhuna "ndochii
kkkkkkkk
Kkkk ndorechirume
Haaaa baba vekeps avo kupusa ndokuziv mari yose yakaenda ku DNA dai makatenga madhongi 4 or 3 chaiko shame kkkkkk
😂😂😂😂😂haaaa finishi
Kodzero yemwana kuziva nzinza rake 🤣🤣🤣🤣
The guy with a grey shirt though level of education iri shoma, he is intelligent and reasonable.
Ktaurisa kwembavha unongokuona baba smart vaida kuba computer
😅😅😅😅😅
Happy for the Ndau guy😊
Chiringu chakatoringira thanks to the DNA team
Can kwakatengwa ďhongi aiite witness? Ndashaya answer apa.
Hongu the original owner can be a witness in the court dispute. Haasi mumhangari kana mupomegwi wemhosva. So becomes a third opinion or witness.
However he is not the witness when considering the initial sale transaction
Um happy hangu nemaresult abuda cos shuwa kutorerwa chipfuyo chako nenyaya yekuti chakafanana nechakabiwa kare .
Tinotenda nechikora chenyu DNA MAN🤞
Chikora hre 😂😂😂😂😂
Kkk pane mudzidzisi wangu aiti chinonzi chikora chakaoma
DNA man munondinakidza ...hanz ko amudye here madhongi 😂😂😂😂😂 Asi Tinashe unotikuvadzirei mbabvu kudaro 😂😂😂😂
Dhongieee renyu imi Dhikiii riri kuita inmate nedhongii rangu inii unwilinglybasi imi makandiramba mai imi in VZ voice😂😂😂😂😂😂
Um caso resolvido, kkkkkkk mataurirwo azvinenge zvakuzoitwa kana tikabira mhiri. Asi nhayi muridzi waSmart, mungabva maita zvekudada ngeHutsinye here nhayi musharukwa? Chionayi manje Mbongooro hanti yenyu ba.
If only he had listened to that advise yekuti ashandise mari yacho kutenga mamwe madhongi dai asina kuruza zvese mari nemadhongi,anga atoona danga razara nacomputer nevana vake
51minutes ndichiterera zvemadhuna....nanacomputer
Murume we grey uyo ashungurudzika bt aratidza moyo wakanaka pa reply yake
madhongi abanetsa shuwa ndabafara mundau DNA kumadhongi
I LOVE MY NDAU PEOPLE SOOOOO MUCH! 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mandidakadza mabuyire enyu ndaa iyi. It's so important to have DNA tests with domestic animals because stealing one is a huge felony with outstanding penalties that people underestimate.
Computer 🖥️ and smart Havana hukama 😂. Kodzero dzake smart kuziva dzinza rake 😂