Zvopisa tsitsi murume akabvisa mukadzi mazino vachirwa zvino akuda kuroora mumwe / Chief Bushu

แชร์
ฝัง

ความคิดเห็น • 58

  • @deanchikumbirike7998
    @deanchikumbirike7998 ชั่วโมงที่ผ่านมา +6

    Violence against women should be condemned regardless of circumstances. Ari wako mwana ungafare here pakadai? Women are treated unfairly.

    • @vengaidengu8178
      @vengaidengu8178 27 นาทีที่ผ่านมา

      Dambudziko renyu munotsigirana pazvinhu zvakashata condemn chihure first 😂

  • @chipo478
    @chipo478 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Chihure or no chihure say no to violence. He needs to be arrested.

  • @MoreMdeke
    @MoreMdeke 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +8

    Hama dzangu zvrinani kusiya wakaona hausi kukwanisa kugara nemumwe wako

  • @annamabheura7030
    @annamabheura7030 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    MAMBO BUSHU SAY NO TO VIOLENCE, whatever the circumstances

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 55 นาทีที่ผ่านมา +1

    Chief pliz condemn abuse of women. Vanhu vari kupondana pliz.

  • @cleopatrachetsanga5724
    @cleopatrachetsanga5724 34 นาทีที่ผ่านมา +1

    NO TO PHYSICAL ABUSE. NO TO VIOLENCE.. CHEATING OR NOT NOT TO ABUSE CHIEF

  • @SandraMabauwa
    @SandraMabauwa ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Chief Bushu chihure changozara kwese Hakusi kwenyu chete NO TO VIOLENCE

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Mambo bhushu ndipeiwo kamunda ikoko ndoda kuvhura kabranch ikoko😂😂😂😂😂😂

  • @Tapera-c2q
    @Tapera-c2q 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Zino rega rega mombe saka une mombe 5 dzaunofanira kuripa.wakagona kumurapisa waida ani amurapise

  • @Chimwoto1
    @Chimwoto1 38 นาทีที่ผ่านมา +1

    No to violence. This guy is horrible. Ngaasungiswe.

  • @CristinacasuaCasua
    @CristinacasuaCasua 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Kasekere kenyu mambo kanondifadza kkk

    • @SerahManatse
      @SerahManatse ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Agree with u

  • @ChristeneIdontknow
    @ChristeneIdontknow 17 นาทีที่ผ่านมา

    Mambo bushu varikurwadziwa nechihure chirikuitika

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Baba vanonyepa avo

  • @chipo478
    @chipo478 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Say no to violence .

  • @JulietMukahlera
    @JulietMukahlera 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +6

    So man allowed to abuse women and just get away

    • @JulietMukahlera
      @JulietMukahlera 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      If she was yr daughter mainzwasei

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Yes

    • @LizzyNhema
      @LizzyNhema ชั่วโมงที่ผ่านมา

      True wangu

    • @FeniciasMadzivire-o3f
      @FeniciasMadzivire-o3f 45 นาทีที่ผ่านมา +1

      @@JulietMukahlerandaimudzidzisa kusiya chihure

    • @JulietMukahlera
      @JulietMukahlera 43 นาทีที่ผ่านมา

      @@FeniciasMadzivire-o3f haaaaaaa usadaro

  • @Chimwoto1
    @Chimwoto1 37 นาทีที่ผ่านมา +1

    Enda kupolice.

  • @AdamaNganga
    @AdamaNganga ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Hamutonge imimi munhu kana achinyanyara kureva anenge achida mnhu wke , mukaona mnhu akutaura akundikana zvinorwadzwa izvii kutonga chidofo ichii imhondi iyoo

  • @GiftSabadza
    @GiftSabadza 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Chief munodadisa imi nedare renyu

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Haaaa nyika yamambo Bushu ine mahure kwazvo chiii makomba here imari chiiko kkkk

  • @PerseveranceMatsvororo19088
    @PerseveranceMatsvororo19088 39 นาทีที่ผ่านมา

    Apa muface atya kubuda vakabatana maoko kuitira mainn 😂😂😂aaah veduwee ka

  • @MomyMom-yv9lm
    @MomyMom-yv9lm 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Mukadzi pamuromo haaaaaaa dhururani

  • @adonngwenya1119
    @adonngwenya1119 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Vanu avo ngavaparadzane umwe anofa apo

  • @perpetuanyamasoka
    @perpetuanyamasoka 13 นาทีที่ผ่านมา

    Ko kurova madii kuzvitaura. No to violence

  • @michaelkatonyesamichael9538
    @michaelkatonyesamichael9538 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mambo Bushu hamuna nguva yekugara pasi nenyaya yezvikomba iyi, munogona kutonga

  • @ChristeneIdontknow
    @ChristeneIdontknow 31 นาทีที่ผ่านมา

    Wakaona wasara upenyu tendai mwari chihure chinouraisa futi

  • @JulietMukahlera
    @JulietMukahlera 36 นาทีที่ผ่านมา

    Just leave if she’s doing that not fighting

  • @CarolineNdamba
    @CarolineNdamba 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mambo Bhushu munonyanya kuregera mahure dai ari iwo ano bhadhara

  • @Anniamarimbe-p8l
    @Anniamarimbe-p8l 31 นาทีที่ผ่านมา

    Uuuummmm sorry shemu

  • @vengaidengu8178
    @vengaidengu8178 27 นาทีที่ผ่านมา

    This kind of arrogance ine kamukadzi aka haagarike naye

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Akapota achikurova enda kumapurisa

  • @perpetuanyamasoka
    @perpetuanyamasoka 14 นาทีที่ผ่านมา

    Apa mambo vaporonga

  • @desperkutoka7161
    @desperkutoka7161 46 นาทีที่ผ่านมา

    Kwabhushu inenge nyika yema hure chete

  • @LawrenceShaba-qv1tl
    @LawrenceShaba-qv1tl 11 นาทีที่ผ่านมา

    It makes no sense to fight someone whom you know very well the she weaker vessel

  • @Loice-v2g
    @Loice-v2g 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Madii kubhadharisawo vakadzi vakuhura avo pamwe nyika yenyu ingaita order Mambo

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 59 นาทีที่ผ่านมา

    Saka kune vayananisi nedare kwete kuponda mwana wemunhu nonooooo to women abuse

  • @PhiniasPhinias-qt3jt
    @PhiniasPhinias-qt3jt 32 นาทีที่ผ่านมา

    Bushu ma 1 pama hure 😂😂😂😂

  • @beautyzimbabwe1001
    @beautyzimbabwe1001 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Bhushu yagara ine mahure muri chief wemahure nyika izer e zvifeve

    • @EsterMamu-y2k
      @EsterMamu-y2k ชั่วโมงที่ผ่านมา

      😂😂😂Nai iwe ka

  • @titotawanda
    @titotawanda 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    haa chief vane basa nema 2k aya

  • @Loice-v2g
    @Loice-v2g 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nyika yenyu ndakonewa nayo mahure chiiko😢😢

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    akachenama mukadzi uyo iwe murume next time rowa nesando chaiyo mumbabvu😂😂😂😂

  • @Tembo-cw4qi
    @Tembo-cw4qi ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kamusekero kacho mambo.kkkk

  • @pettymakona8083
    @pettymakona8083 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Muri mu babilon sure

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vanhu vanourayana chete mudunhu menyu nekuda kwe chihure.

  • @ShupikaiChakuhwamoto
    @ShupikaiChakuhwamoto 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vakadzi vevanhu kuita zvikomba inzara here

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Wakakakonzerwa Nani aka?

  • @chipo478
    @chipo478 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Chihure or no chihure say no to violence. He needs to be arrested.