Mukadzi murefu is problematic. She asks for fish then gets angry because she isn't given. Then she borrows money to buy her own claiming not to have lesser denomination. She doesn't return the money on time and sulks when asked to pay the debt even stopping to speak to each other. Then comes the bed sheets story. Was it so difficult for her to explain to the short one that she had promised to pay in 3 weeks? Instead it goes to fist fights. The tall one is definitely wrong and needs counseling!!!
ZIGO your quality is amazing even volume inonzwika zvakanaka
I grew up mukomboni ndodziziva nyaya idzi ndakakura mazviri.
Chief ava if we can rate ,he is 10/10
I love this mambo though tuvanhu twupfupi twunenharo 😂😂
Kikikikiki
@ClarahNyakabau dzisingaite kkkkk
Thank you Mambo, you're right two wrongs doesn't make a right. Short people and emotions
Saka varume varefu is a problem height haina mkonyo weduwee kureba kupfupika mukobvu mutete mutema kutsvuka hazvina basa chinodiwa tsika chete
He should be a leader of the Chiefs Baba ivava
I love mambo Bush so much
But mambo vanoita kuti complainant kuti akumbire ruregerero😢😢 that’s wrong
Kureba imhosva vanhu vapfupi vese achiri chiri chihombe kwauri chinenge chichingonzi chidiki nooo mhani
Misodzi yangu kubuda nekuda kwekushungurudzwa kwa shortie😢
Kungopfupika hake ane pamuromo hake mukadzi ane pink uyo.
Kanotooneka kuti kanozvinzwa kkkkkkkkkkkk
Chief Mwari aku komborerei nekuti ana Baba ava or Vakoma hahh MAKAOMA ZVENYU DEALING WITH THESE ELDERS PAKAIPA
He is a loving Father this Chief ,l need his contact
Haaa tunyaya twacho torwirwa shuwa
Akuchema kukumbira ruregerero here
Mutumwa haana mbonje , pamwe pane ma previous cases akanga aripo saka panongozobatanidzirwa.
Nyaya dzacho😂
Mukadzi murefu is problematic. She asks for fish then gets angry because she isn't given. Then she borrows money to buy her own claiming not to have lesser denomination. She doesn't return the money on time and sulks when asked to pay the debt even stopping to speak to each other. Then comes the bed sheets story. Was it so difficult for her to explain to the short one that she had promised to pay in 3 weeks? Instead it goes to fist fights. The tall one is definitely wrong and needs counseling!!!
Vehat yeorange vaifanira kubhadhara mombe
Musarova mwana imi mai varefu kwanai
Murume wangu haade kugeza mvura inotonhora!!! Ngaaise geyser or ngaatenge water heater ka. Varume musashushe
Saka ari kuunza mari yehunika kkkk
Kwanaaaa iweee plus Chikoro chikaitawo chishoma unotaura zvisina nemusoroo
Yuwii asi muri hama yevarefu .
ukadenha uchitemba kuti vanobata haaa unonyura manje
Mukomboni mutoitwawo ma sheets ekupombera😂
Makorekore so nyaya dzacho ndedze miComboni zveshuwa
Aya mahumbwe aya
Makuhwa anotongwa 10 mins apera chief vanoda 48 hours kutaura marara akadai
Kurova vapfupi nekureba😂😂😂😂
Very partial Chief ava
Orange hate imhuka
Pink top sorry hako
Hanzi enda unoona gynaecologist 😂😂😂😂😂😂😂
Toll women is a problem Sirous
Yuwi😂😂
vanoda kubatirira vapfupi nekureba
Vakadzi ava vana vadiki...tunyaya twevana vadiki vanoitirana jealous for small things.
Huh vabatira apa
Imbwa ya Chief iyi ,sqscum ,kusviba
Umu l think he is 1of the best cheifs
Ndiwe Ibwa or sascum chaiyo ,so Kana usingazive chief Bushu nyarara,,,he s one of best chiefs in social media
Nhaiwe ko zvowoita sekuti une daka namambo mashoko emunhu mukuru here ayo
Asi watumwa here kwana
Ko vaitacy😊
th-cam.com/video/opQjj7f_HRs/w-d-xo.htmlsi=SNh2ZueZhsGN5RsV
Sekuru zvambu 👆🤣🤣
Mambo bushu makadhakwa, Kana musingagoni kutonga siirai vanogona uyo mukadzi anofanira kubhadhara asalt kumwana mupfupi,
Kurohwa😂😂😂😂
Gud chief
😂😂😂😂😂😂L
😂😂😂😂
Chief makadhakwa imi ,muri dofo chairo. Zvekutonga nyaya chaizvo hazvisi zvenyu, munhu akarohwa ingotomgai munhu akarova kt abhadhara chii
Aibvunzirei zvikwereti zvisi zvavo,ngakarohwe
ASI mune mapersonal issues namambo kani why are you so bitter