Ko imi kana muri vakuru mazviona kuti atadza kana mafunga kumuregerera madii kungomuregera zviripachena mozviisa kuna Mwari wemuri kutaura , hamuoni here kuti imi makutoita mhosva inokunda yaakaita maitirei zvepa media , muribatendi vakadini vanoti kana matadzigwa moinda pa tv kuti ruzhinji ruone nekuziva kuti ndimi matadzigwa haisi tsika yakanaka iyeyo kududza kuti nezvamunenge matadzirawo vamwe munozviisazve here pa tv kana pa media sezvamaita izvi pamatadzigwa , saka izwi redu ririkuti itira mumwe munhu zvaunoda kuzoitigwavo kududza rudo semaparidziro emunoita, saka imi ndizvo here kuti atadza anoiswa pa media ndatenda nezvamuchapindura tobva tadzidza tese ipapo kana kuti mutumbi mitatu iripapi pakuita kwamaita uko
ini handina mudhara kumasowe never never ever wangu mudhara anobva kune musumbu wemvura nedutu nemheni ndingaite mudhara anofa here. usave nevamwe vaMWARI KUNZE KWANGU INI We will never worship fakesters and sorcerers.
Ko imi kana muri vakuru mazviona kuti atadza kana mafunga kumuregerera madii kungomuregera zviripachena mozviisa kuna Mwari wemuri kutaura , hamuoni here kuti imi makutoita mhosva inokunda yaakaita maitirei zvepa media , muribatendi vakadini vanoti kana matadzigwa moinda pa tv kuti ruzhinji ruone nekuziva kuti ndimi matadzigwa haisi tsika yakanaka iyeyo kududza kuti nezvamunenge matadzirawo vamwe munozviisazve here pa tv kana pa media sezvamaita izvi pamatadzigwa , saka izwi redu ririkuti itira mumwe munhu zvaunoda kuzoitigwavo kududza rudo semaparidziro emunoita, saka imi ndizvo here kuti atadza anoiswa pa media ndatenda nezvamuchapindura tobva tadzidza tese ipapo kana kuti mutumbi mitatu iripapi pakuita kwamaita uko
Zvakagadzirwa izvi musatambe nepfungwa dzedu
Apa hapachina nyaya madhara angu kana munhu abvuma kuipa kwake zvapera torai zvinhu mupise iye atendeuke patsva. Regai kumupengera munobuda kunze kwemagwaro amen
Uyo mhozi uyooo aaaaa ndiye goraka manje Uyo
Ko nyaya yacho yadii kungotongwa kuma bag or kudare zvoperera ikoko.Ko zvashambadzirwei ma secrets acho
baba JOHWANI Anoera haana kumboita zvinyaya zvese izvo
sangano raparadzwa neteam iro
evil evil evil
zvino umwe akadonha nemota nezuro nazvozvekuda kunamatwa izvo
zvekwababa jowani hazvid paTH-cam izv ana baba makutoita maJounalists kumasowe
Zvawe zvekushambadzira here madxibaba kuburitsa ko vadare basa rawo nderei kuburitsa pachivhiti vhiti musadaro abvuma wani
Drama and good marketing strategies
Katsiru pamarondera
Koakaita sei....zvii zvirikuitika, apa pamose toparara everytime pandouya kuZim.
Same WhatsApp group mese murikuita chinhu chimwe ndapedza Ini
Uuuu yes chipostory is Holly hapna zvnoitwa zvkavanzika mweya uriko
Shame ngaaziwe mwari munhuu uyo Lucky dai akangwara akaramba mabasa akayipa ayo
Dzangova n'anga idzi makadyiwa netsananguro
mudhara kumasowe here anababa zviri pamitumbi miattu here izv anababa
Anamadzibaba nhema
Makaromba imi mapirofita enhema dzega dzega hamuna mweya
Ndezvenhema zvose izvi mkutamba naMwari madii kuverenga shoko raMwari musiye zvematunyaya read e word
which word
Ok shura iriajamawaanep mapipi
ini handina mudhara kumasowe never never ever wangu mudhara anobva kune musumbu wemvura nedutu nemheni
ndingaite mudhara anofa here. usave nevamwe vaMWARI KUNZE KWANGU INI
We will never worship fakesters and sorcerers.
Whats the purpose of this video kana imi muchiti muri kudzidzisa.
kusvibisa zita raMudhara wokupi .Kumasowe hakuna chinonzi Mudhara.
Imi vanhu vose Ava vese vakarasika waz meaning kare kare kkk
Hatidi drama maburitsa video kuti zvidii
Tendeukayi mese imi.Murikuita zvinyangadzo
Mukutoita drama mukusteja deal kuvhara plz have e word mukusavanhu Tek pple to Jesus with e ministry of e word
Vese varikutonyepa vanhu ivavo
Kunyepa uku hazviko izvi
mdara Katsiru musatendeutswe naMoses but tendeutsai MOSE
Vamwe chete ava
Ndi Katsiru uyo?
Drama
ARIKUSHANDISWA NA SATAN ASI MWEYA MUTSVENE HAUNA KURARA
Drama