@@carenmuponde mutemo hauna rusarura Ganda. Unobata wose anoutyora. The wheels of justice might be moving at a snail speed but paunobatwa hakuna hama inodzivisa.
Eish this is sad I thank God ndakagara natete vangu nemurume wavo for 5 yrs ndichienda kuchikoro but murume haana kutora advantage of me even though ndaisara naye most of the times tete vangu vasipo unfortunately they are nomore ndongoti RIP
Sorry dear and my worry this lady is somehow not sure who is the real father apart from sekuru. I am somehow baffled kuti she probably had multiple sex partners
Kana neni wena Bamukuru vangu was like a father to me Blessed i was 🙏🏾 From primary kusvika ndaroorwa Didn't even know that these things existed May his soul rest in eternal peace
Sei vanhu murikuti mai wemukomana wafara. Do you know kune vanhu vanochema kubuda misodzi chaiye nemufaro. Uye vanhu vanoseka vari mupain so don't judge her please. All she wanted is the best for her son.kana kunyangwe ndirini handisiyi mwana vangu achinyura mungatotaura zvese zvamungada. I will fight for my kids kusvika ndafa
Different people have different ways of dealing with disappointment or trauma. Kuseka kwamai avo hakusi kufara, it's just a way of saying we knew this. Dai vaisada muroora sezviri kutaurwa pano angadai akaitwa rough but muroora abvuma kuti ndaibatwa mushe.
Vanhu havana kwavo last DNA mai avo vakachema vanhu vakati varikuchemei kunge vachafenda ..if you go back to that show vakatotaura nezvenyaya yemukadzi uyu ndiye akatanga kuenda before wechi2 akatestwa last time vachiti toda kuti auye atestise mwana coz pane zvaiitika nasekuru vake..so ka laugh ako ndekekuti i have been saying it all along
Shaa ndapererwa you can say that again vadhara can’t control themselves they see minors as women to sleep with Yooh ndarwadziwa zwekuti 🙆🏾♂️🙆🏾♂️our daughters are not safe
The issue of uncles raping nieces is now officially a national epidemic that needs immediate attention. It's a sign of the slow but steady decline in the traditional family unit, that even blood relations are no barrier to the lure of lust. As for the father, what little trust he had in women is now irreparably broken, the devastating trauma lingering well into the future. I wish him well.
I dont think he will ever marry. Physical appearance he is changed from the last episode. He appears to drink a lot! Take time njunzi yami, such is life uzomthola omunye
People in the comments are insulting the mother of the boy but you should look at both sides ka. Hapan Mai vanoda kuona mwana wavo achishaya mufaro because akuchengeteswa Mwana asiri wake
Gara waziva kuti most people doing these comments are ladies who have chi tendency chekuhura because they have been damaged before. Damaged people are dangerous because they damage other people. See chero Caro uyo how cold she is - it's not because she was born that cold and mean, no, she was damaged and has now been conditioned to lie and damage other people. chero achamuroora anowacha because akakuvadzwa big time....damage yacho haiwanzorapike hayo asi
Sekuru...Great uncle. A brother to Carol's granma. There are higher chances yekuti sekuru vakatanga ku abuser maiCarol and Carol could be mwana wasekuru kureva kuti baba vakaita mwana nemwana wavo wavakaita nemuzukuru wavo.😢😢😢
Amwene ava vakangongwarisa zvavo asi she is dissapointed maonerewo angu. She looks like she is happy because she feels vindicated asi varwadziwa amai ava, shame. Mwana wako going throughthis twice is not easy to watch
Mwanasikana should have been upfront kuti there is a possibility the child might not be terrance's even dai asina kuda kutaura nezverape. Zvaisunungura munhu wese. I understand vamwene, she feels vindicated kuti chokwadi chabuda because muroora airamba. This is so heartbreaking for that young man. Ari kuratidza kuremerwa chaiko. 66 yr old sekuru ngavasungwe
Apa this guy it's the second child achinzi haasi wake, amai vake vakaposta vatofenda I'm sure this time amai vabana vauya vakatogadzirira she was strong this time
The reason why most victims don't come out is because they know people will never believe them without evidence. They feel alone and in the case of family, vanotya kunzi wakaputsa ukama
Ndazvishayawo ini. Pa introduction "ndini ndiripo ndakamira samai" later you dont wanna be involved . I sichupeti moms ava. Vanotya ani coz the allegations are allover the internet. Sekuru must answer
Asi mainini havana moyo better kungoti tichabatsira mwana kwete kuti count me out saka manga mavengei apa nxaaa thank God I have a lovely mainini ndoiita sendina mai vangu Rip mom💔
wega mukadzi anoziva kuti chinonzi munhu is male and female, not zvatirikunzwa zvekuti mukadzi wese just feels even a man who has clearly been taken advantage of like this one vanomutuka nekumupomera while justifying the evil done by the woman kuita sevasinawo ma male relatives. dai ungakomborerwa zvizhinji muri vashoma vanoona sewe kudaro.
This girl was not raped. She and Sekuru were in rereshinship zvadhakwa now avakuda kuenda kuside re rape. At first she denied ever sleeping with the uncle hoping that the results would prove the case. Manje zvabuda zvakakwidibira avakuti rape. Imi ka.
16 years anga achiri mwana mudiki mabhinya ngaasungwe. Tinashe Mugabe ne Tinashe Mugabe Foundation please help vanasikana. Uyu mwana uyu anoda counselling abatsirike agone kuzoenda kumberi ne life yake zvakanaka
Wrong victim though. Unfortunately this girl child cooks up lots of nonsense. Where are her parents? Product of a single mum? Perfect candidate for a 304
@BokangMokhawane mhh imi akadii kutaura? Kangani vanhu vachizotaura rape after 15 years? You were not listening, she said it wani kuti sekuru vakabvira kare vachimubata. Inga baba vemskana vakati vakambozvibata wani. You are insensitive
Mwana adhuva kutanga achinyepa achiita sekuti sekuru hapana chavaiita then boom saka vanogona vaakutoti anonyepa kuti akarepwa aakutaura zverepi nekuti yabudasooo result ko dai yanzi positive zvaizobuda here zverepu....I understand the girl for lying victim often lie out of shame and fear but mai avo kuseka it's a reaction of disbelief
Tinashe mugabe kana uchiita ma part2 ndokumbirawo uise link ye episode1 show vamwe tetakanganwa or we wl hv msd episode 1...asi but tetichida kutoona both episodes 😅😅😅
At point Amai vemukomana ngavamboite Mwana wavo awongororwe Kuti anozvarisa here yes she can be happy today but tomorrow she will cry for grand kids from his son Mark my words
Amwene ava and vari right havo. The last time she almost fainted vakachema now again izvi. Umm, Terence, you are a gentleman. Imbomira hako kutsvaga zvimwe uzorire. I get you.
Mainn vanenge shamwari yamwene and kamutauriro kavo vanenge vatounzwa navamwene not mwanasikana wavo life is not fair mwana anga akutoiswa mukadzi hanzi gogo vaiuya decembe saka raitova roaster
This is so heartbroken. Anasekuru gutsikanai veduwee. Vanasikana mukabatwa dzidzaiwo kutaura ,its nt yr fault girl. Sekuru was taking advantage. Nw her life yese musango.
@@gombaclif She is a victim and unfortunately the abuser was her guardian. It’s called traumatic bonding or stockholm syndrome. The victim feels a strong emotional connection with the abuser and can even defend the abuser.
You are part of what's wrong with society. Alot of Rape victims are scared to come out in the open because of backlash so they would rather protect their abusers. This girl was obviously groomed from a young age . Alot of Rape victims will go years before speaking out. It takes Alot of courage to speak out. STOP WITH THE VICTIM BLAMING YOUR BEHAVIOUR IS DISGUSTING.
This woman is very humble shem vamwe vanobva vatotanga kutii ,, ipapo panondiremera he destroyed my kids 😂 but this woman is humble she even apologise shem i feel for her ana sekuru vese hanzvadzi dzana amai vedu nana baba vavo murimbwaaa who ever is called sekuru murimbwa everyday na6 makuseni
Imi maida kt vamire in which way...she is 100% right ...very complicated remember it's family family issue.. the real mom @ dad deserve to confront the uncle
Little girl you disappointed me l was hoping for better results. Young man l pray that may you take heart and heal up. The uncle must be prosecuted for rape. He must be arrested, castrated and justice must prevail. Kudos to the baby sister for a job well done. The way she kept the secret is legendary
I disagree amwene ava ndevemuline mangu haana kumbobatwa rough even umwe wacho upto now ane umwe mkadzi steve still the same vanovabata kunge vana vavo
Eish so sad story, i think this boy needs conselling as well mskna. Dai vangiregererawo wamugogarisana since mskana akarapwer Sekuru kuChikurubhi pliz taremba nezvivanhu zvinotora advantage nesituation ine munhu
Shuwa dai anga ari wako mwana waidiii,ko y uchitaura kudaro iwe uri munhu kadzi mai avo is capable of even mkng them reconcile coz Caro was raped kusvika akuona kunge zviri right since aichengetwa
Chakashata chakashata hapna usingadi chokwadi moda vasekerere kupiwa muzukuru usiri wavo hre good mother and hapna pavaresva kutaura futi good mama vana ngavadzidze kungotaura chokwadi chete
i see something that you are not seeing. This girl was not rapped. She said she never had sex with sekuru paabvunzwa at first and it was just jokes.yet apa azobvunzwa abvuma and she would sleep with sekuru mbuya vasipo
Ini hangu ndakagara zvakanaka nemudzimai wangu. Handina kumuwama Ari mhandara... So what Ndakaroora mukadzi ane mwana wake... Tigere mushe. If this guy loves musikana uyu...Mother regai vana vaite imba yavo
Tinashe Mugabe you're doing the Lord's work.. keep on exposing these mabhinyas. Sekuru vanofanira kutsvagwa vaiswe mukati
Vanoiswa mukati nani, ivo vachiti family issue
@@carenmuponde mutemo hauna rusarura Ganda. Unobata wose anoutyora. The wheels of justice might be moving at a snail speed but paunobatwa hakuna hama inodzivisa.
Chokwadi 😢
Eish this is sad I thank God ndakagara natete vangu nemurume wavo for 5 yrs ndichienda kuchikoro but murume haana kutora advantage of me even though ndaisara naye most of the times tete vangu vasipo unfortunately they are nomore ndongoti RIP
Surely tenda mwari mudikani
mukoma Tinashe nemukomana uyu anofanirawo kuongorogwa kuti anozvsrawo hr coz vakadzi 2 vose inongova zero percent mmmmmmm pane nyaya apa
Sorry dear and my worry this lady is somehow not sure who is the real father apart from sekuru. I am somehow baffled kuti she probably had multiple sex partners
@@TendaiTakawira-ud4vk yenyu yapinda papi apa
Kana neni wena
Bamukuru vangu was like a father to me
Blessed i was 🙏🏾
From primary kusvika ndaroorwa
Didn't even know that these things existed
May his soul rest in eternal peace
The guy anoda counseling yakasimba. Vakadzi muchazotaura chokwadi rinhi.
This guy is traumatized tTinashe,he is drowning please do something about him asap
Boy boy needs therapy
Haaaa the other thing is he might think he cannot have a child
His mother is there to help
Sei vanhu murikuti mai wemukomana wafara. Do you know kune vanhu vanochema kubuda misodzi chaiye nemufaro. Uye vanhu vanoseka vari mupain so don't judge her please. All she wanted is the best for her son.kana kunyangwe ndirini handisiyi mwana vangu achinyura mungatotaura zvese zvamungada. I will fight for my kids kusvika ndafa
ya kuseka kwekupererwa shuwa. kuseka nhamo serugare if im getting the saying right
Kufara kwamai vemukomana kwaipei asi kuti vachengete bonga mumusha here asi chandazodzidza kuvarume ngatichengetei vana vedu yega zvevanhu vekumusha kwanamai vedu izvi ummm these sekuru havasi boe
Thank u Ropa
Taura hako mudikani vana vedu vakomana ava mazuvano vari kungo abuswa
You are very, very right she looks very level headed
Different people have different ways of dealing with disappointment or trauma. Kuseka kwamai avo hakusi kufara, it's just a way of saying we knew this. Dai vaisada muroora sezviri kutaurwa pano angadai akaitwa rough but muroora abvuma kuti ndaibatwa mushe.
But hazvisekese....mmmm
@@maiyeukai9346 chokwadi it's not.
Dai vari ivo kana mwana wavo in that situation vaidini
@@maiyeukai9346 kuseka kwekurwadziwa ukoo. Kutoseredza bundu repamoyo. Vamwe vanochema in pain vamwe nemufaro.
That was very provocative though.
Vanhu havana kwavo last DNA mai avo vakachema vanhu vakati varikuchemei kunge vachafenda ..if you go back to that show vakatotaura nezvenyaya yemukadzi uyu ndiye akatanga kuenda before wechi2 akatestwa last time vachiti toda kuti auye atestise mwana coz pane zvaiitika nasekuru vake..so ka laugh ako ndekekuti i have been saying it all along
October mwedzi wana sekuru mabhinya😢😢😢
Kkkkk
😂😂😂
Kikikkkkikikik
Shaa ndapererwa you can say that again vadhara can’t control themselves they see minors as women to sleep with Yooh ndarwadziwa zwekuti 🙆🏾♂️🙆🏾♂️our daughters are not safe
Very true
Haa help the boy child. That guy is in pain amana 😢
True he needs counselling yakasimba pray and hope he can heal after this.
Ibenzi mufana uyo, anoda pamberi too much, nyoro kumahure.
Two negative results the guy must be experiencing trauma.
@@victoriesmazhata6050 paachazoudzwa true chaivhi positive ndipo achazonyatsoziva chinonzi trauma.
Usadaro@@TheChekas
The issue of uncles raping nieces is now officially a national epidemic that needs immediate attention. It's a sign of the slow but steady decline in the traditional family unit, that even blood relations are no barrier to the lure of lust. As for the father, what little trust he had in women is now irreparably broken, the devastating trauma lingering well into the future. I wish him well.
Aka kaitonakirwa nadzo dzakawanda hakasi kutoziva baba vemwana
this has been happening even before you were born. its just being exposed now through social media etc but hazvina kutanga manje manje izvi
You are correct
Zvichinyanya kukonzerwawo nekuti zvinenge zvichinzi muzukuru mukadzi. Kamwana kachingonzi vadzimayi vadzimayi. I hate that
I dont think he will ever marry. Physical appearance he is changed from the last episode. He appears to drink a lot! Take time njunzi yami, such is life uzomthola omunye
People in the comments are insulting the mother of the boy but you should look at both sides ka. Hapan Mai vanoda kuona mwana wavo achishaya mufaro because akuchengeteswa Mwana asiri wake
Kune kuseka kwekurwadziwa hatirambe. But izvi zvekuti vanoseka vachiti rape voti kudanana, ndekwemunhu arikufara. Ungafarira chibharo kudaro
Gara waziva kuti most people doing these comments are ladies who have chi tendency chekuhura because they have been damaged before. Damaged people are dangerous because they damage other people. See chero Caro uyo how cold she is - it's not because she was born that cold and mean, no, she was damaged and has now been conditioned to lie and damage other people. chero achamuroora anowacha because akakuvadzwa big time....damage yacho haiwanzorapike hayo asi
True mwana kuna baba vake
Ukaona waita momz inenge iyi the probability of your problems being solved is 99.9%
True 100%
Problem mukomana akura zvekuti akufana kuzvimirira, kana munhu waroora chiita decision on your own.
Good mother
@@lassie2640 She knows her son’s weaknesses and vana havafanane that’s why she always intervene to save him. Last and last like a mother’s love.
😢😢😢
Panozomboitwa here mafollow up cases enyaya dzema0% aya. been waiting too long for just 1 follow up case especiallly ayo anenge akumbirwa nevanhu
Nyaya dzema DNA dzinofanirwa kuitirwa kucourt chaiko nekuti dzinosanganisira hupenyu hwevanhu mukati munhu atosara ikoko
If it was not because of Tinashe Mugabe this guy could be a father of two now.
Thank yu Tinashe Mugabe,
Imagine
Amen
😅😅😅😅 Pamberi nekuputsa misha Tinman.
Tinashe munyangadzi
Closure show changamukai.. Kana paine part 1 isai link to part 1 kwete kutisiya tichifembera
Taura hako
Une point
@@mercymagava8650true
Part 1 ndoyabuditswa pekutanga apo iri black n white kuti vanhu vatondere
@henrymanyora8565 thats a short clip ngavaise link vamwe tetakanganwa completely wat transpired in episode 1
Hadzisi dzese HUG dzinoreva kufarirwa 😢😢😢😢😢 veduweee ndarwadziwa mabhinya akaita sa sekuru ngaasungwe 💔💔💔💔💔💔💔💔💕
Amen
Dzimwe itsvodo dzehunyengeri.
Sekuru...Great uncle. A brother to Carol's granma. There are higher chances yekuti sekuru vakatanga ku abuser maiCarol and Carol could be mwana wasekuru kureva kuti baba vakaita mwana nemwana wavo wavakaita nemuzukuru wavo.😢😢😢
Zvinogona kudaro sure,abuse yakatobvira Kuna Mai Carol
You have a point
Sekuru vakaraper mwana. Ngavasungwe sekuru
Chingangoita chokwadi
Amwene ava vakangongwarisa zvavo asi she is dissapointed maonerewo angu. She looks like she is happy because she feels vindicated asi varwadziwa amai ava, shame. Mwana wako going throughthis twice is not easy to watch
We need more volume from Amai
Mwanasikana should have been upfront kuti there is a possibility the child might not be terrance's even dai asina kuda kutaura nezverape. Zvaisunungura munhu wese. I understand vamwene, she feels vindicated kuti chokwadi chabuda because muroora airamba. This is so heartbreaking for that young man. Ari kuratidza kuremerwa chaiko. 66 yr old sekuru ngavasungwe
Apa this guy it's the second child achinzi haasi wake, amai vake vakaposta vatofenda I'm sure this time amai vabana vauya vakatogadzirira she was strong this time
The reason why most victims don't come out is because they know people will never believe them without evidence. They feel alone and in the case of family, vanotya kunzi wakaputsa ukama
It's zvinhu izvi zvave kuiitika mazuva VaMugabe vasisipo. Zvokonzerwa nokuti Tina president bhinya saka nyika arohwa nezamu rebere
Taura hako
💔💔
True President bhinya chairo
Angatii achikamawo bota kuzvanana.
Madzisekuru aya ngavaende kujeri please 🙏 Tinashe
if you are the mother,,,what are you there for if not to fight for your child?
Ndazvishayawo ini. Pa introduction "ndini ndiripo ndakamira samai" later you dont wanna be involved . I sichupeti moms ava. Vanotya ani coz the allegations are allover the internet. Sekuru must answer
Asi mainini havana moyo better kungoti tichabatsira mwana kwete kuti count me out saka manga mavengei apa nxaaa thank God I have a lovely mainini ndoiita sendina mai vangu Rip mom💔
This episode ndadzidza mainini havasi mai
Apa mai vake vachitori vapenyu imagine😢. Zvavanombodai vachiri vapenyu vakatozofa zvaendwa
@@cleoisaac2140 nhai hako unoshaya vauyirei kunyaya dzavasingade kupinda madziri
Mainini Sandi mai
Mainini zvinonetsa kuti vataure cz ndovanzoziva zvukuitika pahukama zvinonetsa unodaira mai vemwana votsamwa.
Pandangonzwa vachiti handisi mai ndakamirira amai ndati eyoo hanty mutori mai here
Haa Ini MUNHU ndomuruma ruma nyama dzese dzekumeso pamwana wangu
October mwedzi wana sekuru mabhinya, eiiish sorry Terrence Mwari vachakupa wako mwana
wega mukadzi anoziva kuti chinonzi munhu is male and female, not zvatirikunzwa zvekuti mukadzi wese just feels even a man who has clearly been taken advantage of like this one vanomutuka nekumupomera while justifying the evil done by the woman kuita sevasinawo ma male relatives. dai ungakomborerwa zvizhinji muri vashoma vanoona sewe kudaro.
this is a sad story ana sekuru are becoming a thorn to our society kubata vazukuru chibharo ...say no to rape
episode 2 of rape 😞😞
Zvinorwadza veduwee DNA irikufumura zvakawanda
Hakusi kufumura asikuti arikuburitsa chokwadi pachena@@gracekhoza5289
Mazivhembere ayo ndarege kuseka mwana sikana uyo..Ivo vane zvawovo wani.Vasekwa nsniko
Ndeyechi3 including yaHannah
This girl was not raped. She and Sekuru were in rereshinship zvadhakwa now avakuda kuenda kuside re rape. At first she denied ever sleeping with the uncle hoping that the results would prove the case. Manje zvabuda zvakakwidibira avakuti rape. Imi ka.
Nhasi Mugabe arikugona kubvunza mibvunzo ❤❤achi master chii game chacho fire fire 🔥 Kuna baba na mai but amai varikuita kunge healthy yaka shaker
Ko mave ve bazi rezvehutano here pa soshari. Zvabvepi zvehutano pama DNA
Ma,Dr epasi pemutunduru nxaaaaa @@emmagaba9798
@@emmagaba9798😂😂😂😂😂
Terrence chiii moto mushoma here kana anotangirwa everytime chinono
😂,😂😂
Some issued should be reported to the law enforcement. Coz nyaya dzechild abuse dzawanda muZimbabwe nguva zhinji kwaunge kusina maplatforn anoburitsa
The way she is protecting the sekuru guy😮
16 years anga achiri mwana mudiki mabhinya ngaasungwe. Tinashe Mugabe ne Tinashe Mugabe Foundation please help vanasikana. Uyu mwana uyu anoda counselling abatsirike agone kuzoenda kumberi ne life yake zvakanaka
Wrong victim though. Unfortunately this girl child cooks up lots of nonsense. Where are her parents? Product of a single mum? Perfect candidate for a 304
Ko pekutanga anga achirambira sekuru wani..then boom after results she confessed 🤦♀️🤦♀️🤔🤔😴😴🙌🙌
Nhai zvako
She hoped mwana haasi wasekuru so that she can just continue to be silent nyaya yopera yakadaro
I don't blame her it's not easy.
If possible, place a link of the original case for those who would have missed it. Kutsvaga kwacho kunonetsa. Thank you.
Season 12 episode 31
How about other episodes.....There should a way to link nyaya idzi. Any linked stories should have links attached
Very true tinashe wacho hanzwe have bn saying ths fm day1 ah
I feel so bad for these kidz but mama vemukomana havana moyo.Ko chinonakidza kna kusekesa pakurepwa kwemwana chii??
I don't think kuti varikuseka rape, but the fact that "i told you so"
Rape munhu aroorwa amumba make ko akadii kutaura.Sekuru vanofanira kunge vaitozviita kubva vachiti kudzidzisa mwana uyu.Mai vemukomana kuseka kwenhamo yawo yawainayo yema 0% pamwana wawo uyu not kuti kufarira kureva kwemunhu.
@BokangMokhawane mhh imi akadii kutaura? Kangani vanhu vachizotaura rape after 15 years? You were not listening, she said it wani kuti sekuru vakabvira kare vachimubata. Inga baba vemskana vakati vakambozvibata wani. You are insensitive
Kiseka kwavo hakusi kwekufarira kuti aka repwa variku farira kuti chokwadi chasekuru chabuda pachena
Mwana adhuva kutanga achinyepa achiita sekuti sekuru hapana chavaiita then boom saka vanogona vaakutoti anonyepa kuti akarepwa aakutaura zverepi nekuti yabudasooo result ko dai yanzi positive zvaizobuda here zverepu....I understand the girl for lying victim often lie out of shame and fear but mai avo kuseka it's a reaction of disbelief
Thank you mhamha nekumira namukoma pama problems
Iyi nyaya yekuchengetesa vana kwana sekuru yakaoma ... isu takachengetwako .... zvakaoma zvinhu izvi ... and dzimwe hadzizotaurike .. but zvakaoma
I relate 😢😢Dai kwaita anomirira this story ana sekuru vaizadza ma jeri
Shame sorry lovey❤
So sad mandirwadza vanhuwee zvakaoma kukurukura hunge wapotswa
@fortu haa wamirira vazhinji
Mmmmmm such a heartbreaking 💔 episode. Nhai nhai veduweee😢😢. They both need counselling. Kunyanya mukomana uyu, he is devastated
Munhu kana achi tsanangura manyepo akadai achinyatsoziwa hake chokwadi anenge achiti ma results angangoite magic here obuda ari 99.99%
Nhai😢
Nhai taura hako apa kuzonyatsotsanangura😢
Ndaoma mate nazvo ini ko kuchingotaura zvese nhai
Tinashe mugabe kana uchiita ma part2 ndokumbirawo uise link ye episode1 show vamwe tetakanganwa or we wl hv msd episode 1...asi but tetichida kutoona both episodes 😅😅😅
Mwana ndewa sekuru amwene afara zvekuti.iwe mukomana pamwe hauzvari dai wambotariswa kuchipatara. So sorry mukomana😢😢
I believe so too
Bhobhojani harishandi😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
Haazvare pakayi iye aitangirwa
Chimbosvirwa Naye iwewe tione kuti haazvare here
At point Amai vemukomana ngavamboite Mwana wavo awongororwe Kuti anozvarisa here yes she can be happy today but tomorrow she will cry for grand kids from his son Mark my words
Am a bit worried about this guy, he is crushed! From the previous show then this?
Ndandichito mfananidza mface uyu
What episode was the previous show of this guy
I am also looking for the episode,ichii
@@christinechrissyseason 12 episode 31
@@jessicanyaman8295 thank you dear let me check it out
Amwene ava and vari right havo. The last time she almost fainted vakachema now again izvi. Umm, Terence, you are a gentleman. Imbomira hako kutsvaga zvimwe uzorire. I get you.
Where can I find the 1st one, ndipoo link. Nda searcher ndashaya
Saka imi Mai nini mauya morambira Mwana mauirei😢😢😢😢
Imagine
Mainn vanenge shamwari yamwene and kamutauriro kavo vanenge vatounzwa navamwene not mwanasikana wavo life is not fair mwana anga akutoiswa mukadzi hanzi gogo vaiuya decembe saka raitova roaster
Mainini awo imbwa kuramba mwana panguwa yakadai
Sekuru avo vakabatwa nemhosva ngavasungwe,plus mufes uyo 2 times here achingopomedzerwa ngaatende Mwari ari kutsomwa nemweya wekushandiswa nemaladies uyo...zvakaoma
Mai awa varikufara nei mumwe munhukadzi akarepwa kaa uyu 😢 ngavasungwe sekuru awo
Varikufarira kuespesser truth
Havasi kufaraa ku repwa varikufara kuti vaziva chokwadi
Adiii kungotaura kut ndakarepwa . Hant akuvanza qchi protectr sekuru here . Ahhh imi
The Boy needs counseling. Ummm i feel for you bro,may God heal your yu from this pain.
Bota family lets gather here
ITS REALLY SAD AND AMWENE IS SO EXCITED KUTI MUZUKURU HAASI WAVO
This lady is black beauty ❤❤❤
Prog unofarira DNA kunge inin
@@FlorenceMasaraure dai ichitoitwa everyday mfunge
@@ProgressMutandwa taura hako
This is so heartbroken. Anasekuru gutsikanai veduwee. Vanasikana mukabatwa dzidzaiwo kutaura ,its nt yr fault girl. Sekuru was taking advantage. Nw her life yese musango.
Sekuru kujeriii takuda part 3 yachoo
The fact that the girl lied from the onset kuti hapana chakaitika na sekuru ... says a lot about her character
You can say that again.
@@gombaclif She is a victim and unfortunately the abuser was her guardian. It’s called traumatic bonding or stockholm syndrome. The victim feels a strong emotional connection with the abuser and can even defend the abuser.
You are part of what's wrong with society. Alot of Rape victims are scared to come out in the open because of backlash so they would rather protect their abusers. This girl was obviously groomed from a young age . Alot of Rape victims will go years before speaking out. It takes Alot of courage to speak out. STOP WITH THE VICTIM BLAMING YOUR BEHAVIOUR IS DISGUSTING.
Pamwe ainzi ukazvitaura ndokuuraya plus nyaya idzi vehukama vasekuru vanenge vachiziva vachiprotecta sekuru zvakaoma asi
Hazvibvumike cz pahukama zvinotyisa
Tinashe mugabe provide counseling services for my brother
Whn are we going to talk about tete vakachengeta secret for almost 2years
SHE IS BRAVE
so so sad. Bless you MIL, police saaaaa!! Terrence needs serious counselling.
Pfungwa dzekuroora dzikuita dzichindisiya haaaa ndikugiver up yhoo😢😢
UnongoRisker.... sevamwe.
😅😅😅😅usadaro hanzvadzi. It's not always the case
😂😂😂😂😂😂
Ingorisker
Ku joiner zvigure😂😂😂
This woman is very humble shem vamwe vanobva vatotanga kutii ,, ipapo panondiremera he destroyed my kids 😂 but this woman is humble she even apologise shem i feel for her ana sekuru vese hanzvadzi dzana amai vedu nana baba vavo murimbwaaa who ever is called sekuru murimbwa everyday na6 makuseni
Uuuum ndarwadziwa ko mai nyakubereka kushaya hanya nemwanaskana here or kusakwana"COUNT ME OUT" ndokudii instead yekut uchimira nemwanaskana wako
havasi nyakupereka ndimainini vake young sister ya mhamha vake
@@claytonngundu7837 but still its not good omira nani padai ndovatove mai
Imi maida kt vamire in which way...she is 100% right ...very complicated remember it's family family issue.. the real mom @ dad deserve to confront the uncle
Tinashe basa urukubata nyaya wandigonera thanks
Mai avo kufara kudaro vanoroya chete😢😢😢, zvakafanana kufarira kuti muzukuru wavo afa
Vanotadza nei kufara , farisai zvenyu amai
Pavakanga vakuda kufenda nekuchema last time vainzi vane drama saka vochidii
You are crazy
Ehe nhai 😂@@SarudzaiGomera
Ngavafare vangaregererei
Haaaa kana mai vacho vakutoita give up mufunge dzakutoita sedzisimo😅
Forogonya ndoyakamugadzika pasi bota family varikuty forogonya follow up let’s gather here 😂
Forogonya yakazosvika kudare ramambo Mutasa imiwoye 🤣
@@brightmawoko4600 riinhi iwe ikanzi chii handina kumboiona wani mwana ndewani
@@brightmawoko4600link please
I am hurt for the guy and also hurt for the girl...so sad for them both - nekuda kweziSekuru risina hunhu!!!
Zvakaoma mukomana uyu aita munyama chaiwo 😢😢 Sekuru ngawapinde mukati, chero wakaonekwa iri 0% still mhosva vanayo
The truth shall set you free good people
Bota family let's gather here tiende kunosungisa sekuru Bhinya iro ma results haana basa 😢😢
Fully stand solidly with you bota family
Totanga tamumam*sa tisati tamupa kumaNgonjo. Kulez iMboko yemunhu. Anoda kurohwa heavy!
Handei
Little girl you disappointed me l was hoping for better results. Young man l pray that may you take heart and heal up. The uncle must be prosecuted for rape. He must be arrested, castrated and justice must prevail.
Kudos to the baby sister for a job well done. The way she kept the secret is legendary
Ndizvo hazvo zve vakadzi vanopa varume Vana vasiri vavo but Amai ava mafariro avari kuita havatodiwo varoora ava. Pamwe vakatosunga Mwana wavo Kuti asamitisa. Akatovateedzera , anofa ari rombe muchinda uyu.
I disagree amwene ava ndevemuline mangu haana kumbobatwa rough even umwe wacho upto now ane umwe mkadzi steve still the same vanovabata kunge vana vavo
Sorry hako Terry Mwari vakupe peace. Praying for you.
She is humbe mwari vamubatsire to heal from this abuse
WHAT ABUSE KWANA IWE MWANA AITODA ..KAITOVA NEMAP DECEMBER HANDIENDE NDOENDA GOGO VAENDA KKKKK SKILLFUL ..BUT KAKANAKA KKKK CHERO NDIRINI SEKURU VACHO NDAIRAVIRA AKA KKKK PLUS KAKANGWARA
@trikxtanikoras7690 you must be sexually abusive yourself. You lack insight and emotional intelligence
Baba vanenge ngwere madairiro acho😂😂😂😂 hanzii haaa maya
Ndokumbirawo link yevideo rekutanga please!❤
Ukaiwana ugondipawo
@@TariroZimidzi-lh3vd 🤦♀️😅😅😅 ndaandatoti zvaita ka!
@@pnasheclarah kana neni ndanga ndati zvaita 😅
@@crazymaze4611 kana inin ndrikutotyira zvaita😅
Ingonyorai kuti Eastview DNA episode. Mogona kuiwana
Eish so sad story, i think this boy needs conselling as well mskna.
Dai vangiregererawo wamugogarisana since mskana akarapwer
Sekuru kuChikurubhi pliz taremba nezvivanhu zvinotora advantage nesituation ine munhu
The guy has a wife now
@@tendainyarai ok heard sekuti ati haana. Saka pakaipa
@@Lettymasibae6771 aanaye uyu
𝑯𝒂𝒂𝒏𝒂 𝒌𝒖 𝒓𝒆𝒑𝒘𝒂 𝒖𝒚𝒐 𝒌𝒖𝒓𝒆𝒑𝒘𝒂 𝒂𝒄𝒉𝒊 𝒅𝒆𝒇𝒆𝒏𝒅𝒆𝒓 𝒔𝒆𝒌𝒖𝒓𝒖 𝒌𝒖𝒅𝒆𝒓𝒐 𝒉𝒓 𝒎𝒐𝒛𝒊𝒗𝒂 𝒏𝒚𝒂𝒚𝒂 𝒉𝒓𝒆 𝒊𝒎𝒊
The way that girl defended Sekuru vanhu vaidanana or vanotodanana inyaya ye age chete but vaiziyana
Ihure mxana uyu
Hakuna kudanana nehama Shamwari.... sekuru is a rapist
@@emmagaba9798no sekuru took advantage of her
It is called grooming and Stockholm Syndrome. Please look it up.
Iiii musamunyepere haasi hure musikana uyo i know here personally aitogara muraini mangu@@emmagaba9798
Shem so sad I feel Pain for both the girl and boy
Skr ngavasungwe
Please Terrance need counseling and guidance,,please Tinashe. Kana zvichiita aite a born again Christian. We are a spirit he posses a soul.
Ngaaite Mfundisi. But achenjere timu rePraise and worship. Rinochena asi rinorovesa poto heavy.
Haiwawo born again kudii kwacho, zvema takanyanya izvo
Mai vemurume vari kusekei apa
That's not a motherly behaviour. She was on a mission
Mai vemukomana vanoroya varikushandisa mwana komana wavo ivo pachavo vanotoziva kuti mwana wavo hazvare hongu varikumubatsira kubuditsa pachena asi zviri pachena kuti vane zvavakaita mwana komana wavo kuti asabereki vanomuita murume it's sad and painful and haana mukadzi futi and havatode kuti aite mukadzi asi ko iwe kuzoramba wakashinga kuti mwana ndewauyo iwe sekuru vaikuita mukadzi zvakaoma veduwe zvinotyisa sekuru ndivo muridzi wemwana 😊
Uriziduzvi remunhu
Uuuuuum ko madarireyiko kudaro nhayiweduwe imi 😢 musadaro
Jesica uri Bhishu rinokwirirwa nyemba.
Shuwa dai anga ari wako mwana waidiii,ko y uchitaura kudaro iwe uri munhu kadzi mai avo is capable of even mkng them reconcile coz Caro was raped kusvika akuona kunge zviri right since aichengetwa
Yowee, asi waimborara nemwana wacho? Aya mazwi anobva Kuma BHISHU chete aya
Asi Tinashe haawedzeri ronda here paanoti " Hapana chenyu chiri mumwana uyu"
No to taking advantage of young girls and NO to rape😢
THIS ONE ITS NO RAPE .. KUNGOTSENGANAWO KKK VANA VANOVAVIWAWO AVA
Nhai mai Terry ko kupa mainini hug boo here? Amai vemwana minonyepawo imi. Tell the truth and shame the devil.
Iyewo Carol ane problem coz anga achitocovhira sekuru achiti ndaivaudza nyaya dzangu dzese coz ndivo vaive hama yangu, hama yake pachii munhu anomuraper. Akadzungaira uyo
Angarege kutya Sekuru Chiwenga here? Sekuru ibhinya.
Kana kubatwa chibharo haana kwakungowanda babie rakangwarisa itsotsi
Taura hako
she was not raped pamwe ndiye akapindira sekuru.haazi bharanzi
Ehe vanga vakatowirirana nesekuru vanhu ava
Chakashata chakashata hapna usingadi chokwadi moda vasekerere kupiwa muzukuru usiri wavo hre good mother and hapna pavaresva kutaura futi good mama vana ngavadzidze kungotaura chokwadi chete
Mama vanerudo zvavo ava mwari ngaavape muroora kwaye caro ava rasisa
vanhu ava havana ma voice here
Taura hako boring indeed.
Watching from chikurubi maximum vana sekuru vese ndavauye space yavo iriko kuno
i see something that you are not seeing. This girl was not rapped. She said she never had sex with sekuru paabvunzwa at first and it was just jokes.yet apa azobvunzwa abvuma and she would sleep with sekuru mbuya vasipo
Sometimes rape develops into a relationship
Aitoda uyo aaa plus anga akura musikana itsotsi uyu hapana rape
whether makabvumirana or not sex with a 16 year old is rape ….. a minor is a minor veduwe brain dzinenge dzisati dza developer
@@Nunec iwe
@@Winter27498 Pambotaurwa zvekuti anga ane 14yrs here?
Madzisekuru anyanya, Tinashe ramba uchivafugura hapwa.
0%haina basa sekuru kujeri 😢😢
Confes after results ko dai akazo Buda zvakanaka maresults acho yaifa yaka loader.akango dzoka kunoona kule chunhu mkti
Ini hangu ndakagara zvakanaka nemudzimai wangu. Handina kumuwama Ari mhandara... So what
Ndakaroora mukadzi ane mwana wake... Tigere mushe.
If this guy loves musikana uyu...Mother regai vana vaite imba yavo
Kuvhurirwa nzira ne DDF iwe wounzawo vako vana neipapo from a used woman bow can you be proud of the filthy marriage
TRUE
Proud of u
Tag shadaya😂😂
@@mercymagava8650 😂😂😂😂😂
Hama ngadzisadaro,ndarwadzirwa musikana uyu.Mwari ngavanyaradze Caro.Kodzero dzake dzakambunyikidzwa.
Where is sympathy, where is compassion? How is this mother-in-law still happy amid this young woman narrating her rape ordeal? eeh zvakaoma
Chokwadi kutotaura sekunonzi inyaya inonakidza😮 ko musingareve kutadza kubatikana kuti sei mwana wavo aita munyama wekupomerwa mimba dzidiri dzake.
Ndazvishayawo kuti vari kufarei apa
@@lynahmundayi3138 imagine, 2nd time he is excluded
@@ruedune1 it was embarrassing, kushena shena kwacho
Regai vaseke vakambosiya padiki kufenda pamaDNA ekutanga aye
Masekuru mabhinya ngaavharirwe!!
Ku rapwa haana hake musikana uyu aitodanana navo
People like this usually end up attached to the rapist, sex is a spiritual thing. They develop soul ties. It's so sad
Ndozvandaonawo ini
Uuuuuum kumbunyikidzwa kuripo
Sure kudanana nasekuru
Pane kakubatirwa kakaitika kwaakuzoti ndochidini
inonzi Stolkhom Syndrome, look it up. She didnt know any better hence viewing her uncle in a way yatingati liking him.
Kuzim kuchinemapurisa here please mazisekuru akadai ngaavharigwe kuchikurubhi chaiko
Uuuum why Mai vati if mwana asiri wa Baba she will accept it as it is haaaa let's hope anoita wa Baba because pakaipa