That song mwanangu ndinewe. It's not a song yekutamba nayo. It has MOVED me. Udza vanhu varurame, udza vanhu vanamate, usatye ndinewe, wana nguva ndinewe. God is faithful. God is true. God is amazing. God God God , ITS ALL ABOUT YOU GOD🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Trueth in this song Baba vanoziva zvavanoita.My child was expelled from school. I kept and keep mu trust in thyee. When the school re opens l went back and my child was taken in.Chokwadi Mwari vanoziva zvavanoita uye vakandirangarira.Awesome Good.
Lord remember Zimbabwe Lord remember our country Lord . sent Moses to change Zimbabwe Lord we worship forgive us if we have done wrong to you my Lord we need you God of Abraham, Daniel,God of michek and Abenico, God of Jakobho and Isaac remember us us country we suffering we are in a desert
Thank you Lord for the gift of life,l was sick in intensive care room no one was there,but you only God was there with me,now you heal me lm shining again,l gave to you is praising your name,You Great
Chokwadi Ndizarurirei Jehovah. Very spiritual and timeless, 2002 production. You have reminded me of my team, sadly three of them are no more. May the Lord find space for their souls. Shalom.
Think of mountain Matopo all night prayer connecting with my God who deserves the very best. Sungano Apostolic women's fellowship i really miss you ladies.
Hmmmmmm glory ngyajabula kakhulu mangizwa ingoma ethi tirangarirei Jehovah, all l need is more of you Holyspirit and less of me ,though l fail you Lord remember me and my fmly all the days of my life ,lm nothing without you my Father

Amen
@@pamireparirabrighton
Amen
ana
Ngoni dzashe Jesu ngadzive nevese vanotenda muzita raJesu, kubva zvino nekusingaperiii Ameeeen muZimbabweeeeeee.
🙏
Am soo Blessed ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
❤❤powerful song baba munoziva zvamunoita amen 🙏
Nziyo idzi dzinosimudzira munhu kuswedera Pedyo naMwari rudo rwaJesu rwatisanganisa ,Dai tsitsi Neruda zvaigara munesu kanga Dai kusina matambudziko❤
Amen Amen
Amen 🙏 Baba vanoziva zvavanoita Glory to God hallelujah 🙌
Jehovha, zvamuri Mwari wenyasha musanyarare ndisimudzeiwo ndifambe
This song that touches me the most ndeyekuti ndisimudzei ndifambe it heals me deep down ❤❤❤
Trueth in this song Baba vanoziva zvavanoita.My child was expelled from school. I kept and keep mu trust in thyee. When the school re opens l went back and my child was taken in.Chokwadi Mwari vanoziva zvavanoita uye vakandirangarira.Awesome Good.
Amen
Am blessed by e song Ngakuve kudakwenyu baba it gives me peace
Ndinozwa kukombererwa nenziyo idzi dzechipostori dzinoswededzera mweya wangu Kuna Mwari
I ❤❤❤❤❤it
@@ShimeiMaiden-u7r Amen
These songs reminds me of my late mom😭😭,dzinondisvitsa pakadzama😢
Be strong my sister kuronga kwa Mwari hakuna anopikisa
Hupenyu hwangu hwakarema asi kuburikidza ne nziyo dzenyu ndichasunungurwa❤❤❤
you're not alone 😭😢😢😥😰
Lord remember Zimbabwe Lord remember our country Lord . sent Moses to change Zimbabwe Lord we worship forgive us if we have done wrong to you my Lord we need you God of Abraham, Daniel,God of michek and Abenico, God of Jakobho and Isaac remember us us country we suffering we are in a desert
Amen powerful. Kupona kururama
Amen ndasumudzirwa moyo wangu
Mwari wakanaka l tell you what he has done in my life l cant even explain god is great
Ini ndakomborerwa zvangu Nyika inorema baba tinunurei tinamate pasi rose 🙏🙏🙏🙏🙏 Amen amen
Amen
Nhasi nguva dzino dza2334hrs my spirit yasimudzirwa uye ndanzwa kunyaradzwa pane zvandiri kuchema thank you for uploading these songs ❤
Ok my sister dai Mwari vakusimbisa
U can say it again,simbiswai
God is good always nice to hear the song with such melodious voices
Ndizarurireyiwo Mambo pane zvese zvakavharika muupenhu wangu kumhuri ,nekudzinza rangu rese tizogonawo kuimba hozana
Where can i get these songs
Hallelujah 🙏 Mwari ndibatsirei ndikuzivei zvakakwana Amen.
Amen
Tanga warurama kuna Baba. Quite a gem, very real and deep. Thank you. Shalom.
🙏
My spirit needed this ..Thank you Holy Spirit for leading me to this divine healing and uplifting music ......
🙏
🙏
👏
22
Amen
Amen .baba vaneni nguva dzose ..pakurwadza pakusuwa .ndinewe ndinewe.
🙏
Thank you for this song ..l play it today nziyo idzi dzandibata❤❤❤🙏
Amen and Amen
Misodzi yangu inoyerera wen listening to these songs 😢
Ndikagara gara ndonwa! Thank you Holy spirit, thank you Jesus!!!
my 3 yr old son anenguva yekuimba song iyoyi ndinonzwa seanditsura zvakawanda.ndonzwa kubatikana akatanga kuimba
@@ciceliabesa818 ndeyekut chyee sng iyi tinoda kuzokomborerwawo uye nekudzidziswa nekuti nziyo dzevaditi ava dzinokomborera nekutendeutsa
Thank you Lord for the gift of life,l was sick in intensive care room no one was there,but you only God was there with me,now you heal me lm shining again,l gave to you is praising your name,You Great
Amen
amen
Amen
Amen
Amen
I love this song
GRACE!!!God you are forever faithful.feeling blessed😭😭
🙏
Amen ngarumbidzwe ari kumusoro soro 💙💙💙
🙏
Chokwadi Ndizarurirei Jehovah. Very spiritual and timeless, 2002 production. You have reminded me of my team, sadly three of them are no more. May the Lord find space for their souls. Shalom.
🙏
❤
Amen and Amen
May the soul of those who are no more rest in peace
Ndizarurire mazambara lm feeling blessed
Mwari vakanaka,feel blessed with the songs
Amen amen...Ngavarumbidzwe Mwari wenyasha
Amen
Ummmm ndanzwa misodzi yank ichiuya kana ndikanzwa nziyo dzenyasha may God bless
Amen Mwari ndakumbira kurangarirwa nemi
Amen thanks lord
Kadunyiswe u Jehova.Amen welcoming 2024 on new years eve with this blessing. Ngarumbidzwe Musiki .
Amen
Think of mountain Matopo all night prayer connecting with my God who deserves the very best. Sungano Apostolic women's fellowship i really miss you ladies.
😊😢😊😮😊😮😮😮
Mwari ngarumbidzwe, feeling blessed I feel much closer to the almighty
🎉God is gracious...thank you holy spirit ❤❤❤❤
Amen. Ndasimudzirwa Mweya wangu
🙏
That what we now ❤❤😊
I love this song. It reminds me of my late mother
Eish very sry dia bt hope wen yu play this songs yu will be btter
May u be comforted dear
Wonderful song amen erai bsba
Amen amen ndizarurirei mwari wangu
Amen ndanzwa kukomborerwa ndanzwa kudzamirwa nesong Mwanangu ndiwe 🙏🙏🙏
Hmmmmmm glory ngyajabula kakhulu mangizwa ingoma ethi tirangarirei Jehovah, all l need is more of you Holyspirit and less of me ,though l fail you Lord remember me and my fmly all the days of my life ,lm nothing without you my Father
Amen
Hallelujah 🎧🎵🔥🔥🔥 kuimba kwengirozi dxomudenga 🙏🙏🙏🙏.
🙏
Amen and Amen
Amen chokwadi ndisimudzeiwo ndifambe,
Amen
God is good all the time in my life l healing with that song🎉
Ndzwa kusununguka pandahwa mziyo idzi mwri ndisimudzirei tifambe neni amen
Oooh my God this song I remember in Nyanga Dundumaro
Amen , muri Mwari nguva dzose
Ndirangarireiwo Jehovah Ini nemhuri Yangu🙏🙏🙏🙏
Thank you, this reminds me of my Grandma vachinditeurira 🙏🙏Hwedza Chitope.
🙏
Hwedza Chitope mbuya Claris takananga pamasvosva
I love these songs , draws near the Almighty
🙏
I really ❤the song
Amen 🙏🏾 kuti ndirarame ndavekuda kwenyu Jehovha ♥️🙏🏽Mwari muno rwira zvakaipa makandikoshera baba vangu
Amen
@@pamireparirabrighton 🙏🏽🙏🏽
Amen ngakuve kuda kwenyu Mari true when God says yes it's amen and no one can block
Zvapupu zvajejovha bishop vachara(rip)
Amen and Amen,Nyasha dzavo Mwari ndadziona
🙏
I Feel My wings growing, uplifting to The Most High
Ngakuve kuda kwenyu Jehovha,Amen
Glory to jesus it brings me to god bless my children and my mum dad and my brothers to come close to god❤
Amen
Wosaana
@@pamireparirabrighton
Mwakanaka Jehovah ndinotenda nekuyimba kwakadayi kunokomborera zvikuru. Ndinonzwa kusimudzirwa moyo zvikuru nevayimbi ava. Vanosanganidzisa neMweya mutsvene.
Amen and Amen
Amen Baba vanoziva zvavanoita
🙏
Ndinoitirwa Nyasha ,ngariende mberi inzwi Ra Johane
Amen mbiri Kuna baba
Mwari ndi Mwari vakanaka lessening to such melodious music ndinonzwa kurerukirwa kunyangwe zvinhu zvakaoma zvinengei
amen
Nziyo dzenyasha .amen dzanyaradza mwoyo wangu kundivimbe naiye arikumusoro kudenga.
🙏
Ndisimudzeiwo ndifambe touching song😭
🙏
Keep on singing Angels of God.
Ngakuve Kuda kwenyu imi Jehovah Amem
Jehovha wenyashaaa❤❤❤
🙏🙏
Ndonziyo dzaiimbiwa kare kare idzi uchiti ukaita hupombwe waionekwa uri kure kuti reururai baba
🙏🙏
Amen mwari makanaka nguva dzose❤🙏🏽🙏🏽
🙏
Ngavarumbidzwe musiki🙏✨
@@carolinezenda1264 Amen 🙏🏽🙏🏽
Thank you Father, thank you Jesus, thank you Holy Spirit 😢
Hallelujah, imbotigadzirirai mix tape renziyo dze bheriya timbotamba kusvika mai vapopota.
Ndinotenda hama yancu togadzirisa
kuda kwenyu Baba ,titange tarurama Kuna Baba ndonzwa misodzi kuyerera Jehova pindirai ndifambe pamweya ndiite sezvamakandituma😢😢
Amen
This song makes me strong l Love God l trust him Amen
Amen
Blessed enkosi ndiyabulela
Holy spirity
Amen, God is Good ❤
Baba vanozivazvavanoita Amen.
Mwari ndiMwari akanaka veduwe ndinonzwa kusunungurwa nema songs aya baba batai ruoko rwangu ndifambe nemi
Ishe ndisumudzeiwo ndifambe🙏🙏🙏
🙏
Ndisumudzeiwo ndifambe!!
thank you this soul raising worship songs
🙏
Mwari ivai nesu munguva dzose amen ndakomborerwa ini
Amen
Amen baba tiwanirei nyasha nguva dzose kunyangwe satan ari pabasa asi ahana simba kukunda imi muri kumusoro 🙏🙏
Amen🙏
Amen
Powerful song
Nziyo dzangu chaidzo ,Tirangarireyiwo Jehovah👏🙏🙏🙏🙏🙏
Amen
No weapon formed aganist me shall prosper
Amen 🙏
Mwari rumbidzwai muriko kumusoro
amen
Almighty God's grace be upon every creature I love the songs
🙏🙏🙏🙏
Thanks God u are shach holy too us amen
Amen
Amen and amen ndaiitirwa zvakanaka
🙏
😢amen munyaradzi ndimi jehovha