Iwe benzi ramambo iwe vana ngavatongwe nemhosva dzavo then baba avo vafambise nemudhara uyo tumadhara utwo hatusapotwe asy kana urimuroyiwo its fyn vasiye hako vatambure
Hay hay mambo ndowirirana navo pakut Vana vakatadza kurova baba ....but nhau ye witchcraft inoda kuongororwa zvakana usati wapa hash mtongo wakadaro ..baba vanogona vanawo mbobo but zvinenzira yazvinoitwa nayo to prove it ukasungisa Vana nenhau ye witchcraft unenge wavarasa saMambo cz kumapurisa vanot Hakuna chinonzi uroi because you can not prove it saka Basa remadzimambo nderekubatsira vanhu maifanirwa Mapa Vana mukana wekut vafambe kun'anga kana 3 zvadzo afterwards you give your judgement
That's why vati mapostori vauye then votaridza proof , member idzo dzedzekurova mubereki which is 100% correct Baba vakazobatwa hushereketwa vopihwa mutongo wavowo
@@DeanHendricks-zd1wy Hakuna mutongo wakadaro mombe mombe each person dzakawandisa dayi atoti chibatirai baba venyu makuku it's much better kwete Kut mombe munhu wese dzoenda Kwa mambo hazviko izvo
Iwe shamwari don't be stupid , wakambo enda pa police station ukawona office yema detective ma postori here? Wakambowona pasirese nyika inochengetedzwa nema postori Kana vane simba sezvawuriku funga , don't be stupid
Apa apana kujeka kana ka1 apa madii kungoti vana fambai nababa moona ari wrong vabereki vakabata bata ava musavavhikirire zvenyu zviri kungoitika vabereki vachingopupura vega kt vakabata vari kushandisa vana kutonga apana apa mri kungotuka vana zvenyu zvorwadza kutsikirirwa zvakadai
Well done chief ga ga ga ga ga straight to the point,hamutendereri
well done Chief magonesesa
Great job! About time these fake prophets, witch doctors and their followers are held accountable
Well done chief.
Thank you chief for protecting our elders
Mambo unogumbura ende urimuroyi
Mambo Ngezi havana hunhu ngavabatsire vanhu kwete kutuka
First pano
Ndomira nachief
thumbs up Mambo Ngezi
Hapana chatongwa APA
Well done chief mapostori anoparadzanisa mafamilies.
Mus wamodyirwa mwana newenyu mubereki muchazvi nzwisisa
Iwe mubereki chaiye anopedza vana vake wani sei kuvarambira
Chief uri muroyi iwe wakaromba
Vabereki varikuroya vana mazuvaano musavavharire kunze vana
Mapostori ane pesaniso ummhhh ini hndimade zvngu puuuu
Muchida musingade mapostori acharamba ariko
honai magumbura mambo I have never seen him akatsamwa
Iwe benzi ramambo iwe vana ngavatongwe nemhosva dzavo then baba avo vafambise nemudhara uyo tumadhara utwo hatusapotwe asy kana urimuroyiwo its fyn vasiye hako vatambure
Machief akaromba ayo surpoting huroyi
😊😊😊😊
Ndaseka chief avo magona baba havarohwe ne mwana chero vachiroya
Uyu chief ndewe nhema uyu anongotqura ega zvake haapi vanhu mukana imbwa mdara uyu vana vari kuroiwa apa kasekuru aka katori nemugara n'anga zvacho kaMambo aka kakayovharwa zvko
Magona chief
Magona mambo ndokunonzi kutonga uku
Baba vanawo mubobo ndivo vakadhla muzukuru . Kuvarova was wrong asi kuroya vanogona varivo vakuto roya baba ivava
Mapostori why are you so evil ☠ in mambo's own words "mupostori imbwawo zvayo isina chayinacho" 😰
Mapositori anofarira kupesana kwehama. Evil people those mapositori😡😡😡
Shoko raMwari rinoti kudza vabereki vako kuti mazuva ako ewedzerwe panyika.
Chokwadi vana ndavabve pamusha pemudhara uyu
Ngezi unonaka kutonga kune nduramo
Hay hay mambo ndowirirana navo pakut Vana vakatadza kurova baba ....but nhau ye witchcraft inoda kuongororwa zvakana usati wapa hash mtongo wakadaro ..baba vanogona vanawo mbobo but zvinenzira yazvinoitwa nayo to prove it ukasungisa Vana nenhau ye witchcraft unenge wavarasa saMambo cz kumapurisa vanot Hakuna chinonzi uroi because you can not prove it saka Basa remadzimambo nderekubatsira vanhu maifanirwa Mapa Vana mukana wekut vafambe kun'anga kana 3 zvadzo afterwards you give your judgement
That's why vati mapostori vauye then votaridza proof , member idzo dzedzekurova mubereki which is 100% correct
Baba vakazobatwa hushereketwa vopihwa mutongo wavowo
@@DeanHendricks-zd1wy Hakuna mutongo wakadaro mombe mombe each person dzakawandisa dayi atoti chibatirai baba venyu makuku it's much better kwete Kut mombe munhu wese dzoenda Kwa mambo hazviko izvo
Uyu haasi Mambo uyu anenge muZanu, kutonga nyaya here ikko kutonga chitororo. Awona sei kuti muporofita or vana vari wrong
Iwe shamwari don't be stupid , wakambo enda pa police station ukawona office yema detective ma postori here? Wakambowona pasirese nyika inochengetedzwa nema postori Kana vane simba sezvawuriku funga , don't be stupid
Tibvire mapositora aparadzanisa ukama nxaaa 😢😢
But mombe dzinofanirwa kupihwa baba 🤔
Apa apana kujeka kana ka1 apa madii kungoti vana fambai nababa moona ari wrong vabereki vakabata bata ava musavavhikirire zvenyu zviri kungoitika vabereki vachingopupura vega kt vakabata vari kushandisa vana kutonga apana apa mri kungotuka vana zvenyu zvorwadza kutsikirirwa zvakadai
Pamusoroyi panopfungaira pane moto… Ngapaitwe investigation pa level ramambo kt inhema here dzemaporofita pamwe ichokwadi…
Unoona DNA murume achiramba mukadzi nemwana hanzi ndakan̈zi nemapositori mwana haasi wangu DNA yoburitsa zvichinzi mwana ndewenyu baba
Muroi muroi musatuke mapositori
This chief is talking rubbish 🗑
First pano