Zvisinei munhuwese anorova 6feet but hunhubu whacho ndo wotyisa muchaona vanhuvaakudyiwa chaiko kwaimbodyiwa vanhu nama lubale ve Zaire wat comes around goes around heaving tiripano 2030 muichenjerere 😂😂😂❤
@@mistyma1chekudyahachidadir100 kufa akafa asi akafa nemakore mangani and mabasa mangani aakabata kana munhu usina ruzivo ngatisangopundure zvatisina ruzivo Jesu chaiye mwanakomana wamwari akafa wani vana Abraham vakafa chimwe fut aive munhu akange akazvarwa nemkadzi
Vanhu musangoshora muverengi arikutaura achimira kuitira kuti varikunyore vanyore vachienderana Munyori uyo was a teacher he was a best student at Bare Sec Scool and performed very well he passed his O level he was and is very intellige nt that man has got wisdom His name is Phanuel Muzuka musamu dheerere Tinodada naye ndinomuziva kubvira ac hiri ku primary
Haaa sabhuku izera zvaro bt he is very intelligent thumbs up
vanhu ityai mwari saka munyika maita nzara micho raiva gombwe ainaisa mvura apa makuchema nzara muchitora misoro yevachabvu ummm munotyisa vanhu vemuzimbabwe
Vanhu vakuda masimba zvisizvo unopera strong zviri kuitika munyika medu
Chivanhu hachibatirwe padenga.Just imagne vakachera guva risiriro kunzvengeswa nemhepo.Uyo anoti gomo nderake anotopenga plus achazviwana zvaarikutsvaga
Please we need the next episode yenyaya iyi toda kunzwa kuti masvikiro emuChiweshe achati kudii nechitiiko ichi
Muverengi ari correct anga achimirira mambo vanga vachinyora zvirikuoneka wani
Haiwa kuverenga kunge arikushopera mambo haanyore
Kkkkk hayiii ndaiti musoro unodiwa ndewa John the Baptist Newark Micho unodiwavo,kozvino kana maive kwakaurairwa Jesu maitosenga mutumbi wese henyu zve kkkkkk kugara nechitunha mumba kkkkk
Muverengi anopedza strong
Taura hako ini ndapafast fowarder
Aiwa anga achimirira vanga vachinyora avo
Muverengi chibaba manje
Bring part 2 and l wl subscribe
Shumba tsvagai munhu anoverenga nyaya mudhara uyo ngaambomira
Muverengi anogona, kungoti ari ku'controllwer' nevadare vari kuita vachinyora before he proceeds.
arikuverengera vedare kuti vagonekunyora nekuti akaverenga achimhanya haazogonè kunyora
Vakutamba nezvisirizvo micho haasi wekufananidza
Dai asiri wekutamba naye MICHO WACHO ANGADAYI AKAFA HERE?ANGADAYI AKARAMBA KUFA KA😅
Taurai henyu nhai dai vakapenga vakaita izvozvo vafambe vakautsiga musoro iwowo
Zvisinei munhuwese anorova 6feet but hunhubu whacho ndo wotyisa muchaona vanhuvaakudyiwa chaiko kwaimbodyiwa vanhu nama lubale ve Zaire wat comes around goes around heaving tiripano 2030 muichenjerere 😂😂😂❤
@@mistyma1chekudyahachidadir100 kufa akafa asi akafa nemakore mangani and mabasa mangani aakabata kana munhu usina ruzivo ngatisangopundure zvatisina ruzivo Jesu chaiye mwanakomana wamwari akafa wani vana Abraham vakafa chimwe fut aive munhu akange akazvarwa nemkadzi
@@mistyma1chekudyahachidadir100 rufu chitsividzo hakuna asingafi
Ityai Mwari vanhu ,zvese zvamuri kuita adhara muri kutadzira Mwari
Vanhu musangoshora muverengi arikutaura achimira kuitira kuti varikunyore vanyore vachienderana Munyori uyo was a teacher he was a best student at Bare Sec Scool and performed very well he passed his O level he was and is very intellige nt that man has got wisdom His name is Phanuel Muzuka musamu dheerere Tinodada naye ndinomuziva kubvira ac hiri ku primary
Ndisekuru zvavo haaa anogona kurondedzera
Ko nhy ma camera haanawo silencer here noice nhaka nzeve dzichazhezhera
taura hako noise yacho ma1
Iwaya machief nekuda masimba ndovakutuma vanhu kunochera makuva anababa micho mukanzwa kutsikatsika kukuitwa ipapa kureva kuti panenyaya zvino vaya anamicho magetsi kwamaida kubata uko
Apa mambo vakanzvenga nyaya hondo yamakatanga yamutumwa iyi muchenjere kuti makatambira kunonyudza
Izvi ndezve against na mambo jakobho sabhuku awo ndivo vakachera vakafushirisa sei hama dzichiramba kusvika paguwa
Muverengi sando dzake, kkkkk… ndatokanganwa zvaari kuverenga
Kkkkkkkk haaa zvine nharo
Anotopenga chero grd 1 hayidaro
Haaaaa Madi matichinjirawo muverengi uyo aaaaa zvakaoma shuwa......
Problem kuverenga zvausina kunyora kunonetsa uye panenge pane mumwe waari kumirira achinyora zvaaverenga natsoteererai
Sabhuku vakarongeka ava dai vari mambo
Musatambe naaMicho tinopera nenzara madzishe aiungana kunokumbira mvura kunaSvingarehoko uko kuti mvura inaye Chiweshe yese nemhepo dzemo vamuziva Maidhona haaasi wemafunnies
Ichokwadi icho ndokusaka mvura yakaramba kunaya muChiweshe nokuda kwemashiripiti aya
1982 ,1992 2008 where was Micho nhy ndibatsireiwo
Mvura inogara iriko kuChiweshe kana muchinyatsokuziva.It's actually a wetland and Greenland.Proudily Chiweshean(MAZOWE).
😂 Ari kuverenga boo here veduwe ipai vanogona kuverenga kwete izvi😂😂😂😂😂😂😂😂
Whilst I do not condone what this man has done but the Chinese are being allowed to desecrate our ancestors' graves and other holy sites
Micho akabata basa guru
Akaita basa rei nhai?
Uuuummm munhu uyo ngaabviswe ipopo
Pane wakuru wari mutambisa.frnt
Ndakambopindawo madhiri e mining aya, its hard kutambirwa ne team yekumamisha iyi. Unofomerwa zvinyaya nyaya hobho soo. 😂
Mugadzirise nyaya yenoise mudare iri please please
I hope bond wacho akasiirawo Zig something 😂😂😂😂😂 haaa Mwari zim ichachenurwa rinhi asi
Aaaaaaa imi kuverenga here ikoku aaaaaa ndasiya ini
hey imi mnoti mnoziva asi uridofo zvako muverengi bhooo zvekuti anoitira vanonyora
Kunonoka kuverenga muriwekwaIshmael zviya
Kkkkk iwe usandisetsa kkkk
Vanoitira kuti mambo wavane mukana wekunyora zviri kuverengwa
Tiri kuyenda kupi senyika nhai veduwe ende futi kaaaa 😢😢😢😢😢
Ko gomo rave personal property, kana achiti ane apaper eh ownership regomo akamawanepi, akapihwa nani??
Ehe gomo rinotengwa
@@midysevera4553 ok anotangira pa marii ??
@@blessingbikinyaamidu5224 kungoti apa pane nyaya bt ask munhu anoshanda ku Council
@@blessingbikinyaamidu5224 🤣🤣🤣🤣urikuda rakowo here
Tvsagai Bendzi riye Rinondzi Bond ndiye angazive kune N'dodo
🫣🫣🫣🫣🫣🫣🫣
Secretary ndo Vanu vane corruption
Bisai ka Mudarako naxx.
Funniel Muzuka imboita srs nokuverenga hako tinosvika kukotsira uchiverenga wangu .waneta here kana waneta unogona kupa vamwe basa semunhu achembera kudaro
Ari kuti munyatsozwisisa
Kana wanyori wacho waneo nhetemwa
Wanomudira kunonoka sei ngawapewo mumwe
Kana book sekuru vanonyira sabhuku ava❤❤❤🎉🎉🎉
Maiwe zvakuri kumusha kwangu kuri kuitika mashura akadai kuChiweshe gomo iro riri kucherwa ghoridhe ndoriziva rinonzi Nyamavende rinoera gomo iroro mufunge uyo Mupona isvikiro rakasiiwa nava Chimbikiza vaigara mugomo rinonzi Chiburi vari under sabhuku Guzha zvavakaita izvi zvekuputsa hari dzaaMicho pane chirevo ndanzwa kutya nazvo
Yooo zvakawoma pasi rashata
They need to employ a professional secretary
Kwete zvatiri kuona izvi
Mupostori ari kuverenga ngaabve pabasa vanhu vekwaIshmael vanobhowa..uyo weshirt yewhite ngaatikwanei
Kwete mamhanya mambo vanga vachinyora mukateerera vangu vachitu uhu kuti enda mberi
Haa nyika yashata iyi vanhu havatye zvachose,,,kumagumo toenda.😢
Muverengi gaasi wrong arikuverenga achimira kuti vanonyora vanyore chaizvo zvikutaurwa.
Tipei Part 2 yacho.
Godo rinodaro ukavengwa nasabhuku unovengwa nemunhu wese dzatova politics. Sei church ichinamatira paguva?
Zvino woverenga one word wonyarara inobatika SEI nhau yacho😂
Reread musoro wenyaya coz pekutanga hatina kunzwa sezvo wanga uchiitira mambo kuti vawane kunyora
Musoro wenyaya na Rueben Barwe kkk
Chasara kubanda v a nhu kuvadya tis getting worse 😂😂😂😂
Vanhu makutamba nezvisirizvo manje Baba vaMicho vaive vari Gombwe guru kuChiweshe.
Chief tipei vanhu ava tiiite mob psychology now tipedze masport todanda mumakarwe zvodyiwa zvoenda
Unozvinzwisisa here zvema video wadi wazama zvema irrigation ahh ahh sound ne video zvarasana sahwira...
Ndatokanganwa nyaya yacho nemuverengi ane munhikwi uyo zvinoda ga ga ga ga tisati ndarara aaaa
This is a very sensitive issue ehe mapaper unawo but ummm
Cameraman noise iri mubackgrnd hmmm dodoh.
Ndiye akaita hunhu hwakadaro ndakambozviporofita izvozvo 20:19 zvaitika ka
Asi muverengi aiita translation ky ozodaidzira neshona
Kkk ko vadii kutsvaga mumwe mumiririri wamambo anogona kuverenga kkk
Mvura haifi yakanaya chokwadimochiziva Madzishe ndeerudzi anogadzwa neMasvikiro kwete napresident anotuma vanhu kuuraya mumwe munhu wemunyika nokuti haabvumirani naye .Mave vana igweee
Kuverenga rudziko kupa vakabva kuchikoro izvozvi kuneiko😂😂
🤣🤣🤣
😂😂😂😂
Vanhu ityai Mwari
Arikupa vanhu nguva yokunyora zvari kuverenga
Uyu haagone kurava 😂😂😂😂
Anogona kuverenga remember havana recorder and somebody has to do avvurate notes tking
Aaaa mupostori wekwa Ishmael mamuverengesa how?
😂😂
Uyo munhu akunetseka NE maziso
Ko hapana anga kuverengerei here shuwa panonzwikwa chii ipapa
Camera man todawo kuona Mambo vachitaura aaaa
Anania mupona na rosemary chihera uyo ndovanenyaya yekuda masimba ehutongi hwaiitwa navamutumwa micho, anania na chihera havana masimba kana chipo chamwari panyama dzavo vanoshereketa vachiita zvehurombwa
Verengesai vanhu vakaenda kuchikoro mhani
mambo makope kuchiweshe
Noise zvinotaurwa zvacho hazvinzwikwi aagh
Kuverenga kwerudzii nhy chii chiri kuitika
Guyz siyanai naBond
Bond agara ritoriwo Gombwe rakazvimirira siyanai naBond please Bond haanei naMicho iye anemudzimuwo dzake
Bond ndewekunyepa uye
@@JamesKasoro-v4g heya
Gombwe rinouraya vanhu here
@@RufaroMuhango-ty5qx its depend
Chihera akadzingwa kumusha kwake nenyaya yehuroyi anobva mhondoro kwete chiweshe akauya kuzopotera ngaadzokere kumusha kwake, anania akagara chigaro cha gibhisoni chimbikiza zvenyama yake haana simba uyo akangokambira kunge agarwa nemhepo yachimbikiza😂😂😂
Ummm vanhu chiiko chakadaro
Ndi Bond anitswimbo ya micho
Ngapajekeswe ipoo
Vanhu makaoma vamicho vakafa karekare maidei shuwa
Ipai wanogona kuwerenga mambo
Murikuitei semadzi mambo ko masvikiro e mvura akaendepi
Muchabata mheni
Muverengi chiiko kudaro kusaona here ipai ka vechidiki vaverenge nhai
Guva rakacherwa na jakobho, Madheere neboys rake
Mudhara akuverenga anobhowa uyu anotipedzera time
Ko Part2 iripi
Ko iwo wari kuti ivho ku chch
Hapanai er wana waa micho wacho
Ngawange wavhimirira mhosva iyoyi
Zvechinyakare hamuchayeresi sei
Zvakaoma hazvo mudiro amari wacho ka
Asi chiiko mjno muzimbabwe zvirikuitika
Pliz munhu anoverenga uyo muchinjei haatozive zvebhuku
Is this comedy or real
vaMicho vakasiya vati svimbo yake ichaenda pamunhu wamusiga fugidzire vana Bond kuda hukuru asi vahafa vakasvika panaMicho
Vanhu havana matyira
Varume vaviri avo vagere nemufakazi mafariro avo ne behaviour yavari kuita inondiratidza kuti ma suspect.
Haa iwe gona kuverenga kwete kuita semwana wkwaIshmeal mhaniwe
Yowe ende vanhu havasisina matyira ne vafi
Ko kuverenga muchimbomira hanziiko. Kuverenga kunoda munhu akati changamu changamu
Kwamambo Makombe ndekupi uku nhai.
chiweshe
@@rebeccapasipanodya7393 Thank you.
Find someone who read Shona properly ava hapana zvinozivikanwa.
Chief makope moudzawo vanhu nzvimbo yavanowanikwa. Hamutangire nyaya pakati ngwarayi mhani
Tinokumbirawo Muise munhu asingakotsire achiverenga
Secretary akagumira grade ani 😂😂😂😂😂
😂 😂 😂 😂
😂😂 grade ishumairi
Standard 1😂😂😂
Micho anoita basa reiko
Aive mutumwa
Ayiva mutumwa wechechi achikumbira mvura ichinaya
Muverengi Hatina zera naye