Johane Masowe Muchinjikwa- Jorodhani Video 2021| Johane Tinoda Kupona
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 5 ก.ย. 2021
- In the video, we see preparation for the baptism ceremony in Southend on sea. The verse "Johane Tinoda Kupona" was sung saying "Father Johane we want salvation". This was a blessed day indeed 🙏.
- เพลง
Amen,,Baba johani,,,,my favourite church since I come in this worl
Amen God Bless you 🙏
Todakupona Emmanuel. Dzikayi mweyamutvene.
amen Johanne meaning we have been favoured by God , and Emmanauel meaning God is in us.
Johani we tinoda kupona kuimba kwanaka uku ngaudzwe yesu
amen
Boe here mapositori umm izwi rakatama kuva zhinji dzangove ngonono tibatsirei Baba tigone kuku namatai
Garai pasi madzimai.. zvamunoti Izwi rakatama .. makaribatsira kututa here ?? Garai pamasowe mudzidze zveMweya .. panyika hapana mutsvene apa pazere vanhu vari kutodzidzawo zvido zvedenga
Tinotenda amen
Tinotenda Baba Johani
Amen
Munoimba chose😊❤
Amen
St Johnmaster 😇
Amen
Amen tinoda kupona
Ndokumbirawo kuziva zvakataurwa nemweya kunyika yema Zululand
Maererano nei 👏👏👏
mweya mutsvene waporofita kuti Zuma ngauuye , mweya uchida kutsanangura nhau yake nenyika yeSouth Africa nemamairiro evana vemo nekuruwaniko,
Amen i really love this church alot❤️
Thank you .. God Bless you 💛
Amen ❤❤
Ndinotenda mbiri yababa
amen
Rasta ndeya prophet here
amen amen
Amen
Amen tinoda kupona
Amen
Amen Amen
Tinoda kupona Jowani weee
Ahihi tinoda kupona ,,in love with you Apostles
Ame amen kusingagumi how cn I rch u ndiri pa drc congo 🇨🇩 Kinshasa
Amen .. you can reach us on this number 🙏🙏0044 7484 136 910
@@Masowe thanks i do so
@@veroniquembombo353 Amen
Thax
Amen Amen Amen
Ndrikutsvagawo pamunonamatira muCapetown
Todakukuda
Amen 🙏🙏🙏🙏
Where can I find the full video of this please, if I remember correctly it was all recorded from start to finish..please help 🙏🏾🙏🏾nad god bless
We will be uploading it soon 🙏🙏 don't forget to subscribe and turn on the notification bell.. You will receive it as soon as we upload 🙏🙏 God Bless
@@Masowe Ariruya ,Tinoda kupona 🙏🙏
Zvakanzi jorodhani rakamira kana rawana aripiwa munoona nemabasa
mubvunzo ndewekuti mabasa acho muchamaona sei imi musingade kuungana panonzi unganayi neMudzimu unoyera.. Basa harimbouya kuzogogodza pamusha penyu richiti kwaziwai ndini basa ramakamirira.. Iwo mabasa Amuri kuti muchaona aya akatoonekwa kare vakatenda vakatotenda.. huyai tinamate tigowana zororo
Kuimba kwakanaka
Amen
Tinotenda
amen
Zvakarambwa kuisa zvevakatumwa mumatekinoroji haa munotora nhamo nemhosva vatendi
kana munhu ko imi wazvionawo sei, ndokuti nyika ipone
i realy believe in your GOD how do someone contact you
0044 7484 136 910
l think
These guys are in UK
Yes we are in the UK .. we are also in Zimbabwe and all over Africa
Zvakarambiwa zvamukuita izvo ......mwaka wazvo wakafuura ikezvino nyika yakanzi ichajorodwa nemashoko ....
Saka Jorodhwayi nemashoko madzimai.. tinosangana kudenga
Ndomadzidzisirwo amakaitwawo kuti jorodhani rakamiswa asi kana rakuitwa huyai muzoramba muri padare zvakanakan izvozvo nekuti ndezvevatumwa hazvisi zvevaporofita ....zera rinotonzi ritariswe
ponai muma phone enyu vana Baba kwete mwari akasika denga nenyika ndati kwete
Jesus is crying there in heaven
why is he crying
Go read the bible.... this is devil worshipping
@@miriammapinga9535 meet you in heaven
Having a personal relationship with Christ is paramount in this you will be able to also spiritually discern your saviour upon encounter.
Now behold from the throne of grace ,
On earth 🌍
the wonder long awaited for many generations. In His sovereignty, it is good in His sight .
In Zion there is room , you’re also welcome only if you choose to💯
@@apostolesofmuchinjikwa9882 Amen ❤️
Is this father son Holy Spirit
Mopindirawo kupi ku UK Northampton kana pedyo ndoda kuuyawo ndiponeswe
Mweya wemanjuzu ana satan
tinotenda munhu waMwari
Amen tinoda kupona
Amen
Amen
Amen
Amen
amen
Amen
Amen
Amen