Hanzvadzi dzangu basa renyu rave kuda mabodyguards muchengetedzwe nekuti u r a national treasure we cant afford to lose u anyway mukugona basa Chihera naSoko
Ummm panga pakaipa ndanga ndave kutyira gogo nevasikana ava sure they need security but they are strong vamiramira kusvika vapedza basa ravo .waiting for party 6
ndakanga ndazviona kuti nguwochena yepamba apa ma 1 vanoshoresa vamwe mapere akapfeka dehwe reHwai Drewmas media taking u to another level nyaya pakuda Tasvu
Next time no music guys toda knzwa noise yese chero pakatukwa zvinyadzi toda kzvinzwa ndozvatotengera data izvozvo 😂
Nhai hako iwe. Toda zvese nezvinyadzi zvacho
😂😂😂
😂😂
😂😂
Taura hakooo
Hanzvadzi dzangu basa renyu rave kuda mabodyguards muchengetedzwe nekuti u r a national treasure we cant afford to lose u anyway mukugona basa Chihera naSoko
Pa music makonewa basa apa tirikutoda kunzwa noise iyoyo ndokuti drewmas media taking us to another level , rava level ripi remusic manje
Gogo is bae. 😅. Next tym guys make sure there is police presents. 1 day umwe anokuvara
Ukanangwa uroyi hauite hasha. Unoti ndazvinzwa asi hapana chandinoziva asi kana pane zvandiinazvo ndiudzei uroyi hwacho maybe ndakaita ndisingazivi. Kutozvininipisa zvirinane. Hasha dzinototiudza zvakawanda.
Ko hindava kusabatirana nevamwe panguva yakaoma kudai. Kutiza pane vamwe.
Mbuya vaita basa.
Ummm panga pakaipa ndanga ndave kutyira gogo nevasikana ava sure they need security but they are strong vamiramira kusvika vapedza basa ravo .waiting for party 6
Kungobvisa hembe ikoko ari masikati pajekerere itori sign yakakwana yehuroyi
Chokwadi
Daidzai Tasvu uku ndookubasa kwake uku anovatasvura varoyi ava
Mumhanzi makonewa askana ndopanga pane nhau yese .ndapota musazotidaro futi next time ndapota zvangu mandirwadzisa .
Gogo vari. Very calm I like her
Ini zvangu ndirikungofara nemashandire agogo Magumbo, mashandiro avo vanotungamidza Mwari Baba, vachikumbira kupenya kubva kuna Mwari Baba👌
Haa amai varwadziwa ava veduwe gogo muchanotsva kudenga kana muchinyepera vanhu
Gogo ava ndovaziva kahunhu kavo kune kwavakainda kunyoka yakambonetsa
Church dzavo idzi kkkkkkkkkkk ndaseka zvangu muRoma ini
Nhasi rarimwe zuva, mhuri ye Zimbabwe muri rudadiso❤
Gogo magumbo vanoziva basa ravo chaizvo
Gogo Ava voice ravo riri melodious ❤
Ko Sekuru vaya vekuda kuudza Gogo kuti ndeve fake , vabatwawo . Lol ..ndosaka vaivhunduka chati kwatara ..Huya uwone ugodzokera , zvivaroyi zvopopota 😅
Yes vakabatwa
kunyanya madzmai kuvanda mumachiramachena vafumurwa zimbuya repacona apo zimuroyi
I agree abut that voice. If you were a man you would have found a more fitting descrption
Sihlobo sami uummmm ugogo ushatile noma akashatile ngiqwele ngaye kkkkkkk hoooooola
Aiwa gogo vakabata basa👏👏👏👏👏thanks Drewmas media team
Varidzi vemusha ngavaendese nyaya iyi kudare kwaMambo vodeedza Gogo Magumbo vobatsirwa. Avo vabatwa kana varamba kubatsirwa vodzingwa mudunhu
Ndozvinomboita mutendi here kukumura hembe pakazara vanhu iriratove shavi rekuroya chairo pakazara vanhu
Dremas media thank you nebasa rakanaka kunyadzisa vanopfeka nguwo vachitungamirira masowe vaine zvikwamnbo nemagondwe waturuka kuita bonde nemadzimai ose uya kupedza dzinza. Masvinudza vakawanda apa
😂😂 Masowe baloyi bakhulu manje likhiphelani ziqoko mthakathi and lizabhadaliswa ngokuyeyisa mambo
Vasikana mmmmmm job done ndinokutendai ndanga ndovhunduka zvekufonera neshamba kuti auye kuzokununurai nechikopokopo mmmmmm nyanwe rushinga haina kumbodai Mmmmmm Thank you girls keep it up to another level
😂😂😂😂😂
Vanhu vekumusha kwangu ndanyara, but at the same time vanhu vari kuroya
Sure ini ndakaroorwa kwaMubaira varoyi variko sure especially mapostori
Kn ini vanhu vekumba ummm
Ingarege kuurayiwa naidzo fzamunofambira dzinoyera kutenda mwari kuti munochengetwa vasikana msy the lord keep on protecting you
Gogo vane nice voice
Kkkkkkkkkk
Gogo vanechokwadi sando
Munhu anopengei pasina zvaanoziva
Ngazviende mberi Gogo varoyi vanyanya😂😂😂😂😂
Voice ravo rakaita sera mai tt
thanks Drewmas media 👏👏
kambuya kekupopota too much ako ndokane nyaya dzese ako 😡😡
Gogo vanowanzawo kurauea. Ngavangoita vasa ravo zvopera. Muipi haambofa akabvuma kunze kwekuti atokuvara ne mishonga yake.
Mkoma vasimuka vachida kuona zita ravo vane dzungu rakawandisa vakabatawo twavo
Muroyi abatwa akaita hasha
Drama queen ,,,muroyi kuzvifumura kukurura hembe range rasvika reusiku
Kurambira muzvivi zvakaoma taking you to another level muri sei sokositina and chihera
Varoyi vanopopota veduweee kusvoda😂😂😂😂😂😂😂
Be very careful what you say.....
Part 6 ndapota Shumba musarega vaskana vachienda vega.
Haa mhuri iyi kana bt vanoita hasha ndovane nyaya ivava ..
Yaaah ma one aya
Big up Drewmas media
Musakasira kukata zvinenge zvichiitika tetichida kuona nedata redu drewmas media taking us to another level
Gogo voice renyu uuumm rakanaka haro
Ndakambonzwa kuti mapositori anoroya asi nhasi ndapa ku😢enda hangu. Avo vekuda kuona zita ravo dzanga ndangova nyadzi havana kufunga kuti mhiko dzavakaita dzichavarasisa. Amai avo kubvisa hembe for real asi ranga ratobata shavi. Maiwee Chihera Soko na Gogo vakashinga haaapaitika drama apa🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️. Chief these people must pay mombe vakujairirai
Pliz chihera na sokostina music hatiide pliz zvikutauura ndozvatikutoda data redu hariperere mahara zvee
Kuvhinduka chatikwatara,ngavapise magamenzi kusvibisa Zita renguwochena.
Kkkkkk hezvooooo Buda pachena tikuone kkkkk ndogirazi racho here
Shame gilrs mune basa,may the Lord always protect and guide you..
Zimuroyi zimayi iro
Vanhu vanoda kuhwanda nejira Jena ava ma1
Yaa mu zimbabwe varoi varimwo shuwauuuuu kwedu kuri nane ku mz
Ini pandisina kunzwssa ndepekut mazita anyorwa emhuri ese hre kukazosara Ayo or Gogo ndivo vanyora Vega mazita
Mhondoro ndeye mhondoro. Veduwe musadaro.
Varoyi ndozvavanogona izvozvo kuviringidza tseki wawoo
Be strong hama dzangu pane zambuko ipapo
Gogo fambirai mberibastirai muri iyo ndinoziva munozvita muchembere
Hapana chinorwadza sekupomerwa zvausina kuita, zvausina ruzivo nazvo. Mbuya ngavapedze dambudziko, haungapesanise vanhu wosiya zvakadaroka.
But Zita rako ringabude pasina kubata bata kwaunoita here ,mazita awonekwa pamweya kaaya ,muroyi haabvumi kuti ndozviziva anotoramba kuti ndanyeperwa
@beverleymadamombe5772 muroyi haabvume zvachose asiwo zvaiyezvino hakuna mupororfita kana n' anga yechokwadi,kunyepera.mweya ,hameno mweyayi kkk.
Kkkkkkk Yaa vanofanirwa kutoita muimbi vane swt voice
I've always wondered kuti havasivo here vakaimba "Drewmas media inedzidziso murwendo rwehupenyu. Mamuona here Andrew Neshamba..."
Shavi rabata vaakukurura hembe ge ge ge
Mambo madhererwa mhur iyoo yenoise ngaiiripe
Shuwa ngavaripe mambo
Dzokai nambuya vapendere basa moto udzime
ndakanga ndazviona kuti nguwochena yepamba apa ma 1 vanoshoresa vamwe mapere akapfeka dehwe reHwai Drewmas media taking u to another level nyaya pakuda Tasvu
varoyi vanongoita twuhasha twenhema kana vabatwa dhemeti 😂😂😂
Pamwe pacho pamuno cutter nyaya panoita kuti isa maker sense 😢😢
Haaaaa muroyi haabvume zvekumhanuaaaa
Tokumbirawo kusaridzirwa music please toda kunzwa nyaya sezvairi
Thanks😊
Sando kunagogo klkkk nana sisi fambai nebasa
Pagirazi apo vakaita nhema so many minutes vanhu vachideedzera kunge paRank.l thought everyome was going to see munhu wacho including us.
Gogo ngavafambe nevanovadzivirirawo, vanogona kukanganiswa next time
Muchamamiswa😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂anyway well done ladies
Mhondoro kuzvishiri ndokumusha kwangu but vanasekuru vedu vakatokutama
Gogo vanenge vanowestira vanhu nguva ava
No she is calm vanoita low low. Vakapedza padomboshava yakasvika kupart 7 kuchiuya zvimaporofita zvenhema gogo vachizvipa mukana but hapana chakabuda kusvika gogo vazongopedza dare ravo. Havaite zvekuti ndabata nyoka iyi etc
Thando Klass umuhle 😍
Dhuku chena idzi .NDANYARARA
Hatidi kunzwa zvima songs zvnyu izvi tirikuda kunzwa nyaya isu
😂😂😂 thank you laddies well-done job 🙏
Asikana Imi ka fambai nemamonya mofira mahara kkkkk
Ndigogo veKugadzirisa nyaya yeDomboshava here aaaaahhh gogo bae
Nhasi raarimwe zuva ❤poooooo
Vanoida tuma kupenya ❤❤❤
Musanyebere vanhu veduwe. Hapana mhondoro inobuda panemachira matsvuku. Homwe inobvaruka
Endai kwaTasvu chero musingade henyu kuudzirwa kwekuenda PANO bt bopoto rese iri rodai risipo iro atonhodzwa varoyi avo vajambiswa tsvimbo kare
drews media haide kunobuda chokwadi
@@mishiechirasha7294 Yosvota ipapo mnje
Tumai kupenya...Gogo's voice mhani ndinokomborerwa😮😮😮
Avoooo Sokolicios na Chihelex mogona gals
Tapota anhuwoye next tym musativharire kana patanga noise 😂😂😂😂😂tetichitodawo kunzwa
Anyumwa bere nderake
Chokwadiii aaaaa ndaseka nhasii varoyi vanehashaa
Drewmas Media taking us to another level
Kkkkkkkkk hamadzangu misapondane . Tirikukuonai zvedu tirikumateresi
Eyiii hondo iyoo madzimai vaakubvisa hembe avo mhanyai nemaZambiya
Vana vekumusha hatidi mhirizhonga gadzirirwai musha uyo.
Nziyo dai mambomira tanzwa panoise apa
Well done girls 👏👏👏bekunzima shame
Iqiniso libuhlungu
Hey iyooh part 5 was on fire yes bring it on
Bring part 7 drewmas tione kuti moto wadzima here
Varoyi vakaoma askana kwakunyara sevanhu vabatwa
Moto wacho wapera here
😂😂😂mayi avo varikunyara chokwadii chabuda guys vanhu avo varoyi😂😂
Pamwe mota yenyu yakaroiwa nevaroi avo hence the breakdown 😂😂
Liqinile girls welcome we want such courage
Ini hangu ndogona kuita your body guard guyz ndozvedu isu Ma xx chakadaro
Gogo avo vanowanikwa kupi nhai chihera
Ko moms avo kubvisa hembe hanzi ndiko kudii. Rabata here shavi
Boe here vakomana buda pachena buda pachena kkkk
Kuvengerwa Chipostori Zvakaoma
Vanhuvepamusha uyo vanotoda shamhu kuramba neuroyi pachena
Asi ndigogo vaye vekusada kuoneka face vaye vakambokwatisa hari iripamakumbo ndavaziva
Yehari handiizive but ndivo vairamba neface yavo. Ndovakazopedza nyaya yekudomboshava yainetsa iya