Idi kadadu ndizvozvo mataurisa baba ndine bvava re njiva rakapinda nepa window pane safo iri pa window paburi diki diki so rika donhera pa pillow yangu and ndakatadza kuri nhonga for more than 20 minutes ndaka zarirwa nekufunga ndakufunga kuti ngirozi yandi siya asi ndanamata ndakari bata after three weeks ndaka winner R50k pa betting account yangu handicha ziva kuti inhau yamwari here yakandi komborera kana kuti ndezvimwevo.
I like that Jesus said that when pray we should pray in spirit or when we are preching
baba tanzwa muchitaura zvemudzimu ko nhaimambo kumasowe kana muchiti mudzimu unoera munenge muchitii ko
Taura Baba Ekos idi rekudenga Hari parare chenyama chichaperi
Ndiwo mweya mutswene nekuti uno yera huye haukwanise kuona nemaziso kwete kuti mudzimu unoera korewha mashavi kwete.
The you said tirikuda kuzviramba
Idi kadadu ndizvozvo mataurisa baba ndine bvava re njiva rakapinda nepa window pane safo iri pa window paburi diki diki so rika donhera pa pillow yangu and ndakatadza kuri nhonga for more than 20 minutes ndaka zarirwa nekufunga ndakufunga kuti ngirozi yandi siya asi ndanamata ndakari bata after three weeks ndaka winner R50k pa betting account yangu handicha ziva kuti inhau yamwari here yakandi komborera kana kuti ndezvimwevo.
Pfutseq iwe
Chikoro chemeya, mwana vegrade 7 anoziva kut 3-9 it cant another level says -6