Chegutu : "Mukomana akakecha kwakutadza kubhadhara ndobva auraya " Witnesses speak

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 29 มิ.ย. 2023
  • Chegutu : "Mukomana akakecha kwakutadza kubhadhara ndobva auraya " Witnesses speak

ความคิดเห็น • 319

  • @assanmususa7596
    @assanmususa7596 ปีที่แล้ว +21

    I taught Tavonga Form 5 and 6. I am shocked. He used to be very smart and he was intelligent. The group used to come to my house for zero nights reading and they were so focused. He was an example of a noble young man. I am shocked. Even devil was once an angel. Tavonga warwadzisa blaz, ku truster vanhu kuchanetsa wedu

    • @beniahdzikamaimakoni8
      @beniahdzikamaimakoni8 ปีที่แล้ว +1

      kushaya zvekuita chibaba , nyika ikaita mabasa zvonaka he was supposed to be working somewhere

  • @Salvation123..
    @Salvation123.. ปีที่แล้ว +10

    Baba vataura pekupedzisira mazvita henyu..Kutsvaga Mwari will make a difference in our community 🙏. He is the truth and the life .

  • @delianmudhosi7166
    @delianmudhosi7166 ปีที่แล้ว +65

    Please correct pamakati bhishu… munhu afa yeukai kuti ane hamawo.. ndimai,nditete vemumwe munhu kungoti mukomana akauraya munhu is a statement enough kunzwa vanhu vakuti ainwa nekudhakwa will paint a picture enough lets be human first vanhuwe👏🏼sending hugs and prayers to the family yafirwa Mwari akunyaradzei. MHSRIP

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 ปีที่แล้ว +1

      Ignorance is a sad way to live!

    • @tinomzeni420
      @tinomzeni420 ปีที่แล้ว +2

      Taura hako zvandishamisa kuti bishu uuuummm azvisi Boe

    • @carolinechirima
      @carolinechirima ปีที่แล้ว +4

      Shame pamwe ndozvaitoraramisa mhuri yake people judge a lot

    • @evanschuma
      @evanschuma ปีที่แล้ว +8

      The truth should be raw, stop trying to sugarcoat it, just because she died that doesn't mean she didn't sell pu**$y for a living, and her line of work led to her demise, so I don't see anything wrong with the headline.

    • @Pessiamystic05
      @Pessiamystic05 ปีที่แล้ว +4

      @tinomzeni420 but I think kuti bbishu kutorerutsa than that other one that starts with H,nway MHSRIP and I urge all those people that are doing this kind of work to be careful coz basa racho riri very risky zviri nani kutengesa muriwo pamusika than kutengesa miiri.I hope God heals the family of the deceased munyaradzwe mese.

  • @neverkabuku3015
    @neverkabuku3015 ปีที่แล้ว +21

    Reporter pliz next time don't intertaine vanhu vanotura zvisina brain, chii chinonzi kurova bhurugwa? Tiri kutaura nezvemunhu akauraiwa pano be serious. 20:43

    • @pillyncube3544
      @pillyncube3544 ปีที่แล้ว +2

      Kana Ivo Destiny Haina hunhu ndovatanga headline yavo

    • @martinamukanya1200
      @martinamukanya1200 ปีที่แล้ว

      Ighetto slang iyo 😅

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      She was not serious with herself herself.

    • @MelindaMelindaJones
      @MelindaMelindaJones ปีที่แล้ว

      I like that lady. She is good at reporting cases.

    • @Munyu_
      @Munyu_ ปีที่แล้ว

      Hahahaha...vanhu ngavataure zvavanoda, musavaudzire

  • @zwidomutheiwana5453
    @zwidomutheiwana5453 ปีที่แล้ว +26

    I kindly ask that you also include English subtitles so that the content can reach a wider audience.

  • @annagarwe1621
    @annagarwe1621 ปีที่แล้ว +22

    Baba ava varikungoti hee akarova bhurugwa vakafumuka nxaaaa

    • @josephined8931
      @josephined8931 ปีที่แล้ว

      Kana neni ndazviona Havana kukwana avo vakatsweruka

    • @AnjoJoy.
      @AnjoJoy. ปีที่แล้ว

      True, nxa

  • @artwellmtombeni1916
    @artwellmtombeni1916 ปีที่แล้ว +13

    I like the guy ane cap🧢,yaa he explained wel

    • @tabaicanking3701
      @tabaicanking3701 3 หลายเดือนก่อน

      I don't think kuti unoda Ani kana Ani apa munhu akatourawa

  • @nyashajmagora3084
    @nyashajmagora3084 ปีที่แล้ว +8

    Ivo 42 years vanhu kurai kwete kuti nyadxisa ,kuhura kusvika pakuuraiwa, laddys stop it

  • @godknowsscott8771
    @godknowsscott8771 ปีที่แล้ว +8

    The high rates of drug abuse, sex workers, alcoholism, violent crimes and all forms of societal ills which may be seen as deviant in the speculation of the society are just but symptoms of a failed state.

    • @quidproquo7044
      @quidproquo7044 ปีที่แล้ว

      Zimbabwe is not a failed State! Whatever you just described is ten times more prevalent in any city in the US than in Zimbabwe!! Criminality is a symptom all over the world, drug addiction and prostitution go along with it!! Most people, whatever their station in life, a moralistic and upright citizens!! You can listen to the eyewitnesses here moralizing, criticizing and correcting! This is an isolated incident, Zimbabweans for the most part are law-abiding, moral citizens!!

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 ปีที่แล้ว +10

    Respect ku munhu afa kwete kunyora kuti bishu

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว +2

      Ndozvaanga ari. And by choice.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 ปีที่แล้ว

      Iwe akatofa ari bishu. Uyu kana kudenga road yacho haatoiwane..rima negehena

    • @user-zn7cm7dt1y
      @user-zn7cm7dt1y ปีที่แล้ว

      ​@@maiyeukai9346ummmmmm

  • @helloitsme4722
    @helloitsme4722 ปีที่แล้ว +9

    That first guy explaining is very biased no need to interview him he’s not saying anything

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว +9

    Sure vanhu ngavazive mwari true

    • @amandahnzou1004
      @amandahnzou1004 ปีที่แล้ว +2

      Chokwadi huipi hwacho hwanyanyisa tave kurarama mumazuva ekuguma. Vanhu ngavazive nekutya Mwari.

  • @Cynthiajani
    @Cynthiajani ปีที่แล้ว +4

    ini hangu I'm still in shock ndakakura ndichingomuona muchegutu tavonga achizviendera kuchikoro achigona and akanyararisa..I'm hurt hangu but mhosva imhosva ....wakatadza tavonga

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 ปีที่แล้ว +12

    Hanzi akarova bhurugwa asina mari😅😅😅😅

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 ปีที่แล้ว +14

    Statement rekurova bhurugwa uchatonzwa raita viral

  • @christinamadyauta6099
    @christinamadyauta6099 ปีที่แล้ว +5

    Kokuuraya akadiyi kutiza akasiya zvake bhishu achirarama yoo ppl are crazy sure

  • @user-ip2ho6kp7l
    @user-ip2ho6kp7l ปีที่แล้ว +6

    Chegutu ndokumba ,..zvakaoma kani

  • @PatieLunga
    @PatieLunga ปีที่แล้ว +3

    Tavoga ndakadzidza naye 😮😮zvakaoma sure 😢😢

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว +7

    Mhosva hainei nekuti munhu aigona kuchikoro hanzi tavonga haasi muurayi asi iye atovemo nekuuraya

    • @annagarwe1621
      @annagarwe1621 ปีที่แล้ว +1

      Vanopenga avo

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 ปีที่แล้ว +1

      Atove nengozi at 18 kuenda Jeri rekukecha sure.Mai vebenzi havana mufaro sure.

  • @ema7956
    @ema7956 ปีที่แล้ว +9

    We need news.but pliz try to edit your news.obscene language is not advisable. Remember this is a public domain where every 1 with a smart phone can access.Edit yr staff

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว +3

      Phones for adults and it's adults responsibility to supervise their children when using phones.

  • @deangb8651
    @deangb8651 ปีที่แล้ว +11

    I blame zanu pf. Youth haina mabasa

    • @tektekchihera8466
      @tektekchihera8466 ปีที่แล้ว +1

      Blem the guy who killed musanhotadza kuudza vana muchiti Zanu. Dai iri Zanu Zimbabwe yese irikupondana. Kune wanotambura asiri kuuraya under Zanu. Ngozi iyo yaiuye ichirwisa Zanu. Ndopaachaona kuti haisi Zanu mhepo dzemumusha me mhondi iyo. Wangu mwana akapinda I blem my child.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      U r more than stupid. Unoda kupiwa rei? Unogona ripi iwewe? Zvoda gvt kut uhodhe kana kurima muriwo uchitengesa?
      NONSENSE!!

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      Uri nyope yemakoko!!

  • @innocentmusaengana-nv6jg
    @innocentmusaengana-nv6jg ปีที่แล้ว

    Vanhu ngava zive mwari chokwadi 👏👏👏🙏

  • @auditortandi1993
    @auditortandi1993 ปีที่แล้ว +4

    No excuses for killing, vapfanha ava vanosimbisana zvisina basa pavanenge vakaungana saka ngaapikire mhosva yake

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 ปีที่แล้ว +5

    Yatowe ngozi mumusha

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 ปีที่แล้ว +1

    Zvinorwadza chokwadi, president vauri kutaura nezvavo inga vari kushaya solution nenyaya yezvinodhaka wani, we as Zimbabweans must work together to fight this so called dombo, mutoriro etc.

  • @tinashechawatama1981
    @tinashechawatama1981 ปีที่แล้ว +1

    Chegutu my home town Kuma heroes ka uku? Pakaipa Tavonga ani?? I used to play chess pama heroes 😢

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +5

    Zvakaoma 😢yato ngozi ko kusatya kuuraya munhu.

  • @magrettiyesi7937
    @magrettiyesi7937 ปีที่แล้ว +3

    Baba varikungotaura zve bhurugwa dzinenge hadzimo shuwa murume mukuru anotoura kungo munhu anopenga

    • @fredahama4902
      @fredahama4902 ปีที่แล้ว

      Kkkkkkkkkkkk kusakwana chaiko

  • @baltazaralamu-oj6wy
    @baltazaralamu-oj6wy ปีที่แล้ว +1

    Dai mwari vaipindira economy yedu yavhuravo mabasa vechidiki vaiwana zvokuita I'm supporting mumwe mutauri ambotaura , cz ma cases ekupondana munyika arikuwandisa cz vanhu hatina zvokuita fungai kti waswera uri ku industry waswera wakaneta unozombowanepi simba rokuuraya munhu

  • @florencezembe7478
    @florencezembe7478 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu ava havasi vaitorwa here
    RIP 🙏

  • @rodahsixpence7706
    @rodahsixpence7706 ปีที่แล้ว +2

    Chegutu my home town

    • @Munyu_
      @Munyu_ ปีที่แล้ว

      Our Chegutu, our home

  • @timothychibike3512
    @timothychibike3512 ปีที่แล้ว +1

    Siyai chibhishu Amen

  • @mishiechirasha7294
    @mishiechirasha7294 ปีที่แล้ว

    Respeck di woman dem rest in peace sistren

  • @PowerPower-dk6hz
    @PowerPower-dk6hz ปีที่แล้ว

    Ok

  • @mercymwale421
    @mercymwale421 ปีที่แล้ว +2

    Haaaa zvakaoma Tavonga wakatirwadza chiii chakakubata nywe nekunyarara kwako shuwa

  • @nyashamaz9953
    @nyashamaz9953 ปีที่แล้ว +3

    The bottom line akauraya

  • @vivianmasamha9111
    @vivianmasamha9111 ปีที่แล้ว

    Although now

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 ปีที่แล้ว +1

    Yooo yaa presendent dont put him becaus is a usles man

  • @user-sx8vc7vc6y
    @user-sx8vc7vc6y ปีที่แล้ว

    🙌🤷

  • @kaylastones288
    @kaylastones288 ปีที่แล้ว +10

    Our government has failed its people ,rest in peace my sister

    • @daniusnkomo7289
      @daniusnkomo7289 ปีที่แล้ว

      Usahumhana I we

    • @chipomundava8735
      @chipomundava8735 ปีที่แล้ว

      Hatichina govt zii zvavo kunge vasiri kunzwa kupondwa kwevanhu

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว +1

      Asi unobhadharwa kutaura statement iri or hadzisi kutambidzana moto zvakanaka? How does the gvt come into this?

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      ​@@chipomundava8735saka uda kut gvt igare yakarinda vanhu umwe neumwe paari? Anombonzi gvt wacho wauri kutaura ndiani?

    • @chipomundava8735
      @chipomundava8735 ปีที่แล้ว

      @shingiraitrevormboto2105 Its not about kurinda vanhu but to look in to the factors causing all these like drug abuse ndosome of the factors they need to tighten our borders nekuisa more stiff penalts kuvanhu vemadrugs but they are left vachingoita zvavanoda that was my point my dear .Aslo vakadzosa death sentence to murderers zvinogona kureducer crime rate

  • @eleckmapedza9025
    @eleckmapedza9025 ปีที่แล้ว

    Rest in peace Bishu, bt ma statements ma mnanyama hanzi akarova bhurugwa plus bby ingobhi rinopenga 😂😂😂😂😂

  • @claudiosgumunyu3745
    @claudiosgumunyu3745 ปีที่แล้ว

    Please improve your vodeo quality

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 ปีที่แล้ว

    Rest in peace mwana sikana wakanyima bota

  • @tsitsi1350
    @tsitsi1350 ปีที่แล้ว

    Chegutu yatora chimuti pachirungu. Rest in peace mwanasikana.

  • @YvonneFungai-go6nl
    @YvonneFungai-go6nl ปีที่แล้ว +1

    Hanzi akarova bhurungwa kkkkkk,ende zvakawoma shuwa madrugs aya so

  • @eunicesithole3216
    @eunicesithole3216 ปีที่แล้ว +1

    Zvanzi mupfanha akarova bhurugwa remunhu anopenga. Baba ava futi zvakaoma.

  • @GraciousMuvengwa-zc3pq
    @GraciousMuvengwa-zc3pq ปีที่แล้ว

    😢😢

  • @PowerPower-dk6hz
    @PowerPower-dk6hz ปีที่แล้ว +1

    Imhepo

  • @SwtMusic-Pro
    @SwtMusic-Pro ปีที่แล้ว

    Pa chitongo areaz hre amana 😢😢😢😢

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 ปีที่แล้ว +3

    Mukoma avo vandii kutaura shishona zvavo pane chirugu

    • @user-sh2lw9kp7n
      @user-sh2lw9kp7n ปีที่แล้ว

      😂😂😂ndatombozvitaurawo hanzi am not judge

  • @user-jt2dd1lv5n
    @user-jt2dd1lv5n ปีที่แล้ว +1

    The sistrain for me😂

  • @gozos1552
    @gozos1552 ปีที่แล้ว +1

    Kkkkk kurova bhurugwa nhy

  • @user-kx7dc1fn3r
    @user-kx7dc1fn3r ปีที่แล้ว

    Unbelievable 😢

  • @gloriamadungwe5291
    @gloriamadungwe5291 ปีที่แล้ว

    Ko sei😢😢 ukuramba uchipa baba vari kutaura shiy .mukana wekupa comments😢😂 .tsvagaiwo vanhu vanotaura zvinobatika .please

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 ปีที่แล้ว

    Munopenga chaizo what about munhu awuraiwa .

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 ปีที่แล้ว +1

    Cap bhoo hre brother klkkkk😢😢😢😢😢

  • @dadiraimukandi5556
    @dadiraimukandi5556 ปีที่แล้ว +1

    Chipfambi magumo Acho kufa rufu runogwadza Chete zvakaoma

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 ปีที่แล้ว +1

    Hanzi even the sistren😅😅😅😅😅😅 nazvo kanha😂😂😂😂

    • @destinyabels8548
      @destinyabels8548 ปีที่แล้ว

      Kkkkkk nazvo kanha kkkk asi unobva kumasvingo 😂😂😂😂❤❤❤❤

  • @crispenmakova-ww3ee
    @crispenmakova-ww3ee ปีที่แล้ว +1

    Kuna vose vanotora zvinodhaka, please chiitiko ichi ngachive chidzidzo kwamuri. Siyai kudhakwa mutsvage Jehovha achawanikwa. Munhu haisi mhuka inongouraiwa. Chipi nechipi chaunoita tanga wanyatsofunga. Ukasadaro unoworera mujere uye unouraisa nevasina mhaka nokuda kwengozi.

  • @sandrasaize
    @sandrasaize ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma kubereka uku uri mai nababa zvinorwadza kunzwa zvakadai kumwana wako iwe uchifungawo remangwana rakajeka kumwana wako semwana akadzidza kudero

  • @PeeJayn
    @PeeJayn ปีที่แล้ว

    I wanna try dombo sàbhuku bangu banojairira 😊

  • @tinotendamacheka9908
    @tinotendamacheka9908 ปีที่แล้ว +1

    Alhamudulillah

  • @AthenaForexGroup
    @AthenaForexGroup ปีที่แล้ว +2

    Moms iyo reporter i think vakakura vachida kuverenga kwaziso paradio 2 chete

  • @prosperplumbers5098
    @prosperplumbers5098 ปีที่แล้ว +1

    Ko channel iyi inongoita nyaya dzeku bondwa kwevanhu chete

    • @wilsonlouis1867
      @wilsonlouis1867 ปีที่แล้ว

      Ummmmm ndakatozvishayawo kuti Chanel yekupondwa kwevanhu chete

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 ปีที่แล้ว

    Chirungu here..

  • @ngonidzashemutyavairi2279
    @ngonidzashemutyavairi2279 ปีที่แล้ว +2

    2023-2013=10 and at 10 tavonga anga ane ecocash mu twn today auraya munhu Tavonga avane 18yrs 😅😅😅😅

    • @leemut04
      @leemut04 ปีที่แล้ว

      Ndazvishayawo Ini kkkkkk ndanga ndisingagone maths but APA ndadzinzwisisa😂

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 ปีที่แล้ว +1

    Taura hako sure vanhu ngavasiye zvekudakwa.

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 ปีที่แล้ว +2

    Hanzi pakurova bhurungwa apa asina mari😂😂😂😂😊

  • @dailyshowtelevisiondstv5585
    @dailyshowtelevisiondstv5585 ปีที่แล้ว

    Mfana akarowa bhrugwa🙆‍♂️🤣🤣🤣

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 ปีที่แล้ว +3

    Saka mai ava vakutaura kuti varwadziwa naTavonga ko afa zvoreva kuti haana basa, u are not make sure

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      While life is sacrosanct, hure handione zvangu ari munhu ane basa ini. I hate those things.

    • @kashesheclinic5046
      @kashesheclinic5046 ปีที่แล้ว

      I think baiziva tavonga chete looks like mkadzi uyo aisanyanyozikanwa

  • @JaneRamba
    @JaneRamba ปีที่แล้ว

    Pakaipa

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 ปีที่แล้ว

    Mhepo kana dzasimuka zvakaoma, kune vabereki vemukomana, toti nematambudziko kumhuri yemukadzi

  • @medusahtaruvinga5971
    @medusahtaruvinga5971 ปีที่แล้ว +1

    Hezvo 18 yrs kukecha 42 yrs

  • @debsdebue1802
    @debsdebue1802 ปีที่แล้ว +1

    Government yakadhakwa kubva zvaurayiwa tapiwa makore ukatarisa kuurawiwa kuri kuitwa vanu munyika yedu every day hazvisisiri normal vanu havachatye coz mhondi dza tapiwa hadzina mutongo wati wavepo unorwadza that's y Vanu vasatye kuuraya munyika yedu almost 3yrs mwana afa nyaya yotombonyararwa kunge yapera ngatikoshesanei hupenyu wedu weee 😢😢😢

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      Wakakwana hako?

    • @debsdebue1802
      @debsdebue1802 ปีที่แล้ว

      Ndotonzwa nemi chiremba kubvunza kudai mune zvamaona

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      @@debsdebue1802 nyaya yamakore wakapedzisira kuiteera riini? Ukuziva payavari here or kungovukura zvako coz u hate the present gvt? And u r sounding like the gvt assisted when the offence was committed. Why?

    • @debsdebue1802
      @debsdebue1802 ปีที่แล้ว

      @@shingiraitrevormboto2105 anovhukura ndiyani manje handina kunyorera iwewe comment nyaya ya Tapiwa ndotoi follower last wk ndaitove pa Live ye H metro 4hrs dzakakwana, unondiudza zvekt hate government kudii ini ndichitaura chokwadi government pane danho rayakambotora hre kana kutaura zvavowo amunangagwa. Chupeti wako ibva pacomment handina kunyorera iwe nyora yako

    • @preciousmachaka7148
      @preciousmachaka7148 ปีที่แล้ว

      Haaa nyika aichina chiremera kuuraiwa kwacho kwevanhu kwanyanya takuda kutongoedzana ne SA .

  • @melodychikosha9349
    @melodychikosha9349 ปีที่แล้ว

    "Wildish"

  • @mykingmazuru8986
    @mykingmazuru8986 ปีที่แล้ว +1

    Mai ava vanogona ku interviewer

  • @tendaimichaelsakarombe6100
    @tendaimichaelsakarombe6100 ปีที่แล้ว

    Chekutanga wanhu wese wari kutaura zvemuurayi ko akaurayiwa munhuwo zvakare atori newekwakewo wanonzwa sei?language yacho imwe yacho haiiti (kurowa bhurugwa maiguru)zvinotyisa hazvo

  • @bernadmarimo9034
    @bernadmarimo9034 ปีที่แล้ว

    😭😭😭😭

  • @kudasams7200
    @kudasams7200 ปีที่แล้ว +1

    Uyo wekurova brugwa akarohwa nemutoriro

  • @priscillatembo6760
    @priscillatembo6760 ปีที่แล้ว +3

    My home town chegutu R.l.P

  • @nkonie7177
    @nkonie7177 ปีที่แล้ว

    Mkoma wapedza kare, mfana uyu akazvitsvakira ngozi ngekuda kwe brugwa. Hanzi aida kurova brugwa. 😂

  • @melodychikosha9349
    @melodychikosha9349 ปีที่แล้ว

    #GoVote so sad uhmmm nyika yatakura kurema iyi

  • @user-ki3om8gu2c
    @user-ki3om8gu2c ปีที่แล้ว +1

    Aaaa hahaha hanzi mufanauyu akarova bhurugwa remunhu anopenga kk

  • @baechps2961
    @baechps2961 ปีที่แล้ว

    Bhurugwa

  • @reginamapangah4708
    @reginamapangah4708 ปีที่แล้ว +1

    Ko avo vadiiko kutaura Shona

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 ปีที่แล้ว

    President vako newe mese munowanza mutoriro

  • @rachaelmucharira2458
    @rachaelmucharira2458 ปีที่แล้ว

    Mubairo wechivi Rufu mukadzi uyoo ashaya nekuda kwamabasa ake noooo to drug abuse

  • @justicemhaka9
    @justicemhaka9 ปีที่แล้ว

    Mmmmmmmm shem vanhu chiiko

  • @Salvation123..
    @Salvation123.. ปีที่แล้ว

    Nekuda kwechivi (sin) chiri matiri, we must be careful kurambira vanhu kutii haaa nhingi haadaro.. We do not know .
    Mushonga kuzembera panaMwari , mubatsiri wedu.Kusvaga Mwari , mumweya nemuzvokwadi , kunobatsira nekushandura zvinhu hama dzangu .
    People in our country have a lot of traumas. Zvasangana zvinhu zvacho - poverty, drug abuse, instability in our family structures , lack of role models.

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว +1

    Baba vari kungotaura zve bhurukwa pane zviri kutorwadzawo mavari

  • @lamecknkhoma14
    @lamecknkhoma14 ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma mhepo dzapinda muraini mangu

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 ปีที่แล้ว

    Iwe tsek hwahwa haupi nyere usanyepe iwe urikuti akarova brugwa remunhu anopenga hausikuona kuti ndiwe unopenga here

  • @Agnes780
    @Agnes780 ปีที่แล้ว +2

    Muface uyo Anoda English yoh😂 anyway rest in peace sis 😢

  • @stella-fr9cv
    @stella-fr9cv ปีที่แล้ว

    Hanzi nyere ummm uyu anopenga akatorohwawo nedrug uyu

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว +1

    Ko kutaura zvinhu kudzokorora hanzi kurova bhurugwa

  • @tabethmachengo3632
    @tabethmachengo3632 ปีที่แล้ว

    Aaaaa vapfanha vane nyere ava

  • @edinahshumba
    @edinahshumba ปีที่แล้ว +2

    Hanz takangomuka kumuona akafa apo akadhakwa

  • @LovenessMadziwa-ln5et
    @LovenessMadziwa-ln5et ปีที่แล้ว

    DESTINY kuChitungwiza kune mwanakomana amuka akapondwa zvakare muna Hukuimwe Street haaah vanhu vaipa moyo mazuvano vakuuraya vanhu sehuku

  • @Nunec
    @Nunec ปีที่แล้ว +1

    Graduate risina basa end doing drugs. Zanu yauraya nyika

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 ปีที่แล้ว +2

    Mmmmm 18 yrs versus 42 yrs haaa zvakaoma vana wane zvivindi.

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 ปีที่แล้ว

      Imajeni zvakaoma imi

    • @fortunatemuchekadzese1939
      @fortunatemuchekadzese1939 ปีที่แล้ว +1

      Handifungi kuti i18yrs because anzi by 2013 ange akuita zveecocash plus akapedza kuUniversity

    • @lukachapeyama
      @lukachapeyama ปีที่แล้ว +1

      ​@@fortunatemuchekadzese1939 you are right