ndanga ndazviona kuti, nyaya iyi is not making sense 1 no disclosed kuti why they fought 2 she is at her parents home who has the right to remove her ? 3 dare ranga wakawandira iri towards the end ndipo pazomuda nyaya 4 the woman is wrong hake but it seems pane ka abuse of her, kwasabhuku nyaya yanga iri yekutuka but true nyaya is about bringing boyfriend mumusha but why hide it and focus on kutukwa
Ndipeiwo stand mambo Bushu
😂😂😂

Haa life yacho isadaro so . Masabhuku anodzinga vanhu kuti zviite sei
But asara asina pekugara, kumurume it's not yours kumusha kwawakabarwa is not yours.. tough being a woman kumamisha uko
Hazviite sabhuku zvavataura izvi munhu ahangasiye vana vari vega nekuda kwemrume zvavari kutoita izvozvo zvitori bhoo stereki
Munhu haungawiisi zvikomba kuti unyengerwe mumusha wana baba hakana nyadzi kamai aka
Ndiyani akataura zvozvo
Kudhara ikoko kwaidzvanyirirwa vakadzi plus pamba pababa vake pane basa rei she can do whatever she feels like 😂