Chihera mood yenyu iyi haidi pabasa zvaitika kumba kana munzira musauye nazvo pabasa amai vangu tokuzivai muri munhu anofara kana makasuwa tokuzivai it's now two times muchiuya nemood pajekerere musadaro
Andrew na chihera sokostina and the test of drewmas media sando dzenyu taitoita debate kuno kujozi kti drewmas or slymedia vanuu vakati mr neshamba and his crew makumberi sengoma munodzifambira nyaya dzacho💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
Ka steady kaSoko kangori boe .The General Neshamba keep up good work sir .munogoda Shumba
Mhondoro vanhu vanoroya ivava kwete zvekutamba.muzukuru wedu akafa amukadzi rume mushonga wakanyanya Mhondoro vane huroyi heakanyanya.ndakaurayirwa Murume mhondoro uko
Mhondoro ine mbiri yevaroyi🙌
Shuwa here kkk
Kutozvinzwa nemi ISU maMhondorians hatizvizive
@@vimbaimachingauta9447 🤣🤣🤣🤣🤣taura hko
Handiti mwana ndewekumhondoro kwaanga akaroorwa ndekupi
@@vimbaimachingauta9447 ehe inzwai nesu tirikukudzai ,
Watching from. Aljezeera
Pamwe amai vanorara nemwana wavo ndosaka vaiti murume wangu atora mugadzi wechitu
Point
Haurevi nhema
Zvakaoma ummm zvinorwadza shua, amai avo ka🙌🙌🙌🙌
Baba vemwana fambirai nyaya iyi. Mwana achakunetsai iyi. Mwana akaroiwa uyu. Be tough nana tezvara avo.
Drew mass media thank you so much nekutiudza zvrikuitika munyika
Chihera mood yenyu iyi haidi pabasa zvaitika kumba kana munzira musauye nazvo pabasa amai vangu tokuzivai muri munhu anofara kana makasuwa tokuzivai it's now two times muchiuya nemood pajekerere musadaro
Ndafungakuti ndini ndega ndazvionawo
Anenge akazvitakura guys.. Be kind
Chihera serious haina kukufitai
Ichokwadi ndatozviionavo mufunge
I was not feeling well I couldn’t fake a smile 😢
Eish ko zvadii paMhondoro pamusha pedu
Ummm vanhu can roya sure ah
Ùuum zvinorwadza mhinduro iriko mberi
nhasi chihera vakatsamwa.zveshuwa.shumba.kumbirai.ruregerero.kuna.cheherakanamakavatadzira.chihera.inini.ndofarira.kukuonai.makafara.mese.❤❤❤
Ndaifunga kuti ndiani ndoga ndazviona
Andrew na chihera sokostina and the test of drewmas media sando dzenyu taitoita debate kuno kujozi kti drewmas or slymedia vanuu vakati mr neshamba and his crew makumberi sengoma munodzifambira nyaya dzacho💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
Nyaya iyi ndoiziva akaroiwa ku village kunogara sekuru vangu its a true story
Chino ndinetsa kusandura sandura traditional song yeDrewmas. Muno chinjireyi sekunge iyo Drewmas yacho yasanduka. Dzimwe dzamunoisa dzenjiti chaidzo uuuuh yaaa
Makuna kuna chaiwo.DM TAKING US TO ANOTHER LEVEL
Chokwadi amwene vanorara nemwana wavo saka vaidaro vanokugadzirwawo aaaaa
Madzimwene aya🙌🙌🙌
Ndine hurombo nemuzukuru ari kurambirwa uyo amwene vanoroya chenjerai kuti anotemerwa nyora dzehuroyi. Zvinonzi mwana 18yrs ari pana amai, gogo vekwamai ngavatore muzukuru 😢
Busy zvangu kutarisa Chihera kuti pane zvirikunetsa, haasi kutomboda kana kutaura naShumba, kuita kunge arikumanikidzwa. Vaneshamba siyai Chihera kumba kana achiuya pano ne attitude yezvamaitirana kumba
Haa nhasi ane mamoods
Guys akazvitakura.. I nhumbu.. Be kind
Asi murume nemukadzi here
Kana akazvitakura ngaakasike kuenda ku Maternity zororo hatidi attitude yekutiradza kuti bota ririkudyiwa pano
asi ndimai nababa hr
Chihera vanekakutsamwira vaNeshamba karikuoneka nhasi . Hugs 🫂 Chihera
I was not feeling well I couldn’t fake a smile 😢
@@oppahmpofu4430 Get well soon Chiherachashe ❤️
ha mhuri yakanga akaroorwa mwana uyu yagara inorema toiziva
Kana mukitchen aitadza kupinzwa here mwana uyu?
"Muchaiona ngozi hamusati matanga"..mark ngwazi singing!!
Amwene vake vakaramba kuti apinzwe mumba,mwana wehanzvadzi yangu anonzi Kiri akashaika
@@margaretzimunya551 vakapa chikonzero here?
Chihera I trust you good! Is the young shumba enroute titumire mapremar🎉
Iii zvakaoma veduwee zvinorwadza izvi😢😢😢
😮makunakuna
😭😭😭😭nhas zvimhamha zvakatsamwei nhy veduwe ndajaira kunzwa vachitaura vakasununguka ,chiiii chakadaro
Vese soko na Chihera ummmmmm nhasi Havana kana kusununguka hameno kuti indava
Maybe varikurwara
Vangafare vachinzwa zvakaitika kumwe wavo wechikadzi
imi shumba mai ava ndivo vanofanira kuchengeta mwana uyo. ngavatore mwana vanekodzero yekutora mwana mwana wemwana wavo musikana iyo mbuya iyongaichengete vana vevana vavo vasikana
Kungoti pfuti hadziwanikwe nyore...
Taura hako 😢
Yho zvakaoma dzokerera vakakuuraya
But nyaya yane nguva,2016 mutsvuku wacho akafawo futi
Hoo ndakainzwa kuzasi kwema shops uko
KuFire guard,it’s sad story coz ndaksdzidza naye,her young sister was behind us with 2classes
@@waltermakona8945 Exactly ndikoko
Boe hre Mr neshamba❤
Vana amwene ava zvakaoma
Mwana achapiwa huroi
Nyika yedu dai yawanirwa nyasha zvinosiririsa
Next program mozotiudza kuti chihera akatsamwei nhasi
I was not feeling well I couldn’t fake a smile 😢
@@oppahmpofu4430 get well soon chihera ini samukanya ndanga ndatovhunduka mufunge
Wating please madoka chere abiyangu
zvakaoma
Dumelang
Zvakaoma veduwee mmmm zvobata
Waiting
Thanks you Drewmas Media you taking us to other levels ..keep up the good work and God bless you guys ❤❤❤
Vamwene vane hutsinye yowee ..ko kuzoisa muchirugwi afa nezvavakaita izvoo ..pamwe kusatomuisa Mumba kwaive kudzinga mhepo yake ..
that true bcz mudanga rehuku munoiswa chinhu nyangwe chaunofungira kt chineushereketwa zvinofumuka bt munhu hauraiwe sehuku nofunga amwene awa waiwata nemwanakomana wawo
@@sharonkwadiwa4459 zvorwadza shuwaa vakaroya havo amai vemurume uyuu DAI vakatsvaga dzimwe nzira dzekumubvisa pamwana wavo panekumuuraya ..
So sad ..Mwari vacharanga mhuri yaamwene munhu haisi Huku kana mhuka ..
Vanoroya munhu.asingaroye haatsvage mushonga wakashata hazviite
This is very painful and revenge is for the Lord 😭😭😭😭
Yekabhokisi yakazopera sei
Mai vakanga vachishandisa mwanakoma wavo. Muroyi chaiye.
N'angal iyi imbwa uye amai ava vanoroya chaiko Dai makatora mwana veduwe honai zvakazoitika
Waiting ✋
Song yekuti Drewmas Media ine dzidziso 😢 yaka endepi
Asi vabereki mandirwadzwa ,kana mwana aidzoka Kumba kuti hakusi kugarika dai musina kuramba muchimumani kidza kuti dzokera please vabereki teereraiwo vana venyu kana vati hazvizi kuita musa manikidze vana please ,
Tairahako shuwa kuti mwana shingirira
I missed out yesterday 😢
10 yrs from now tinozonzwa nyaya dzakadai yave ngozi
Yhaa nzwimbo iyo ine nharo
😢😢😢so sad .very sorry family..
😂😂😂😂😂kule vemuzukuru masasi boe hre ayo😂😂😂😂
Mhondoro makundi disappointer chii chirikuitika kumusha kwangu ,makunyanya kutinyadzisa🤔🤔
Yakunyadzisa wena ..ndavanyarira kkkkkk
Zvakunyanya mwana wekumusha
Ahhh ngaadzoke
Endayi kwaTasvu
Iii ndarwadziwa 😢MHSRIP, Mwari havana kurara vachapindura amwene avo, kana usingade muroora siya aenda pane kuuraya.
Ana tezvara vakapfava chose nyaya iyi inoda kufambirwa
Mwari ndivo vanoziva gogo nasekur ronda racho richiri kutirwadza ,
Anaamwene ava
Tamirira
Such a sad story 😢
Neivowo vabereki 16yrs vairoodza mwana mudiki iyeye kuti zvidii ..shame so sad😥
Mwana akatizira and kumuchengeta kana achidanana nemunhu wake haumugoni mwana amai ..mugoni wepwere ndeasinayo
Poverty wangu otherwise vanhu vaisadaro
@@agnesjokonya1405 taura hako
Havanao kukwana haiwaaa
Nhasi muri kumusha kwanku
Amwene mukavabata rovai chaizvo
Kkk zvakaoma
Mai avo ngavatukwe pavanopinda vagotukwa pavanobuda vaangasvika pakuuraya mwana asina mhosva chokwadi nhai mwari muripi zvichidaro
Zvakaoma veduweee 😭
Mwana wavarikuda kugara naye arikutotemerwa nyora dzehuroi makapusa torai muzukuru wenyu vangavakavenga mai saka ngavasiyane nemwana fut
Chihere vakatozvibhipira havo
I was not feeling well I couldn’t fake a smile 😢
Thanks drewmas ,this story yooo 😢
Chief uyu arikuita nezvei mudunhu kana nyaya dzakadai dzichirova
Andrew now needs to pass the torch to Chihera and that other female presenter. Just saying...but if u know u know
Umm yaa vamwene muthakathi
Zvakaoma izvi
Asi atanga kutaura ndiye hake 😂😂😂😂
Aaah zvazvichitondinetsawo ini kut chiiko nachihera
Ndiye muroi uyu.
Saka ing'anga rudzii isina kuona kuti amai avo vari kunyepa. Handiti ng'anga mu profita here?
Maitweyi chihelex
Zvakaoma yuwiiii ndatya
Kanti lo oxotsha amacamera othi hambani sokuryt 😂😂
Imi amai ava murume wavo mwana wavo. Muroora ange ari mukadzi ngin'a. Hapana mistake yakaitwa. Ndiye wavaito gadzira. Vairara nemwana wavo.
Thank you DM but Chihera is not well uyu , she seems very low
The mbira song yarira pekutannga inonzi chii?
Kkkk pamutsamvi
God Helps us.
Pandafarira ndepekut n'anga yakafa
Manje toda kuvaroya vamwene Ivo ,nowadays sekuru Bunzamukombe kumberi
Bt vabereki ava mwana aitaura kt handina kugara zvakanaka vakadii kutora mwana kuda pfuma at 16 yrs . Vamwene avo vachapedza varoora vose.
Haa kuisa munhu mu chirugu veduwee aka tambura mwana uyu
A sad story indeed
Hmmm vamwene ava asi mwana wavo ndiye murume wavo, vakange vave pachipare nemuroora. Yaaa vanoroya zvinotyisa.
You nailed it.... Makunakuna
Vamwene vakanyepera n'anga.
This is not the usual Chihera I know, what’s wrong my sister
Ko maita sei Chihere avo Shumba
Chihera a u ok ,u dnt luk fine
chihera maka bhipa neiko 😢
Maona zvandaonavo
I was not feeling well I couldn’t fake a smile 😢
@@oppahmpofu4430 get well soon ❤