Ini ndakapinda Johanne Masowe since I was young. I will say this with confidence that this guy is not a prophet of God. Johanne Masowe yemashuwa haibvumidzwe macoin chaiwo muhomwe kana makey. Kokuzoti macamera. But anyway, Mwari akatarisa vana vake vese.
Iyi nyaya yekunamata inovambira mutsika dzine rukudzo baba vedu mweya wamunonzwa uyo unoshaya basa nekuda kwematauriro enyu saka imi ivai nerukudzo poshi kuti mweya wamunonzwa uyo upinde muvanhu hatina basa zvedu nekutsvaka mbiri kwamuri kuita uko kutsvakwo mari but izwi iri haritengeswe mambo wedu ndatenda
Howcome a prophet waiting for sunday to come whilist people had problems to be solved there and there? Let us find God in time otherwise,be wise you sons of Zion.
I grew up in this church haaaa taizokonana pakupfeka matrouse haaa nekufumurwa pajekerere haaaa kungonyengwa chete ndaitoziva kuti Friday chakachaya🤣🤣🤣🤣🤣
Kana makambonamatira vanhu vakapora stick to that,zvekuporofita hazvisi zvenyu hamuone ba imi. Zvekuda kuporofita bhurigwa remunhu Ramona panga achisimuka mukwane
Vanorwara madzibaba ava , unoudza munhu chihure ko chavanoita ivo kumasowe chitaurwa naani? These guys are very scandalious and hau expose munhu in that way you can see she is vulnerable and hapana munhu anodanana oitiswa mwana on purpose it happens and its every womans dream to get married, ndasvotwa fani vachiti chimhanza ku scanner vanhu chiikowo rubbish😡😡😡😡
Madzibaba ava is rude and extremely disrespectful. How do you talk like that kumadzimai... Vele masowe have no respect for vakadzi always going on about chihure. Vakadzi vacho hanti vanohura nevarume? Why kutongesa one side chete? Mmmh let's have respect veduwe kwete kushaina nokuti unechiporofita... Very bad!
Fake prophet, more than fake, ko kubvunza kuna mai vemusikana adii kuporofita kuti vakafa. Ave kunzwa ngonono. Ko kuzoda kuti zviiswe pa record iye achinyepa kudai nxaa anopenga mudzibaba uyu. Pasi nemhandu.
Zvamuri Kutaura hazvina kna sence kushoresa masowe shit musatishibisire masowe nenhema idzo tangai mafunda mudzidzwe kunamata kwete nhema Idzi kudenga Kure uko hallelujah
Aaaah Madzibaba ava ndevekunyepa maihweee zvangu,vatanga vati mskana uyu ane mhepo yekumusha kwababa vake yemunhu akafa aripfambi ndofunga vakanganwa statements vakutoti mai vako ndovaive nemhepo yacho Saka yakabva kuna mai vako mhepo yechipfambi😮😮,ukaona vanhu vanetusangano twakadai just know ndezve kunyepazvega zvega
Iwo masowe akazotanga riini zve mavideo kunenge kwava kutsvaka mbiri
Zvakarambwa nababa johwani shamu yacho yakuuya ndoo vanofa zvinosiririsa
Mbavha Dziya dzatanga muchareperwa vana
Kkkkkkkkkkkkkk ndaseka zvangu
Amen ishe ndipeiwo tsoka ndigone kusvika Adiria ndinzwekuchema kwangu
always vasikana then they get inseminated with fear, and helplessness ..why wud u diagnose persons personal issues in jekerere
Sure zvimwe hazvidi pakazara vanhu vanofamba vachikunongodzera, zvoda kunzi Mai mozoona mweya.
i enjoy this yoo vanhu vachatongwa
Ini ndakapinda Johanne Masowe since I was young. I will say this with confidence that this guy is not a prophet of God. Johanne Masowe yemashuwa haibvumidzwe macoin chaiwo muhomwe kana makey. Kokuzoti macamera. But anyway, Mwari akatarisa vana vake vese.
Madzibaba vakutsvaka mbiri ava.hakuna zviporofita zvakadai . Zveku scanner madzimai zvipfeko zvemukati
Unorevesa akuna zvakadaro nhema chaidzo
Looks so neat
Sekuru Tasvu ndopaunoona Kuti imhondoro havasweri kunyepera vanhu 🤗
Chokwadi
Vanonyepa vaya aaaaa
ndavachokwado sekuru vaye kana kunyepa
@@shumbanyamuzihwa6194 🤣🤣🤣🤣
Respect madzibaba hamuna henyu
Shoko rinot mukave vavir muchinamata in ndichava wetatu,rangarirai kt mwari akasika nzou ndiye akasika moskito ndichireva kt mwari arikunamatwa muma muma kereke mahombe ndiye arikunamatwa nevarimusango ava,asi vanhu munyika havatambidzwi nenzou vanotambudzwa nemoskito,Saka vakashoreka ndovakatumwa nababa Johan.
It has to stop kuporofita vanhu pajekerere vanzwi ve ngoni. Chiremba ndirikuuya kuzokuporofitai machati eke henyu
Mopotsitori wekupenga uya purizi part 2
Zvekumbo tongeswa pasowe uchiitwa kunge benzi .chingo mubatsirai murege nhoroondo zvisina zvazvino batsira .
these are people who should be arrested for extortion.
Mkoma Sly fambirai nyaya kwadzo kani munhu anooneswa anobvunza zvakadaro.Mapostany'a issa no
Madzibaba avaka. Vanoda mbiri. Zvambodzi vanhu vemuraini, zvikanzi mweya wedzinza rako , mweya wanga uripa naamai vako. Saka anoziva zvipi. Mwari pindirai
Madzibaba mweya hapana siyai kubvunza kudai hanzii ko mweya hausi kuona hre
Jizos😄😄😄zvazvakaoma nhay tenzi boe here mazipostori imimi
Amen madzibaba 🙏🙏🙏🙏🙏🙏 tinoda kundiso
Ma phone akubvimidzwa pa Trojan.
Madzibaba ava ndichitoporofitawo zvangu vane mahure avo matatu chaiwo ini handimire ndichiudzwa tsvina dzakadaro pavanhu
Taura hako mwanawe
Amém
Umm veduwee mazuvano varume vanotanga vabvisa wozogara naye vanonetsa kuwana pls chiporofita chacho zvaakunge zvekutukana
Iyi nyaya yekunamata inovambira mutsika dzine rukudzo baba vedu mweya wamunonzwa uyo unoshaya basa nekuda kwematauriro enyu saka imi ivai nerukudzo poshi kuti mweya wamunonzwa uyo upinde muvanhu hatina basa zvedu nekutsvaka mbiri kwamuri kuita uko kutsvakwo mari but izwi iri haritengeswe mambo wedu ndatenda
Anonyepa Madzibaba uyu
Howcome a prophet waiting for sunday to come whilist people had problems to be solved there and there? Let us find God in time otherwise,be wise you sons of Zion.
Kkkkk maporofita enyu Aya ummmm ndokunonzi kuadvetiser chaiko
Vanhu vangani vanoenda kuvarume vasina kuroorwa why shame her like that zvashamisira chii , madzibaba vanonyepera kuporofita ava
Ini hangu kuporofitwa kwakadai ndogara kana kuyenda kumba ah
better kuenda kwa Tasvu zvangu zvekumasowe ini handidi zvekupusiswa uchinzi bvuma nezvausingazive ukaramba vanokupatisa kunge nmwana mudiki asina kumbobvira aenda ku ECD
Madzibaba bvunzai denga katatu musabate ngoni ngoni ngadzikubatei
Madzibaba imi makabvisa mari imi.batsirai kna muchibatsira makutotuka mukadzi
Zvemasowe muchazvirega henyu
Haana mweya uyu. Ndozvakutorera ma video izvozvi?
Imi munonyepa tibvire apo sowe rine vnhu 2 iriri kn kuimba Kwacho hamutogone
I grew up in this church haaaa taizokonana pakupfeka matrouse haaa nekufumurwa pajekerere haaaa kungonyengwa chete ndaitoziva kuti Friday chakachaya🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk
Madzibaba ava vakapfugama uum kusviba kunge tsubvu 😂😂😂 kushata
N'anga idzi dzinenge dzakahwanda negemenzi vachitadza kubuda pachena zvinoita vana sekuru Tasvu ipapa anenge ane zinyoka akariviga vanhu ava varoyi ava itayi mega mishonga yega yega varitori pabsns ava vakasiyaneyi nasekuru Tasvu vari kutobuda pachena
Koporofita hwai kwenyadzisa munhu kudai zvine Mwari here izvii
Madzibaba ndivo vachaita kuti mukadzi uyo azvisungirire kana kunwa mushonga kuburikidza kutaura kwavo.
Just for advertising ibvapo kuda kubira vanhu kabisira
Ko ari kutora izvi ari papi pamasowe here chokwadi vana vedu vacharidza ngoma kumasowe mafone pamosowe haaa Mwari uyu
Tsananguro dzevanhu dzinoiswa pamhepo hre???
mudhara uyo akuda kutaura zvemukati ndezve church here izvozvo imhata mudhara uyu
Kana makambonamatira vanhu vakapora stick to that,zvekuporofita hazvisi zvenyu hamuone ba imi. Zvekuda kuporofita bhurigwa remunhu Ramona panga achisimuka mukwane
Zvemasowe itai zvenyu ini ndakapfidza kkkkkkkk I learned the hard way😂😂
Really? Wootin harpoon? Lol
Which hard way please share?🤣🤣🤣🤣🤔🤔🤔
Takabveyo kumhunga hakuna ipwa
Fact kunongoda kuziya nzira kuti wofamba sey
@@sheillahchakanyuka1260 hakuna kana1
Muchaziva chokwadi nechokwadi chichakusunungurai.muchaziva mweya WaMwari noMweya wen'anga.iyo n'anga vaporofita venhemha.
Unongobzwa nezvinonge zvichiimbiwa.zvinokuzivisa kuti hapana kurumbidzwa kwaMwari mupenyu.
L
Ingobatsirayi. Munhu Kani mukuda aite seiko musikana uyo makutomunetsa atove mu court ere uuuuuu
Iwewe chimbonotsanya unzwe ngoni dzamwari kwete nyemba idzo
Zvine nzira ye Mweya hre
Maporofita enhema
Umm madzibaba varasika tsanangudzo vakungoita kuti zvichinangana chete apa
Mwari huyai vana tsikamutanda vanetsa. Kutsvaka mari chete.kp tsananguro dzevanhu sei dzichiiswa pa public
Wanenhema awa
Ini ndakaneta nhazvo ndichinyererw kugezesw mvura dzemuteuro zvisinga peri Aaah
madzibaba awa ngawadzidzea ethics ini ukandidaro zvibhakera,zvinotsva pasowe ipapo
Madzibaba dondo nxiii zvimibvunzo mhandoi izvozvo hapana chinoonekwa apa
Kupedzegwa nguva bastaaard
Madzibaba mati munorapa cancer iri muchibereko ngavatange vaenda kunotariswa kuti zvechokwadi vanayo here cancer yacho mozovarapa kuti vanhu vazonyatsopupura chokwadi ummm Mwari ngavatibatsire tiudze vanhu chokwadi
Madzibaba kuray aaah
Mukatongoona mafoni achibvuminzwa pasowe zivai mukunyeperana uye munhu kadzi ukasimudzwa pasowe inofanira kupfugama
ayas
Ko zvakapfekwa nemwana zvapinda papi
Vana madzibaba musarerutsa chinamato ichi zvomoita izvi hazvisi mutsananguro yevakatumwa
Ndne chifembero
Madzibaba ava ndakambovaona vachitaura paTV vachitaura pavakatanga chiporofita vachibudisa mavideo varipasowe vanhu vachidonha nemademon ko sei vanhu varivashoma zvakadai nembiri yamaibudisa paTV ini ndave nesagutsikana zvakanyanya ende isu tichikura taingonzwa kuti kumasowe hakutenderwi ma4n plus ukadaidzwa nemweya unopfugama hautauri wakasimuka hamenewo Kuda kuchinja kwezvinhu
Kkkkk hanzi chitengerei chidhakwe kkkkk
Ponesai nyika musinga tsvage mbiri kana kuda kuzivikanwa zvakanyanya dzizdisai nyika kunamata mwari chaiye ita varanda pakubata basa rashe kwete mbiri nnokuti inopera
Unopenga iwe huya tikuporofite une nhema
Takabva neko kuchipostori uku hapana zvakafamba, Sekur Tasvu ndr munzira
🤣🤣
Vanhu musa pedzerwe nguva mhanii neduzvi irooo rakamira mberi kwenyu
Zvobhowa taura hako nxaaaaa
Batsirai makanyarara cht kwet kuda kusoro itanhoroondo
Akati mwari ari musango ndiani.mumba mako imomo arimo
Vanorwara madzibaba ava , unoudza munhu chihure ko chavanoita ivo kumasowe chitaurwa naani? These guys are very scandalious and hau expose munhu in that way you can see she is vulnerable and hapana munhu anodanana oitiswa mwana on purpose it happens and its every womans dream to get married, ndasvotwa fani vachiti chimhanza ku scanner vanhu chiikowo rubbish😡😡😡😡
Futsek mupositori iwe hausi muporofita dhemet mhani iweee
I agree 💯 with you
Mucharohwa nemheni mumiti imomo ibvai apo
I can smell the evil inside gemenz
🤣
Ko tatambura seiko muzimbabwe kunevanhu vanonzwa ngoni kudai taneta kunyeberwa
Gegegege
Vakomana varikutsvaga mari.......kkkkkkkkkkkkkkk
Ndakanzi $800USD mukurumidze
musiyeyi akaramba achidayi arikusangana nazvo very soon, kusungwa nekurwiswa nezvauri kudenha izvooo. mumwe wake akapenga akazonotongwa akaputiswa fodya kuti apone kuBindura ikoko kkkkk
Chokwadi vanhu vangabuda Mumbai unoitiswa zvakadai
Vanhu vasingaverengi bhaibheri vanonetsa tingadai takupai maverse revelation 13:6 chimwe chikara chinonyengera vanogara panyika chichishandisa vanhu kuti vaite minana sekunge vakatumwa namwari vanhu vekumasowe paridzai zvajeso kristu akatifira pamuchinjikwa kuti mweya yedu iponeswe not zvana ginatsio zvenyu muchiparidza vhangeri renyama
Zvajeso ndiko kwazvitori saka vachinamata chishanu vanorangarira kutambudzwa nekuroverwa kwemwanakomana uye kurangarira chaakafira saka zvjesu neBaba vacho ndiyo nhau itoriko
@@alecmbudzi3410 wakambomunepi jeso anoita go back to sender ndezven'anga zviya aleck kana uri kumasowe buda nhasi chaiye utsvage jeso wechokwadi wamboona vanamadzibaba vachitaura nezvajeso kupi chavo kutaura nezva pio Johanne ginatsio nayakope mheno ndivanani akuna vhangeri rakadaro
Masowe haina go back to sender asi ukabvunza vemasowe zvirikutoitwa ipapo hazvisi zvekumasowe
B
Kkkkkk
Nonsense
This is so wrong.
Fake madzibaba awa
Toda kundiso chete apo kwete kuita kunge makutuka munhu mubaysirei
Toilet iripi ndapreswa.
Madzibaba ava is rude and extremely disrespectful. How do you talk like that kumadzimai... Vele masowe have no respect for vakadzi always going on about chihure. Vakadzi vacho hanti vanohura nevarume? Why kutongesa one side chete? Mmmh let's have respect veduwe kwete kushaina nokuti unechiporofita... Very bad!
Tibvirwe batsira munhu kwete kutaura zvekutsvaga mbiri rubbish
🗑️
Rubbish mhaniii zimuporofiti renhemaaa bvapoiweee
😆😆😆
Zvima fake people izvi
Haaa rubbish
Fake prophet, more than fake, ko kubvunza kuna mai vemusikana adii kuporofita kuti vakafa. Ave kunzwa ngonono. Ko kuzoda kuti zviiswe pa record iye achinyepa kudai nxaa anopenga mudzibaba uyu. Pasi nemhandu.
Team iro rinoziya but zvinhu zvacho vazvichije
Team iro rinoziya but zvinhu zvacho vazvichije