Magona baba tap's rowai basa kana murimi murikufamba na Mukotsanjera nyaya yacho inofamba zvakanaka musambo siyanaba ndapota hangu baba tap's mukotsanjera anonakidza kumuonera pakaranganda TV
Thank you BaTaps & Mukotsanjera. I am learning a lot. I have always wondered kuti imwe misha nhamo dzacho, kupenga, kusaroorwa , kuzvara zvirema, Mbavha etc & you wonder why? There are hidden evil things that some members of the family would have. Karanganda family learn or perish 😂
I feel its time we embrace our culture guys to these affected families who are agreeing to come on tv for everyone to see/teach us the consequences yekuraya/kudeura ropa re vanhu they deserve our assistance every dollar counts honestly i feel sorry kuvarombo vakutambudzwa nengozi dzevari greedy Konorio..
Pictures good sound best good back views chirongwa chichifamba hacho .Viva Mukotsanjera Vivaaaa shapurai konoriya stereki kanhubu
konoriyo akawoma ummmmmmm kuramba kwaaiita kutingaaaa
Vanhu vaye vauyahe mhanyai mhanyai kuKaranganda Tsoka vauya anhuwoyee
Aaaaa shumba yengozi sekuru mukotsanjera ngazviende mberi musaneta nekubetsera nyika ndaisa zvanza thx mukoma Robert rambai makadaro👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Weldone karanganda Weldone sekr mkotsanjera God bless you huyaiwo kwedu chipinge kwamsikavanhu
Vagoni zvavo varikuchenesa madzinza avo🎉❤❤
Taura hako ndiri kutochivawo
Tawurai zvenyu vanhu wamwari kutozvichiwawo
@@judithmwatauseni5157 shuwa
U can say that again
Taura hako wena
Malikes ngaawande sekuru narwo😊
Munhu achangoti chivanhu hakuna aripadhuze neni ndikuda kumudhonora zidzoro iroro
Taura hako hama
Shuwa Kuruva chaiko musoro ukaita porridge 😂
Ndibomira newe munyori ichokwadi chemandorokwati ichocho
😂😂😂
Ndidhonyore zidzoro rangu 😂😂😂😂
Bazi rezvengozi ndera sekuru Mukotsanjera. Vanorwisana mabhinya anoponda vanhu .
2hours uhhhh how can l like 4times plz😊😊😊 . Thank you karanganda and sekuru Mkotsanjera ❤❤❤❤
Kuno today kuliker ka50 kkkkk
😂😂😂😂 I have 2 accounts kutoliker kwese
Haa Kupemba kane nharo mukono unorwa uyo
Sekuru ndinovafarira zvangu basa vanoriziva zvavo ndoda kudarikowo neko
Sekuru ndinovafarira zvangu basa vanoriziva zvavo ndoda kudarikowo neko
Munouraya henyu vnhu but zvinedambudzikoo .... mukotsa to the fullest well done chiremba
Sekuru gadzirisai nyika shumba yegorongoza❤
Kuna Mukotsa ndokwatomhanyira
Me too
Baba Taps ndaisa Maoko 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾 👏🏾👏🏾👏🏾 haaa magona addiction yangu magona kuirapa rambai makadaro. Ndaiyepo ndaiyepo usa shoraba, Karanganda TV manyama❤❤❤
BabaTaps nhas matigonera malove nemalikes Karangandians❤❤❤❤❤❤❤
Baba Taps to the World 🌎 vatigonera shuwa❤❤❤
Tsokaaaa batsirai mudhara Kupemba azorore zvinorwadza mafiro avakaita
Ka Aummmmh karikuitwa na bae Tsoka bhoo here ❤❤unodiwa mhani tsoka iweee
Sekuru Mukotsanjera dai mabatsirao Ruvimbo akaponderwa 100$ yasina kuba uye mhondi dzakutsipika ku Destiny TV
Taura hako ndakarwadziwa veduwe
Amen to that😢😢
Sekuru munobata vanhu zvakanaka shem!Mwari Ave nemi nekusingaperi.🎉
Magona baba tap's rowai basa kana murimi murikufamba na Mukotsanjera nyaya yacho inofamba zvakanaka musambo siyanaba ndapota hangu baba tap's mukotsanjera anonakidza kumuonera pakaranganda TV
True
Chokwadi chaicho ndipo pandino wonera❤
Shuwa taura zvako
Mukotsa I bhuru irooooo hana miramishe ndiye Anechimutie
Thank you BaTaps & Mukotsanjera. I am learning a lot. I have always wondered kuti imwe misha nhamo dzacho, kupenga, kusaroorwa , kuzvara zvirema, Mbavha etc & you wonder why? There are hidden evil things that some members of the family would have.
Karanganda family learn or perish 😂
Tsoka is handsome also 🙆🤦🤦🤦
😂😂😂Ndakazvionawo ini haa Dude chairo 😂😂
Regai ndiseke kwaakaaaa kkkkkiiii am sure he's MARRIED😂😂😂😂
@@judithmwatauseni5157 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@Karanganda pliz interview this man to tell us who he is and how he started.?
Tsoka iJiggar🥰🥰😀🤣
Mbwaa yeGorongoza👏👏👏
God is amazing. Takura tichiziva mabanana achikura mumabani. Aya anokura mumakomo. Wow
Mumakomo anotoita fani, they like the cool weather 👍
Mukotsa is bae ❤. BaTaps dady Mukotsa ngavambouya kwaMurehwa vambochenesa dunhu
Pakuzoti bae ❤ apa makushayisa ini mbuya venyu chiremeraka apa😂apana 😂😂a
Aiwa totenda Karanganda iyi maitora long time 👏👏
Ummmmmm ndabvuma zvangu.Chivanhu chiriko vanhu wee. Mazvionawo here kuti murumbi wakagarwa nemhepo.Wakafanana kwazvo na sekuru vagere next to her.Kuota ma buns chaiwo. Ini zvandirat8dza futi chokwadi aziva hama dzake chaiwo. Vanowirirana neni ndipeiwo ma likes. 😮😮
Havana hukama ane mhepo ndimukunda Duri...mhepo ine nhoroondo zvedi hazvina chitsotsi izvi
Kana nyika ikaramba eriya anodaira🎶🎶Tsoka ndaisa maoko👏👏
skuru mukotsaz for the people ❤❤🎉 shasha yengozi,.malove nemalike .
Makarangandians bba tapic bhora mberi tiripo atsigiri enyu
Sofa rose kurizadza zvino, thanks baTaps❤❤❤
Dr Mukotsanjera wedu anobvondora 👌
Imbwa yegorongoza love you sekuru Mukotsanjera ❤❤
Nhai sekuru Shumba yengozi.ko zvikwambo mungatibatsirawo here
Anozvibata kuti dzviiii nemuridzi wazvo
Varoora varikukwaziswa natezvara munonyatsoombera mhani imi
Imbwa yeGorongoza Tsoka 👏👏👏👏
Mukotsanjera huchi 🎉nhasi toswrrq hedu pano thanx baba Taps
HONDE VALLEY, NYANGA, CHIMANIMANI, CHIPINGE chimbomirayi kuuraya vanhu
Kusingaurawi ndekupiko nhaiwe
Masvingo tapera nawo mabhinya aya
Mubati wemari hmmmmmm pane Nyaya
First 🎉🎉🎉
Konoriyo anenge anotonetsa uyu chimbomurovai vakomana. Nesuwo konoriyo takamuona kwa mambo mutasa achiramba chimbomurovai.
Ndaasungwe coz mhosva hairovi
Karambiro kake apa3 matemo nekucheka haas konorio ngaamboende kwamandikise apike jeri
Zwichanzi akuna evidence thts the problem I think jere rake ndorori.
I feel its time we embrace our culture guys to these affected families who are agreeing to come on tv for everyone to see/teach us the consequences yekuraya/kudeura ropa re vanhu they deserve our assistance every dollar counts honestly i feel sorry kuvarombo vakutambudzwa nengozi dzevari greedy Konorio..
Guys 2mins seat # 20 here pana bae wangu....how are you my crush Tsoka
Kkkkkk watanga futi 😅
Ko inga ndini ndakatanga wani kuti Tsoka ndevangu giys😂😂😂😂😂😂
Linia akauya munowirirana ere😅😅
@@LettyShawty kkkkkk zvinotaurirana dont worry
Kikkkkk muzukuru wakupemba anemoto wakule wake,hahaha 😅😅😅muranganwa hokoyo😮😅
Tsoka to the fullest muri kubata basa kwahonde
Dr Mukotsa bvondorai vanhu vari kubatabata kunakupfuma neropa Shumba ye ngozi pamberi nemi🎉🎉
I salute Kule Kupemba vanomira hanzi ndoda 17 mombe
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤ takaenda takaenda
Ah mutsanjera wakaipa Dr
Mmmmm ngozi yakaoma vedu we i
Y am I crying 😢
Mudharakupemba
Mukotsanjera nhewa pamberi nebasa kuchenesa misha❤
Pa sofa ipapo sofrinespring kuti dhesheeee sofa rese🎉🎉❤❤
Murikusha basa guru sekuru
Mukotsanjera shumba yengozi
Imbwa ye Gorongoza famba navo.🎉🎉🎉🎉🎉❤❤🎉🎉
Munhu wangu❤ ndikataura Zita ndotorerwa 😂😂😂
Takawanda pamunhu iyeye 😂😂😂😂but ndini wekupedzisira hatichada umwe achauya kumashure kwangu😊
@@pertumuchemwa2590saka ini na Linia hamusikuziya ere kuti tisu anhu achona
@@pertumuchemwa2590 kkkkkk
Karanganda purizi svitsayi chichemo kuna mambo Mutasa kuti dai Shumba yeGorigoza iyo ipihwe ma security guard vane pfuti vafambe naye. Mudzimu hau urawe asi munhu anogona kurwiswa. Tichiri kuvada zvaka nyanya munyika yedu.
Munhu haafi sehuku😅
Muzukuru ane madyire
Yooooooh ngozi iyo inocharger ikasiya mudanga musina chinhu
Like I said before Kupemba igamba mdara aida mhamba yake 😂😂😂😂
Mukotsotso to the World ❤❤❤❤❤❤❤❤ fambai sekuru nebasa
Ba Taps chakuunziirai masweet pandichauya kuzim u are lovable bambo 2hrs +
Aiwa sekuru ava zvinhu🎉🎉
Kumakomoyooo regai kuuraya vanhu
Mabatsirwa shuwa
Yeeee Abuja Majada auyaaaa
I hope Mkotsanjera haasupa anhu.mishonga dzema lucky & varikubhdhra vanhu vakupiwa kkkkkkk akangofa hatisuda imwe NDUNGE story😂😂😂 anhu eichienda kooripa
Ndaiyepo
Bheju bheju Mukotsa.
Isai maoko Kuna tsoka 🙌
mozoti chivanhu chedu hachiko guys dai tagona tadzokera kutevedzera zvinodiwa nemidzimu yedu
Ndasvika ini mudhara mukuru uchirai baba imi vana masvika sei baba vasati vasvika
Yoooo mhuri yakaurayurwa inehudyire yakutotara advantage yengozi aaaaa nhamo yakashata chokwadi😢😢
Kkkk ndozvinoita kuuraya😂😂😂 ini kwedu kukauraiwa ndozvandotoita izvozvo
Mukotsa to the fullest ❤❤
Nyaya iyi kubva ichatanga ndaiiona but now andicha understand....wawa vanhu wangani wakubudirwa na humba
Mafamily matatu akauraya
Mhepo iyo yekunwa shamba yakapenga. Diko vanhu vangobviro zodhakiswa ndiyo.😂😂😂😂😂😂😂😂😮😮😮
First to comment ❤😊😊😊
Sekuru vane cash talk👏👏👏 love him or hate him varikumberi
Vanowanikwepi sekuru Mukotsanjera
Ndasvika.. 3rd
mudhara kupemba anodziya msoro
There is a lot to learn from Dr mukotsanjera
Tochibvondora tochibvondora chte bvondo bvondo haaaa ndikayenda zimu sekuru ndoda kunovaona face to face🎉🎉🎉🎉 😊
Bvondorai Kotsa❤
Ndodzingwa basa
😂😂😂😂😂 wonera mu toilet
@@agnesjokonya1405 kkkkkkkk say that again kkkkkkk kutoti ndabatwa nemudubu
MukotsaBae..ndafara kuona Kombex🤣🤣🤣🤣 nekumwisa vanhu mhamba🤣🤣
Akomana bae futi ere newe ipaiwo ini mbuya venyu chiremeraka😂😂
Anoda kushapura konoriyo
😂😂😂😂 anoda mushapu
Uyo wemajombo machena utori nemunamato wekuti kudai mhuri yapera vanhu vauye kooripa
This is so touching. Kana tazogara munhu haisi huku 😢😢😢
Better hnyu murikugadzirisa madzinza enyu
Baba taps number one
Sahwira Tsoka tawepoooo
Mbwgaaa yegorongoza ❤ Nuff Respect…HatsOff please
Bvondoooooo batayi bsa sekuru Mukotsanjera❤
Tsoka modadisa kwete vanhu vanotinyebera ...... Conoriyo uuummm 😢😢
Ngozi iriko 😊
Iyi ngozi yaane nguva ichiripwa sekuru Kupemba vanorwa ava. I still remember payakambobuda muManica Post yapindirwa namuzvare Betty kuti girl child ngaidzoke kwaenda 11 girls.
Iya yanga yatombopihwa mukadzi
Wari kubata basa vaMukotsanjera. Ndazvi rambe zvakadaro. Mhuri dzicheneswe