Tsoka to the world Gamba rakabva Gorongozi ndoda kuita mukadzi wamukotsanjera pliz muudzei ndoda kufamba naye Tsoka ndichimudriver imi tsoka woyeeeeeeeeeeeeeeee like you mukotsai
BaTaps hello,hello, 👋 part 2 or continuation please 💯. Sekuru MK has excellent people skills. Absolutely truly gifted❤. Mambo Mutasa na Sabhuku Duri munebasa hombe. Asi👏👏
Traditional Psychologist providing Talking Therapy. 1 on 1 haikwanise for a number of reasons. His style works kana paine peer pressure. Chimwe futi he knows that he will repeat the same tricks zvinozooneka. 1. Mushonga we Luck 2. Mubobobo 3. Varume mb*ro hadzisi kumira 4. Vakadzi varikurarwa spiritual husband 5. Pfuma haisi kubatika. 5. Vasikana havasi kuroorwa. 6. Mushonga wekugadzira musha wapanduka
Hemeni munhu waMwari. Zvese nekuti mota yacho inogadzirwa nekuitwa service ku CMED for free. Vopiwa futi permit yekuti havabhadhare toll gate. Ndiwo ma national heroe awa.
Number one ndipeiwo malikes angu anhuwoye
😂😂😂😂
Ndodawo kubatsirwa no. Dze fone dziri kuramba@@nyaraitaderera9369
Murume ane basa uyu pamberi sekuru tsoka❤❤❤🎉🎉
Ndochibvondora chete mutsvairo WeNgozi munhu wese akaurayiwa or kufa zvisina kunaka bvondo bvondoooooo🎉🎉🎉zvinotendwa Tsokaaaa👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻Ndaisa zvanza
Tsoka to the world ❤❤❤❤❤
Bvondoooo bvondoooo tiripo sofa rese dhesheeee mukotsa mbwaa yegorongoza ❤ bhora mberi baba taps
Vanhu havasi kuzorora kutsvaga Karanganda ndati ndatova number thaza just after an hour haa Karanganda zvaazvinhu ndabvuma hangu ndimi murikupisa zvamamanji❤❤❤❤❤❤
Ichoooooo Sekuru Mukotsanjera vanoita basa ravo nerudo god continue to bless u
Mutambo wedoro tinoda kuuonawo 🎉🍻🍻
Diko ba taps ngavazrnge variko
Tinouona lst time tkmboona imwe
We re proud of you Chikara chengozi Chikara chevaroyi batai basa sekuru mununure nyika🎉❤❤❤
Tave pano kukutsigirai sekuru Mukotsanjera. Shumba yekugadzirisa matambudziko anonetsa mudzimhuri dzakasiyana siyana. Mhuri dzichizogara zvakanaka. Sando dzenyu imbwa ye Gorongoza. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉🎉🎉
Haa Muranganwa kubva Makare kwa Headman Chigodora teingodzika nawo ihhhj
Exactly. Ndafara kuonawo munhu ataura zvekwaMuranganwa from Chigodora.
Our own handsome sangoma ❤❤
Yaaaa haana dread sewemwe vatoziva zvedu kare tainzi endai munogeza hatidi n,anga pano pamusha
Uyu mukono hanzi pakurara hativhari madoor tine bwa dzedu dzinoteera mafon akabiwa
Asi ma cousins busy crushing on sekuru mune zvivindi muchaonekwa namarangwanda
@@beautyzimbabwe1001 ndiwe uchabatisa vanhu kkk asi ataura hake chokwadi
@@beautyzimbabwe1001 kkkkkkk haaa sekuru I dudu Kani
My favourite handsome ❤ zita handitaureba
Nhasi ndiripowo pa55
Iiiiii mwari ndiri mbuya venyu kani
Our very own Netflix bvondo
masekero amukotsa yaa dzouya kkkk
Nhai shumba yengozi muchaitenda nei basa raari kuita iri hey . excellent Sekuru mukotsanjera chivanhu munochiziwa
Aikaka...ko handsome NHAI kule🎉🎉🎉🎉
Best sekuru for now Mukotsanjera ❤❤❤❤❤
Sekuru thokoza ❤❤❤❤🎉love u 😊😊😊long live shamba yengozi
Sekuru Mukotsanyera anoshanda havo anhuwoye 💪💪
Sekuru Mukotsanjera vanoshanda nevanhu zvakanakisa. Hawazvikudzi vanoita kuti umwe neumwe anzwisise
Tsoka to the world Gamba rakabva Gorongozi ndoda kuita mukadzi wamukotsanjera pliz muudzei ndoda kufamba naye Tsoka ndichimudriver imi tsoka woyeeeeeeeeeeeeeeee like you mukotsai
Martha usandisaroba ndiri mbuya venyu ndipeiwo chiremera😂
@@mesiMutepfa kkkkkkkk marobhewa chii ko ndiyani wangu zviya
@@mesiMutepfa handina kuzivaba muri mbuya vedu vekupiko nhai mbuya kkkkk
BaTaps hello,hello, 👋 part 2 or continuation please 💯. Sekuru MK has excellent people skills. Absolutely truly gifted❤. Mambo Mutasa na Sabhuku Duri munebasa hombe. Asi👏👏
Sabhuku Duri ndomabhinya kaa
@@Mamoyo-d8b 🤣🤣Pana Duri vese ndiye anenge arinani.
Hoyooooo🔥🔥🔥🔥🔥kuti dhesheee
Uyai kwamuranganwa wanhuweee
Hambai tomwe mhamba
Tiriko
Ndiyo mhuri yaabhuja hre
Dheshee ndipei malike
Mhuri yekwa muramganwa ma1. Handiyo mhuri yaive kwa chigodora here
I think ndivo, vane basa mhuri iyi
@@elizabethnyabadza9318 pakaipa
Kare ndaitya n'anga but iyi ndaifarira inofara nevanhu uye nekubatanidza Misha ,zhinji kuvhundutsira Vanhu badzi
Muranganwa Family maBhokoharam 😢🙌🙌
For real
Tangwena♥️♥️♥️🔥🔥🔥🔥🔥🥰🥰🥳🥳🥳😘🤑🤑🤑🤑🤑🤑
Tsoka bae ndasvika my crush❤
Pane anhuaruugeza hre apoo kkk ❤u karangandaa
One n,anga inemufaro , rudo nevanhu🎉
2yacho tikandireiwo kuma7 karanganda tiwane hope chikumbiro bataps 🎉
😂😂😂
Karanganda yangu mhai 🎉
😂 haaa chivanhu chiriko ndambuma hangu please musauraya munhu😮
Our best tsoks
Ko kwa Kwambana kwakauraiwa zvinhu riinhi futi... Pakandijamba someone fill me ini veduweee inyaya yei yevana vakamwiswa doro😢
BaTaps & Karanganda 🎉❤
Shumba chikara chengozi bvondorayi❤❤
Cey vanhu musingaise malikes?
Iiiii sekuru Mukotsanjera mkadzi wenyu akashinga😅haaa munofamba nebasa
Shumba yengozi chibaba chacho lmbwa yeGorongoza Tangwena Tsokaaaaa tokudai
Sekuru Mukotsanjera munoshanda nevanhu zvakanaka hamuna ruff plus munofarira kuimba nziyo dzinonakidza chaunga. Ndinodakuita makumbi wenyu sekuru😅😅
Ko nyaya yaTonde yakazofamba sei, Shumba yeGorongoza bata basa.
Tsoka ndatenda nehungwaru twenty. Magona kudzoreradze mhuri. Vanga vanangana nekuparadzana asi mavabata nechipanhera chegorongoza vadzikama zvino.
Kkkkkkk Sekuru Mukotsanjera bhoo hre manyararidziro amaita Sadoki 😂😂😂😂
Bvondo Bvondo
Nyaya yacho handisati ndaibata maybe second episode ...ndatadza kubatanidza
Tsoka vanogona, vana baba ndivo vanoenda kundoronga not vana mai. ndezva vana samusha izvi. kkkkkkk
Team Karanganda mune basa hombe. Thank you so much.
Amen amen
Mukonzanjera ane public relation. Anogona sezvinoita Chief Mutasa.
Mudzei mukotsanjera kut hanzi na talkmore ummmmmm ndiwe one godobori anoziva basa rake
Tsoka am single please 🙏 baTaps tsvitsai shoko pliz waiting 😊
Ko paforbes mavharirei macomments kkkk asi ange ane hovhoyo
Traditional Psychologist providing Talking Therapy. 1 on 1 haikwanise for a number of reasons. His style works kana paine peer pressure. Chimwe futi he knows that he will repeat the same tricks zvinozooneka.
1. Mushonga we Luck
2. Mubobobo
3. Varume mb*ro hadzisi kumira
4. Vakadzi varikurarwa spiritual husband
5. Pfuma haisi kubatika.
5. Vasikana havasi kuroorwa.
6. Mushonga wekugadzira musha wapanduka
Parizvino tina one sekuru Mkotsanjera❤❤
Kule Tsoka madipples bho here pamunhu wemurume kkkkkkkkk
❤❤❤ ndohu handsome hwacho zve
Wamaonawo zve 😂😂😂😂😂
Kkkkkkk anobuda nepa camera wena
Tadzoka kwaMuranganwa kuyaa
Ndriko kwaAbhuja hre
First pano🎉
Mberi Nebasa bba taps sei ikoko
Sekuru to the world I like this svikiro he is committed
your face looks Tired Sekuru thanks for solving people's problems God bless u🙏
Haana zororo murume uyu
Akomana imwi musaone kunonoka ndanga ndichiuya
Yooooo pano ndoopaneyese😂😂😂😂 matozara kari
Mukotsanjera woooyee🎉
Ndochibvondoraaa bvondo bvondo ,ndochibvondora chete bvondo bvondo
Tipeivo nyaya ye ngozi ya tonde please makati hanger pliz
nhasi ndanonokesawee
😂😂😂 kuti dheshe ndawepo
#2❤❤
Uku vazhinji shem
Uk 🇬🇧 yapindira pane rikushaya mashifts chete rakanzi mhepo kuroots
Mumisha umu uuuum mune zvinonetsa
Its Mkozodo for me😅
Chiii ichocho zviya 😂😂😂
Dai government vapa sekuru ka lorry pavanopa vana mambo mota
Hemeni munhu waMwari. Zvese nekuti mota yacho inogadzirwa nekuitwa service ku CMED for free. Vopiwa futi permit yekuti havabhadhare toll gate. Ndiwo ma national heroe awa.
Doro reUK ringobikwawo ngerukweza ere andau😅
😂😂😂😂😂
Kwete. Rinosanganiswa Glenfidich neLondon Gin😂
@@PaloSant 😅😅💞🤣
I'm in top ten
Hoyo uyooo
usaso shoora ba 😂
Mukadzi odiiii NHAI sekuru
Ndini ndatanga
Vànhu huyai zvatanga
Uyai wanhuweee
Mabhinya hemeni🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Asekuru Tsoka to the world
Ari kugadzirisa nyika tsoka
Nhasi ndakasirawo😂😂
Abuja aripo here ?
Ndaiyepo ndaiyepo😂
Murume anoshanda uyu.
Sekuru tibatsireiwo kwedu
First 🎉🎉
❤❤❤❤Bvondo bvondo
Kkkkkkkk makuisa mutemo nekumarangwanda here kule
Sekuru itai zvinhu zvenyu one one sekuru musazonoke and munozodzimara kuita zvisiriizvo
Tapinda Tapinda ❤😂🎉
Heeeyiii