Handifunge kuti vakaromba .mukazvitarisa vanhu vanobatsira zvemashuwa varikuita mari vanhu havazezi kuburitsa mari especially kana une dambudziko ende uchaona vazhinji vachiyambutswa.tarisai kuzara kuri kuita kwanasekuru mazuvano vachida havo zvikopokopo vanotadza kuzvitenga here
@@Thandiemoyo9345 Zvikopokopo asi zvavacheap here but nyangwe akapihwa matendo kusvika pachikopokopo 🤔🤔🤔or maybe ari connected neoffice yebank renyika. Not that am jealousy jealousy no
Te devil worshiper thy became happy when thy kingdom flag is raised up gutsikanai nezvamunazo Owen akaisirwa tsananguro kuti imburu risina munyatso if u know u know wat l mean 😂
Owning a donkey 20 000 years is like having a ferrari. Only a horse for Kings was any better. Jesus was a rich guy. His father's was a carpenter. Again to this day it would have been a skilled engineer
and that's where people lost their way of believing true God and turned to a man of God.Zvakanaka kuropafadzwa asi pakasawa nekuzvikudza chte zvese boo.Wanhu worega kutarisa kumunhu asi kuna Mwari
Shoko renyu nderechokwadi hapana chakaipa kuratidza vanhu zvaari kuitirwa naMwari wake. Ndiyo testimony yacho inokurudzira vamwe kunamata. Asi pamazotuka apo aaah baba zviriko here
Anyone can ride , drive and or fly anything they want , this includes even man of God. But to group mapostori with believers is very wrong. These people need Jesus. We need to pray for them.
vanhu vakaromba murikurwadziwa nendege yemupositori sei uchijajira munhu huoenyu hwanopihwa namwari wake unogoti tichaona chikasvika gore rinouya ndiwe mwari hre iwe iwe ndiwe uchatadza kurisvika gore rinouya negodo rako iroro pamberi nemuchinjiko
I just hope havana kurombaaaa 🙆🙆🙆🙆 anyhuuuuuuu noti my business 🤣😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
hurombwa uhwu
Handifunge kuti vakaromba .mukazvitarisa vanhu vanobatsira zvemashuwa varikuita mari vanhu havazezi kuburitsa mari especially kana une dambudziko ende uchaona vazhinji vachiyambutswa.tarisai kuzara kuri kuita kwanasekuru mazuvano vachida havo zvikopokopo vanotadza kuzvitenga here
@@Thandiemoyo9345 Zvikopokopo asi zvavacheap here but nyangwe akapihwa matendo kusvika pachikopokopo 🤔🤔🤔or maybe ari connected neoffice yebank renyika. Not that am jealousy jealousy no
@mitchy🌹Mari dzirikuchajwa nevabatsiri hamuzikudziziva imi kkkkk
Maratidza kut kumasowe hakusi kwevanhu wenhamo kune vanhu wane zvinhu zvawo big up madzibaba Owen
Madadisa mambo rambai muchibvuma kutumwa
zvozokupei musi wekuguma kkk
@@JOETSINAZ izvo zvawe zvake na Mwari wake umwe neumwe anomiririra nyaya dzake
Te devil worshiper thy became happy when thy kingdom flag is raised up gutsikanai nezvamunazo Owen akaisirwa tsananguro kuti imburu risina munyatso if u know u know wat l mean 😂
@@takudzwachakanyuka6079vatumwa nani 😂😂😂😂😂
Varume musatambe naMwari stop all this Nonsense. Muchatongwa nemazuva ekupedzisira.Mwari torai vanhu varikutamba neZita renyu zvakaoma shuwa.
Winibhoni rushanga zvichamedzwa nerushanga
Kokuzadza vanhu nehuruva kani
😂😂😂😂😂😂
Ndinoti tirikurarama mumazuva akataurwa nemutumwa kuti zvichashamisa kuona vana vebvudzi pfupi vachifamba nezvemudenga asi zvavakuita hazvisizvo kuti zvakuiswa pamanhare mbozha nekusvika panzvimbo inokosha neshangu nenhare mbozha zvakanzi zvichafambiswa nemashoko kuti vanhu vatema vakomborerwa kwete nenhare mbozha
Baba ndege haishamise chinodiwa kupfeka Jesu, ko iwe handiti anga akuudza kuti arikuuya plus munorangana tibvirei nez ikwambo zvenyu
Jesus only entered Jerusalem riding on a colt .though He was God
Owning a donkey 20 000 years is like having a ferrari. Only a horse for Kings was any better. Jesus was a rich guy. His father's was a carpenter. Again to this day it would have been a skilled engineer
🤣your prophets come with motorcades though 🤡🤔
@@tafadzwachikuvanyanga8046 doesnt make it right either
@@JOETSINAZ there is no honor in poverty IMO .... if God has blessed you enjoy what he has given you ......
Mudziyo wake munhu kkk
Hanzi wana Mai wese handei kumasowe whilst warume wari busy nema selfie mukati ndivasingadewo here
Wow 😲 that's nice madzibaba
Kkkkkk ndiye anotomirirwa kuti pfumbamwe ibatwe
and that's where people lost their way of believing true God and turned to a man of God.Zvakanaka kuropafadzwa asi pakasawa nekuzvikudza chte zvese boo.Wanhu worega kutarisa kumunhu asi kuna Mwari
Asi vakagadxira yavo vega kani helicopitayo kkkkk ngekut nyatii dxechikopokopo ma C10 hero basa kana makandiwa chsiyo haana kusvika apaa
Kana madzibaba vachigara nzvimbo iri far from Chitown hapana chakaipa kuuya havo neR44 asi kana vachigara padhuze hapana reason yekuuya nacho paChurch
Zvakazarurwa anoti ndakaona chikara chabuda nemugungwa, vanhu vazhinji vakarasika vakatevera, chikara..
Chaai🙆🙆🙆
Kumasowe kwadirwa sugar
Ko varungu zvavanonzi vana vasatani,ko kuzofamba nekushandisa midziyo yakagadzirwa nevana vaSatan zviri kufamba sei?
Yooo be blessed henyu kana muchinamata zvomene?????
Zvakanaka chose izvi. Asi ngatiregei kuzoguma tave kunamata munhu nokuda kwe fuma yepasi pano. Mwari vamutungamire madzibaba.
Kudya manna yaGabureni here ukuu or imanna yana tulabhechuludhe😂😂
Waoooo I love this voice ooooohhh my God 🙏🙏🙏
Chakakosha kuponeswa kwevanhu pachokwadi.. zvekuuya nehelicopter izvo imwewo mbiri zvayo...
Hanzi kana kangoma koririsa kanenge kave pedyo nekuda kubvaruka vanyanya vanhu ava
Musarwadziwe
@@rangamahosi9611 harirwadziwe zvekudaro zvotosiririsa tosangana kumagumo
Ko aita sei belief yemaafricans kutyisidzira vamwe what is so special kutaura zvakaipa
Ummm kunyangwe basa richikura um isu takanzi tiri vepadondo ndivo her zvakataurwa naBaba Johanie umm ngatifambe mutsoka dzavo nemutsananguro Hanz hatifaniri kufananidza chinamato chedu kana kukopa zvevamwe zvimwe zvandakaon kudzika mabanner panguva tichinamata umm zviriko her izvo mapositori
Hanz mkunyanya kuenda pamberi pe camera Mambo😅
Ko amai madximai varip asi itsvimborume creb here
Ko gombwe ngaritengewo charo ka handi rinot rinemari 🤣
Vanhu vakapusa yoooh
Nekuti vadini?
thanks
Musashore mwari vanopa
Chokwadi hama.
Zvakarambwa izvi hazvizi zvema sowe
P
Makosha madzibaba owen
Pachiri kunamatwa mwari here or vanhu vakunamata auya nehelicopter ne helicopter yacho hahaha
Johane masowe yakuita zvemafoni here pamasowe isu takabvako zvisiko izvi
Chinokura chinanamato chabb johane
Hazviko kumasowe zvemakamera izvi arikuuya Moss nemasimba
True
Idi katatu
Zvichiri zvamwari here izvi or yawe shoo off
Vanababa makudzinga anamai imi matora mapic wani
😂😂😂😂😂hanzi madzimai endai kumasowe apa ivo varibiz kutora maselfie haàa zvinhu zvachoo
vakadzi havasi vanhu zvitoyi kkkk
Mhuri haina kukwana zve iyo
Chimuti chirikuma sowe musarwadziwe vanhu
Kkkk
Kkkk
Masowe zvaazvinhu
Let's not judge purizi
Wese arwadziwa neizvi urimbwa yemunhu ,pazvinoitwa nemaprophets emasuit hamushore munoombera maoko nonsense
Haiwo kudya mari dzevanhu uku kachaputika mudhenga rikadodha nemhino
Shoko renyu nderechokwadi hapana chakaipa kuratidza vanhu zvaari kuitirwa naMwari wake. Ndiyo testimony yacho inokurudzira vamwe kunamata. Asi pamazotuka apo aaah baba zviriko here
@@vtagsvtags2234 zviriko
Hazviko kumasowe
Is he married?asking for myself
Yes happily married .mkdzi wavo akanaka shame
🤣🤣🤣🤣🤣
Hapasisina zvechinamato apa chishanu chakasiya kare,hapasisina kunamata apa,chavachinakidzwa,ne show off chete chete
Jah love once warned us tave mumazuva ekupedzisira minana ndooo yavanotiitira vanhu vakushamisira
Tsanangura mbichana. Kushamisira handina kukuona ini
Minana shuwa coz mupostori akanzi anofamba netsoka asina shangu kkkk
@@ruvarashepasirayi7293 ndiani akadaro?
@@shingiraitrevormboto2105 baba Johane
@@ruvarashepasirayi7293 ahhh..saka ndozvamuchonazvo izvozvo? Life changes. Maakukwira mota kuenda kumachurch, jesu akambokwira mota here?
Uuuumm vakutopinda pagwanxa here vasina kana kubata pfumbamwe mukufema kubva mugate rip racho imii ityai mwari
Uum! Ko zvarakaita kunge getekete rekwa Chingoma wani. Haaa achenjere kudonha naro akauraisa vana.
Chinondirwadza pavanoitira church yvo pane mnhu akazvisungirira pamuti akabva afa...mapostori akazouya pamuti iwowo ndipo pavanomamatira
Shuwa vanhu vechurch comparing na passion java meaning kuti vari kuita zvoitwa naJava mari dzisina trail red robot
Makomborerwa baba
Mnangagwa haana kuzviziva kan DAI akatosvikawo kuzocampaigner
Ku Ticktok ndova follower asi handisati ndamboona mudzimai wavo
Stay blessed vapositori
Newewo Sparks wamadzibaba kkkkk,,, vanopenga vanhuvese ivavo
Urikt vanopenga nekt vadii chenjera kutora mhosva
@@davidgondo3341 haiwawo zvekupenga kushamisira zvisina bsa imbwa dzevanhu vese
Nekuti vadini?
Inga zvinhu zvinochinja ba Prince
Hameni zvinotendwa zvichiitwa muchitendero chakanaka chakabva kudenga
Anyone can ride , drive and or fly anything they want , this includes even man of God.
But to group mapostori with believers is very wrong. These people need Jesus. We need to pray for them.
Aa haiwai tichione kusvika next yr munacho chitoy ichocho zvekupenga izvo hachiuye Kumba kwangu ndechako vote yangu handimise pandinoda kuisa nekuda kwechindege chako
taura hako
vanhu vakaromba murikurwadziwa nendege yemupositori sei uchijajira munhu huoenyu hwanopihwa namwari wake unogoti tichaona chikasvika gore rinouya ndiwe mwari hre iwe iwe ndiwe uchatadza kurisvika gore rinouya negodo rako iroro pamberi nemuchinjiko
Aaaaah yaaah handidi nemashoko angu
Zvivana madzibaba zvenyu zve showOff izvi
Vasvika kubvepiko
Yaaaa nyika yese ichaziva kuti akaita zvinhu zvakanaka hakusi kuromba chakanaka ndokunonzi kunamata Mwari verugare
Gimmicks....
Kkkkkk gore rezvidzidzo
Hachisi chiya chikopokopo cha Daniel chingoma here
🤣🤣🤣🤣 aewa ichi ndeche ku vic falls
Ungati ndicho kkkkk
Ko zvadii
What so special
Nxa there's nothing special shame 🤪
Attention
Ndivo vatotarirwa nevanhu kukunda Bishop......money,money ,money Bigupp Madzibaba Owen
Tikati garei garei tibva taramba tichinamata Mwari chete Iye Oga akaita denga nenyika nezvise zviri Mairi kusannganisira iwe neni. Taramba vanozonamata Madzibaba Owen ndawa vaita chikoppkopo pliz musanamate Madzibaba Owen munhu haasi Mwari pliz pliz ranbai muchinginamata Mwari
Yaa kugashira muporofita kuita kunge vakugashira Mwari
Ndinonoka zvangu ndiri kumabuckets emafuta ukoo neflour nehupfu
Kkkkkkkkkkk
Ko mukadzi wacho ayawo here
Nerajohane
Asi havana mudzimayi here zvavauya vega nevana
Vhunza wena tizive😀😀
Kkk vanawo Mai Prince zvazvinhu
kkkkk ko zvayaida kudonha nhai not safe at all
Madzibaba Owen was driving it ...
I saw 2 businesses written on the board,
" Why Not"
Another one was :
"Where is yours"
This Helicopter should have above stickers both sides.....
Source of income?
X
Dj spark hapN chataona
Ummm
Ichooo
Ko mudzimai wamadzibaba avo aripi
Mmmmmm kuchahemwa
Owen wacho ndiyani pasowe ndiye mukuru ere mhaa matii ndoda kuhwisisa,saka muchaitasei nhai nechikopokopo chacho
kkkkkkkkkkkkk saka muchaitasei
Ukaita bzzness remicheka yewhite iyo unogona kutoita bag
Kkkk unoto tenga hako nawo kkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂Zvikasashamisa haasi mwari. ndeyavo baba avo hr. Tinotenda mwari kana vakashanda zvanofadza baba kudenga
Zvokwadi zvikasashamisa haasi Mwari ndeyawo zvomene
True zvikaitwa nema Pentecost zvakanaka asi kumasowe hanzi zvaipa
Zvamwari hazvina ndionekwe, apa hapana zvekunamata
bho here maselfie negemenzi
Ndiro sowe rekudyiwa serevhita ka iri
Hahahahahahahahaaa vanhu vese vanobva vabviswa kumabhegi kunzi huyai mutambire chiremera chauya haaaaa gore rino munomama nekuitiswa😃😃😃
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Zviriko here izvi
@@proudtapfuma9997 kutsvaga mbiri havo hakuna zvakadaro 😂😂😂😂😂😂
Haunyepi
Siyai vane chinamato chavo vaite. Iwe kune kwaukutoitiswawo soo.
Even ana .makandigaya vanotenga zvinhu vani
Kkkkk madzibaba sparks
Ropafadzo
Kwava kumberi uku
Pakaipa.
Yesaya yesaya