CHIVHU LIFE AFTER DNA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 31 ธ.ค. 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 1
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our TH-cam Channel: th-cam.com/users/ch....
I like your honesty my mother ane nzeve ngaanzwe, muroora chinjawo respect haitengeswe
Mum of Boyz let's gather here I understand mama vemukomana I can feel her pain 😢
Leading by example munhu waMwari...❤
Mainn please may you cherish this man, he is a rare breed esp in our African culture.
Mai ava havarovi imbwa vakaviga mupini. Straight to the point
I like Amai she's very honest guys to be honest
True
Hapana chikudiwa being a Christian nekudzungaira zvakasiyana. Madzungaira mukoma. Siyai munhu aende ku muma rounds ake nevamwe. Makamisa mumhu at the end munhu anozongoenda. Plus vanhu Vakanetsan hautsamwire moms. Now munotya kuti anozvisuglngirira muchazozvisungirira imi mukoma mave ku Regret zvama ma sacrifice amunenge maita. You don't sacrifice pamunhu akadai. Munopinzwa pamusingabudi mukoma. Mom vatopedza in short siyai munhu pasat pave nemwana.
Imi siyanai nezvekumba kwemurora chenjerai kuita dambudziko
Nhai
Muninina handina mashoko mazhinji ndikandire number dzako ndikutengere hupfu, mazai, mafuta, nyama nedovi zvekuwedzera muimba yako. Hondo yako ndiwe wega urikuiziva and you are fighting it well. Shoko rinowatsura satan kusvika ashaya pekubata rinomufumura paanenge akahwanda. Hakuna Munhu ari perfect tese tinotangira somewhere...after realizing our mistakes. Mukadzi anokuda uyu and you love her you are intelligent...dananai kusvika vanhu vati wakadyiswa. Wacha hembe batsira kusuka nekutsvaira. Chinoita kuti vanhu vadonhe mweya wetsvina ukabviswa Munhu anofamba zvakatwasuka...tese pasi pano hapana mutsvene
God bless batai tinashe foundation mumupe
Chokwadi
mukoma vatotagetawo kunodyiwa mazhanje emusango kkkk next time kuzongoti mainini ndini wekukusapotaika paye madzingwa chimbondionai nezvamaipa kuBrine. Hakuna munhu anosapota beb rawakatanga kudanana naro iwe then womitisirwa nemumwe wopedza woti ndorida zvakadaro
Haa izvo Mufundisi vakadhakwa kare plus vaMugabe izvo ndiwo anonzi mahumbwe ukadzi akanzi haarambirwe uroyi asi anorambirwa kuhura iro ihure iro
Mai vane point zvavo mukomana anenge akadyiswa uyo
Sandy, your mother in law is right. She has every right to say what she's saying nekuti she's dissappointed. All you have to do kuzvininipisa and prove her wrong nekuchinja hunhu. She loves you because she took you in pawakauya nenhumbu. First step was kuvakumbira ruregerero panezvese zvakaitika and behaviour change. Kutsiurwa rudo. Asingakude anokusiya uchiita self distruct.
Every wise child must learn to listen to a mother when she speaks like that. Every child must know when a mother speaks from the heart.
Tese tiri vatadzi we fell short of glory...Jesu ndiye ega akatendeka mhai
Usanyepere Jesu panyaya iyi mjani
Kana anga akatendeka sei asina kuroora?
Saka tese zvatiri vatadza ko vari muma Jeri vari kuitei? Tovaburitsa ka?
Ummmmmmmmmmm kuchenjera hachisi chivi. It's not a sin to be wise. Wisdom wisdom
uri hure
Moms ava vari right varume. She is a rare breed. Haaaa mwanasikana marriage wakaitanga nenzira isiyo...
Foundation yacho Haina kunaka
True that
Tose tinokanganisa guys, but it's not good kuudzira munhu zvekuita Gary haasi mwana mudiki he knows what he wants but mbuya ava is trying to manipulate marrge yevana its not right. She is very wrong
@@Mbegabulawe marriage mazhinji atinawo Mukoma takamatanga nenzira isiriyo vazhinji vedu....vazhinji tinoroora tatizirwa and it's been like that for generations
Amai avo vane bitterness I think vakasiiwa
Thank you bamnn God will bless you a million times 🎉❤
Gari is the man. Blessings to you my young brother.
He is a weak man
Zvakaoma Gari is a fool open ur eyes that girl is useless
benzi iro. shame
This lady I could tell from the onset kuti she knew muridzi wemwana. Mazwi evakuru hawaite pasi. Gari is doing it to protect chifundisi. Asi muchachema chete pamberi apo. This lady itsotsi big time. Munhu asingagone kutarisa vanhu kumeso leaves a lot to desire. 😢
Mahure ndiwo akusupporta mufana uyu
Taura hako 😂😂😂
Kkkkk😂
Nope vanomuziva hunhu wake plus hamai garry is number 1
Taura hako dear😂😂
😂😂😂 chokwadi
God bless you Gari ne mukadzi wako isai zvese kunaMwari mufundisi .....mama achachinja muroora
Mwana mudiki anochinja anongoda kudzidziswa chete
😂😂😂😂😂
Anochinja munhu ndiye achatozovachengeta
Mwari mkadzi hure..aahhh
aaargh
ayewa ruvengo rwamai is too much yes makoti akatadza bt iiiii vazonyanya...WELL DONE GARI NEKUMIRA MEMUKADZI WAKO
iye muroora ngayite hunhu please
Ndangofarira hangu part inoti "mhai uyu handina prblm naye, kna ndazoita prblm kumba kwamai vangu ndinokuziva... Ini ndini ndinoziva uyu kudarika imimi uye ndinoziva imi kudarika iye.. Welldone Garry you kumira naye
Gari Amira nehure rake. That young man akafushirwa. Shadhaya needs to have a serious talk with these young folks
Haiwawo. He doesn't even address the disrespect the wife shows to his mother. Kutadza kumhoresa an elder ....a basic thing. No matter what rudo rwaMai haruenzaniswe nenjapisi idzi. The guy anenge zuzewo. Kahure ako kamusikana ako and ma brother emuchechi always end up with njapisi dzinenge dzapedza kuboorwa nemaboorangoma.
Musikana haana kudzikama. It will end in tears.
Mukadzi uyo ihure iri. Gari akatozungaira uyu
@@ShalonyChara kupusa pro max
Kana ndichinge ndamuda Mama musandirambidze Rudoo ndirwo rwunotumaaa heeeee mudiwa wangu ndokubereka bhabhuuu in Killer T's Voice
Asi vanhu vakuru uchavada muhupenyu munhu ratidza hunhu vakuru vachitsigirawo rudo rwenyu not kushaya respect kuhama dzemrume apa uchivachengetesa mwana asiri wavo zvimwe zvinoda kunyarawo
@@vivianmugowa3918 very true
hanzi haabvire kunamaaaa, asi handidi nayeeeee, nayeeeee, in Gaffa's voice
True kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze rudo ndirwo runondituma😂😂😂😂😂
Amwene chero vatongoti havakude that's it usafunge kuti vachakuda chero ukatenga sugar vanoti inovava@@vivianmugowa3918
Vanhu bible rinot mukadzi anorambirwa mujolo kozvekut God bless Gari murkuzvitorepi Mirai mujolo
imagine
Garry you are a true child of God, l am learning a lot from you. I am way older than you but yooooh this young man is a great man
True
True me too l learn something from this guy
This guy is a simp
Hapana apa the guy is he a weak man confidently confused.vapei time kana dzungu remupfanha rapera vachabirana chete.vapfanha vakadai vanozotanga kusaidhirana nehama dzavo akutaura chihure chemukadzi kana zvazonyatsotosvorana.regai hwakadero idutye mpfanha uyu.
Team rida mwari rine kamwe kakudzungaira I'm team amwene
wooow the fear of the Lord is the beginning of all wisdom. Ndaona plenty of wisdom kuna Pastor. May your family be blessed abundantly dhiyabhori anyare agoziva kuti there is a God in heaven. Dai kufunga kwebenzi. dont create scenarios dzisina basa. People do change, only God doesn't. Asi mai ava vanoziva kuti mwana wavo ane problem? Handisati ndaona mukadzi anotonga mwanakomana zvakadai. ko baba vaGari varipi? dont worry haauye kurufu rwenyu vanenge vave kuAmerica.
😂😂,
Gari you are a real man. And you have aheart of God
The Mother in law is just as coldhearted . She has cultivated so much hatred kuita kunge muroora atora murume wavo.
Ivo amwene mwana wavo haasi wa Gift Amuli here??
😂😂😂@@gracechikanda4159
Haa mangwana ucharira boy nemukadzi uyu🙌
Mukadzi atopihwa licence to keep doing her thing
This girl is very disrespectful Gari wanirwa nyasha naMwari
Kurira kupfuura ngoma yejekemisheni chaiyo.
Sad indeed. I felt the pain of the mother-in-law
It will end in tears. The girl haatorina kudzikama.
Musatonge imba yemwana, love conquers all. Zvamati you are a Christian act like one and forgive, give the kids a chance yuhwiiiii
Amai l salute you muri well cultured my sister regai mapenzi aende kwavo vandodanana ngavabve pamba penyu kahure ako katsotsi kemunhu
Uchatotukirwa comment iyi. Mai vane rudo nemwana wavo avo
@@mbizi4573 Nyangwe amai vakaita rudo nemwana wavo but kumutambira achida pfambi yakadai zvinoitawo here?
I support your point 💯
Hapana apo, let her respect decision yemwana kwete kuhumana. Vanoda aroore ivo here
Vana vazhinji avana vakadzi nekuda kwana amwene vanema big mouth
Ndaona Gari achema pamberi apa, heartbreak part 2, ilizwi lomzali aliweli phansi👌 bamba khonapho Gari
I love you mummy ndiko kuti amai uku stand your ground protect your son kusvika vanasikana vaita hunhu
Maybe wadliswa lo.. I love that mom in law
@@babaradncube straight!
Kkkkkkkk
Very true that girl is rude .how can you look away when an older person is addressing you..aiwa she’s stubborn
Ngatirege kusupport zvakaipa munhu nga respecte hama dzekumurume.ukaratidza kuva rudo nerespect kunu pepedza zvese.awuwini nohunhubu ,kanauchida murume endure zviyedzo zvose.
Masoko makukutu..Amwene varikutaura zvikubvao pasi pamoyo wayo n mwari ndiye anoziva chokwadi
Marriage is a life time thing and to start a home with a cracked foundation, as a mum of boys I stand w mum, I will give my son the same advice
The world is full of evil
Ko ari mwana venyu musikana akadaro maida kutii chii mugoni vepwere ndeasina
@@WilfredMutanga if i had a daughter she wouldn't have done this at the first place, you humble yourself in your in laws house, the fact that she is still in contact with baby dad, she knew who the father of the child is, it won't surprise me that she is still in love with baby dad
@@WilfredMutanga kana muroora akatadza akatadza. even wangu akadaro she must face the music. the mum is one in a million. nowadays its difficult to have someone who fights for your well being
Mama mune nhongwe zvamava kutongesa muroora kungendimi gari wacho iiii muroora hapagarike apa siyana nazvo
Apa apagarike zvachose ngasiyane nazvo hongu akatadza asi mai avadi zvachose
Brain waku Dhara anongo taurwa nezvake ,chero akaita mistake akungo tongeswa 😢😢 .Haa zvakaoma
Imagine kungodai brain kungodai brain. Haaaa vamwene vave kutobhowa ava. She has got so many negative thoughts aaaaah. Ndovanhu vekusiya mulife. Hanzi ndagara ndinorwara ndikazofa wauya then what. Nxaaaaaa kuda kutopumha muroora huroyi ka uyu
@@LillyMabairev😂😂😂😂😂 vagara vanotarisa ava too controlling hayi ngavasiye Gari aaa
Chokwadi kana mai vaSandy ngavatore mwana wavo because iii haana kutombogamuchirwa zvachose plus change vachaiona sei ipo pasisina kushanyirana
Iyi nyaya inoda kusvitswa ku part 10 chaiko over 10+ years. Very strong points raised by both mum and son, which makes the whole issue a bit complicated.
This young man ane rudo, respect and wisdom. What's happening here is mai vanga vagara vasingadi mroora. Sunungurai moyo nekuti hapana wamurikurwadzisa except wenyu mwana. Vanhu vanochinja mfunge. Plus mroora didn't know kuti Brian is married but she chose your son kutaridza ndiye waaida. Dai akatanga aenda kwa Brian taiti odzingwa ndipo pataiti Gari is at risk. Baby girl wawanirwa nyasha. Kutadza kuri muvanhu Prove vavengi wrong be faithful to husband. God bless you union.
kutaura kwe hure promoting such rubbish
Mai ava ndimai vanerudo plus vanovaka. Havadyi huroyi nokusvoda. Varikutaura chokwadi chavo chese pachena, havadi havadi.
She chose her son nekuti choice ndopasisina. Dai Brian ari single, aigona kungoenda ikoko
By that time she knew Brian was married. Akanyatsoziva kuti Gari akapata
Zvagara mukadzi ane shavi rechihure harambwi.
Gari wakagamuchira mwari nemoyo wese be blessed my brother ini ndinoona maita imba yakakomborerwa nemuroora uyu.
What a load of b. s. A blessing, what planet is that? The poor boy will pay believe you me!
A marriage is considered a marriage when you marry a virgin, that's says the Lord. Learn or Perish
That's nonsense
Iwe this is not a Nigerian move this is a real life hapana imba apa.She knew nguva yese Kuti mwana ndewani.She is a cheater and a prostitute she'll never change.Mbudzi haicheme semombe but zvichigara pamwechete.Pfambi haichinji inguva chete she'll do it again
🤣🤣🤣🤣🤣
Mhama siyai vana vadanane chinonzi regedza ndochiri mumaoko kwete chiri mumoyo, Gari ibva pamba pamai vako wotsvaga kwako wega, munin'ina chidzikamawo zvawapihwa imwe chance chidzikamawo wodzidza kubva pamamistakes ako, ida vamwene vako even vasingakude Mwari ngavaropfadze wanano yenyu wish you the best
Nyadzi dzinokunda rufu. Kuvhara kumeso inyadzi. Ini ndinoona kuti she is honest haana kumbopoterera. Uye zvevamwe varume wave kutaurwa ratowe drama nokuti akabvuma kuti ndiBrian zvikatobudawo pachena kuti ndiye baba wemwana. GARI UKAMURAMBA ATORI HONEST UYU. WAUCHAWANA WAXHO MWANA WANGU AKAVIMBIKA NDOUPI. HANDI UNOONAWO MAMWE MADNA EVAMWE. DAI AMAI WAKO ACHIMBOAONAWO. AMAI NDINOZIVA ZVINORWADZA ASI MUPEI MUKANA MUROORA WENYU. REGERERAI
Kupa munhu nhumbu isiri yake achitohura aine murume ndiyo honest yacho?
Ngakaende kahure aka. Dai pasina kuitwa DNA she was going to take that secret to the grave.
😂ndoyakunzi honest iyi? The girl was dating and sleeping with 2 guys at the same time pasina protection, pedzezvo moti she's honest...imika.
@@mbizi4573ndiye atanga nazvo here zvekuita 2 boyfriends nguva imwechete
Dai Gari ari mwana wenyu maisataura izvozvo….
Salute you brother no one is perfect yet god is the only judge
BS!
Umm musasimbisane pasi pezuva, pastor varikuvhara nechikapa chekapfambi ako, atovhiringika Gari kkkkkk
@@DarlingtonChipunga Ndofunga kanogona basa kamwana aka mubedroom umu coz kashoma murume achengeteswa mwana asiri wake aite rudo to this exrend
Not everything is about bedroom things no one is perfect that which you are wrong with if the person next to you would hold against that you will be single by now but or have no one on your side judging you that mother is forgetting that it is not her duty to take or leave the woman if we google her we will be shocked kutonzwa Kuti vaitove wild zvekutodaro aaah man we need so many chances in live than one wrong act
1 pastor was not supposed to have sex before marriage but mother never comment on that
2pastor was not a virgin
3 pastor is more mature than his mother she is only stating what happened not advising vakutozviita mwari HANZI DONT COME TO MY FUNERAL SHE KNOWS SHE IS ABOUT TO DIE SHE MUST JUST DIE SILENTLY SHE IS NOT A SAINT
Saka mai va Gari pavachange vachibereka mwana wa Brian kumusana se step muzukuru, ko mai va Brian havadi o here kubereka kumusana muzukuru wavo mwana wemwana komana wavo.
Don’t worry Gari uripachipari na Brian.
Your mother is right every child DNA
I can feel the pain inamai waGari 😂😂😂 vachapedzesera vati hausisiri mwana wangu vachafa neBP. Gari akuda munhu wake😂😂
Ndine Moyo murefu pakuda kunzwa nyaya dzekwa VaMugabe and team.
A genuine person will never hide her face. It's a red flag.
Mmmm munhu anotadza Amana but anoregererwa.....ko ivo vanorwadzisa nei nevana avo ndavavasiye vana vanogara Pavo Vega aaah......kutaurisa uko kufa kudyara mhodzi yeruvengo mumwana wavo
You are not perfect.People learn from their mistakes.Amai pamwe ndiye anokuchengetai mangwana!
You can say that again
Yeah, she appears Muroora ane attitude problems, respect hapana
Ndimai Mufundisi ka vanozonyarirepi pamberi pesangano kikkk
You're very very Right man of God
Munoratidza kt munotya Mwari mfundisi
May the almighty God richly bless you
Pastor vaigochera pahutsi....hure iri rawana munhu waro😂....Momz avo is 💯% correct
The young man is right A man must stand with his wife not his mother
Pastor vakaputa
pastor vakabikirwa ava munhu akuuyira nenhumbu isiri yake wongo ramba uchida munhu akadaro ini noooooo
Siya so
Variko her ma pastor vakadai soo😂😂😂
The way he looks at them both wen they are discussing together muroora naamwene 🥰🥰🥰. Our boy is so genuine, please muroora don't mess up our brother, take care of him very well. MUROORA IF YOU MESS HIM UP AND DISAPPOINT HIM AGAIN YOU WILL YOU US TO DEAL WITH, ESPECIALLY ME I MEAN IT!!!! 😡😡😡😡😡😡👺. I HAVE GROWN VERY PROTECTIVE OF MY BROTHER HERE. ❤❤❤❤
Amai endai ne vana kwa T Fredy or Miracle Paul.mumbondonzwawo ne vanhu va Mwari.Gari ngaandorutsiswa you.
Mai vakaoma ava yes pamwe muroora akabhaiza but amwene vakunyanya
Ende vanozomboda kuonekwa semutsvene. Noone is perfect. Vanotorwadziwa shuwa kuti mwana wavo aita basa pamba just because murume wavo aisaita. Hanzi vanhu vanozotii achitsvairiswa.
Muri muroorawo amai forgive and forget zvodawo pa private siyai vaviri vadanana.kutonga ndekwa mwari
@@PriscaWhite-ql9ptnhai apa ivo vaimutsvairisawo
Ko vamwene ngavape múroora second chance veduwee hapana asingatadzi
If you were in her shoes u would understand
Gari you a true man of God
Mom's vagaries mukagara musazoteerera mashoko evanhu . Vanhu vano paradza
Vanonetsa vanotaura taura haiwa ngavarege Gari agare nemùhu wake
Momz yaGari haitode muroora! From the onset, she never liked her
Ngavasiye Gari aite zvaanoda ne life yake yhoooo!!!
Amai you don't have to judge.ummh
Moms avo i hope vaiona these messages vanotipa hasha kani , vanhu during dating vanoita too many boyfriends. ko ivo vakuda kumanikidza mwana sei , how she is speaking shows she has her own trauma yekusadiwa also pavakaroorwa nxaa vanotipa hasha mhani . iwe Gari enda unorodya iwe
vanonzwa nyaya kwese kwese shamwari dzemuroora.Votizve shamwari dzaGarry🙌venenge vangori on a fault finding mission..Ko dai Brian asina kurooora yowe yowee
Big up mama munhu ngaaudzwe chokwadi kabenzi kamuroora aka
Thank you Gari ,wasarudza zvinoda moyo wako ,pray for your mum vagone kuregerera muroora and kt muyanane mhuri ,kumuroora ndinovimba wadzidza ,wabatisa mashoko nepese pauri kukanganisa all the best to you guys! Gari kana wada kubatsira muroora batsiranai zvenyu ndorunonzi rudo.
Hoooo; but amai avo has very strong points. Tinoziva hedu kuti vanhu vanoda kusapota girl child - asi uuummm tarisayi mativi ose. Uyo muroora itsotsi (hure) chairo. Imagine, wapa munhu nhumbu isiri yake woramba uchihura, nekutoshungurudza vana vaana tete futi, asi if you are double-shuwa kuti pako pane 100%? Hapana muroora apo!
imagin ari mwana wako ungada mroora akaita seuyu here sharon this is serious
Mai vati garai henyu mese bt away from her.
And she is rit.
Hameno. Achavafunga Maivake ava vasisipo. Kuenzanisa rudo rwa Amai ne rwe njapisi yakahura mwana. Such disrespect to your own mother is beyond comprehension.
@@stacey4012kuvafunga chiiko avatadzireiko siyai vaviri vadanane ndiyani asati ambotadza pasi pezuva
Even muroora akatadza Amwene mazonyanya kuvenga chaiko true hatred.zvekutozoita kut munhu haachinje momuziva sei.manyanya .Gari une Moyo wakachena Blessings to you son
❤❤❤❤❤🎉🎉🎉
hakusisiri kunzi munhu akatadza asi rwatova ruvengo chairwo
Iwe unoda here kuti mwana wako awane hure iro
@@Hungwe ravo rakatadza kuita win saka riri pamba bt iri murume aramba naro saka muchaita sei kkkkkk
Chamutadzisa kumhorosa mama chii kahure aka
VaMugabe Mr Bota ndinokumbirawo last episode Gari aakugara nemukadzi wake .....maita basa
🙌🙌 amwene hava feme pakutaura
Vano shusha
Noone is perfect
Muno taura muchi nyararawo
Mipfuhwira rudo😂
Ini hubby wangu aitondi geza body yese..kuwacha..kuita ironing out of love
Sure vangatambudzika nekuwachirana mabhurugwa kwevanhu zvinei navo plus mwana mudiki uyu arikudzidziswa ruvengo nambuya
She's so much into Gari's business!
Apa kutaurisa
Vachanyara marriage iyoyi yatobudirira vatoenda mberi Gari and wife!
Ngavasiye mwana ah
sure noone is perfect but from the first episode hiding your face from others its a big NO she is not a wifey material lets be real here
Kubatsirana ndorudo but iwe seminars u need to show that respect and also knowing kuti duty rakati is mine if help comes well good enough
Murume wako I mhata, ndiyani anoda muroora hure tsvina itoyi , 22years ochengeteswa mwana asiri wako
Gari God will bless you.. you're a child of Almighty
Follow your heart
Amai vako kuvenga muroora kunge vari pa barika xaaa
Mai vakavenga mahure
Bible rinoti mukadzi anorambirwa chipfambi. Musada kukurudzira munhu pasina. This guy achachema hake in future. Takabva neko. Talking from experience.
Vandisvota mai ava,kuomesa moyo kuita muroyi chaiye,manje ndiye muroora achavachengeta iyeye
@Pitbull3342 she was not yet married paakaita nhumbu
@@mbizi4573any proof yekuhura?
Amai kurwadziwa hako but uum vanowanza mashoko.dai ari Waco mwanaskana vaidai here.Weldone pastor for giving our young daughter another chance she is a good woman mistakes happens❤
Young man you are a true man of God.... keep up the spirit you have
Indeed he hears from God not people including his evil mother.
Man of God has been pussy-whipped. Pastor vachaita post-nut clarity
Unotopengawo iwe mhani chiiko newe.nxaaa
@@blessingkumona-tz3tb ko kungobvuma kuti pastor vanakirwa nemukongo vakati zvamai handichada?
@@colouritdesignszim7186 pastor has been pussy-whipped
Amen pastor,uri munhu waMwari chaiye unogona kudzidzisa amai ipai mroora wenyu nguva muone zvekufa inguva yaMwari siyanai nazvo
Havana kut rambanai. Vati endai mogare kumwe kure uko nemunhu wake.
Simple!!
Gari thank you nemwoyo wako and mainini kana manga muri kufamba zvisizvo aiwa mochinochinja mafambiro moita muroora wamai chaiye, mhamha tongokumbira muutewo mwoyo murefu mumupewo second chance muroora wenyu.
Muroora itsotsi uyu, and mukomana uyu ngaasiyane nemusikana uyu, vanhukadzi vanozivana, Mama is right
Guys dont suport zvisina bsa
umm vanhu mune hutsinye shame
Moyo wangu wetsemuka hangu this is so sad vana mai sei tiine hutsinye vananyakutumbura
@priscasibanda9340 hutsinye huri papi apa? Saka iwe unotoona zvakaringana kuti munhu atore kahure ako? Mune vana here vanhu imi? Every good parent will do exactly what that mother is doing
@@mbizi4573Chikristu che3rd World Pentecostal Religion chapusisa Africa I tell you!
Hat inotoridza kuti muroora ibhinya.
Pastor vakashandwa traditionally.
Gari udlisiwe wena kikkkkk
am praying for you both. Mwari vakurwirei from MIL. she hates daughter in law with a passion, i hope MIL is perfect. Muri mharadzi gogo, learn to let go of your son atokura. some issues are petty, not for national TV. Sei kuita semunoda kuita imba nemwanakomana imi??? muusazvipembedze rudo, rudo runoonekwa nevamwe, rt now hamuna kana rudo mfunge. by the way respect is 2 way. give this girl a chance, anotokutyai thats why achidzokera kuna mom vake. Pastor is a real man, ramba uchida mkadzi wako, you will see God's blessing.
@@peem-k9608 Mai iyo doesn't have a heart.havadi muroora besides kutadza kwake.kutadza kurimo matori vanhu but zvekuzodzikisa ruvengo like zvavaita ahhh hakuna moyo wakanaka wakadaro.aive muchoto mwanaskana uyo.zvanaka vavasudurutsa.
Hawaiti mai avo
Mai vakadai havatombodiwa nemahure at all. Rambai makatsika mai. Mwana wenyu ari kuitiswa nemagarinya
@@mbizi4573taura hako diya I salute mai avo bcz vakatoona kut ihure muroora uyu plus kna wasvika pamba murume wako akadzidziswa kusuka mandiro angacharamba achisuka hre iye Ave nemkadzi uye kumunda kungasara kumba vamwe vachienda kumunda hre zvimwe zvacho zvinoda kungonyaravo veduwee
Asi uri hama.yehure iro kani muti wemusango hauiswe pamusha
This couple needs to forge their own path, far from vamwene. Not that vamwene is a bad person, I totally understand how she feels about all this situation. Mubereki wese haangafari pakadai. Mufundisi ngavanogara kwavo vega nemudzimai wavo kana vakaregererana. I also hope that mudzimai uyo haazopamha zvaakaita pakutanga
Kana vanogara vanozoziva kuti pane pano zoda hama
@@kudakwashebumhira1787 chete chete iwe wagonesa kutuara ndawasuduruke, wagone kutangidza life makhoti achigadzirisawo paakaresva kunaamwene kusvika vadzokedzana, mangwana vamwe wachazonyara ariiye achageza mai awo dhodho, trivaroorawo takabva neko uku, asi nhas tingorimo vanozotamba irikurira amwene cz iwo waimbowewo muroora
If you listen to closely you will realise that amwene is manipulating her son . She is basically saying choose me or her. Tete vakasiira muroora here kana kuti mai vavo mwana. Vati wavo murume Havana kumuwachisa uyu haasi murume wavo. Vati amwene vangu ivo havasi amwene wavo. Munhu anobatikana and anotadza asivarikuda kumutongera chitororo kunge ndivo Mwari.
@@YollandaKernanet you are ryt hko, thank you
Shiri inemuririro wayo hairegi
The mother is Wright but for sure this couple must reunite mamistakes arimo mulife no one is perfect even vakawana umwe muroora wavanoda anonge asiri perfect, everyone deserves a second chance, mukadzi uyu adzidza chidzidzi she must go and change for sure
God bless us all amen
Mother inlaw she is right. Mwanakomana akadyiswa anoda kurutsiswa akuziva kuti haazi vake. Vozivazve kuti arikuita zvevamwe vakomana achigara pamba apa arikungoda chete zvakadaro ummm
Gari well-done and mai wako unovaziya hunhu wawo Nusantara mai awo yoweee
Iwe unoda here Kuti mwana wako achengeteswe Mwana Asiri wake.We have to be mature this is not a Nigerian move it's a real life.Once a cheater always a cheater
Mai vaitasey mwana arikuchengeteswa gora ndiani angasekerere zvakadaro
I feel like mama is justified pakutsamwa kwavo. But mese makuisa Gari pakaoma. I feel the toughest battle is being forced to make a choice than realising kuti mwana angaasiri wake. If i were you hangu my sister, ndakuikumbira ruregerero. Separate yourself from this if you really love this man. Give him space off this cloud. Wonorarama hupenyu hwakatwasuka pamberi paMwari. If you truly ddnt do zvese zvataurwa. Kana ariwako, Mwari vachakurwira. Cut all ties and communication. And leave it to God. Gari, may God truly bless you for the person you are. May He bless you with the love that you deserve. You are a lover and vanhu havangazvinzwisise nekuti they judge from zvekunze, iwewe your love is unconditional. May God truly give you the comfort and the direct you jn the path you should follow.
Good mother in-law.I stand with you
Wish paine button to tag pane vakazonwa mushonga varwadziswa
Thank you
Dai ndirini vese naGari wacho handaida kuvaona
You can forgive bt to forget mawaza Gari
I do support her as well.
Gari is not in his senses as of now, achazovhurika hake pava pamberi
At first I was on the side of amwene being a boys mom bt pavaramba vachangotaura taura ayyyi 🙌🙌🏽🙌🏽 vandinetesa
😂😂😂
Hakuna Amai vanoda Mwana wavo Kuti arore hure.Long lasting like a mother's love remember this.Amai vari right 💯 because muroora ibere in a sheep clothes.Who will put order in the house kana Mai vakanyarara ,i really like the fact that Amai she's very honest
😂😂😂😂 vanotaurisa hayiii vandipedxa
Hure kudiiko haisi mimba yekutanga here mistake inowanikwa wani akahura here yoor@@ElvisMawele
Turuuuuu
My guy be blessed continue with your good ❤️ heart ,BRAVO
Respect muroora to be haana ,ambuya/Amai warikutaura iye busy ne phone yake instead of showing remorse shuwa....Ane bad attitude arikutotarisa kuside kunyanya ambuya wachitaura no no no.....l love this ambuya she z an asset panyika....Mashoko awo anowaka Zimbabwe yose chose
Haisi phone arikutambisa maoko zvekunyara
Mr Mugabe Dai makapa Makoti Kuti akunbire rurugerero
Apa nyaya iripo apa iri kurwiwa Spiritual. Pane anobuda usiku umwe haabudi saka kana kurudzi kwenyu zvisiko hazvobatiri. Maonero angu muroora ari kuramba kubuda usiku. Saka nyaya inototsvakiwa kuti zviite chiremerera aenda. Mkomana ari kuziva pane nyaya kungoti hauzotendeki mai. Muroora mwana mudiki chaizvo anotoda kudzidziswa nokutotumiwa. Tisadaro veduwe vana vese ve generation ino vazhinji vacho ndozvavari vanongoda moyo murefu. Ngavangoenda kuno renta because hamungarambise vanhu vanodanana.
Brother you're 1000 times correct. Mom is in the negative and muroora is on the other side . Mateminals haasi kubatana in the Spiritual world 🌎 🙏
May God bless this marriage till it prosper bcz the battle of mother n muroora will continue 🙏 ✨️
Haurevi nhema ko paakubudiswa kuti ndikakosora ndikafa zvinonzi ndauraiwa nemuroora nxaaa vanopenga Amai ava 😢😢 apinda busy muroora 😢
Ngaandorenta anoiteipo
Thank you haaa mukomana anonamata uyooo and aneRudo
Idai muroora wenyu coz boy akuda munhu wake❤❤❤❤😂😂😂
Gari’s mum is the best. Gari akadyiswa chete. Hakuna rudo rwakadai. Ko anoti haasati anditadzira ko cheating and kupiwa mwana asiriwako nhai Gari? Gari will wake up ane HIV or another man’s child again!
Aaaa ndatoshamisika. Akazungairawo uyu
@@leechen1995uuuuum iweee Inga akadyiswa😂😂😂😂
Gari akatora musikana uyu achiziva kuti musikana wa Someone
Akaita Deal ne babie Saka havarambane , chero akabvapo nhasi vachateerana vodanana chero Gari akanonoroora mumwe mukadzi vanoramba vachidanana
@@KimCraig-g7o pamwe Gary pane dzaakatsikisa dzinozikanwa nemusikana saka anenge achingonzi ukandiramba ndokufumura. Inzwa ka Gary siya akufumure zvipere
Haaa Gari aripama1 mai anovada mkadzi anomuda so atsva dumbu nemusana
Mfana uyu, will regret one day.
I nevertheless admire how he is so resolute.
But never question your mom plz
Mashoko akanaka chaizvo from vamwene . Muroora kana uri munhu akakwana suduruka coz hanzi chihure wakawanikidzwa saka dai wafamba hako waenda . Mheno muonero wangy
Amai kana muchiti hamusati mambotadza torai imbwe mumuteme musikana Uyo tione
Moyo wavo wakaoma zvekureves
Fokofo mhani motsamwisa vanhu imi nxaaa
Vanenge musavadha mai ava. Avaregerere zvekumhanya
Saka zvekutadza kana kusatadza kwavo kwapinda papi? Iwe are you going g to accept anything and everything just because unotadza? Saka toburitsa mhondi nemabinya ese mumajeri nekuti tese tinotadzaka. This reasoning is so stupid
Haaa kwanana tibviree hure ihure kutoraewa nevanhu 2 ikoko kuita varume vairi hustupid
I stand with the mother inlaw 💯
Mukomana has been pussy-whipped. He thinks the Bible and a good heart will protect him from a cheating wife 😅😅
Me too .
Women knows each other better,, I trust mother in law as well, she's protecting her son
Mother is right, this muroora is too loose mhani.
Me too there's no sunshine into their marriage Gari akanyura akapinda nemoyo wese there's no blessing from your mother Gari please read our comments we are trying to help you here as your mothers
Ini ndinomboti vanamwene vanoshusha but pane ava ndivamwene vanodzidzisa. Muroora fungawo itawo zvinoita kuti vamwene vakude. Ipapa vose nemurume vakapfeka nguwani mumusoro apa vamwene havana chavainacho mumusoro zvinoratidza kushaya respect. Kushaya kurairwa kwevose baba naamai.
Amai ava Havana murume vane problem to the male child havadi kuti mwana uyu aroore...chirikuita kuti Gari ndinimuda is because he knows his mum now best way kusiya mum the 2 becomes one wonogara vega
Amwene ngavabude mulife yemukororo wavo
Taura hako
Iwe ungasiya mwanakomana wako achigara nehure here? Akaita chirwere hure rotiza ndiani achachengeta? Maresults akabuda ari negative e DNA, zvimwe musadaro mmm
@@salomechipfuwa5550asi ukuchengetesawo murume mwana asiri wake and outside his family too?
Chiregai vagarisane amai
inga mai vavasiya kuti go and start your life musiri mulife mavo hauiite attitude uri mumba memunhu uchudya cheziya chemunhu womupa stress vakagara vega zvinovapa peace of mind ivo,
Gari anodzoka pamhepo rimwe zuva. Manjuzu ane power Pastor. Mmmmm apa guys dont judge by its cover why asina kumhoresa amwene. Inzenza iyo
I stand with mother in law❤❤❤kip it up mum
Well said boy. You are 1 in a million ❤
That makes two of us
We all lie guys but they're things we lie about not things like this, I stand with mama shame muroora is not make sure 🤗🤗🤗
@@ThembieTemie-yb6wz makoti is too much even myself I can't tolerate her nonsense at all
hmmmmm kubuhlungu kithi esizale amantombazana
Mkadzi ihure pastor vachahurirwa vakati amen
Mukudhipisa gogo siyanei nezvevaviri,mukunyabyira murooro ndosaka achizokunyararirai nekuti munhu anosenser paasingadiwa ,haa hanzvadzi thank you wamira nemukadzi wako,and mhamha imimi you know how to push the buttons
Gari you are such a gentleman. May the dear Lord bless you
Kuitiswa is being a Gentleman ? In that case. I'm a Proudly NOT a Gentleman
Mah00le akaona fuza anomhanya kuripuruzira nekurishingisa mugwara reumbimbindoga mukurasika. Where do you stand Ms Commentator?
I love the three of them nyangwe vamwene vakuita semunhu akashata chaizvo paripo pavakabaiwa wish muroora can actually change her behaviour for real and prove mama wrong by showing her more love and respect together with other relatives.
VaTinashe could you please talk to mhamha avo kuti even vakaregerera muroora ngavavasiye vachigara kwavo zvichiriko here zvekugara nemuroora kufambirana hakuna kuipa but pakuda kugara nemwana komana aroora hazviko izvo. Kana kumusha chaiko hazvichaitwa izvo.
Mwari ndibatsirei vakomana vangu vave vakagwara kwete kupusa saGari
Baba u are a true man of God u have a forgiving heart
@@misheckbanda1307 shoko ra Mwari rinoti mukadzi anorambirwa kusavimbika. Forgiving heart yake yakadhakwa pamunhu anouya nemwana asiri wako chii chinoda kuregererwa pakadaro? Zvimwe zvacho imbofunga zviri deep you will see kuti mukadzi uyo kumuramba is the best solution. I hope kuti handina wandatuka
True and everyone makes a mistakes in life
Ndipo pacho paunoonera anonzi munhu waMwari nhai. Kuti munhu waMwari agare nehure. Inga kuparidza kuchatonetsa kana zvadaro. Taiti true man of God are identified by preaching the true Gospel, including kuti chihure chakaipa
@@TarisaiZhoyais that a mistake or she chose to live like that kusvika atobata mimba
Ndokunonzi kuzungaira. Musangoisa Mwari pese pese
Commenting as I watch.
Firstly Vamwene is an angel!
Second the angel made her sons in God’s image!! Now she is regretting how amazing her sons are????
Mama ndimi makarera Ngirozi idzi saka mati vadii nemoyo mutsvene wamakavadzidzisa??? pindurayi Mama? uyezve Makadii?
Ko moyo wavo wakadii kubatwawo neshoko rakabata mwana wavo uyu kana varivo mureri wemweya kkkk Christ us the author and finisher of our faith. Tinodzidziswa nevanhu vanogona kutosara dziri nhinhi ugoshaya kuti ko chii cos knowing Christ is from him not any man
@@laurensithole8365she is human regardless… a mother……. 😢
Tomboti Gari ndiye oga mwanakomana nesituation iyo iiii Mama yu are right. Musaitiswe BP ❤
Am team amwene. Hakana respect kahure akoo. Chero ukasvika mumeeting vanhu vagara tinoto kwazisa. Ngaakwane mwana uyo.
Nhai hako u greet 1st..kari stubborn
Amwene vanotyisa avo msikana aitotya uyo
Kakatotarisa kuside 😂
Mwana ayitotya uyo .. plus unenge waane low self esteem after zvanga zvamboitika ....kutoona Gari achisimbirira kudai ...it tells a lot about his mother..anovaziva ene arikuziva panenyaya yavo she tried so hard kuita dig in zvinhu zvinoita kuti Gari ave provoked...but mukomana didn't allow her
Amai inonzi single and search ,ndati ndokumbirawo musiye vana PLEASE PLEASE!
Idi amai ava vakaoma moyo
Ka haircut kavamwene ndaita mubvunzo.I am willing to help Gari ku inbox.Munhu anoshanduka.Amai hamuzi Mwari Simba harizi renyu!✊🏿💝🇿🇼✊🏿🌍
Mwari akuitire nyasha gari ummm mai vako kuroyi ava
Hezvo ava vamwene vachauraya muroora
Musatamba nekutenga preparation zvobuda muzukuru haasi wenyu zvorwadza iwe ungazvida here
But kn murume achid munhu wake why kumupa pressur
Shuwa vane ruvengo rwekuti muroora anodiwa nemurume wake
@@PritchardDouglasnhai ngaacheme ega
Urimufundisi wechokwadi wangu
@@artwellmatimbe7899 Gari l salute you, uchakomborerwa hko rega uwone, Mwari wanoda munhu anoregerera nemoyo wese, move on with your life with mama zvichagadzirisika as we go, mongoita vanhu boe kwawari, wachasunungura moyo
Gari...ever loving guy..I salute him
Imii, munokuza munhu achiita chibharanzi chakadai
@@PedzieGwatamusashandise bhaibheri kupusisa vanhu imi.
@@cosmasnehanda25imagine!! Mahure chete ndoanotsigira zvakadai. Same wats app group!!
Hu gentrumeni hawubhadhari Chief and these ladies take advantage of guyz like you. It will always end in tears. Muti wemusango uyo!
I wish i have a mum too i think i woudnt have problems. They do help in making decisions. Varume tofunga nemusoro usiwo this helps so much.
Type yamai ava she's very hateful. Ukavateerera unogona kufa usina kuroora
Taura hako hakuna mai vakakwana vanoda madhaka akadai
@@CharityMhizhamom is good. Kuroora kunovapa maproblems vanoda kwei?
@@shingiraitrevormboto2105 Mkadzi ndewavo here? Munhu anoroora mkadzi waanoda kwete anodiwa namai. Mai ava vqnobuda husiku vanotoda mwana wavo armored wavanokwanisa kuzobudawo naye. Munhu ndiwe unoziva chaunoda pamukadzi kwete chinodiwa namai
@@shingiraitrevormboto2105 Mummy's boy hasgarike naye and vana mai vakadai vari possessive havatode mkadzi padhuze nemwana wavo
Amai ava varikuita kunge Gari uyu ane 3 years. Munenge magara musingadi muroora but the good thing mabuda pachena asi zvoita mwari zvamati hamufe makasvika pamba pavo mwari anogona kuzokunyadzisai mukazomu need muroora uyu zvekuti munoita desperate taurai mashoko muchiziva kuti murikukura mukuchembera
Change hamufe makaiona kumuroora coz makatomuvenga kare
@@treotv2793 taura hko iweee wawanoda wacho vakatozovasema
Haurevi nhema. She hates her so much zvekuti all she sees is a devil's advocate. Mwana anguri ati sorry. But ivo havasi kuzvinzwa izvozvo.
A normal mother would react the way she did, munhu auya nenhumbu yake mumusha wotanga kuita MA scandal and you expect the mother to smile, kwanai imi
Haana kuvengwa but ihure mhani aah chiiko newe iwe kapfambi ako kandumba
Ndianiko akamboda hure pamusha
Love covers a multitude of sin. Well done Gari. Amwene is too self righteous and unforgiving. Muroora is young, ngavamuite nurture murudo. All the best to you both. Zvinhu ngazvikufambirei zvakanaka zvekuti amwene avo will swallow her own words. Kudonha kunowanika in life chikuru kumuka, shake the dust and keep going. To the young lady, moving forward usawane chipomero. Live a traceable life ubvise kutukwa pauri nemurume wako
But this girl is just so young veduwe kubva abatirwa chigumbu 😢😢 eish
Saka zvekupa munhu nhumbu isiri yake kugona here
Mbuya avo muroyi chete vakatadza kutungamidza muroora saka vaine daka naye
@@WinnieMaginyatrue ipapo
Itai serious, if you are a mother hamumbotaura tosh yakadaro
@@MrBricksZimbabwenhasi zvako she is young and need a loving mother in law to guide and support her.Amai iyi ine hutsinye.
uuuum vamwene musadaro munhu anokanganisa asi anoregererwa nei muchiti munhu haachinji hakuna zvakadaro ......Mwari vanochinja munhu zvikazokushamisai mupeiwo mkana mroora wenyu dai aive mwanasikana wenyu maidaro hre veduweee
Good decision mai Gari mungafe ne BP mwana achihurirwa makatarisa regai zviende kwamusingawoni, Pastor Gari muchadzoka zvenyu kunamama
Mune pamuromo amai siyayi vana vadanane. Imi ndimi uyo ndiye - hey too much talk ! Kana akawacha mapoto Gari wacho kuda kwake! Varume chaivo vanobatsira vakadzi vavo. Well done Gari you are a gentleman.
I support you. Amai ava ngavasiyane nevana
Mwana uyu hapana chaaka tadza uyu paaatadza handipa oni