Kana tozogara hedu Ekedi apedzerwa anyadziswa zvopisa tsitsi asi team iyi kana ichiroya zvinenge zvichinakidza. Dai vese varoyi vachinyadziswa zvakadai. sekuru mabata basa more thanks mukoma Robert. Vanhu varikusunungurwa
This is a drama if Kanengo has the power that oppose witchcraft that means witchies does disappear in his presents but here its all about being a main actor
Thanks Robert ,but don't you think sekuru tortured Ekedi kuti abvume. It looks like he tortured this guy ,akamuisa pa "weigh bridge" ,unongozobvuma kuti zvikubve . Following you from Australia but our Zim local number
Mmmmm😢😢 guyz but ngavasamudaro ekedi i know we are all sinners but the way this old man is being forced ktaura it is clere kt mshonga angave anayo hake but zvimwe haasikutozivawo
Nice job but I think vakafamb ne1 nyaya it will help us cause apa pataurwa 6-7 nyaya dzisina kupera mukom robby we need help on tht please help us but vakubatsira vakanengo
You see ndikutoshaya vari kuti basa ragonekwa.. Pāpi paragonekwa? EKedi ngaaende kū Police coz he is being tortured nemushonga yavo, yavarikumuisa, zvinhu Zviri real ngavangotuma mhepo ipedzerane naye not torturing munhu nē mishonga yavari kumuisa kumumanikidzira kuti bvuma chete, plus hakuna ngozi inobudira pamuzukuru asiri wedzinza chivanhu tochizivawo isu,this is all fake kugadzira zita
I don't understand how like an darkness can work together for a common goal. Isn't it that there is no relationship with n'anga nevaporofiti? Somethings need me to go and introspect again. N'anga said tinoshanda tese mapurisa nemaCID uhuuuu
Ekedi vamama vafundisa vamwe maporofita ari kuzviita asiye , sekuru Kanengo mubvunzo vangu uri kuti chimbobatai Ishmael nevamwe vake
Madzibaba ayo anewhite vekufukunura kufa kwemunhu Mwari avaitire zvakanaka sowe Ravo rikure
Thank you Robert, following this all the way from Australia.
Welcome
Madzibaba vatanga kubuditsa mhepo sando dzenyu🎉🎉
Well said
Mukoma Robert number dzamadzibaba vekumutsa mufi dzinowanikwa here ?@@robertapfumaneyi
Kanengo muri kuvhundutsira vanhu, itai basa rinonyatsoonekwa ,muri kungovhiringidza vhiringidza,basa renyu ngariwe clear!
Nice sound and picture quality mkoma Robert 👏
these one is good video that great this time
Watching this from brazil🇧🇷
Mkoma Robbie thanks im following from USA
Thank you so much mukoma Robert tirikidzidxa zvakawanda
@@MariaNgariyakwe welcome
Kana tozogara hedu Ekedi apedzerwa anyadziswa zvopisa tsitsi asi team iyi kana ichiroya zvinenge zvichinakidza. Dai vese varoyi vachinyadziswa zvakadai. sekuru mabata basa more thanks mukoma Robert. Vanhu varikusunungurwa
Moti achazopfeka zvee gemenzi kuenda kumasowe here😂😂
😂😂😂😂Kusowe hapana kuchaendewa kkkkk @@Chiherachashe2909
@@Chiherachashe2909 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Pakaipa kani
Ndakunzwa tsitsi!
Suffer not for a witch to live @@ivyncube211
Muzukuru weku Epworth ngaabhadharwe shame ndiye ane nyaya yese,ngaabhadharwe zvekubudirwa hanzi zvinorwadzisa muviri
paanenge achibudirwa haarwadziwe ven kakzviroverea sei but after mehpo yaenda ummmm anoita even a week akarara nemarwadzo emuviri body pains.
@@Colls2024-yq1lk shame 😢
@@Colls2024-yq1lkTrue zvozorwadza wadzokedzana paya
Shuwa uuuh Pakaip 😢😢😢😢
@@Colls2024-yq1lkndakambobvunza kuti ane mukadzi here handina kuwana mhinduro😂😂😂😂
Mkoma Robert mogona bsa shuwa❤❤❤❤
Mukanya ndinotenda chose munogona basa mukoma Robert itirwai zvakanaka nguva dzose wedza tine rudadiso nduchauyawo nekwamuru neyangu mhuri
Ndinotenda
Wedza muripapi
@@robertapfumaneyi tokumbirawo kuona maperere ayo nyaya iyi Mukanya..nekut paya namadzibaba Mutongi yakangoperazve zvakadero..toda kuona ukuru hwasekuru Kanengo..varikuchalenjwa zvakanyanya nemaporofit or vanenge vachizivana havo
@@robertapfumaneyi tione maperere azvo...
❤❤❤❤ good job mukoma Robert
watching from botswana mukoma robert big up
❤❤🎉🎉MATAKANURE KANENGO 1❤❤🎉🎉
Better zvangu Ndiite zvekuchivanhu zvechurch ndazvitadza
❤❤❤❤kanengo
Muzukuru wekwa mawodzwa ngaabhadharwe mombe 3, mbudzi 3,huku 8 mari $US2000, awone kuraramisa mhuri
Madzbaba vakamutsa mufi ndokutendai endai mberi nebasa rakanaka
Ekedhi our celebrity😅😅😅😅
😂😂😂 wanetsa mamustreet uyo
National embarrassment... Same same naWalemba
Yapera ndisati ndoda ini zvangu ndakunakirwa nengoma
Dai maita zvamaita Ekedhi, nevaroyi vake vema suite, nemwana wake Challenge mopedzera vese tinakirwe vadzidze
Ekedhi haabvume mhosva zvekudaro akafanana naKonilio wekwaDuri
Kkkkk hanzi konoriyo 😂
KkkkkkkkkKono
Bheechuuuu😂😂😂😂😂😂
Kkkkk mudhara uya akaoma moyo akazotsamwisa chimwe chikwata
😅😅😅😅😂😂😂Konorio here
Sekuru Kanengo to the world
Power power Kanengo
Watching from Moz
I'm watching from S.A
Sekuru munogona❤❤
Madzibaba vadhonza ngozi sando dzenyu
Mmmmmm sekuru Kanengo moto muzhinji haaa ndabvuma
Ekedi Muroyi Mukuru uyu wanofanirwa kubatwa wese wapfidze zve kuuraya wanhu mumasowe achitora Ropa racho wachiporofita nazvo
Madzibaba wetuRasta waye vanoda kusungwa
This is a drama if Kanengo has the power that oppose witchcraft that means witchies does disappear in his presents but here its all about being a main actor
Watching from Denmark
mzaya Robert ndinotenda chose nekufambira nyaya iyi kuna sekuru kanengo matakanure ndinokutendai nerudo rwenyu nekuburitsa Ekedhi mubako maakange ahwanda itsotsi iro atiza achifunga kuti akagwara manje zvese bvondo pachena kunemi mapostori maporofita enhema vanoprofita nezvikwambo nguva yakwana yekuti mufumurwe hokoyo
Amen
Tirikuona kunyadziswa kwa Ekedi chete but basa rasekuru Kanengo dololo, kutukirirwa kwa Ekedi chete,
Dai Ekedi ataura maroyero avanoita vanhu kumasowe,.Dai tanzwavo avo vamwe varoyi confessing vachiburitsa uroyi hwavo,hatisi kuramba kuti Ekedi muroyi,but zvinhu zvacho😮
Ndiwe umwe anenge Ekedhi iwee unoda apihwe mukana wei munhu ashungurudza vanhu nekupedza vanhu
I got the back ground.of the story kwa tete tilda. Nhasi kunonzi kutonhodzwa kqa chauruka. Munhu haarove chokwadi.
Watching from Indian ocean
Watching from California
Watching from Washington DC
Watching from united kingdom pakayipa vanhu vepamusha pangu ivava
Seriously
Kkkkk gogo avo😂😂😂😂 marambiro avo suspect chaiyo.Magariro avo anotooneka ekuda kupinga matare 😅
Sekuru Kanengo ko vekusowe vaye vachaitwa sei ndokumbiravo sekuru muite kuti vekusowe vauyevo nokuti hama dzavo dziri kunetseka
Thanks Robert ,but don't you think sekuru tortured Ekedi kuti abvume. It looks like he tortured this guy ,akamuisa pa "weigh bridge" ,unongozobvuma kuti zvikubve .
Following you from Australia but our Zim local number
Hoyoo Ekedi. Our celebrity
I'm following
Ngavapengewo mukoma Robbie ,ekedi ave nefiro yakaita mufi ndokuti mhepo izorore
@AmandaNyuruka Mhepo inozorora nekuripwa chete. Kwete ne revenge!!
Haizorore ne revenge
Yes you are right
sekuru kanengo power
Kanengo tv powered by Mkanya Robert Tapfumanayi
Im following this since pamakatanga all the way from the UK.
Same here
😘@@mavissibanda8341❤
So what
Mafrom chakandodero akawanda mucomment section
Ekedhi arikurira pasocial media kunge amai Sasha
Mkoma Robie ndimi muneyese🔨🔨🔨
Mmmmm😢😢 guyz but ngavasamudaro ekedi i know we are all sinners but the way this old man is being forced ktaura it is clere kt mshonga angave anayo hake but zvimwe haasikutozivawo
Haana tsitsi mhondi iyo muroyi ngaafe haana basa
@@elphuselvisnyangombe383 😂
But why aifonera vekumasowe achivaudza zvekuita after anzwa kt mwana afa vemasowe vakadiii kuudza vakanga vauya nemufi
Usarega muroyi wako achirarama mhondi ngaife
Watching from Nyabira Canaan with ishimaire
😂😂😂
😂😂😂😂😂
Kutonhodzwa kwaEkedhi
Thanks zimbeatnews
ZimNewsBeat Tv, you are welcome
Zvakaringeka picture quality sound
Vaporofita vatanga KUPUPURWA
NE N'ANGA❤
Mkoma Robert ndaombera mambo pliz madii mati sekuru vapinde mubhuku rekwamaponga pamhiri apo vagadzirise varoi avo
Waiting wooooo
Good job basa ngaribatwe
Mkoma Robert mashoko enyu anoyananisa mhuri ndazvifarira
Saka muzim atina masvikiroka nyika iyii zvangori ma Nyasa oga oga mkosanjera,Tasvuu nauyoyi mashavi emalawi ko masvikiro emunyika akusisina a
Pane chivhabviswa here apa kana kuti dzangove .nyaya
Nice job but I think vakafamb ne1 nyaya it will help us cause apa pataurwa 6-7 nyaya dzisina kupera mukom robby we need help on tht please help us but vakubatsira vakanengo
Mzkr aktotadza kchengeta mhuri nekda kwemuroyi
Men of the moment Ekedhi
Musunungurei nyangwe akatadza akafa zvonzi ndimi mauraya yaimwe ngozi anotongera rufu ndiMwari
Iyi yaa abuse manje. Nyaya yatongwa chamuchatambudzira Ekedi chili. Batsirai mhuri chete kana muchigona
Ko kuwuraya mambo kuwona hre munhu kujeri
Iripapi abuse ko munhu waakauraya
I agree. Elder abuse of the highest proportion
@nomsanyika151 nhai zvako kunzwira mhondi tsitsi haaa hazviko maybe vanoroya vose
Nhayi nhayi henyu kubatsira ndokwatoda taziva Kuti muroyi varikutoda Mari Ava kwete kubatsira
Muporofita uyo arikutonakirwa nengoma kudotamba zvake kkkk haaa zviporofita zvacho zvemazuvaano ma 1, apa varikuzama kumanikidza munhu kt abvume hr nhaimi yoooh this drama ma 1
Kuzama kudii iweka muroyi haabvume zvekumhanya uchazvinzwisisa one day
@@nomsanyika151 kkkkk vanhu vacho havana shuwavo ft ava ndovaziva hangu type yacho inoramba zvainoziva
Akabvuma ekedhi check previous vids
You see ndikutoshaya vari kuti basa ragonekwa.. Pāpi paragonekwa? EKedi ngaaende kū Police coz he is being tortured nemushonga yavo, yavarikumuisa, zvinhu Zviri real ngavangotuma mhepo ipedzerane naye not torturing munhu nē mishonga yavari kumuisa kumumanikidzira kuti bvuma chete, plus hakuna ngozi inobudira pamuzukuru asiri wedzinza chivanhu tochizivawo isu,this is all fake kugadzira zita
😂😂😂😂😂Ekhedhi muroyi wekutanga kumirirwa nevanhu vanobva kwa president. Huroyi hwake huri mberi.
😂😂😂
😅😅😅😅😅😅
But kuita celeb hakutani ekedi atoita celeb akura
Watching from oudtshoorn
Haaa harahwa yshungurudzwa plus kumanikidzwa kubvuma zvaasingazive
Kwanzvimbo @chiweshe yatora chimuti😅
n'anga nemuporofita zvofana papi?????
I don't understand how like an darkness can work together for a common goal. Isn't it that there is no relationship with n'anga nevaporofiti? Somethings need me to go and introspect again. N'anga said tinoshanda tese mapurisa nemaCID uhuuuu
Chinoitika mashandiro ndiwo anosiyana nurse na doctor asi basa ndorimwe mashandiro ndoanosiyana asizve chikurupazvose kupira kwezvinhu
both are spiritual
N'anga ikaenda kumasowe inonoita muprofita .mprofita akasiyawo kunamqtq anonosvikirwa
Vakuti mupurisa ne CID vanoita basa rimwe , zvakafanana ne n'anga nemapostori vanoitawo basa rimwe rekubatsira vanhu .zvakafanana mupostori iN'anga anenge akada kubatsira vanhu through kunamata .
Hapana light kana darkness ipapo its how you were brainwashed chete
Ekedhi ngaataure kwaakaisa ropa remwana please
Watching from Canada 🇨🇦
NDOTENDA SEKURU KANENGO NEMAPOROFITA,,KO MUKOMANA ARIKUBUDIRWA UYO ACHARIPWA SEI KUTAMBUDZWA NEMWEYA WEMUFI
Kanengo ane kachitsotsi
Time for Robert to have a drone
Argent waSatan Eked
Ukabatwa huroyi na Sekuru Kanengo unochiona😂😂😂
Unoita seuchati better ndinyunguduke hangu sedova😂😂😂
Maporofita mazhinji vanosimbiswa ku N'anga
Ropa akaisepi EKEDI raakauraya mwana wake pakirawa?
Ekedhi naIshumairi ngavaende kujeri nxaaaaa mhondi idzii
Dai machimuregerera eish ndanzwa tsitsi sure
Ndovanoshatisa zita remasowe ava
Kusanyara mahara kupedza dzinza nekurombera hudare
Vemutemo ngavatore Ekedhi vanomuvharira
Vamwe vakanamata kumasowe nekuda kupenga Imi movhiringidzazve Vanhu ikoko
Mukoma wasatan chaiye
Taura hako vanhu vori regai tonamata tine nhamo
Tinotenda rambai makabata pamakabata hakunamumwe havasivose vaporofita venhema kunevamwari
Sure zvimwe varikumanikidzwa varikida kuita mari varikutsvaga macustomer
Exactly what I said. Unoitasei pamhomho yakadai. U Wil be vulnerable
Ndarwadziwa ini zvinhu zvakadaro zviko here kusvika uraya munhu mapositori kaa
Madzibaba vakatanga basa ko vakadii kungopedza basa,apa yakuiita kunge battle of faiths between kanengo and madzibaba
Robert taura naSekuru Kanengo vavhure church vapedza kubatsira seizvi munhu wacho kutanga kupinda church.
Basa racho vanogona asi kutuka vanhu hakubatsire
🤣🤣🤣 Kutonhodzwa kwachauruka kkk
Ngaasungwe neshamwari dzake
Ekedi ndaataure kwaakaisa ropa remufi before asatu asunungurwa
Kumasowe kwainzi n'anga dzichakotama but now days maporofiti okotama n'anga
Musha uyo unengozi dzawo
Kanengo uchauraisa vanhu nemanyepo.hauna zvaunoziva iwe.
touya here tokuita intervierw