Is he that important zvekunzi huyai kumba kwangu,ko dzevamwe dzinoitwa pajekerere wani,haaa warume musadaro,hapana justice apa.matukiro aanoita vanhu mudare umo why not in this case.mukadzi achasvika pakuurayiwa uyo.pataurika nhai yekunzi mambo akapihwa 50 dollars,mambo ddnt dispute ,he actually confirmed it pakuti huyai ndikutongei kumba kwangu.
Ko munhu akaurayiwa nhaiwe zibenzi anozouya saturday ari mucoffin. Imi vanhu kana makangwara endai kune rimwe dare repamusoro musamanikidzwe kugara mese nezimambo iri ririkudya mari nerombe remusangano iro. Hamusikuona here kuti maakutongwa nemusangano kwete mambo
Mambo makutengwa nebhinya iri makaoma
I you used to see a man like this in a African movie
Rakatengwa zimambo iri nxiim😢😢
Changamire mariwona Bhinya mubiyenyu
zanu gabeg
🫣🫣🫣🫣🫣
Mambo be fare.... togona kut next court munhu afa apa... hapana straight Mambo
Zimurume racho rinenge zimuShurugwi
Is he that important zvekunzi huyai kumba kwangu,ko dzevamwe dzinoitwa pajekerere wani,haaa warume musadaro,hapana justice apa.matukiro aanoita vanhu mudare umo why not in this case.mukadzi achasvika pakuurayiwa uyo.pataurika nhai yekunzi mambo akapihwa 50 dollars,mambo ddnt dispute ,he actually confirmed it pakuti huyai ndikutongei kumba kwangu.
Rimurume iri riri rinotoonekwa kt ronetsa chii charinotaura kt mukadzi wangu ndomuda ubaya baya ambuya ini ukabaya vangu ndofira pauri
Mambo muribhinya nemiwo ndimi munomanikidza vanhu kusvika munhu aurayiwa. Mambo hauna hunhu unoshandisa chiZanu pakutonga
Mambo vakapiwa mari sei varikuda kutongera kumba kwavo pasina media.Zanu PF marara chaiwo
Murume uyu anetsa umm
Mambo vanotanga zvavo ava
Zimurume racho